Bamunini Nijo Season 2 - Episode 3
HTML-код
- Опубликовано: 14 фев 2021
- Sekuru suggests traditional methods to look for Nigel. Mai Tadiwa is not happy with what's going on. Bamnini Nijo secures a job for himself with the help of Patricia. Sekuru's genuine intentions are slowly getting exposed.
- Видеоклипы
Those who are happy with the extension of minutes lets gather here 😃😃😃
Yeahman
Ndokugona kauku...
Zvekuwedzera zvichimboitirwei
Zvichimboitirwei.... zvekurebesa zvichimboitirwei?
Muzukuru mukadzi ... munhu anonetsa aripo onetsa asipo ft .. chingoisa like kana wanakirwawo nemastatements aya
Those who are happy with Mandebvu let's gather here. please 30 people only takadarika ipapo tinosungwa 🤣🤣🤣🤣🤣
Gamu Ndiye 1 Actress ari natural muno muZim anovakunda vese musandipikise🙅
The fake smiles dzaGamu kuhama dzemurume wacho dzinondispaka
Heavy weight actress
Hapana chokupikisa apa. Ava kutoda boyfriend inomuvaraidza kana aita stress!!! Gamu uyu!!!
@@jessiebanda6033 ko Gamu haasati aroorwa here
Mafans ama ndebvu let's gather here
Ngatitorei mukana kutenda admin yawedzera maminutes.Vakanzwa zvichemo zvepovho👏👏👏😅🤣
zvakanaka zvinoda kutendwa chokwadi
Takuda at least 2 episodes per week
Team Nigel ndipeio malikes
I wish gamu the best in life. The most talented actress Zimbabwe has ever seen.
Gamu ndian😂😂😂😂
@@tatttieee9387 the slim girl uyo
@@melusijeisalngwenya4460 owww thank you
Who else smiled aftr seeing this1 is 15mins long
Dzatozorwadza kupera kwadzo nekunakidzwa
Ndarova bembera
The way Patricia is so natural 😂
Gamu's carector ndoinevakadzi vakawanda mudzimba umu kunyebera kuda vayenzi iye asingawade
Vaenzi vacho ngavaite vaenzi. Ziva zvekushanya zvakanaka kwete kuda kurwisanisa vanhu.
Gamu umwe wangu ndine vandonzwanana navo vamwe kwete
Ndaona sekuru vanetsa kupfuura bamnini 🤣😂🤣😂
The way sekuru is keeping with the midzi things haa every family has this kind of uncle kana kwenyu varikowo siya like😂
😂😂😂😂😂😂
Gamu I am your biggest fan. Would love to meet you when I come to zim you deserve to be recognised as a great actress in zim.
Iyo nyaya yehutorwa Gulez makainzwisisa
Copacabana yaxara iyo kkkk ndopanedrama rese
Kkkkk yaa
Mapurisa akambobvisa mhepo dzipi nhai 😂😂😂I’m here for this guy🙌😂
Mapurisa akambobvisa mhepo dzipi😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
God is in control don't forget to pray for you and others
Munhu anonetsa aripo onetsa asipo futy😂😂😂nijo
Um just wondering kuti combination yasekuru naNijel yakaita sei
Comic n Gamu muchaenda muromo paside nekupopota nekutaura
@@vongaithelmamawire7420 apa comic vane kasoftaz kandoda ,kekudyiswa havagone kutaura😂😂😂
Ukudei pano iwe
@@crynetjosphat1492 iwe ukudei🙄🙄🙄
Wakamboita munhu anokunetsa aripo okunetsa asipo ndi nijo 🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
Kana ndafa tonight leaves a lump in my throat. Rest well #SoulJahLove
Sekuru is soft as wool🤣
Gamu anopopota akomana🔥🔥🔥🔥
And she knows how to twist nyaya kuti ipopoteke 🤣🤣
ende anongopopotera zvisina kana basa hake😂😂
Ndakazofunga, ngatidananei😂. Takutodanana so. Saka apa ndonzi ndatizira?😂😂😂😂
Muripo pano askana 😂😂😂
@@thejsisters4485 tiripo😂😂
ngatitange
Hi, can you please next time write subtitles with at least white colour, yellow is not clear thanks 💕
Yes you are right
@@lindahmatunga2343yeah coz yellow most people inovakanganisa maziso especially like us we've eye problem.
