ZIM SHORT MOVIE RICH POOR UNCLE EP3 Misikanzwa yaSekuru

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 80

  • @Uncle_Anesu
    @Uncle_Anesu  4 месяца назад +9

    Sekuru akukanga mazai chihwande hwande, zvopera mushe ere. Watch till end. Please subscribe to our RUclips and leave a comment 🙏🏽🙏🏽🙏🏽

  • @PatriciaSibanda-zf3kw
    @PatriciaSibanda-zf3kw 4 месяца назад +12

    Makorokoto nhasi ma handbag atsvetwa pasi❤

  • @SamsonNyamangwada
    @SamsonNyamangwada Месяц назад +1

    Mai chihwa I start with a fruity 😂😂😂

  • @NYASHAKANENUNGO
    @NYASHAKANENUNGO 14 дней назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @TendaiBangwayo-w9n
    @TendaiBangwayo-w9n Месяц назад +1

    Me l come from chipinge kwedu hazviko

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад +1

    Asi mazvikadei ndiyani anoku drawer ma boat awo kumeso pamusoro pema ziso 😂😂 haaa make up yako inondipedza 😂😂😂😂 very funny

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  Месяц назад

      😂😂😂😂 30minutes achiiswa makeup iyoyo

  • @stellarmubata7372
    @stellarmubata7372 9 дней назад

    ❤❤

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 месяца назад +4

    Uncle Anesu dzimba idzo handingawane imwechete here yekutenga uuuuuu mmmmm kwakanaka kumafura mhepo and dzimba dzakakura and kune runyararo ndichiona zvangu

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад +1

      Kkkk kumafura mhepo shuwa, dzimba hadzishaikwiba dzekutenga, kudhura basi área yacho 🙈🙈

  • @PeggyMudzimu
    @PeggyMudzimu 4 месяца назад +4

    Mai Chihwa starts each and every day with a fruit, will you be able to afford that 😂😂😂😂😂

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Haaa we can’t ☹️☹️☹️

  • @EulieMuzah
    @EulieMuzah 2 месяца назад +1

    Mobva mokanda nekwanguwo number dzacho nditsvagewo murume wacho

  • @janezimunya5849
    @janezimunya5849 3 месяца назад +1

    Kkkkkk unotodada nazvo kuti murume wangu ane varume airi

  • @emilycharlie7251
    @emilycharlie7251 Месяц назад +1

    8:11 8:14

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 месяца назад +3

    Asi sekuru vanogona kuchengetedza mvura pachokwadi

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 4 месяца назад +2

    Pane chiri kushota Pana Mai CHIHWA NDINI NANI TAZVIONA CHAAAI

  • @emilycharlie7251
    @emilycharlie7251 Месяц назад +1

    Tkitok

  • @BeautyHlatywayo-nv8ik
    @BeautyHlatywayo-nv8ik Месяц назад +1

    Kkkkkk sendaiwo nekwangu nditotsvagirwawo varume 😅😅😅

  • @SarahNcube-ie5lr
    @SarahNcube-ie5lr 3 месяца назад +1

    Handzi menge muchibva kuchipinge muchiinda Ku gadern kwaaaaa😂😂😂😂

  • @Bie-xo3re
    @Bie-xo3re 4 месяца назад +4

    Hokoyoi nemusharukwa wekuchipinge kkkk mutape

  • @witnessmlambo6828
    @witnessmlambo6828 4 месяца назад +3

    Kkk mobva masendawo nekwangu

  • @ShantelChidimure
    @ShantelChidimure 4 месяца назад +1

    Hanzi iblessing kugara namai vakadai😅😅😅😅

  • @ThandoNcube-xy2fo
    @ThandoNcube-xy2fo 4 месяца назад +1

    Ichoooooo sekuru vopfimba vakadzi vevanhu nge UK kkkk kwaakabva achimhanyiswa

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      😂😂😂 uko UK akudiwi chihure 😂😂😂

