Aaah sekuru Mutunga makanyanya thanks for the explanation ende shuwa Africa yakasarudzwa. Mr Gorden sekuru ava imbovapai hr rakakwana vatidzidzise chivanhu
Isu vakazvarwa Kumar 69 80s it's wen culture started to change bible is a real people like African s British became there history ndikati queen mother ndiye eamunoverenga mubible na Mary munotoramba ndikati queen mother ndivo bakazozikanwa as God munotoramba dadaibnrcilture urnyu yechivanhu munozvisekrsa nevarungu nebible nagod god knowbyr mwari
my pple shall perish bcoz of lack of knowledge,mwana kana ari mudumbu anodya wani ano kicker wani which means munhu ari kuto fema kasi haasati asimba kuti abude panze chete
Wake up Africa. We need these programs more than anything. This platform have given me a perspective . Big up guys.
Tipeiwo number dzasekuru awo
This is educating I now understand my roots 👏🏼👏🏼👏🏼
Aaah sekuru Mutunga makanyanya thanks for the explanation ende shuwa Africa yakasarudzwa. Mr Gorden sekuru ava imbovapai hr rakakwana vatidzidzise chivanhu
Wow! Kudzidza hakuperi wani....
tokumbirawo sekuru Mutanga vaite more episodes to teach us , njere dzavo pamberi
Vakuru vane njere dzatinofanira kunge tinadzo tese munyika yemu Africa...murungu haana rudo kana hanya nesu...zvese zvaanoita kuda kuti ativhuringidze nekuti musiki akatipa makomborero ese...chinhu chimwe chaakakanganisa kutipa tsiye nyoro kune mamwe marudzi...honayi toitwa kunge marema uye kuvengana pachedu.
Idama Sekuru. Harivhikwi shoko. Anenze dzokunwa ngaanwe.
I beg thdre be space for such discourse on national TV and Radio. Thr quality of the narrative will improve over time with repeated exposure.
haaaaaareeruuuuyaaaaa
In all episodes Sekuru Mutunga this guy is can explain clearly give more time his clear .
macontact details avo please?
One very wise Old man ..
Isu vakazvarwa Kumar 69 80s it's wen culture started to change bible is a real people like African s British became there history ndikati queen mother ndiye eamunoverenga mubible na Mary munotoramba ndikati queen mother ndivo bakazozikanwa as God munotoramba dadaibnrcilture urnyu yechivanhu munozvisekrsa nevarungu nebible nagod god knowbyr mwari
Hooo baba avo ndozivira w/park 1
Ko number dza Sekuru
Aiwa munotaura sekuru
vanhu vangu vaparara nekushaya njere
my pple shall perish bcoz of lack of knowledge,mwana kana ari mudumbu anodya wani ano kicker wani which means munhu ari kuto fema kasi haasati asimba kuti abude panze chete
Ko vhudzi iro sekuru
Kkkkk
First
Ndodawo kumboonawo vanaPastor vachizvinzwirawo. Tochinzwao kuti vanotii
Watch Bishop Sithole's interview. Ana Mudungwe varipowo and there is another one ye svikiro na pastor debating. Aripo akawanda echurch.
Kuseri
interviewer mune dzungu asekuru