Video size: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Show player controls
Autoplay
Replay
Mukomana uyo anoratidza kuva bhinya. God protect your people.
Secretary wamambo anenge acapture zvese. Iwe ozoda hako kuchinja statement. 😂😂😂 Secretary to the wewee💪💪
Haaa mayas
❤❤❤❤
Vachenjere anogona kuvadzokera akavauraya
True
Thank you Mambo Mutasa ❤
Ndoona senge mukomana anekakupenga.
Yes and anogona kuuraya munhu
Mambo Mutasa to the world
Takapotsa taitambwa paPrimier apo but takazozvidira jecha
Haaa mwana komana ndiye ane yese avekutì munda wababa wave vake
Mushandi anorwara brain haasi bhoo . Imharadze
Bamboo ye t shirt yellow vanrka dzungu chaiko
Yasvetuka sei nyaya iyi
Ibenzi iro
Mmmmm ko kumhanyisa maziso,idzo kunge dzisina kukwana. Ko muno employer mapenzi seiko Nhy veduweee
Mushandi Rega mutoriro😂😂😂😂😂
Mbanje
😂 garden boy akudzinga muridzi wemba 😂😂😂
Uyo mupengo uyo mu komana uyo
Vakatamba nemukomana uyo vanouraiwa vose
Mbanje mufana uyu 😂😂😂😂😂😂
Ngavape mukomana mari yake zvisanonetsa next Generation please
Back ground check Muchaitiwa ka die forward😂😂
Mambo mutasa song briefly
Haaaa fodya vakomana varikudziwanza
Mufana anojairira vanhu
Shelton mukamutarisa arikutorwara nepfungwa
Aah nyaya iyi asi pane payajamba kani uyo sne black haana kumbobvira ataura
😂😂😂😂😂😂
Guka nemutorira zvakamubata anoguma auraya munhu ngaagare abva very fast
Sound proof yakadhakwa zvekutodaro
Varume vakachena awa
Face yemkomana says it ol snototyisa kabhinya bhinya
Munasonyara kundosimuka simuka 😂😂😂😂😂
Pajkipaa anojairiraq mufanaa uuuu😂
😂😂😂😂 hanzi munhu wega wega ane key yake
Arikudzoka kuba zvese
23.17 dzingai benzi iro pamba penyu haabetsereki uyo
Vakomana fodya ngadziite shoma
Chamunonyadzisirwa zitete renhema
Haasi munin'ina waAnymore Zvitsva hre uyo
Vakomanaka 🤣🤣🤣🤣 ndatombozvifungawo asi
50 munopenga kutabirisa munhu
ndakatozotamba tsiva neunwe
Umm vamwe vanhu vamuno employer vanotyisa!! That guy uyo bhoo here mental health yake?
Dzakumuganhu sei nyaya yacho iyo yatangira makeys
Akaita video editing aka misser that part yemunda Ndatomboita replay ndichifunga kuti pane pandapotsa kunzwa 😂😂😂
Munhu wacho arikuramba nemakeys 😅😅😅 zvakaoma
Iwe ungadzinge muridzi wemusha here ukwane
kuti muridzi wemusha harare mumba anovata panze
ma drugs here chii?
Madrugs ndozvavari kuita vakomana vacho ava.
Nyaya iyi inepayasvetuka here or ndini ndambodzima zheve?
nhy nhy ndafunga kti ndini ndega
ndatomboitawo revers kuti asi pane pandajamba ere ndazongoona wanatete awo wakunzi amuna chamoziya mukomana ati akanongedzerwa mugano wt wt asi pane pandisina kubata nyaya yatangira mberi
I think pakueditor vakabvisa pakuru hence taakuita kunge taita fast forward. Kikikikiest....
Ndaita dzungu 😂😂😂😂😅
🤣🤣🤣Ini ndafunga kuti pandamboenda kuchimbuzi yasara ichifamba ndikasarira mumasure coz ndaona mukomana weShiri uyo angori panzvimbo pandamusiya ari, saka ndangoti pada akumiririrwa nanambuya nanatete vake kkkk
very soft and calm my Shumba J.MUTASA love u lots chief
$50 pamwedzi sure ?
Ko aiita basa rei pasina zvipfuyo😅😅😅
Maida apihwe mari kuti aishanda here, he was benefitting free accommodation. Iye asinawo pekurara, ava vaidawo anorara mumba mavo, paisatomboda kubhadharana mari apa
@daisychirambwi8758iyezvino akurima mabbanana kaaa since akaitwa handover kune mwanakomana
Mukomana uyo anodherera 😂😂😂
Anoda kurohwa kukuru

Akaita video editing aka misser that part yemunda
Ndatomboita replay ndichifunga kuti pane pandapotsa kunzwa 😂😂😂