Daniel 3vs 16-18 Shadrach, Meshach and Abednego replied to him, “King Nebuchadnezzar, we do not need to defend ourselves before you in this matter. 17 If we are thrown into the blazing furnace, the God we serve is able to deliver us from it, and he will deliver us from Your Majesty’s hand. 18 But even if he does not, we want you to know, Your Majesty, that we will not serve your gods or worship the image of gold you have set up... Nomatter watever you face stand firm in Christ...He will never forsake us nor abandon us...Anotirwira..
We are hard pressed on every side, but not crushed; perplexed, but not in despair; 9 persecuted, but not abandoned; struck down, but not destroyed 2 Corinthians 4:8-9
Tinonamata Mwari wemwaka kwete kunamata mwaka waMwari. Mukunamata zvinhu zvinomboita dry, cold, hot kana mhepo kungosimuka kwese kwese. Panoitazve nguva apo chose unobata chinoendeka-we must remember God is still God nonetheless. KUNDIRWIRA kana KUSANDIRWIRA ndinotomunata ndinotomushura
I just discovered this anointed woman of God. I love how she sings the unadulterated word of God. It leads you back to the word. Listen to these songs meditationally.🙏🏽
Video iyi ndakaimirira kwenguva refu.. Ndinoda kuona hangu Mai Dorcas Moyo vachimba uku Fay Mzezewa achitamba. These two stole my heart with their mesmerising acts at PaMarah Tapfuura album launch 14.03.2020 in Mutare. Expecting a repeat of the same
Greater is He who is in me than the one in world. Let the enemy throw all his missiles at me but my faith in God will be unshaken.. Kundirwira depicts Total relience (faith) on God.
Kundirwira One of my many best songs from Mai Dorcas Moyo Music stable, Kundirwira ndinoinzwa mumapfupa angu chaiwo. Video iyi inoratidza kuti ichatambirwa nevazhinji. Patakaisa ka 54 second video mumaWhatsApp groups e Heavenly Melodies, phone yangu yakafreezer with comments from Dorcas Moyo fans.
I waited long enough for this video... I am bouncing on my bed like little kid to the tune of this great song. I love the video. Well done Dr Dorcas Moyo and The Heavenly Melodies. Fay Mzezewa I love your performances... The sweetness and sincerity of your voice Dr Dorcas Moyo is second to none. 🌹♥️1️⃣🌹♥️
When we say you called to call others mama Moyo we mean it,today l was so down thinking to give up on life ,but after taking my time listening to your ministering l don't think will be able to do it.
Daniel 3vs 16-18
Shadrach, Meshach and Abednego replied to him, “King Nebuchadnezzar, we do not need to defend ourselves before you in this matter. 17 If we are thrown into the blazing furnace, the God we serve is able to deliver us from it, and he will deliver us from Your Majesty’s hand. 18 But even if he does not, we want you to know, Your Majesty, that we will not serve your gods or worship the image of gold you have set up...
Nomatter watever you face stand firm in Christ...He will never forsake us nor abandon us...Anotirwira..
Kumirira kwapera 🙏🙏🙏💃💃💃💃
Strong faith🙏🙏🙏message the beat this song is lit
I love this chapter and verse anondiitira zvakanaka
Amen, hatineti kumurumbidza
AMEN...we used to read about DORCAS from the bible but now we are witnessing it from you mama DORCAS MOYO.
Im a muslim but l dont criticize any religion l like this sister s gospel music lm blessed when l am listening to her mwari komborerai sisi vedu ava.
Munyika ine vanovenga pasina chikonzero, ndinotomunata nguva dzose
Kundirwira kana kusandirwira Mwari anoramba ari Mwari
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👏👏👏👏👏👏💃💃💃kuno tasimudza jaivhi yekusvotesa muvengi😜
💃💃💃💃💃💃
We are hard pressed on every side, but not crushed; perplexed, but not in despair; 9 persecuted, but not abandoned; struck down, but not destroyed
2 Corinthians 4:8-9
Mwari amomira nesu nyangwe zvakaoma
Mwari havatirege
Amen
KunaMwari kudenga uko.... Chero vakatumira zvidhoma Mwari vanorwira.
