Kunyarara Uchiziva Chokwadi Part 15

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 470

  • @tafadzwagumbo9117
    @tafadzwagumbo9117 3 года назад +30

    Kkkkkk kuita slander imhosva here. Baba Juju for ever. Vanga vafunga kumupedza Tsano nematombo😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ZimcrimesChannel
    @ZimcrimesChannel 3 года назад +23

    Pastor is a natural actor. Hazvitomboda effort. Great talent

  • @sekaimadya5541
    @sekaimadya5541 3 года назад +10

    2 weeks here weduwe uuuu guys munondigonera mai juju you're glowing tete bho zvokuti baba juju natural intelligence Kelly vhura meso tsano nhasi mabatirwa matombo well done guys

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 3 года назад +32

    Munhu wese ita like apo vanhu ava vanogona chete

  • @brightongapare522
    @brightongapare522 3 года назад +43

    Baba Juju vanofamba ne Mweya zvokwadi. Benz yangonyarara.

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya2077 3 года назад +6

    Baba Juju pamunyati chete haaa muri kumberi sando dzenyu ne zvipikiri smolly mwana mudiki pamunyati hahwinhe kkkkk haa drama renyu ende munogona mese zvenyu nice one

  • @hopechiwere5739
    @hopechiwere5739 3 года назад +10

    Iyi yatove bajuju vs Smolly ,hameno ndewupi achahwina. Can't wait for the next episode.

  • @DMaxRider2019
    @DMaxRider2019 3 года назад +5

    Finally baba juju vaponeswa nemota yafa keep on going guys zvakarongeka

  • @mitchellesithole6424
    @mitchellesithole6424 3 года назад +41

    2 weeks is long veduwe hai ah,i had missed this

  • @thespecialmamoyo5348
    @thespecialmamoyo5348 3 года назад +5

    Again mabiya angu, you've outdone yourselves. Thank you so much for the entertainment. Keep it up👏👏

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 3 года назад +24

    Kkkkkkkkkkkkkkk mufundisi kakaipa kanogona mhani kamunhu aka

  • @tapiwamapfumo6799
    @tapiwamapfumo6799 3 года назад +2

    Haaa guyz makaita hemyu ,drama renyu rine dzidziso ,kutsiura varimudzimba ,kuratidza kuti hapana chakavanzika guys kip on working munogona basa mhani imi mese zvenyu........Baba JuJu haaaa ukaita murume akaita sababa JuJu haaaaa unenge urima1 ,kkkkkk .Tete l love yu mhani.....

  • @moleenmutopo3411
    @moleenmutopo3411 3 года назад +4

    😂😂😂😂 tsano mavhundutsirwa nematombo mabva matya kupazwa nawo. Haa baba juju thumps up no favour no jelous you amazing you always the winner 😂

  • @rejoiceshereni9368
    @rejoiceshereni9368 3 года назад +8

    This drama is so interesting...l am in love with the whole of it❤️❤️
    9:41 ko vana baba Juju moved in kumba kwaimbova kwaSmally before??😂😂😂😂hatikanganwi isu 😂😂😂

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 года назад +22

    Kelly hauna Hana, wakuti fut mama vakat ndimbomira kugara neumwe munhu pane kut upindure using wisdom

  • @natashamadondo4855
    @natashamadondo4855 3 года назад +48

    Imagine une murume anenge Baba juju he's always ahead 😂😂

  • @ednamafavuke2380
    @ednamafavuke2380 2 года назад +1

    Tom unondiita bhooooo haaaa tsano wavapotsa nedhinha kkkkk....I am here after 2 years asi still its all amazing hahahahahah superstars

  • @leeandahmaxine8943
    @leeandahmaxine8943 3 года назад +5

    Amana zvekutipa imwe episode after 3 weeks n
    NO tatakusuwai iiiii
    Love you guys

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 3 года назад +6

    But baJuju bhoo here 😂😂😂😂
    Marriage counselor, Smolie will be shocked iye amboti haana mkomana
    Can’t wait for next episode 💃🏽💃🏽💃🏽

  • @preciousmachaka7148
    @preciousmachaka7148 3 года назад +4

    Kelly atori bho akadaro 😂😂 😍😍
    Munogona guys keep it up. 💕💕💕

  • @doctor-jm8ub
    @doctor-jm8ub 3 года назад +5

    Ini ndobvirotaura chokwadi ba juju mukatonga Zimbabwe nekungwara kwenyu mhuri aifi nezhara tingadzoke kumusha

  • @lodwexinvestments2394
    @lodwexinvestments2394 3 года назад +3

    You're a star team sure , I keep revisiting this episode.

