Guys these people a telling dambudzo kuti chamisa zodzo irimaari ndoichamuwhinisa nomatter wat u try .nimrod uyu arikurehwa ndiNelson chamisa aya mapostori akasiyana nemamwe aya anotoda good life varikutaura chibhende listen to the chapters which they read.
"as church we dont support the opposition".Nada !inhema idzi.zvekutongwa kwenyka nemuchech zvakasiyana.itii muchech hamufanre kuve ne opposition just because opposition ya Mwari ndi Devil.Panyka pane mapato.kudenga kunotoziva kut panyka pane mapato akasiya iwayo.Uye vanotonga nekusarudzwa through the people.,ibasa iro kufanana na vender,tr,buider,muredzi wehove,driver.Havaz kugadzwa naMwari avo,zvaiitwa panguva yna David,Saul ,Hezekia.Varkuzvigadza ne coup,vachibira varombo,nekuuraya vanhu,nekuswera kunanga kut vagare pazvigaro. panyka chaipo pane mitemo ykut munhu ade bato raanoda.
The whole country tiri madofo shaa.Zanu yakabvira riini ichiita zvainoda kuna everyone ko vakachangamuka semi muripi why can't you lead in taking action?
Yaah Church yarema ❤ mutungamiri wenyika kubvuma kuvamudiki
Thanks tinotenda st nimrod
Thank you st nimrod
Guys these people a telling dambudzo kuti chamisa zodzo irimaari ndoichamuwhinisa nomatter wat u try .nimrod uyu arikurehwa ndiNelson chamisa aya mapostori akasiyana nemamwe aya anotoda good life varikutaura chibhende listen to the chapters which they read.
you got it..they’re not praising him but telling him something in riddles 🤣
I think, what they professed later happened. Today is 7 November and this event took place on 16 July 2023. Anoti vakanyeba ndipikise
Ukuncenga ama voti isehluleki lesi umbulali lowu
Kana uchiposter zvinhu zvaMwari musaise macomments asiriiwo plz usina zvekutaura nyararai plz
Minha Igreja minha salvação
Aaaaah amanga angaka!!I bet even the President and Generari are all amazed about all the lies that are being preached by these guys..
Mwari nfiye wakaisa ed saka hamungamubvise ne vote akatogadzwa wena
regai zvikure pamwepo tozozviona pakukohwa ,Jesu akataura kudaro
Amasela labathakathi
Dzichapiwa vakadzi dzisiyei dzakadaro
Ndinoremekedza church iyi, yashaisa mutungamiriri wenyika mukana wokutaura
Amasela lawa lokulala antwana abancane
🤣🤣🤣🤣 Desperate Times
Last Days of a Dying Monkey
Kkkkkkk you killed me
Kkkkkkk pakaipa apo, kana ED anenzeve ngaanzwe zvirikuparidzwa apo
@@nyaraikaduku7309 you got it..they’re not praising him but telling him something in riddles 🤣
Jesu haatoparidzwe nhasi
Hanzi St Nimrod ndiye Mwari
Takatomugadza wena
Church yamwari
Munhu asina kukwana anonzi half
"as church we dont support the opposition".Nada !inhema idzi.zvekutongwa kwenyka nemuchech zvakasiyana.itii muchech hamufanre kuve ne opposition just because opposition ya Mwari ndi Devil.Panyka pane mapato.kudenga kunotoziva kut panyka pane mapato akasiya iwayo.Uye vanotonga nekusarudzwa through the people.,ibasa iro kufanana na vender,tr,buider,muredzi wehove,driver.Havaz kugadzwa naMwari avo,zvaiitwa panguva yna David,Saul ,Hezekia.Varkuzvigadza ne coup,vachibira varombo,nekuuraya vanhu,nekuswera kunanga kut vagare pazvigaro. panyka chaipo pane mitemo ykut munhu ade bato raanoda.
Ndepapi paitwa mockery vapostory vekwajohane Marange vanoda President wavo nemoyo were hazvina mupatsa
Vakomana varashika ava moti Mwari akanyoresa magwaro kuti muzorumbidze Nimrode umm
Twatasha lesa wesu
Is it true that St Nimrod is greater than Mnangagwa according to the messages of the speakers? 😅😅
Yes is true
Yes
Yes because no one be forced to be there
Yes it's true
Ed pfeee vasingadi endayi kumalawi wena
Kana tichiparidza isu tinoparidza vhangeri raMwari nekudza mbiri yaMwari ko sei makuzviisa kupoliticis fungai mushe panezvaMwari
Vaizvichiva zveku tungamirira museudza munhu 😂😂😅😅😅😅😅
Reasoning power ichiri shoma baba
Nhaiimi mapostori aNimrod kwete aMwari seiko muchingoverenga bible,muchidudzra zvisiriizvo.
Kkkkkk
Masamba asiyana vaudzei no speach from ED😂😂
He spoke
Mapastori haana pfungwa, ndosaka vazhinji vavo vachipfuka kana vafa
Pluz kurora ma12 yrs
Akabvisa va Mugabe ndiyana nhayi iwe urikuparidza rubbish vangeri
Ya nee
Idzi dzopenga chete idzo
Dambudziko ndere kuti hakuna shoko rampart. Jesu wavanotaura wacho haatomborevi zvaanoreva. Haana kana njere mune zvaanotaura saka maelectoons anoitwa pakati paani
Baba iyo kutonga vanorwudisisa ndi satani mukurusa.mapositora marashika munhu wamunopepedza uyo muurayi unomoyo wakashatisisa.
