Waurikuti avekutsvaga kuchema ndiyani ft

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 окт 2024

Комментарии • 140

  • @tapiwachinhema1380
    @tapiwachinhema1380 8 месяцев назад +12

    😂😂😂 hanzi ndinekumashure kwesimbi here ini

  • @cynthia2570
    @cynthia2570 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂combination iyi🔥🔥

  • @MariahMtuswa
    @MariahMtuswa 8 месяцев назад +19

    Kunyora madziro nendove.... Kutema teacher nesvumburu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @daddyteddy85
    @daddyteddy85 8 месяцев назад +3

    Unoswera uchinditambisira nhanho 😂😂😂 mbuya vangu vaizvitaura

  • @RanganaiMakozho-nx3fl
    @RanganaiMakozho-nx3fl 8 месяцев назад +4

    Kkkkkkkkkkk ko kumashure kwangu ndekwesimbi hre ndoputsa chamber ini😂😂😂😂😂

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 8 месяцев назад +6

    Uyu mufana we scotch shirt akanyanya😅😅

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 8 месяцев назад +3

    😂😂😂😂😂😂Lee kaa 🙌🙌🙌hanzi ndoda kuona mukuru ndiani

  • @bettysamhutsa1662
    @bettysamhutsa1662 8 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂 mbuya vamganya weduweee kuda kunotanga kupina mumba

  • @annanekate6547
    @annanekate6547 8 месяцев назад +7

    Aghh zindunya😂😂. Hanzi ndekumashure kwesimbi here😂😂😂😂

  • @hassanmwanyali776
    @hassanmwanyali776 8 месяцев назад +3

    😂😂😂😂😂😂 speed pakupedzisira

  • @parwadamutero
    @parwadamutero 8 месяцев назад

    ❤❤❤ combination iyi ma 1😂😂😂

  • @tapiwabilliard4212
    @tapiwabilliard4212 8 месяцев назад

    😂😂😂😂hanz makutsvaga kuchema mamje

  • @eddiemaclaren-yr9iq
    @eddiemaclaren-yr9iq 8 месяцев назад

    Hahahahahaha wakanyora nendove ndiyani😂😂😂

  • @Munyaradzi-x8p
    @Munyaradzi-x8p 8 месяцев назад

    Kkkk lee chibaba iwe ka unoda kuona mkuru ndiani pamba pako hr kkkk

  • @MoeDev-rw7hu
    @MoeDev-rw7hu 4 месяца назад

    hai hai hai! 🤣🤣🤣

  • @vavariroyashemunozogara7968
    @vavariroyashemunozogara7968 8 месяцев назад

    Kkkkkkkikst nendove

  • @CmpmX-v3w
    @CmpmX-v3w 8 месяцев назад

    Kkkkkkkkk 🎉 kutema ticha nesvimburu

  • @itaichisero1037
    @itaichisero1037 8 месяцев назад +5

    Ukaona vaita mwana anenge comic elder vaita problem 😂😂

  • @briankwangware2043
    @briankwangware2043 8 месяцев назад

    😂😂😂😂kumashure kwesimbi

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku9831 8 месяцев назад

    Ka run kazoitika vopedza ndiko kandityora hahaha

  • @Magaja-q8o
    @Magaja-q8o 8 месяцев назад +4

    Kkkkk kana maakudaro maakutsvaga kuchema

  • @jotachfilms
    @jotachfilms 8 месяцев назад +2

    saka iwe ndiwe munhu wese? wakazvitarisa ndiwe munhu wese

  • @willardmupfuranhewe
    @willardmupfuranhewe 8 месяцев назад +1

    Part 2 please

  • @tinashe.nopeya7769
    @tinashe.nopeya7769 8 месяцев назад

    Lee 😂 😂 ma1

  • @gugulaboncube8137
    @gugulaboncube8137 8 месяцев назад

    Kwaaaa kuchee….. ukutaura neni….

