Zanu is happy and very happy. It’s only not people in Zanu who are day dreaming. Otherwise Zanu should go if they are serious, not Mnangagwa. Mnangagwa is Zanu generally. You can’t say Mnangagwa should go and Zanu should never go!!!
Munangagwa is now facing imminent resistance from the masses and from within his zanu pf members.Mudhara you are sitting patime bomb especially zvekuda kuchinja constitution ndaona kumama kwake mudhara uyu
Kkkkk uneshungu wangu zanu hapana zvaungaiita bvunza chamisa akangosiyawo.
Ngavaende - ED ne Density yake neCronies yake vese ngavaende kujeri. Vana veZimbabwe vatambura
Chinobhururuka chinomhara chokwadi,ngaende,nomukadzi otoovhoisawo , hapana kwazvinosvika.
Mainyanya kuvhaira. Pasi neZanu pf takazvitaora kare. Pindai mubvise mega atiitiswe. Zviitei tione
The days are numberd for ED nyuchi dzavakukutendera mudharawangu
Shuwa nguva yenyuchi yoswedera
Zvema musician ose eku mama akatambira Mota isu hatina basa nazvo .We get nothing from those musicians .
Kupanana motor nemari muzvipatara hamuna magumbeze nemishonga nzira njanji magetsi ndege Zimbabwe currency hapachina wonzwa 2030 anenge achipo shame shame mbavha
Mashona ne MaNdebele ndimwi makaisa zvi party zvenyu .Zanu pf ne Zapu
Musoja ,Mapurisa ,CIO nema war veteran havasi maZimbabweans voga.
Chivhayo is a minister of social welfare of zanu pf government
Zanu is happy and very happy. It’s only not people in Zanu who are day dreaming.
Otherwise Zanu should go if they are serious, not Mnangagwa. Mnangagwa is Zanu generally.
You can’t say Mnangagwa should go and Zanu should never go!!!
Wechidiki Mukai!
Zviroto zviroto
Ko mukutopedza nguva muchitaura nuchitdza kuita action paakapinda maiti anogona wani nhasi makuchemei kkkk
Munangagwa is now facing imminent resistance from the masses and from within his zanu pf members.Mudhara you are sitting patime bomb especially zvekuda kuchinja constitution ndaona kumama kwake mudhara uyu
Hauna nyaya Ari right maitamba muchiudziwa pamhata
Bayanai isu hatipo bcz tirivachamisa isu ndedzemudanga hadzipindirwe
Tinoziva kuti mutungamiriri anotukwa ndimo maanowana mazano nokuti ndimo munobva huchenjeri wemutungamiriri
Vanhu ngavarege kuenda kumisangano yavo chitipandukai zvachose siyanai nevanhu varikudya ava varikukuonai semusina zvamuno ziva
Taurirai America ikugadzirirei vanhu ava makafurirwa kuti mumuvhoterenokuti imbavha kubvira Mugabe aripo vaingoba vese nevakadzi vavo vachiba nevana vavo tarisai Bona Mugabe hupfumi waanawo akasevenza kupi
phasi nabo kabahambe
How do you arrest the person who is the boss of the police and the army ?😂😂😂
Is even head of the judiciary!😂😂
They can only recall him not arrest.
Muri kunyepa vakomana arikuba makatarisa inga wani,
Selling fake news. Yes panevasingafarichirikunetsa inyaya yekuti mavekungoitavo twuma audio twenyu twusiri valid. Kuenda kwaED riiniko
Varikutora gold vachiendesa kunedzimwe nyika varikunoviga kuti vazodya vatiza
Mnangagwa auraya nyika, asfuni, tribalism, corruption, poverty, dynasty, violence.. hai hai, Nyuchi ngadzisimuke! Its high time
Wasting time talking about Mnangagwa. Talk about Zanu to go.