Hazvidi hazvo ruvengo. Ndambofunga kuti vari kuita lip sync. Haaa vakomana ava vanodzemura. The vocals and musical arrangement kuita John Chibadura chaiye. Keep moving boys musatombomira. Mudhara Clive can I have your number timboita hurukuro. Thank you for lifting these young ones up.
Chimbotipaiwo live chaiyo kwete music video that looks like a live show. Apa music makaita yekuisira original song toda kunzwa how they sound ivo vega pasina zvekuisira song pavideo izvi.
@@blessedtechnologytech9688 We are most likely going to start performing this month. Tanga tichimbobatanidza program. We don't want to disappoint. Expect the best from JSK Chibadura and Tembo Brothers, manje manje. Thanks for the reminder.
used to say handiende kuma live show because i never had a chance to watch John performing, but here he is... ndakupolisha bhutsu. but pakubadura apo the guys should find a choreographer and sit down with their fathers videos
Vakomana Ava vanogona kuzvida chete haa hamusati maita mbiri siyai mbiri ikuwanei SA Baba venyu vaitamba zvekuti kana musingagone isaika vanotamba vatifadze kwete kungoimba zvasiyanei nekuridza hangu munzeve baba venyu vaiva na manyowa music yaifamba vasingazvide asi vanhu vaipengereka nekuvada once wakazvinzwa apa pa ground hauna zvamati maridza haa mukuirasa zunzai muviri iyo serious pabasa munoita mari honai ba shero vanojaivha asi vakura vanhu vanonakirwa nemunhu Ari serious pabasa rekufadza vanhu ma video mbomirai henyu kuita haa 🙌
Ndonakirwa ne music ya baba venyu ne ma song ndiwe wandoda neiyoyi yenyu asi vakomana isai vanotamba be serious mirai kuzvinzwa munoita mbiri chaiyo mukamira kuzvida munogona kuimba even sound munayo pakuzvida apo haa tingauye kuzoona kuzvida here nhai akomana
Like a father like a son,we like you boys from here in malawi
Chibadura Boyz
Tedious Matsito
Macheso boys
Dembo boys
I salute you for keeping the real beats of your fathers
Very true kwete zveka Tongai izvo
Sulumani chimbetu
Voice uncannily similar.
i just heard this song today i have played it 45683 times now
Melodious beats ❤ putting all my worries aside 2024 listening from Namibia 🇳🇦
Thank you Mdhara Clive Malunga for all the Effort. Dai Machidzosa futi JENAGURU PaGwanzura apo
tembo brothers yamuka ,vanogona boys iri ngavarambe vakadaro
Thank you mkoma Malunga song iyi inondiitra big-time apa magona Boyz
Takes me back to many London gigs by JC&TB. Fab.
On point thank you Mr Malunga for pushing ma works JSK & Tembo brothers ndana homeboy vangu ivavo. Tinemi vatsigiri
Thanks very much mwanawamai vangu nekutsigira JSK Chibadura and Tembo Brothers.
This Tembo brothers vana vaChibadura here
I love this boys keep it up thanks so much to mkm clive monokudu
Im matsimbe boys go as ur father did I wish to visit u one day to see my brother John rest,from moz
Job weldone guys kip tha fire burning ❤
I grew up with these boys vasiri mu industry iyi but they managed to cop up weel done guys
Awesome 👍👍💯
Ndikugonaka uku👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Makorokotooooo from Maputo
Tinotenda zvikuru nekutsigira JSK Chibadura neTembo Brothers, kubva kuMaputo.
the ressurection of John Chibadura
All the best guys pick it up see you soon
Hapasati pava nezvitsva here? Baba Clive Malunga please keep giving a helping hand until they gain the spot light and popularity
Love you ,youngone's keep it up.I wish to see your live performance.
Hazvidi hazvo ruvengo. Ndambofunga kuti vari kuita lip sync. Haaa vakomana ava vanodzemura. The vocals and musical arrangement kuita John Chibadura chaiye. Keep moving boys musatombomira. Mudhara Clive can I have your number timboita hurukuro. Thank you for lifting these young ones up.
I love these boys, wanna see them having shows soon
They love you as well.