  • @harrietgracedhliwayo5606
    @harrietgracedhliwayo5606 8 месяцев назад

    aaa apa kutoyita pamuromo nhai Leeroy kunetsa mbuya shuwa

  • @Innocent660
    @Innocent660 8 месяцев назад

    Hanzi ndoputsa chemba ndine kushure kwe simbi here

  • @mufarodhewa649
    @mufarodhewa649 8 месяцев назад

    Kkkkk makupinza mai 😂

  • @Chitendeva-ly9tj
    @Chitendeva-ly9tj 8 месяцев назад

    Ziku 14 kutodza mai ayiiij😂😂😂😂😂

  • @clefychiko3262
    @clefychiko3262 8 месяцев назад +2

    Ndakadzokorodza ka6 😂😂😂😂 kunge zvakanaka

  • @clefychiko3262
    @clefychiko3262 8 месяцев назад +2

    Kunyora nendove😂😂😂

  • @miliscentmutanda8781
    @miliscentmutanda8781 8 месяцев назад +7

    Mbuya ndikudawo hood rakanzi Titende.. huyai titaure😩♥️♥️

  • @TanakaMajoni
    @TanakaMajoni 3 месяца назад

    😂😂😂

  • @Innocent660
    @Innocent660 8 месяцев назад

    Chakapenga

  • @unistardmg
    @unistardmg 8 месяцев назад

    😂😂😂

  • @panashematola8800
    @panashematola8800 8 месяцев назад

    Comic elder never disappoint 😂

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 8 месяцев назад +2

    😂😂😂😂😂😂😂😂childcare ko kuzoita nharo kwai ndakadzokorodza ka6

  • @phillipchimutashu5254
    @phillipchimutashu5254 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂

  • @melodymutepaire-mwanza1663
    @melodymutepaire-mwanza1663 8 месяцев назад +7

    Nhaiwe Leeroy unonetserei Mbuya vako kudero? Mbuya, you're definitely working with a psychopath grandson who doesn't love education.

  • @MariahMtuswa
    @MariahMtuswa 8 месяцев назад +2

    Ziku14... Maakutsvaka kuchema.... Munhu ane 21yrs🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @abigailfoya7570
    @abigailfoya7570 8 месяцев назад +2

    Hanzi ndofonera child care 😂😂😂

  • @richardnyamunda-oy6ec
    @richardnyamunda-oy6ec 3 месяца назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @KimWonder-yq8qt
    @KimWonder-yq8qt 8 месяцев назад

    Svumburu ndeipi iyi

  • @PatrickMuzite
    @PatrickMuzite 2 месяца назад

    Kkkkkkkk hanzi kna maakudaro mave kutsvaga kuchema

  • @annanekate6547
    @annanekate6547 8 месяцев назад +1

    Ndakadzokorodza ka6
    Ndogona kufamba handiberekwe kaini😂

  • @maggiema6654
    @maggiema6654 8 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂Kunyora nendove madziro LOL

  • @Princess2024
    @Princess2024 8 месяцев назад

    Part 2 please 😂😂

  • @freddiejecha8875
    @freddiejecha8875 8 месяцев назад

    Kkkkkk

  • @TMwamadi
    @TMwamadi 8 месяцев назад +3

    They should be a part 2

  • @OrigaSimango
    @OrigaSimango 8 месяцев назад

    Akadzokorora ka 6 not ka 8 kamakutaura😢😢😢

  • @WengiMazimbo-zt7et
    @WengiMazimbo-zt7et 8 месяцев назад

    Malegend dhuma

  • @user-cs4xy27agie
    @user-cs4xy27agie 8 месяцев назад

    😂😂😂Lee!

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 8 месяцев назад +1

    Kunyora madziro nendove 😂😂😂😂 Leroy wanetsa mbuya piyason much love ❤❤❤❤❤

  • @saymoregonzo
    @saymoregonzo 3 месяца назад

    Aizve ko tikuinda kupi manje

  • @abigailfoya7570
    @abigailfoya7570 8 месяцев назад +1

    Beauty loves Musa hayas😂😂😂

  • @pwerenyasha5422
    @pwerenyasha5422 8 месяцев назад

    Kiki

  • @LeahKaunda-u1i
    @LeahKaunda-u1i 6 месяцев назад

    @ Emmanuel Manguwe

  • @fortulapopo1262
    @fortulapopo1262 8 месяцев назад +1

    Yuwii hanzi kt ndine kumashure kwesimbi here kkkkk

  • @jahbcomedy9477
    @jahbcomedy9477 8 месяцев назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @jeffstarzw
    @jeffstarzw 8 месяцев назад

    Thank you guys 😂

  • @victorgwande
    @victorgwande 8 месяцев назад +1

    Hanzi makutsvaga kuchema manje!