  • @sebastiansanzvenga287
    @sebastiansanzvenga287 3 года назад +2

    I can't stop loving you guyz continue with the good standard, chengetwai naIshe

  • @peterchikonyora8025
    @peterchikonyora8025 3 года назад +24

    kana uri slender sababa juju isa like

  • @kumbirayimamombe3970
    @kumbirayimamombe3970 3 года назад +2

    Pastor speed kunhonga matombo, I love it....

  • @menesiamugero8284
    @menesiamugero8284 3 года назад +1

    Baba juju maths hadziperi mumusoro....makapenga chokwadi...well done guys...keep shinning all of you munogona kani guys....

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 года назад +5

    Kkkkkk smoly wabatwa apa dzungu rese ropera chete .Kuda kupaza imba yakelly ba juju bhooo ipapo

  • @loicemagadzire3388
    @loicemagadzire3388 3 года назад +5

    Smollie wakachena swthrt,stunning

  • @thembenincube3568
    @thembenincube3568 3 года назад +5

    Manga mangondinonokera guys. Apa 2 weeks here ndichingoita fembera fembera....I love you guys

  • @brightjudah8807
    @brightjudah8807 3 года назад +3

    Good acting rated number one but problem rinenge richipera drama racho wobva wapinda bizzy bcz unenge usina kuguta kuona kkkkk we want it a season

  • @taspakwer.
    @taspakwer. 3 года назад +2

    Wow guys that's amazing can't wait for the next episode kkkkkk

  • @tinodashemuzvagwandoga540
    @tinodashemuzvagwandoga540 3 года назад +3

    Dzimwe nguva unoto bvuma kuzvibvisa pana Mwari uchida kupedza nyota asi not knowing kuti uri kuto rongerwa. Ever since mai juju started praying ka Shuwa minamato ine simba, kuto tadzisa murume kupinda mumiedzo

  • @belindakandeke1307
    @belindakandeke1307 3 года назад +13

    Haa baba juju ka m akangwara zvisingaite ndachema hangu 🤣🤣🤣

  • @PlayhouseMediaGroup
    @PlayhouseMediaGroup 3 года назад +2

    Guys I really love the way you advertise. it won't feel like you are watching an ad, but it is part of the movie, Thanks for the movie guys.

  • @wadza6192
    @wadza6192 2 года назад

    Kkkkkk ko majuju kamuisiro kamukuita maoko patable bhoo here Moda tione manew nails hre kkk bt akanaka zvawo Yu are glowing

  • @simonmakate8143
    @simonmakate8143 2 года назад

    Keep it up guys you are the best in zim

  • @patrickmapatse3222
    @patrickmapatse3222 3 года назад +2

    Baba Ju makanyanya umm no lie you’re my favorite 🤩

  • @jonathannyafoto9098
    @jonathannyafoto9098 3 года назад +5

    You can't stop watching this movie its addictive

  • @kundaikamgombwe5548
    @kundaikamgombwe5548 3 года назад +8

    Ndachema hngu INI imhosva here kuita slender kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk baba juju bhoo here

  • @buddyvibesofficial
    @buddyvibesofficial 3 года назад +1

    Baba juju big op l have some lessons from Yu ... cheating man always ahead.💯🔥🔥🔥🔥maluv nemalikes

  • @oliverchimusakasa7638
    @oliverchimusakasa7638 3 года назад +6

    Kkkk guys makanyanyisa kkk ba juju ..ndinoshaya kut simba ndakariwana kupi

  • @janehangaika8298
    @janehangaika8298 3 года назад +11

    Kuita slender imhosva here kkk

  • @mhopi9744
    @mhopi9744 3 года назад +4

    🤣🤣🤣🤣 handina kana mashoko. Munogonesa. Ka die hard chaiko

  • @nkosizilendhlovu8868
    @nkosizilendhlovu8868 3 года назад +6

    Haaaa baba Juju ndofamba nemi. Musoro wenyu wakanyanya. Hamugumirwe😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @edithsweet8610
    @edithsweet8610 3 года назад +4

    Baba Juju ndonzwa kuda kukuitai bhabhu kukuberekai chaiko munondipedzera🤣🤣🤣

  • @thamu2626
    @thamu2626 3 года назад +5

    Kelly anekakubhowa shame,pese pese murume wedu tese aargh

  • @matildatuwe1753
    @matildatuwe1753 3 года назад

    Maiweee baba juju sooka makaita sei kugona kuronga so fast hapana anokugonai chokwadi kkk u a just great keep it up

