Ezzy & Nelissa | THE BLACK COUCH

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 27

  • @Sthandwa-dk3xh
    @Sthandwa-dk3xh 4 месяца назад +4

    Thank you Ezzy na Nelissa❤❤❤❤❤

  • @Maikikie-vi7yt
    @Maikikie-vi7yt 4 месяца назад +3

    Inini hangu Brian ndiye arikunyanya kundibhowa cause akuita kunge ari indecisive haazive kuti arikuda Lesley here kana Tarisai nxaa 😡

  • @mediamatimba4888
    @mediamatimba4888 4 месяца назад +3

    Agatha; Agatha ;Agatha how many times did I call you; uri mhunza musha

  • @ValentineMapuranga
    @ValentineMapuranga 4 месяца назад +3

    Agatha ibenzi😂😂

  • @dennismero9045
    @dennismero9045 4 месяца назад

    Fambai nayo the Black couch 🔥Lessly ngaaite order....but akuibata mbichana mbichana

  • @mellanyaningwe878
    @mellanyaningwe878 4 месяца назад +1

    Melody on point

  • @dorcasmunyoro463
    @dorcasmunyoro463 3 месяца назад

    Eazzy ukutaura chokwadi Lesly ibasa

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 4 месяца назад

    Haaa taura hako Nelissa pana AGATHA parikuda deliverance.

  • @farisaichinogayaya8080
    @farisaichinogayaya8080 4 месяца назад

    Agatha anotova nemental problem 😂😂😂😂😂😂

  • @rejoicentokozo410
    @rejoicentokozo410 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂Ezzy ane nharo zvako ndatenda

  • @EsteryMagejo
    @EsteryMagejo 4 месяца назад

    Lesley akagona kutaura nekuti iye akanga asina peace naTarisai naAgatha

  • @Rumbie87
    @Rumbie87 4 месяца назад

    We have goti😂😂😂😂

  • @kimptonkandawasvika
    @kimptonkandawasvika 4 месяца назад

    ❤❤❤❤❤

  • @rejoicentokozo410
    @rejoicentokozo410 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂Agatha handitodiii kusangana naye 😂😂😂😂😂😂😂anozviwanza 😅😅😅😅ngaarumwe nechekuchera

  • @luxsonmujachi6386
    @luxsonmujachi6386 4 месяца назад

    Haaa vakomanaka uuumm munhu anonzi Agatha ka this type iyi yakaipa muvanhu iyi ,nhunzvatunzva .,Tarisai uuumm kupusungwara kwacho kwakaipavo haaa

  • @ShirleyChingore
    @ShirleyChingore 4 месяца назад

    Weeekenes yakatorpera

  • @FreddyHaparimwi
    @FreddyHaparimwi 4 месяца назад

    Nelissa uriko hako fambai nayo

  • @JaydenMuchadei
    @JaydenMuchadei 4 месяца назад +1

    Ko pant rakatorwa nani

    • @Sthandwa-dk3xh
      @Sthandwa-dk3xh 4 месяца назад +1

      😂😂😂😂

    • @Rumbie87
      @Rumbie87 4 месяца назад

      Agatha obvious

    • @rejoicentokozo410
      @rejoicentokozo410 4 месяца назад

      Ndi Agatha use akabatwa nemweya wake unomunetsa 😅😅😅

    • @rejoicentokozo410
      @rejoicentokozo410 4 месяца назад

      ​@@Rumbie87hanty akaona kuti lessly na Tarisai vakunetsa then akaita advantage yacho

  • @neliarubacha
    @neliarubacha 4 месяца назад

    Agatha ndiye chte akatora panty haa ma1 aya

  • @dorcasmunyoro463
    @dorcasmunyoro463 3 месяца назад

    ❤❤❤

  • @AdvocateChuma
    @AdvocateChuma 4 месяца назад

    ❤❤❤❤

  • @AbigailMudyanavana
    @AbigailMudyanavana 4 месяца назад

    ❤❤❤❤