Love you guys munogona..ambuya vaTaku thumbs up. Baba Taku kuita kwako hazvisi zvekuedza or kana kuita jee... That's a gift from the Almighty God. hanzi kudya kunodiwa nemunhu wese
Mr willard this is good haa apa chasotwa chiepisode icho yohweee haaa bt murume akutambwa yakaoma vnhukdzi musadai kkkkk haa apa hndina chokutaura magonesesa
Ini handifungi kuti akadyiswa. Murume ari right anotoda mudzimai wake, anoita zvese zvaanojwanisawo kuti mhuri yake irarame. Anomira kuvharira mudzimai wake panotaurwa zvakaipa pamsoropake. Mukadzi wacho ndiye chivharo, imbwa nyoro uye asina kutendeka. Asi hapana chisingaperi. Gava rave kuda kudambura musungo. Well done Slimaz, you are addressing a very important issue and crew yese irikugona zvekuti. Thank you
Baba Taku is very funny 😂 on showing his vulnerability
Kkk
kkkk
I can’t wait kutii zviti boom zva Pirato.
Good show.
Mapudzi anowira kusina hari chokwadi! BaTaku loves his wife.
True wena apa mukadzi busy Kuita mjolo hake
Love you guys munogona..ambuya vaTaku thumbs up. Baba Taku kuita kwako hazvisi zvekuedza or kana kuita jee... That's a gift from the Almighty God. hanzi kudya kunodiwa nemunhu wese
Ba taku vakatoita kuzorora zvavo pakufunga kkk
Mbuya taku never disappoint pasmart apo
Kuchauya kamorning prayer 😂😂😂😂
Baba taku he's very cool ,kkkk kuita kunge vakadyiswa
Kkkkkk zvinhu zvikufamba kumamorning prayer ayas mai Taku makaoma
Baba Takue is unmatched roogona kuactor zvakaipa........ Even palast drama riya haa anosorta
Vamwene can act shame🥹❤️💫
I agree 💯
Vanoita kt zvive real
Well done guys keep up the good works ⚒
Thank you, keep supporting us.
Ba Taku chibaba well done guys
Zikomo
Baba taku is a good actor 👍
Ini ndiri kuda kungoti Mai Taku ,ukumbotembeyi ,ndoo mashoko angu
Kkkk contorowa mukadzi....vari kuma prayer mhamha musatya zvenyu
Mai Taku achakonesa vanhu kadzi kunamata uyu uuuuu
church boy Evangelising keep up the gud work.🤗
😂 baba taku haadi nemukadzi wake .
Hah AMAI makapengaa ndachema zvangu wero done Amwene 💥💥💥💥💥
Mai Taku varikuhurirei nhaimi nemurume ane ka bed kakadaro tugumbezi twakasviba ishavi chairo chihure chemahara
Chihure kusatofunga chaiko chikomba chacho hachina kana yacho kushainira murume nerovha wadii wanogara kuchikomba ikoko nhai ukupedzerei nguva.
Nhai hako
Imagine taura hako chimwe chihure hachina musoro
Ba Takuh idzungairwa chairo
Taura hako !!😒
Haucontrowe mkadzi here iwe....😂😂😂😂
I jus learnt something ...muroora should go kunotsvaira kumba kwavamwene here and there😊
Haaaaa slimez mukuita basa wena ikunakidza veduwee
Wakaona waita mukadzi anenenge Mai taku gara wasiya uchiri mupenyu
Ko mai Taku madii kungogarira kuchikomba kwenyu nhy
Its nice but please bring back rudo season 2 I miss Crifford veduwe
Enjoying the series this is 👍 great
Song yamashandisa padrama inonzii it's Mathius Mhere anditi ndokumbirawo Zita resong
Wat a big lesson from you guys.Keep it up
Thank you, please keep watching and invite others
Kkkkk ba Taku muridununu dure kuchauya k morning prayer
Baba Taku dzakazungaira kkkk
Chimwe chinhu vaskana muriko here uko,siyayi zvekungopinzwa mum a sheets,that is not love
Baba taku na mother nutural talent munogoona
Mr willard this is good haa apa chasotwa chiepisode icho yohweee haaa bt murume akutambwa yakaoma vnhukdzi musadai kkkkk haa apa hndina chokutaura magonesesa
Asi baba taku vakadyiswa here nhaimi kkkk
Ini handifungi kuti akadyiswa. Murume ari right anotoda mudzimai wake, anoita zvese zvaanojwanisawo kuti mhuri yake irarame. Anomira kuvharira mudzimai wake panotaurwa zvakaipa pamsoropake. Mukadzi wacho ndiye chivharo, imbwa nyoro uye asina kutendeka. Asi hapana chisingaperi. Gava rave kuda kudambura musungo.