  • @pausigeretadiwanashe8832
    @pausigeretadiwanashe8832 3 года назад +4

    Ba Juju you are a good actor woow

  • @Muskana2387
    @Muskana2387 3 года назад +6

    Mwari ndibatsirei ndisapuse saKelly

  • @AliceMadziro
    @AliceMadziro 2 месяца назад

    Haaa Mai Junior munondimakidza hameno zvamunoita l like the way u act

  • @tafadzwagumbo9117
    @tafadzwagumbo9117 3 года назад +1

    Pastor Ndlovhu👏👏👏👏👏master mind yeah ndabvuma zvangu

  • @kudaclyde8373
    @kudaclyde8373 3 года назад +15

    Kelly akapusa zvinobhowa😂😂😂

    • @lindelazindoga9168
      @lindelazindoga9168 3 года назад

      Yes chituta kana acting yacho kunge mwana we grade 5 ari paacting .she needs kuchangamuka too slow and boring

    • @faustinalangwani8512
      @faustinalangwani8512 3 года назад

      Akanyanya kunyorva

    • @rejoiceshereni9368
      @rejoiceshereni9368 3 года назад

      Kwai gara pakati urimurume wedu!!!!!😂😂😂😂😂wtf

    • @cleopusndekwere5804
      @cleopusndekwere5804 3 года назад

      Kupusisisa kupusa chaiko Kelly akudzidzira kuactor zvobhowa

  • @tauraikaripachi9125
    @tauraikaripachi9125 3 года назад +2

    Baba Juju...takes control of everyone anoda kutoboka toboka...muno hamuitwe izvozvo kana baba Juju varipo

  • @witnessmchuva6813
    @witnessmchuva6813 3 года назад +18

    Voice Ra Kelly🔥🔥❤️

  • @tanakasekesai3348
    @tanakasekesai3348 2 года назад

    Well done guys keep it up magton media

  • @preciousquilika3169
    @preciousquilika3169 3 года назад +30

    Kelly improve your acting sis

  • @esterndlovu6722
    @esterndlovu6722 3 года назад

    Kkkkkk mafundisi kaaa.mmmm zvakawoma Sisi vakelly wo makutochemera sleep over haaa sokostina dzikama mhani.kkkk nhasi baba juju vajamuka vakunhonga matombo😅😅😅💓love you mese guys🇿🇼kkkkk Heavy watya matombo nhasi hanzi mubvise pagedi

  • @margretmakaitamlingwamukos6860
    @margretmakaitamlingwamukos6860 3 года назад

    tete special vanogona zvisingaiti she is real and vanoronga . Mwari vapindira pana mufundisi mota yafa

  • @peterchaguta2472
    @peterchaguta2472 3 года назад +2

    baba juju vakapenga hei mumbori chii chenyika baba juju kana kuita vise presdent munokodzera I LOVE YOU LIKE BANANA WITHOUT MAKANDA

  • @fadzyification
    @fadzyification 3 года назад +12

    BaJuju manzvengeswa pa chivi but murume haarwi nedombo anoshandisa maoko🤣

    • @fadzyification
      @fadzyification 3 года назад

      @Breezy Reign ko zvauinechipo nhai..is that your 1st ulbum?

    • @duduzilemaphanga9611
      @duduzilemaphanga9611 3 года назад

      Baba JuJu uses the environment around him to defend himself

  • @tsuebadza5028
    @tsuebadza5028 3 года назад +2

    Kkkkkkkk baba juju ka hayas ..matombo Manga mafungirei tsano . Aiwa Ini mondigonera guys. Smolly ka ndoda kumbokuona live iwe sokostina kkkk

  • @madclaps263
    @madclaps263 3 года назад +2

    mamatotinonokera great works guyz keep it up!!!

  • @lionboi9853
    @lionboi9853 3 года назад +5

    Ndodawo Friend inenge Izzy inohadhiriswa madhiri asina benefit 😂😂

  • @fadzyification
    @fadzyification 3 года назад +4

    Tichione chichiri kupisa..tatokanda ka like.

  • @alfonsechisango5474
    @alfonsechisango5474 3 года назад +1

    Am now addicted to this drama i can't stop watching

  • @stephaniekaruwa2229
    @stephaniekaruwa2229 3 года назад +2

    😂😂😂Izzy anongobatiswa madhiri asina kana basa zvawo

  • @ruesammymoyo4123
    @ruesammymoyo4123 3 года назад +5

    Pasurprise paramba I thot t was a surprise party

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 3 года назад

    Munogonesa zvenyu imi even patym apo bhoooo zvekuti..keep it up

  • @thomasnenyami5868
    @thomasnenyami5868 3 года назад +3

    Thanks guys mutinofadza , especially sokostina and baba juju , kwakuzoti tsano hasha kkkk kunonga matombo ndokugona tsano kkkkkk