Casa de Deus igreja de Deus....bocha
Ngaapinde Hake Mukomana
Achapindira muhope dzako Iwo amunoti madununu zvaanototaura ndozvinoitika ....ngatimirire 23 Aug tione kwaachapinda
That's why ndakasiya church iyi nekuti vanhu havagoni kutaura chokwadi.Zvinorema hre kuudza munhu kuti wakundikana.Pandanzwa bhuku yekutanga ndafunga kuti muparidzi achataura kuti Mnangagwa kana usati waunganidza vanhu vakawanda kudai without force zviri pachena kuti hapana chako.
Takabva neko haiiti church iyi
It is your choice nobody forces you to go there, but every church has its shortfalls like any other society on this planet.
Pakatotendeuka vanhu 2000kutsiva iwee
iii vanhu kwanai imi
Mapostori denga muchaita rekugugula
Makava awa. Kana chaMwari chimwe chinozikamwa
SHAME chokwadi kusaziva kufa. Hapana chataurwa apa. Wake up mhani mapisitori
And you wake up also Zanu iri kungoitisa nyika yose iyi.Take the responsibility mapostori handico aita kuti zanu isabve you are also to blame
Mhumhi
That third preacher seems to have history but he is very stupid... Ed akatorera mugabe zviri pachena
KuBocha kunoendwa nemunhu chero,satan to satan
Inhema kutyisidzira vanhu tinonovhota chete imi itai zvePaseka yenyu.
Kkkkkk vakambopandukira aivapo
Blasphemy, sei vakamubvumira kuti apinda asina kugera musoro, ko idzo bhutsu akabvisa here?
Zvose ku politics nekuchechi kunotyityidzirwa vanhu
MaDofo evanhu maPostori vese varipo! But also Nr. 1 in that category of people.
The whole country tiri madofo shaa.Zanu yakabvira riini ichiita zvainoda kuna everyone ko vakachangamuka semi muripi why can't you lead in taking action?
Rubbish. Rubbish. Vana Wasu makazungaira
Asi varume chaivo vanenge vakagara APA vanodzinoDhonza chaiko here kkkkkk. Zim inemaDununu chaivo kkkkkk
Neve uri dununu Zanu inongoita zvayada kumunhu vese.Dai tisiri nyika yemadununu dai takasobvisa zanu.
Nonsense mapositori,embwa dzevanhu
Ko unotukirei vanhu vasina kukutuka
As apositole church we don't support the opposition party.
tanga wagona maspelling ,for us to take u serious
@@wezhiraMassvingo 😂😂😂vakavharwa brain kare pakusakoshesha kuenda kuchikoro
Brain hapana mukoma.hamuna primary level
Avo vati as vapostori we dont support good life.ndivo tati u hv no brain
kkk mapostori 4 ed kkk
Nimrod haaz mutumwa inhema, Mutumwa ndi Jesu akatumwa na Mwari kubva kudenga achiuya kunyka achikwra kudenga,... akafranyka paCalvery.Nimrod wakabva kudenga rip wakudeidzwa kunzi mutumwa?Mnobata mabible muchingodeidzra you think thats preaching?kuita basa rekuchachura zvimboshi,unoita harahwa dzsnganyari kubvisa tuburukwa vana vane 10yrs sure,kwai tinonamata.Chero akaputirwa anongoona kut mahumbwe ayo.Ndi Jesu upi anoita basa rekututa vakadzi,kuita vkadzi 50,hamuzvione hr kut 1.ruchiva 2.child abuse/rape,adultery.
Hauzivi
Nonsense dzega dzega
Religion makes us EDiots sometimes..just sayin
hudofo ndihwo hwakazara aduzman aya.kkk maduzman chaiwo
Will c kuti maduzman here after 23 Aug...anopindira muhope dzenyu mukomana
Haiwa nemi muri maduzumani,kana musiri ibviseika zanu maposistori havana kumbowanda ava and vazhinji havana kumboregister but you blame them why?
Yaa false religion, specify the religion
Mwari haadi zvematongerwe enyika muchipedzesa vana fuskeki
Kkkkkkkk
Nimrod was great hunter akapandukira Mwari,read Gen 11,he is antichrist,muri kunamata satan pachena, blasphemy iblasphemy
Mavakunamata munhu imi mapostori yefeki the hell is apon you mwari vakatama kare mavakunamata Satan hokoyoyi mese gehena munoripinfa rakakumirirayi
Vanopenga ava vanonyenga vana
Unenhamo iwe
Kkkkkkkkkk koo iwe unonyengei hapana asi mwana panyika newe uri mwanao
Taura hako kuita mkadzi mwana ane 9 years kuparidza nezvikwambo ngonga dzevanhu
Musoro unenge wakondo
@@misheckmashaira8881munoziva zviri kurehwa baba.