@@clivemalunga6061 learning from the great man,Thanks mdhara
Song iiii inokomborera zvkuti .amen
Aaaah nhai Boyz iro rorova zvokunge Chibadura chaiye amuka
Tinotenda zvikuru nekutsigira JSK Chibadura neTembo Brothers
Chimbotipaiwo live chaiyo kwete music video that looks like a live show. Apa music makaita yekuisira original song toda kunzwa how they sound ivo vega pasina zvekuisira song pavideo izvi.
Wow nice song .bhora mberi guys
Thanks very much for your encouragement. We are encouraged.
Be blessed boys" speechless 🇳🇦
Thanks very much for supporting JSK Chibadura and Tembo Brothers.
These guys are organised. Keep on keeping!
Chibadura boys keep it up ana boys vangu vepa Domboshava apo apa makarova zvinonwisa mvura😅
Thank you mkoma Clive, you are doing a great job. God bless you.
Excellent stuff.
Big Up Sir Clive. The future is bright. At least the Mr Chitungwiza beat is back, of course with a bang
what a message so touching
We preparing live shows. Almost there.
We are waiting for live shows nationwide
@@blessedtechnologytech9688 We are most likely going to start performing this month. Tanga tichimbobatanidza program. We don't want to disappoint. Expect the best from JSK Chibadura and Tembo Brothers, manje manje. Thanks for the reminder.
@@clivemalunga6061 yaaa mukugona mukoma malunga l team rangu repa mverechena takakura tese
@@clivemalunga6061 ya mundara zvakarongeka bt ndokumbirawo remix yeka song Teresa mukadaro mapedza masport ndikukuonai zvangu ndiri pa zambia apa
I just watched a heart warming interview you did with drewmas media..wow l salute you 👏 🙏
Sekuru tembo shingirirayi
❤ good work
Kufanana na Dady mr chitungwiza kkkk
Thank you Clive for the love you have given back to the Chibadura family can we please have your contacts
Top notch
This is good love the music
Thanks very much mukoma Lameck. We are ready to fly.
Rambai makadaro boyz
Thanks very much mukoma Last, nekutsigira JSK Chibadura and Tembo Brothers.
Classic Act
team iri inogona zvandoda
Wish you the best guys.
Thanks very much Sir, for supporting JSK Chibadura and Tembo Brothers.
WELL DONE GUYS -WIRE WIRE
Handina chekureva hapana chachinja apoo kungogona chete toisa matendo
Nesuwo tinotendesesa kurudziro nesimbiso kuJSK Chibadura and Tembo Brothers.
Beautiful
Thanks Nyasha for supporting JSK Chibadura and Tembo Brothers.
used to say handiende kuma live show because i never had a chance to watch John performing, but here he is... ndakupolisha bhutsu.
but pakubadura apo the guys should find a choreographer and sit down with their fathers videos
Nice
Haaaa pangoma ne piano apo panondiitira 😅
Ndokugona uko
nice project
Mukugona vafana rambai makadaro
Is this lip sync or live?
It's a live in concert.
vanogona vakomana ava they have maintained the beat.Thumbs up
Vakomana Ava vanogona kuzvida chete haa hamusati maita mbiri siyai mbiri ikuwanei SA Baba venyu vaitamba zvekuti kana musingagone isaika vanotamba vatifadze kwete kungoimba zvasiyanei nekuridza hangu munzeve baba venyu vaiva na manyowa music yaifamba vasingazvide asi vanhu vaipengereka nekuvada once wakazvinzwa apa pa ground hauna zvamati maridza haa mukuirasa zunzai muviri iyo serious pabasa munoita mari honai ba shero vanojaivha asi vakura vanhu vanonakirwa nemunhu Ari serious pabasa rekufadza vanhu ma video mbomirai henyu kuita haa 🙌
Ndonakirwa ne music ya baba venyu ne ma song ndiwe wandoda neiyoyi yenyu asi vakomana isai vanotamba be serious mirai kuzvinzwa munoita mbiri chaiyo mukamira kuzvida munogona kuimba even sound munayo pakuzvida apo haa tingauye kuzoona kuzvida here nhai akomana
Marevesa mukoma Don, panoda kugadziriswa pamareva. Ndiyo chokwadi iyoyo. Maita basa ndinovimba vazvinzwa.
Siya vana vachene iwe this is new generation hapana kuzvida apa and vanoimba vakamana ava
Ko kana vasingagone kutamba samababa vavo
Lol true because chibadura itamba kwete zvemafunies