Well done Slimaz, you are addressing a very important issue and crew yese irikugona zvekuti. Thank you
Good combination of actors mese mogona ma roles enyu
Thanks
Mom's vanogona manji ende vanemashoko .KUCHAUYA KA MORNING PRAYER UCHINGOTI DUNUNU VAKAGARA IPAPA KKKK CHOKWADI MAPUDZI ANOWIRA KUSINA HARI UKAONA URIMUKADZI VAITA VAMWENE VAKADAI VAKAGARIKA .
Ba taku itai changamu changamu mheni🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kliklikli. Blaz ari kunyenga baby!!
Brother holly bhoe here maitiro enyu mutori church boy zve sure
Things just got interesting
Haugone kukondirowa mukadzi iwe 😂😂😂😂😂
😆😆😆😆😆
🤣🤣🤣🤣😢
Eddie haabve kumasvingo here zvee imi
Kkkkk hadzi usaita kunge dununu kkkk
Zvinhu zvacho hazvidi kudaro wena Mai Taku ndaona wabatwa hangu nekti kna kangoma koririsa Koda kudambuka
Nic zvirikuita
Haa ma1 Kani now it is very interesting not to miss 👌👌👌
Ummmmmmy ndanzwir hngu baTaku Tsitsi vkomna vkdzi tinozozvinyanya yoweee kkkkkkkkkkkk
Zvirikwese even varume vanodaro
Haaa ba taku vanoda babe ravo kkk
kwahi "zvinhu zvikutoti fambeyi nawo ma morning prayer"....ndanzwa tsitsi amana, i feel sorry for bataku
Thanks for watching please invite as many people as you can
Mbuya vaTaku🔥🔥
Mufes anonzwisa hasha uyu bataku ma1
Mai taku uchazoyeuka bako waniwa
Yeah maq aya mukadz uyu anoda ini
mukomana waMercy haa munhu boe.... mai Taku iii askana musazodaro kkkkkk. asi baba taku mazonyanyawo kudzimakwacho agh munhurume haadi kudaro mhan kkkkk
Ndokumbirawo zitaremhunhu akaimba song iripa drama iyori kanapaine anoziva please
Ma mornings playar😂😂😂😂😂
Ko naTaku madirei kunyepa...kufira musaga kkk
Ummm mbuya yakatakura iyo..ndedzemadhoiri ka idzo
Mbuya laina makapenga
Well done guys keep it up
Kkkkk kachauya kamorning prayer
Kuchauya kamorning prayer ikoko
kuchauya kamorning prayer baba Takue 😂
Kuchauya kamorning prayer wakangoti duzununu
Zvinenge zvoda kunonakidza manjee
I feel sorry for dad taku😂😂😂😂
Baba taku ma one😂😂😂
Mnogona guys ende zvinotoitika live iZviii
True
Welcome ka morning prayer 🙏 🙏
vakasira kufunga base😂
Vakadzi musatidaro shuwa
Church boy havana kubondera here🤣🤣🤣🤣🤣
Chokwadi wangu urikugara nemunhu wemunhu,
Good job guys ..keep it up.
Thank you so much
I'm waiting
Ba taku ma1
Famba Slimaz 💥
Mai Dee 🤐🤐🤐🤐🤐🤐🤐🤐🤐
Keep good work guys
Cool baba Taku
Bonde kuvanhu
Lord give me a husband like ba Taku 🥺😭
Ndikuuya kuzovatora baTaku ,,,, hes jus unexplainable apa mkadzi 😮😮😮
Munogona guys
haaaaaa maHwambi aripa dhuze 😂
Hanzi anenge anamata nguvai
Well done guys
Thanks
Pane achachema inofita kuridzwa background inoenderana
Haureve nhema 😂🤞🏾
Good drama
KkkKkkkkk haa munogona guys
Saka hauna control kkkkkk
Munogona but kuzoita too short
It's controwa for me
Musanonoka chimwe guys
Mavy, Mavy 😅😅😅
Keep good work guys I'm watching from Qatar 🇧🇭
Huya kumba iwe
Very interesting
Hokoyo
Baba taku itai mushe kkkkkk