Nyc video amai thnk u
Thank you
No doubt amai ava ndivo vane chimuti kugospel uku mazuvano
Keep leading from the front
Ndinokomborerwa nevideo iyi nenziyo yacho zvose
Amen
Tinonamata Mwari wemwaka kwete kunamata mwaka waMwari. Mukunamata zvinhu zvinomboita dry, cold, hot kana mhepo kungosimuka kwese kwese. Panoitazve nguva apo chose unobata chinoendeka-we must remember God is still God nonetheless. KUNDIRWIRA kana KUSANDIRWIRA ndinotomunata ndinotomushura
Amen
Chero mukatumira zvidhoma, Mwari vanorwira. Kutumira mheni, Mwari vanorwira. Glory!!! I love both the lyrics and the beat👌🏽🔥🔥
Zvinokudzwa
Ngavagare havo matare avo denga rinondirwira....powerful mama moyo
Uku ndiko kugonesa number 1 chaiyo
Zvinotaura zvega
Mwari kundirwira kana kusandirwira ndinotomushumira woooo powerful mssg🎸🎤
Mwari kundirwira kana kusandirwira ndinotomunamata ndinotomushumira haatirege Mwari haatisiye👯👯💃💃💃💃
Amen
Mai Moyo mukugonesa Mwari vakuendesei mberi...Famba mwana weLiberty famba
Zvinotendwa
Kwakuseri chaiko Mwari havandirege kunyangwe zvakaoma😍😍😍
True
Haaa endai kumberi sure God bless u inin ndikanginzwa all song ndinenge ndakomborerwa
Jeremiah 32:27
27 Behold, I am the Lord, the God of all flesh: is there any thing too hard for me❓❓
Amen
Nothing is impossible with our God
Munyori aakatora nguva yake pamwe chete naMweya Mutsvene
God bless the writer of this song
God bless you
Ndatenda zvangu nziyo inoropagadza iyi👏👏🔥
Remain blessed
Kundirwira kana kusandirwira ndinotomunata ndinotomushumira . Waiting for the video.........
It's here 🤣🤣🤣🤣
Usatye pavanokurongera hondo iwewe denga rinokurwira rinotokurwira ...I like your voice
Mukubata basa mama rambai makadaro ndofarira masongs enyu zvekuty anondinyaradza pandinofunga zvakawanda uye pakuchema
Simbiswai hama
Kundirwira kana Kusandirwira... A public declaration of unshakeable or unmoved FAITH
Confidence in the God one serves
Ooh yes denga kindirwira kana kusandirwira ndotomunamata zvichirema zvichirwadza will always praise him
Hanzi Mwari chero zvamaita asi ndongokunamatai chete. Varume vatatu vaya hanzi chero zvamada asi Mwari tinovanamata😆😆😆🎤🎤🎤🎸🎸🎸💞💞🤲🤲mama Moyo maita henyu
Ndizvo chaizvo
Thank you JESUS ,God will fight for our battles ,l love this song , Powerful women of God
Oooooh noooo God is for all and he is fighting for us always be blessed Doc
Rino igore ramama Moyo rekunzwika nemakomo nekuwana mubairo,,,your prophecy has come to pass.🙏🙏
Amen
Ndinotenda Faith Mzezewa.. Unogona mwanangu... 👌👌👌💃💃💃💃🙏🙏🙏1️⃣🙏🙏🙏
You are a star attraction Faith Mzezewa
Ummmmmmm sisi mkaimba nemwoyo wese apa rambai mkadaro dai muchiziya kuti ndofarira music yenyu zvisinkaiy👏👏👏👏
Ndirwirei Mwari imi moga muhondo dzese🤲🤲🤲
The battle is not yours but His
Ndinotomunamata !❤❤that voice veduwe 😍
Sweetest ever
Powerful song eish inondisimbisa pakumunamata Mwari even ndiri pamuromo weshumba
I just discovered this anointed woman of God. I love how she sings the unadulterated word of God. It leads you back to the word. Listen to these songs meditationally.🙏🏽
Amen
Mwari Kundirwira kana kusandirwira ndinotomunata ndinotomushumira,,,,ndipo pazere nehushumiri hwese apa
Amen
This is a wonderful song and video. Dorcas Moyo is on fire 🔥🔥🔥🔥