Copa cabana yazaraaa 😂😂😂 ndafaaa muridzo manje. Practising impressing babie
The tone lol.. copecebene yezereiyoo
Nijo atizira kkk 🔥🔥🔥
😂😂😂 Patricia, Nigel and food are friends usamupinze panguva yakaoma netimetable iyo yekudya ka1 manheru
Patrica don’t fall for it girl.
Its a trap 🤣🤣🤣
😂 😂 😂 😂 Gulez aiwa vanogona ku handler situation
:Muridzo wekumombe kaa uyu
:Ehe asi kutown unoshanda
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaa nijo
Nigel you have caused chaos in the neighbourhood😂😂😂😂
Hanz muzukuru mukadz sekuru varikudya tracy 🤣🤣🤣🤣
Ini ndakacherera producer Mushonga kuti vawedzere maminutes chionai zvaitika👊🏼
🤣🤣😂😂 Nigel futi soo hakuna hakuna hanzi town copa cabana 🤣🤣😂
Ndikangofa chete ndovaudza baba vangu kut mandiuraya kkkkkkkkkkkk, nijo uriroja panapa
Ichi chondinakidza manje.. 🤣🤣 how iye afa🤣
Wakambonetswa nemunhu anokunetsa aripo agokunetsazve asipo😂😂😂😂😂
Sekuru: Nekuti nyaya dzacho dzinoda kufambirwa
Sekuru: Zvinenge zvichida kuty mundi TRUSTE
Mapurisa akambosunga mhepo here .....mandebvu chibaba😂😂😂
Ndakazviziva hangu kuti nzara ndoichaita kuti Nigel anetsane nebaby.
Anenzara Nigel mupei SALEM FOODS QUALITY CREAMY PEANUT BUTTER
ka laugh kamandebvu guys😂😂😂
Patricia the lady who is acting as your mum asi ndisisi vako you look alike
Muridzo wekumushaka uyo,Asi mu town unoshanda 😅😅
Kkkkkkk🤣🤣
Its the hipstar for me 🤣🤣🤣🤣who is dressing Mandebvu
Mai Tadi mune PhD in overreacting
Haaa ndikafa muudze Baba vangu kuti manduraya kikikikiki
@@lydiachitekwe2424 😂😂😂
Vane mhepo chaidxo
🤣🤣🤣
😂😂😂
Gamu is a gem 💎. Keep shining girl!
Ndaona sekuru vaita main actor manje manje coz masasi avo haana kumira mushe😂😂😂
Ndiyani azviwonawo kuti sekuru vakudanana na Tracy ? 🤗🤗
Sekuru Mandebvu vakudanana naTracy ava🤣
Haaaa Nigel atenderedza mhuri musoro nhasi ndaiswerera bamunini nijo from season 1 kusvika pandava
It's VaMandebvu's mini laugh for me😂😂
"hanzi asi mutown unoshanda zvawo" (muridzo) lol😂😂😂 nijo akapenga
"Aaaaah zvinenge zvichida kuti munditruste...." kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂🙌
'ndakazoona kuti ndiwe munhu ari ryt ngatitangeyi' haa nigel mabasa
You're the best guys keep the good work.
"Kana ndikafa baba vangu ndovaudza kuti mandicheresa mishonga..."