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂kazai kacho kitsvukira 😋

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Kasitwa zvemhando 😂😂😂

  • @WisemanChitemba
    @WisemanChitemba 4 месяца назад +1

    Kkkkk iyi anonakidza kandai Zuva Rega rega

  • @NdauTribe13
    @NdauTribe13 4 месяца назад +1

    Mfana wokanyi wokupfimbirwa mukadzi uwo aasi Mwana wasekuru ere or I ndojerwa 😂
    Akafanana

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Hahaha wakafanana shuwa ndiyee

  • @murondepfungwa2545
    @murondepfungwa2545 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂 mutape chatibwege

  • @Liberty-uo3hj
    @Liberty-uo3hj 4 месяца назад +1

    Makhule manyama

  • @emilycharlie7251
    @emilycharlie7251 Месяц назад +1

    Tiktok

  • @mavistanamira9262
    @mavistanamira9262 3 месяца назад +1

    Love you guys

  • @talentshumba3662
    @talentshumba3662 4 месяца назад +1

    Sekuru vava kuitwa maid

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад +1

      Ngawashande. Food for work 😂😂😂

  • @patiencemukwazvure1874
    @patiencemukwazvure1874 4 месяца назад +1

    Maiguru maichihwa

  • @PATIENCESYMON
    @PATIENCESYMON 4 месяца назад +1

    😂😂😂sekuruka

  • @roseramsey2250
    @roseramsey2250 4 месяца назад +1

    Musharukwa anga ajaira kudya finoriya ku Hingirandi😂😂

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Eee hake 😂😂😂

    • @roseramsey2250
      @roseramsey2250 4 месяца назад

      @@Uncle_Anesu Mukanwa hamuchadi mashakani majaira zvakapfawa pfawa 😅😅😅

  • @PeggyMudzimu
    @PeggyMudzimu 4 месяца назад +1

    Sekuru vanetsa ava. Either he goes back to UK or he goes kumusha na Mai Chihwa 😂😂😂

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Kushupa chaiko iii 🤣🤣🤣

  • @ericnyazika
    @ericnyazika 4 месяца назад +1

    Munogona❤

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 4 месяца назад +1

    Team +44. Bhoo hre😊😊😊

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Haaa hapana bhoo apa 😂😂

  • @TariroMandigumbura
    @TariroMandigumbura 4 месяца назад +1

    Love you maikuru Mai chihwa

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Thank you 🫶🫶

    • @cathrinemarwendo7654
      @cathrinemarwendo7654 4 месяца назад

      Musavadarowo Team UK iyi. Ivo vaitadza kuita Misha vaiti kuUK ndiko kwavachadyira nhaka hre . +44 kkkk

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 месяца назад +1

    Sekuru vanobika ve UK ava unozodei 😅😅😅

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Kuita kanga fry chaiko 😂😂😂

  • @Bie-xo3re
    @Bie-xo3re 4 месяца назад +1

    Makuita zvekutamba neni cammon khule😂😂😂

  • @florencenyarango6165
    @florencenyarango6165 4 месяца назад +1

    Sekuru anofurira

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Zvisingaiti 😂😂😂

  • @SibonileShumba
    @SibonileShumba 4 месяца назад +1

    Sekuru must go home

  • @emuraimpariwa5730
    @emuraimpariwa5730 4 месяца назад +1

    Kuleeee high life UK mukazoisiya wani kulee😂😂😂😂😂what goes around comes around iye zvino vazukuru vashaya mufaro nemi. Makambopa ani pondo muchiyo nxcaaa😂😂😂😂😂🎉🎉🎉kwanai.

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад

      Nhai nhai kuuya kuzotifurusa kunoku. Ngaaende kuMusha ukoo

  • @Bie-xo3re
    @Bie-xo3re 4 месяца назад +1

    😂😂 mukuramba mablassings

    • @Uncle_Anesu
      @Uncle_Anesu  4 месяца назад +1

      Haaa apana Blessing apa 😂😂😂

    • @Bie-xo3re
      @Bie-xo3re 4 месяца назад

      🤣🤣🤣

  • @mhopi9744
    @mhopi9744 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