Shuwa Tete Tilda dai mamboitwa murume 1 week chete
Ndakatora nguva yangu yekuita tsvagidziro ndikatoona kuti varume ndivo vane ma family secrets and confession then kozoita madomestic issues aiwa vakadzi ndovanotofona vane nyaya.
asati ambodya chicken inn uyo akusi kunyepa moziva kune vasingazive pizza here
Ini handiyi zive pizza
Abantu benu abazwakali
Hi tete
😂😂neniwo andisati ndambodya chicken inn
Asatye takawanda
Ndokumbirawo ma number e watsap ya yacho