Muto wega ndiwo uchiripiswa
Moto chaiwo varikupisa chokwadi
pakabatwa waya apa hahaha....chipo chiripo mother...but why vanhu vakadai tisingazokuzivai kutozongodhumana kufacebook thru suggestion. Zim has chipo,,,,,,,instument guys vari serious
Publicity and finance inhibits many of our talented artists
Voice renyu amai ini ndiro rinotanga randipinza mumweya ,ndozoenda zvangu kumassage aiwa ndinenge ndatovata munyasha chaidzo🙏
Amen
Well done Amai ..Mwari kundirwira kana kusandirwira ndinongomunamata
Worshipping God must be unconditional
Only Jesus Amen no one like him
Amen
Keep it up Mamoyo I like this song
Ndiani akambonyora rwiyo urwu?? Ndinokumbirawo mhinduro pano ndapota🙏🙏🙏
Mhinduro yashaikwa
The Lord will fight every battle on my behalf....i will stand still.....💯💯💯💃💃
Amen
Oh yes God will never forsake us💕💕another bomb thanx Minister Dee
Bombblast
My sister you are right there on Revelation 12:11. Mhando yemuKristu ineumhare husingatye rufu. Powerful song
Tinotenda
Mwari Kundirwira kana kusandirwira
Denga Kundirwira kana kusandirwira
Ndinotomunamata
Ndinotomushumira
We worship in all situations
You deserve my subscription. I hit the subscription and notification button. Keep going minister
Awesome stuff. Be blessed
Kandai zvenyu murimi remoto
Varume woye
Yeah
Woooow nyc mama Moyo
Yes
One of my favourite from her🎉🎉
Well done. Congratulations mushumiri.
Amen.. She is a true minister
Imi nemheni dzenyu isu naMwari wedu,tohotyeiko denga rinorwira🙏
Chokwadi
Mwari makanaka munondirwira
Amen
Ndinotobva ndashinga mukunamata nekuda kwemashoko enyu
👏👏👏👏Tinoramba tichinamata
Denga rinondiwira..thank you Mai Moyo..Mwari varambe vachikuzarurirai
Tinotenda mabasa akanaka
Mwari kusandirwira or kundirwira ndichangokunamata❤❤❤❤❤❤
Amen mai ava ka chipo vanacho havatisiye mwari avo
this is good hako dorcas anezvinhu zvako zvawakapiwa namwari😁
Video iyi ndakaimirira kwenguva refu.. Ndinoda kuona hangu Mai Dorcas Moyo vachimba uku Fay Mzezewa achitamba. These two stole my heart with their mesmerising acts at PaMarah Tapfuura album launch 14.03.2020 in Mutare. Expecting a repeat of the same
The song inspires my faith in God no what the devil throws in my way.. God remains unchangeable
Greater is He who is in me than the one in world. Let the enemy throw all his missiles at me but my faith in God will be unshaken.. Kundirwira depicts Total relience (faith) on God.
Chandiziva... Mwari haachinjwe nemamiriro ezvinhu
Kakawanda patinoiswa pakona naSatan asi tongoti chero ukanetsa Mwari ndovanamata chete🙏🙏🙏
Hallelujah
Finally I can't wait to watch this video 💃💃💃💃💃I wish dai nhasi iri Friday
Kkkkkkkk
Ndinoramba ndichimunamata
Ndizvozvo chaizvo
Thank God for a powerful woman of God taking gospel to great heights. The song ministers to my spirit
God remains God, kutirwira kana kusatirwira tinotomunamata. For his word is true, he will never leave us nor forsake us…
Amen handikusiyeyi mwari nyangwe zvireme thanks Dorcas
Chandinoziva Hamman pamatanda ake. Tisashuvire vamwe zvakashata mukurarama
Powerful message
Kuzvicherera gomba
Well done momz 🙏🙏makagonesa
Kugona hunhu hwavo🤣🤣
Nice work mama.we Love you much. Keep pressing on until Satan anzwa pressure.