  • @agieshumba8326
    @agieshumba8326 8 месяцев назад

    MURI MUKADZI WECHI 2 FTI

  • @miliscentmutanda8781
    @miliscentmutanda8781 8 месяцев назад +1

    😂munhu kana uri kuchikoro unenge uri mwana

  • @TalentDewa-mm1ks
    @TalentDewa-mm1ks 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @MarshallMhungu
    @MarshallMhungu 3 месяца назад

    Makutsvaga kuchema

  • @sarudzaizvoma7569
    @sarudzaizvoma7569 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @eliotrwatiringa6301
    @eliotrwatiringa6301 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂❤

  • @Mka4315
    @Mka4315 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂

  • @anymoremagaramaza5441
    @anymoremagaramaza5441 2 месяца назад

    😂😂😂😂😂

  • @ousleybennet
    @ousleybennet 8 месяцев назад

    😂😂😂😂

  • @babakimygp6189
    @babakimygp6189 8 месяцев назад

    Ndikumashure kwesimbi her ?

  • @RethaSiphambe-vq7xq
    @RethaSiphambe-vq7xq Месяц назад

    😂😂

  • @nancysimbi6704
    @nancysimbi6704 8 месяцев назад

    😂😂😂

  • @arielemma
    @arielemma Месяц назад

    Ziku14😂😂😂😂😂

  • @StilloSaxOfficial
    @StilloSaxOfficial 8 месяцев назад

    maihwiii😂

  • @charitytadya125
    @charitytadya125 8 месяцев назад

    Kkkk

  • @StilloSaxOfficial
    @StilloSaxOfficial 8 месяцев назад

    svumburuuu😂😂

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai 2 месяца назад

    Hanzi ka6

  • @PamelaGwese
    @PamelaGwese 4 месяца назад

    😂😂😂aya❤

  • @beryladams3775
    @beryladams3775 8 месяцев назад +1

    🤣🤣😂kumashure kwesimbi

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂mbuya vapiyasoni naleroy munotisetsereiko nhaii munofanira wechildline

  • @graciousmangei7740
    @graciousmangei7740 8 месяцев назад

    Akanyora ne ndove kkkkk

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 8 месяцев назад

    Leeroy USAnetse munin'ina wangu purizi 😂😂😂😂

  • @icebusai7091
    @icebusai7091 8 месяцев назад +1

    Child care😂😂

  • @miliscentmutanda8781
    @miliscentmutanda8781 8 месяцев назад

    😂😂😂😂

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 8 месяцев назад

    Lee ndamutadza
    -Kunyora madziro nendove
    -Kutema ticha nesvumbhuru

  • @violetdima1241
    @violetdima1241 8 месяцев назад

    😂😂Madii kuuya necontinuation veduwe munogonesa

  • @ruvimbomadhawu1660
    @ruvimbomadhawu1660 8 месяцев назад

    Yaive ndove chaiyo yairehwa nambuya Piya😂😂😂

  • @chitovamadyira1481
    @chitovamadyira1481 8 месяцев назад

    Takeoff yazoburwa apo ma one.

  • @ChristinaLingiweMateta
    @ChristinaLingiweMateta 6 месяцев назад

    Child care paZim zidhara kkkkk

  • @KudzaiChari-yp7rv
    @KudzaiChari-yp7rv 8 месяцев назад

    🤣🤣🤣 unoda kuuraya Mbuya neStress hre Lee 😂😂😂

  • @TynaPololo
    @TynaPololo 8 месяцев назад

    Gd combination keep it up

  • @lizgurure4502
    @lizgurure4502 8 месяцев назад

    Ive developed an addiction

  • @gugulaboncube8137
    @gugulaboncube8137 8 месяцев назад

    Kkkkkk hausi kumupinda Leeroy kkkkkk mhanyayi mbuya kkkkk

  • @ktanki1
    @ktanki1 8 месяцев назад

    Nyaya dzese dzoperera pachihure kkk

  • @foxbat473
    @foxbat473 8 месяцев назад

    😂😂😂😂

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 8 месяцев назад

    Kee .....going Guy💃💃💃💃💃

  • @vongaichiwenga8990
    @vongaichiwenga8990 8 месяцев назад

    Leeee uchawatsamurwaaaaaa nembama nambuyaaa

  • @flymak1975
    @flymak1975 8 месяцев назад

    Pls give us part 2. The level of violence hei

  • @pressley_tvy_lor
    @pressley_tvy_lor 8 месяцев назад

    😂😂😂😂 ndiri kumashure kwesimbi here eish🎉