Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
I really like and in love with zaiko aka majuicy dance move he actually deserve an awaed , kutamba smart danzi risina dikita (ziya), apo ku ma backing vocals ........Sir Barnahhh
Chesology wemaNotes eSungura,,,,, so far so good
Barnabas is making macheso proud. Ndokuimba uku kwete zvana matwiter
Haaa Twitter zvomunetsa wataura apo ane few songs dzaanogona
Banabus ngaararame, I like him
So far maDancer totoverenga Kariba
Kariba na Alberto
Chesologyy kupedza ma sports 👏👏
Macheso is very proud na Barnabus kwete mbichana
Majuicy ndiwe wega
Song inondiitira
Musati nyebera henyu franco pakutamba hapana kana one ati asvika pedo. Franco ayi tamba ari 1 vose ava kuda kutomu tedzera
Unoziva
Gud yako ahisi gud yangu ukaziva izvozvo wapedza zvose
Majuice kutomuda sezvaari kkkkk
Barna huchi chaihwo chaihwo mrume uyu
Zaiko juice unopedzaa basa iwew
Nakariba haasvike cz ane pride yakanyanya
Amai nababa kudenga kwamuri ikoko musanoti chengeterawo pedu pekugara
Pachokwadi vanhu ngatimbosiyai ku compare Franco na Juicy ,but tingo taura zvema talents chete , juicy kuside kwake parizvino pane varikurira ,nama juicy tinosvika ,i don't mean kuti franco haana talent anaro but ava muimbi ndokwake
Bana huchi huchi
Bass ka
❤❤❤❤❤
Fambaaaaa
The short guy ari far left has potential to outshine everyone but haazi pasportlight chete
Uyo mushini uyo akaipa Kariba,so far he is my best among all Macheso dancers
Ko zaka zaka na tafi asi havana kuenda , ma rythm aya akaitwa na tafi na maikoro
Tafi anogesa kubata basa
Fambai nema rhythmists ese warove magatare awo sezvaari you can easily tell kt Tafi haapo
And anofara muchinda uya kana ari pa basa especially on this song
Vanochinjana wangu itwo groups
I think the rhythms were recorded by Zaka Zaka and Maikoro not Taffy....but anyone in this team can play any song
❤❤❤