Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Thats my favorite song....ndiri ndega.ndikangoti munoyera baba ropa rangu romhanya thank you guys .......
Ndinobonga Mwari ngawedzere nysha Kwsmuru
tinotenda nemusic yakanaka keep on uploading guyz
Ngoma Hossana kudenga ,vanoyera Jesu
Mwana uyo Ano lmba mwari ngaave newe mwana sikana ...urambe uchimuimbira mwari verugare ,,,usazonyarewo ka..amen
trymore chaita vari kuita sevanotya ava.
Thank you team slow beat I love this type of singing keep that standard
kkkkkk hanzi wanhu wekwamugodhi makaneta pakuimba ' haisiyo nyaya yacho but mwari haadi kuitirwa dzungu easy zvenyu nyasha dzodzika .
Ka style kavo kanondiitira. Unique
Wow’s very nice video 👍
Mwana unogona zveshuwa usanyare Zvako praise God
Amen Amen ndoyangu
ngaavongwe MWARI kana hama dzichirumbidza musiki nguva dzose naizvozvo mirai nesimba vadikanwa vangu musina kuzungunutswa pakati penyu shingairai hama kuti muchibate
May. God bless you
hareruya postora
simbai pamweya vapfanha wangu vafundisi havachada mweya gore rino muchadziviswa rega muwone
kkkkkk
Picture, bia, Delia, kuda, desire , ngoni nevamwevo ndiko kunonzi kunamata hama vadikani vangu vekuchechi
Chokwadi
Ngaikomborerwe postori yababa
Totenda BABA mchengeti woupenyu,,,rambai mkatsungirira pabasa rakanka raTenzi. Ndatenda
Pfuurirai mberi ndinofara kunzwa it makamira nesimba kuti vhangeri rikudzwe nguvadzose
Wel don guys keep praising
Aleluah Mwari worugare ngaarambe achikupai Simba muitirwezvakanak
Nice musha
Marimba ekudenga thank you very much and remain blessed
ahhhh akomana zvinhu zvacho moisa zvishoma sei ey
Rip Mai Madondo
Feel like crying 😢
Vanotyei kuimba vekwa mugodhi avà.ngavamboeñda kwa Paul Mwazha vaone zviri kuitwa navacheche.vacheche vari kudana jehovha nemharidzo yekuimba chete
Kwana iwe
Kkkkkkkkk unoti pengei iwe munhu
Handifunge kuti vanotya kuimba, vanoimba zvodzikisa nyasha. Hallelujah
Amen munoimba rambai makadaro
pamasowe padomboshava apo muzere zvenyu nemweya thnx guys panoton leee
Amen
Ooooh yes
AMEN
Rip the great mother mai madondo
Sisi bia makarova
shuwa baba ishe werugare ngaave nesu
Desire Mangena
AMEN AMEN
shuwa hama
Ndonzwa kukomborerwa
Yaaaa anoimba sure
Amen jesu
usanyare mwana, unoridza
🙏🏽 Amen
Hossana Hossana
Grory Muchengete mitamo ya Mwari
rest in peace mai madondo
Amen amen.
Daniel Denesi
kuimba hakudi kuvhedzera kana kuti inzwai nini
yes yes yes
Muitirwa nyasha na mwari mose
ummmmmmmmmmm haaahahahahahahahah shoko rinoti inzwanana pakuimba
Everlyn zuvarimweAmen !
Everlyn zuvarimweMwari ngaavongwe uyeee batai basa hama munashe
Munoimba zvinondifadza
totenda mweya
Munoimba mother vapedzisira kuvamba mandiswededza padhuze ameñ
Murisey mkuru
Kuimba kune chipo
kana ngirozii dzotiza kkkkkkkkk
Amen amen
Thats my favorite song....ndiri ndega.ndikangoti munoyera baba ropa rangu romhanya thank you guys .......
Ndinobonga Mwari ngawedzere nysha Kwsmuru
tinotenda nemusic yakanaka keep on uploading guyz
Ngoma Hossana kudenga ,vanoyera Jesu
Mwana uyo Ano lmba mwari ngaave newe mwana sikana ...urambe uchimuimbira mwari verugare ,,,usazonyarewo ka..amen
trymore chaita vari kuita sevanotya ava.
Thank you team slow beat I love this type of singing keep that standard
kkkkkk hanzi wanhu wekwamugodhi makaneta pakuimba ' haisiyo nyaya yacho but mwari haadi kuitirwa dzungu easy zvenyu nyasha dzodzika .
Ka style kavo kanondiitira. Unique
Wow’s very nice video 👍
Mwana unogona zveshuwa usanyare Zvako praise God
Amen Amen ndoyangu
ngaavongwe MWARI kana hama dzichirumbidza musiki nguva dzose
naizvozvo mirai nesimba vadikanwa vangu musina kuzungunutswa pakati penyu
shingairai hama kuti muchibate
May. God bless you
hareruya postora
simbai pamweya vapfanha wangu vafundisi havachada mweya gore rino muchadziviswa rega muwone
kkkkkk
Picture, bia, Delia, kuda, desire , ngoni nevamwevo ndiko kunonzi kunamata hama vadikani vangu vekuchechi
Chokwadi
Ngaikomborerwe postori yababa
Totenda BABA mchengeti woupenyu,,,rambai mkatsungirira pabasa rakanka raTenzi. Ndatenda
Pfuurirai mberi ndinofara kunzwa it makamira nesimba kuti vhangeri rikudzwe nguvadzose
Wel don guys keep praising
Aleluah Mwari worugare ngaarambe achikupai Simba muitirwezvakanak
Nice musha
Marimba ekudenga thank you very much and remain blessed
ahhhh akomana zvinhu zvacho moisa zvishoma sei ey
Rip Mai Madondo
Feel like crying 😢
Vanotyei kuimba vekwa mugodhi avà.ngavamboeñda kwa Paul Mwazha vaone zviri kuitwa navacheche.vacheche vari kudana jehovha nemharidzo yekuimba chete
Kwana iwe
Kkkkkkkkk unoti pengei iwe munhu
Handifunge kuti vanotya kuimba, vanoimba zvodzikisa nyasha. Hallelujah
Amen munoimba rambai makadaro
pamasowe padomboshava apo muzere zvenyu nemweya thnx guys panoton leee
Amen
Ooooh yes
AMEN
Rip the great mother mai madondo
Sisi bia makarova
shuwa baba ishe werugare ngaave nesu
Desire Mangena
AMEN AMEN
AMEN AMEN
shuwa hama
Ndonzwa kukomborerwa
Yaaaa anoimba sure
Amen jesu
usanyare mwana, unoridza
🙏🏽 Amen
Hossana Hossana
Grory
Muchengete mitamo ya Mwari
rest in peace mai madondo
Amen amen.
Daniel Denesi
kuimba hakudi kuvhedzera kana kuti inzwai nini
yes yes yes
Muitirwa nyasha na mwari mose
ummmmmmmmmmm haaahahahahahahahah shoko rinoti inzwanana pakuimba
Everlyn zuvarimwe
Amen !
Everlyn zuvarimwe
Mwari ngaavongwe uyeee batai basa hama munashe
Munoimba zvinondifadza
totenda mweya
Munoimba mother vapedzisira kuvamba mandiswededza padhuze ameñ
Murisey mkuru
Kuimba kune chipo
kana ngirozii dzotiza kkkkkkkkk
Amen
Amen amen
Amen