Huyai tiungane timboongorora nyaya iyi ladies and gentlemen kkkkk
Ko ndiani aona pa 3:55 kuti makettle nemaplates anogara muwadrope🤣🤣🤣🤣
Yes you guys are good very gifted I can’t remember anyone who can naturally act as if it’s real life. Well done keep it up 👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Level renyu rakumberi this is amaizing acting Weldone keep going team
Hanzi saka apa ndonzi ndatizira😂😂😂 ..... “ngatichitaurai zvebasa mai mwana” lol
Excellent work guys
This was a nice episode 👌🏽
A huge THANK YOU to The Comic Pastor & Associates, Mr Mutarisi & the Whole of NASH TV members, makanyanya guys. Blessings to you for keeping us entertained. Bamunini Nijo should even be longer😃😜
These guys are so natural👏🏻👏🏻👏🏻well done
Imika vanhu vekumusha ndimi mune system iyoyo😂😂😂😂🔥🔥🙌🏾💯
Late but I managed to visit this platform before I sleep.Goodnight Zimboz
Siyai sekuru vaite mishonga dzavo chinyakare chedu😊😊😊😊proudly African
Excellent guys maminutes awedzera ayo we will always support you. ❤️ you
In love with sekuru🔥🔥🔥🔥🔥
Pure talent. Sando kwamuri mese zvenyu
Ndaita crush na sekuru, wanondinakidza zvangu
Kkkkkk tikatogeza nigel anotouya nepa gate apa achimhanya 😅😅😅😅😅😅
Kkkkkk sekuru vari kuda map😅😅😅😅😂😂😂😂
Coppecabana yozere iyooo😹😹😹🙌😹
It's sekuru's innocent voice for me 😂😂😂
Gamu is a sensational actress. Absolutely brilliant.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 sekuru vakudawo zva Tracy ava
Saka apa ndini ndinenge ndakunzi ndini ndatizira 😂😂😂😂😂😂 nijo wandipedza
Mapurisa anosunga mhepo... Sekurutis on another level🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
But Gamu sekuru havana kumbokuti chera mushonga , vati ndipowo badza ndichere ndega.. 🤣🤣🤣 kuvava Gamu..
it's the whole team for me... 🤗
munogonesa kani 😂👍
(Comic pastor number one so natural) kwete zve naiza boom kungoita zveruzha hazvina kana order.
Well done guys we are enjoying it 🔥🔥🔥🔥
Kopekebene yezere iyo😂😂😂
Kkkkk
Ndaputika zvangu 😂😂
Kkkk sekuru vakanyanya avo. Admin thanks for adding maminutes ngazvirambe zvakadaro
Mandebvu unondiita bho always
Kopa kabarna yezereyoo😂😂😂
Nijo dai ndiri maiguru vako ndaikurova shamwari 😂😂😂
Sekuru: Pandakabva kumusha uku ndakazongobva ndichimhanya handinakuzimbofunga kutsvaga hembe kana kuita sei....sasekuru vako unofanira kumbofungawo wega
Gamu: muridzo wekumombe ka uyu?
Nijo: kana muTown unoshanda
Aiwa imbomira yekubasa timbotanga tapedza imwe hombe iripo,tinyatsoiclear.......
Ndakazonyatsoona kuti ndiwe munhu ari bhoo....
Ukuramba,hausi kuramba iwe kkkkk ndakuona
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi uchirikuda mukadzi here iwe,, ko muzukuru mukadzi kaa 🤣😂🤣😂
Hanzi wakamboita munhu anokunetsa asipo okunetsa aripo😂😂😂
Sekuru ma Ndebvu...mmm..ndawona semuchaputsa musha wevazukuru..Ndarotsvazve muchifurirana nekupandutsa Nigel....
Ndingaite sei...zvinenge zvichida munditruste 😂...asi map iyoyi inotoshanda
Ndatizira Musikana👊👊what a sasi...
Waiting from Central Africa
Nice...ko Gamue akutii ndokubata kuna mom here pafoni bt haa makaipa
hahahahaha mapurisa anosunga mhepo hahahaha asi mandebvu anonyatsonzwa zvichimuita sey chaizvo
Ba Tadiwa,Handiti makangofanana🙌🙌
Nigel nzara inokudheerera bcz food newe hamusiyani🤣🤣🤣🤣
😂😃😃😃Nijo wakato reluxer zvekudaro er senge urikumba kwako
Zvaingoda motikari, ndiro statement rapedza masports... Kkk
sekuru vanorotomoka😅😅😅hanzi ndipei map