Panguva ino ndirwirei Jehova
Amen very powerful mwari kundirwira kana kusandirirwa ndinotomunata kakumushumira
Mai Nezara nziyo yenyu inondikomborera kana ndapinda pakaoma ndinongoti mwari haandisiyi ndoga uye handiregerere unotoona zvaive zvirikuramba zvotoita.Amen amen
Keep it up mama Moyo...I love this song
Amen
Kundirwira kana kusandirwira ndichangomunamata.🙏
Amen
Vanoimba akoma shame ❤
Amen chokwadi Mwari kundirwira mumba kna kusandirwira ndongomunamata chete nokuti iye anomira neni,anotaura muna Isaiah 43 kt kunyangwe ukafamba murimi remoto zvirokwazvo haumbotsvi zvokwadi handisi kuzotsva ndichabuda ndine kubwinya
Amen keep on doing good work dear.Nziyo dzako dzasimudza wakawanda...
Kundirwira
One of my many best songs from Mai Dorcas Moyo Music stable, Kundirwira ndinoinzwa mumapfupa angu chaiwo. Video iyi inoratidza kuti ichatambirwa nevazhinji. Patakaisa ka 54 second video mumaWhatsApp groups e Heavenly Melodies, phone yangu yakafreezer with comments from Dorcas Moyo fans.
Apa pakaitwa basa
Beautiful voice, beautiful message. Keep the fire burning mother 🔥🔥🔥
Amen
She has a voice ,that warns to repentance
I just love this. Well done Dorcas Moyo. Your songs revive our spirit. 👌👌👌👌❤️❤️❤️❤️💃💃💃💃💃💃
They are too refreshing
Well done mhamha Moyo
Haunyepy shami
Mwari havatiregere,vanomira nesu pazvose,chero in this covid pandemic.Bless u sis Dorcas
Ini ndinokomborerwa zvangu nesong iyi❤❤
You ar on fire 🔥 🔥 D. M
Kundirwira kana kusandirwira... STUBBORN FAITH
Faith without works is dead
Heavenly melodies .....siyabonga khakhulu🙌🙌🙌🎸🎸🎤🎤
Tinozvikudza
Muri kupisa mhamha ..Mwari ngaakuendesei.kure....u are an inspiration to many
2years it's not a joke guys 🤣🤣🤣zvisinei ndichangomirira kusvikira zvaita
Patience is a virtue
I waited long enough for this video... I am bouncing on my bed like little kid to the tune of this great song. I love the video. Well done Dr Dorcas Moyo and The Heavenly Melodies. Fay Mzezewa I love your performances... The sweetness and sincerity of your voice Dr Dorcas Moyo is second to none. 🌹♥️1️⃣🌹♥️
You are too original Mai Moyo
2020 you rocked Dorcas Moyo
i now that you have done a good job
Always on point strong message amai ropafadzwai masongs enyu anondiitira mufunge
Mwari kutirwira kana kusatirwira tichamushumira
Amen
Pakabatwa basa
Hongu
Amen.. unenge watozvisetera iwe ukarwa nemwana waMwari🙏
Inokomborera zvayo song 👏💕
Mwari kundirwa kana kusandirwira ndinotomumata ndinotomushumira 🙏🙏🙏
This is my favourites song oooooooh mom Moyo when you sing hameno zvandonzwa soooooo😙😙😙😙
Keep the fire burning Mamooo😍❤️🥰
Chandinoziva Hamani pamatanda ake , chandinozivaaa mucheri wegomba ndiye anowiramo 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Another great performance from Mrs Dorcas Moyo. Thanks very this great work. The video ministers to my spirit. God continue to pour more anointing
Amen
Yes 😂
When we say you called to call others mama Moyo we mean it,today l was so down thinking to give up on life ,but after taking my time listening to your ministering l don't think will be able to do it.
I am lost of words Lily
thnx my love
Amen thank you so much woman God , this song inondikomborera
Ine mazwi akakosha