  • @nancymutizwa8577
    @nancymutizwa8577 3 года назад +1

    Kelly ko kupusa here kkkk hai aaa🙌

  • @am_tawana_09
    @am_tawana_09 3 года назад +2

    Munogona henyu ndachema zvangu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @lauranuzzle6528
    @lauranuzzle6528 3 года назад +12

    Mati muchiri neka3% love for Smolly here Bajuju

  • @MaybeJerry-m8h
    @MaybeJerry-m8h Год назад

    Slimie has to be a lawyer or prosecutor detective commissioner or so well talented

  • @kudzikudzi5040
    @kudzikudzi5040 3 года назад +8

    Kkkkk imhosva hre kuota slender

  • @roberttgwena9047
    @roberttgwena9047 3 года назад +1

    Haa muno gona guys but after 14 l
    Thought baba junior vacha batwa vaina mai Kelly American kkkk but still muno gona

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 3 года назад +6

    Hevy vacho anodyira hevy gutsikana iwe chisiyana na simoly usachiva kutsvuka uko aaa kkkkk

  • @greshiey-fay7642
    @greshiey-fay7642 3 года назад +1

    Kkkkk hanzi ndchri neka3% love karipo. Smolly haarambiki

  • @chipomarisa4925
    @chipomarisa4925 3 дня назад

    2024 anyone, I'm enjoying repeating this series after 3/4 yrs

  • @jacquelinezhuwaki3936
    @jacquelinezhuwaki3936 3 года назад +3

    Zvaakunakidza izvi kkkk❤️❤️❤️❤️❤️❤️😍😍😍😍

  • @itaimuchini1977
    @itaimuchini1977 3 года назад +1

    I'm loving this story line

  • @SA-_Amapiano_challenge
    @SA-_Amapiano_challenge Год назад

    Kkkkkk for how long muchindirova tsano ... Makes laugh 🤣😂😂🤣

  • @pridemutasa1087
    @pridemutasa1087 3 года назад +1

    Kkkkkkkkkkkkk pastor kumberi mhani vazojamuka vakanhonga chidhinha tsano vanofa nemadhinha ava

  • @eunicesithole3216
    @eunicesithole3216 3 года назад +2

    Tsano naSmolly makapenga kuita sekti hapna zvamboitika henyu pasvika Kelly kkkkkk

  • @muchanyarasakubani9564
    @muchanyarasakubani9564 3 года назад +1

    Shiri yabvuta rekeni baba Juju vabata zvidhinha. Tsanoz vanodherera

  • @takudzwabakasa7129
    @takudzwabakasa7129 2 года назад

    Baba juju kuseri mhani , love u

  • @blessingsaka9909
    @blessingsaka9909 3 года назад +10

    Character yaSmolly inonakidza

  • @eliasmumbamarwo8933
    @eliasmumbamarwo8933 3 года назад

    Dhina kuna sibale kkkkk no fear advance well done slim kkkk

  • @batirainganwa9384
    @batirainganwa9384 2 года назад

    Kkkkk Baba Juju aiti rega ndimbovata akarohwa nebhabharasi kkkkk

  • @ashangirozi9867
    @ashangirozi9867 3 года назад

    Kkkkk vanoti Baba juju havapererwi isa like

  • @yemmung7337
    @yemmung7337 3 года назад +12

    I like Smolly without artificial eye lashes

  • @captaintsano2434
    @captaintsano2434 3 года назад

    BaJuju kumberi manje l like the way yavanobata nayo nyc

  • @omegachishaka8634
    @omegachishaka8634 3 года назад +6

    Imhosva here kuita slender😂😂😂

  • @delainemusevenzo3896
    @delainemusevenzo3896 3 года назад +2

    C.I.D ravhundusirwa nematombo kkkkkkk ayi

  • @brenashumbamhini
    @brenashumbamhini 3 года назад

    Tamirira counselling isu Baba Juju....Well Done kkkkkkkkk

  • @blessingjarati8832
    @blessingjarati8832 3 года назад +1

    We're here for supporting u guys

  • @sourceOfJoy21
    @sourceOfJoy21 3 года назад +5

    Izzy anoda friend yake bajuju weduwe dzongoshanda

  • @evansmangemba3283
    @evansmangemba3283 3 года назад

    Ndanga ndakarasikirwa kusaziva this team

  • @craigtaps4268
    @craigtaps4268 3 года назад

    baba juju to the fullest ndimi muri kuma speaker

  • @mukudzeimutanho8579
    @mukudzeimutanho8579 3 года назад +2

    Kkkkkk baba juju varamba kudhererwa vanorikumura bhachi remufundisi

  • @brendamugoni4894
    @brendamugoni4894 3 года назад

    Baba juju Muno actor zvinoita nakinza sando nzangu