Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
This one preacher anoita seanopenga but ndiye munhu arutoziya zvaarikuita God bless you baba
Makatumwa baba Muparinga . Mwari Jehovha makaita henyu nemuranda wenyu neshoko iri hupenyu hurikuchi nja
Thank you for helping me with my fasting June 2024
It's the level of revelation,that moves me in this man. May he continue to be used by God .
10yrs ago you preached this sermon and still making sense in pipoz lives😭
From the day I discovered this preacher, my life has never been the same... revelation after revelation.
Same here
Benzi chete ndiro ringawana zvekuwedzera kana zvekutapudza mwari makanaka mutigonera nguva dzose . man of God this is kingdom message for real
Zuva haripere ndisina kuteerera sermon dzaEvangelist 🙏🙏eye opener
I'm now addicted to Evangelist,s sermons
3 third time listening Revelation
Vanondigonera mfundisi ava God bless u
Listening from Japan God bless you pastor ndabatsirikana glory to the Almighty
Blessed Evang ,basa kumberi ,Mwari ngavaropafadze.
God bless you my preacher, keep on doing what you do best
I really enjoyed the preaching man of God, you really preach the true word of God so much revelation in this word. May the good Lord bless you richly forever 🙏
Ndinokutendai mufundisi munobatsira mweya wangu Mwari vakuropafadzei
Mharidzo yenyu va muvhangeri inondisimudzira mweya wangu .Endererai mberi nebasa ra Mwari
you are one man I listen to because I don't just listen . I love you and thanks
Aaaaaah mwari uyu......ano shamisa hama dzerwendo anogona kani . Glory be to god.
So motivated had a similar dream some years ago I am so uplifted
This is nothing but pure works of the wisdom of God. Great preaching Man of God
Trymore muparinga God bless you with your great work
Ur preaching blesses me always God bless you
Rumbidzo yose kuna jesu. Amen Evangelist shoko ndiroro nemonemo;
ï k? 2 the same q..Jeffry M lali to
Evangelist you GOD send you to preach ...amen
Evangelist your teachings are awesome ..i need you to my place.
True Evangelist We are behind youMwari ndivo mhinduro mu hupenyu hwedu. Amen
munyaradzi nyenya j? d o? I r have?
Wakambonakigwa ngeshoko kuita kutsvobida b blessed mnhu waMwari
BENZI CHETE NDORINORAMBANA NEDZIDZISO YAKADAI
Vanoparidza mufundisi ava, fambirai mberi nebasa ramwari.
Amen ndadzidza zvakawanda mwari awedzere kurmba achiropafadza
Thanks for a greater word of God Mwari vakuitirei zvakanaka Amen
This pastor is so good God bless what a powerful message 🙏🙏🙏Thank you
This is wonderful teachings God bless u
Powerful sermon thank you
Great teachings muvhangeri wangu!!!!
Your Sermons are so powerful man of God. Am so inspired. May God continue to increase you.
To God be the glory
we love you Evangelist Muparinga
Powerful word thank you
What a powerful message,Ishe ngavakudzwe
Amen 🙏😭 bless you bless you 🙏
Amen Amen. Live long Pastor
this is awesome rambai muchienderera mberi
muparidzi ndovada ava vanotaura nothing but the true word
Akakomborwrwa uyo uye nechibereko chakamubereka ropafadzwai amai baba A hh ndinokomborerwaini
Powerful words munogona mufundisi
this man akatenda kushanda mashoko ake anoporesa
Thanks with the gospel my brother. Please don't stop.
I personally thank God for your wonderful messages makandisimudzira tahnk you lord
Famba munhu wamwari
Amen,thank you man of God
Powerful message man of God
I came accross him once and came across his videos the guy is really inspiring anosimudxira maparadziro ake
Mufundisi Amen ndadzidza
Powerful praise god
Shoko nderezvokwadi denga amen
Powerful msg.....ini ndinoda Word zvanku ndinenge ndakwana kkkkk
i always blessed by this Word
Great preacher
Amen if God is fo me who can be against me
Amen pastor
Powerful kutenda kunaMwari kunochinja zvose
ndadzidza zvechokwadi... amen
Praise God..
Hi, may you come to Vic falls
Powerful word Amen
Patricia Banda
We celebrate grace🎉
Amen powerful msg
Level of Revelation is at another level
power full man of God
shoko rakanaka chose hapana chinoda kuwedzerwa kana kutapudza apa
powerful words keep it up
Mwari vasingashanduke
Amen
Amen.....Phenomenal
Mwari varambe vachikuitirai nyasha tigoponeswa takawanda
Keep the trust in the Lord dispute the situation Thank you Jesus for using yr servent
Powerful sermon
Powerful msg thanks
Lovely very powerful
Powerfull what a revelation
I enjoyed this sermon....
Amen 🙏😭
53:43mins ndanakidzwa nemuface atiza camera kkkkkk
Powerful Amen
this is kingdom my brother
Amen and Amen!!!
amen
Thank you Jesus
Great Preacher
Amen and amen
paridzo yenyu inoponesa munhu waMwari
Baba mukustemura book (revelation)
Maivepiko ticharasiswa
Amen Mufundisi
Munondigonera munhu waMwari
You should unite with Talent Chiwenga...kkk 7×7 sabbath day
Tawana
seventh day they mean resting from cooking, shopping, cleaning house. They do good things on Sabbath e.g healing.
He is just attacking the seventh day adventist
nice mdhara
Amen powerful
Mufundisi madii maparidza neShona kuti vazhinji vanzwe. Kuzanganisa Chirungu ne Shona zvingangoreva kuti hamunyatsogoni kutaura mitauro yacho yese. Saka ukasaziva mutauro nyaya yacho inoshandura Mweya yevanhu sedzimudzangara! sekufungidzira kwamungaite. Zvinotoita kunge mavakuteedzera teedzera vamwe . Hapana chikuru chakaipa asi zvakanaka kungodzidzira mutauro womene. HUYE NDARAMBA kuti Bhaibheri rinokupa zvose zvawangofunga aiwa ... Bhaibheri pachiKristo ichokwadi cheshoko raMwari kwete shoko rinoreva zvese zvese. Ngatisataure uchenjeri
+caleb toga You need to be medically examined!!
+caleb toga YOU DONT ONLY NEED DELIVERANCE BUT U NEED THE ADDRESS YEKU GEHENA
shame on you +calab
These days hakuchina chishona chemene ....gospel nderemarudzi ose hakuna mutemo unoti paridza neshona bedzi....isu chirungu cho tirikutochida uye tinochinzwa. Zvakasanganiswa ndokudya kwedu
Ngaadzokere grade 1 anodzidza mitauro nechirungu calab uyo. Mufundisi varikubata Basa guru. Tinoda mitauro yese.
Powerful
Vhangeri yeUshe
NICE
Practical gospel

ï k? 2 the same q
..Jeffry M lali to
Evangelist you GOD send you to preach ...amen
Evangelist your teachings are awesome ..i need you to my place.
True Evangelist We are behind you
Mwari ndivo mhinduro mu hupenyu hwedu. Amen
munyaradzi nyenya
j? d o? I r have?