Ndinoroorwa ndichirambwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 янв 2025

Комментарии •

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 5 дней назад +5

    Chivanhu takuchiwanza.
    1.Hatiendi kumabasa asi tikaenda kubasa mari yacho haisi kutenga.
    2. Tikaroorwa tiri kungorambwa.
    3. Tirikutambura.
    Sisi Flora zvamataura apa ndozvirikusangana nemunhu wese. Keep trying and soldier on. Solution yenyu haisi kun’anga but mumaoko ako. Zvinhu zvakaomera munhu wese.
    Munopedza kupumha dzinza rese. Asi your life won’t change. Good luck 🤞 mukuvhima kwako

  • @Chiedzachekudya
    @Chiedzachekudya 5 дней назад +6

    Mambo Ava ndongovadira hangu pakutambanudza nyaya nekutonga nehuchenjeri

  • @ssam1430
    @ssam1430 5 дней назад +5

    Divorse rates are just above 50% in Europe far higher than in Zimbabbwe or Africa in general but hakuna zvese izvi they accept kuti zvaramba and move pn the wiser, there is no pressure yekuda kuroorwa or kuroora as we have

    • @mzee5533
      @mzee5533 5 дней назад +1

      Too much into superstitions muZim plus maporofita nen’anga are adding salt to the injury nemanyepo.

    • @KiethyWande-c7d
      @KiethyWande-c7d 5 дней назад

      Usanyepere vanhu wanzwa kana usina nyaya nyarara ...ama2k hapana kana anemurume kana one ...masingle mothers akawandisa ....check statistics

    • @KiethyWande-c7d
      @KiethyWande-c7d 5 дней назад +2

      Haaa kana zvako zvakakunakira hauzvioni dzikamisa njere dzako unyatsofunga iwe

    • @ssam1430
      @ssam1430 5 дней назад

      Single mother akambororwa here or akanutiswa x ama 2k vakawanda vakanitiswa pasina marriage saka vakawanda they don't count pane vanhu vakatoorwa ​@@KiethyWande-c7d

  • @RutendoMarume
    @RutendoMarume 5 дней назад +5

    Problem at times munhu agave a failure they rush to blame chivanhu.ipapa kumubvunza akasvika papillary kudzidza,which course does she have panenge pasina.saka unoda kuwana basa rinobhadhara zvakadii.also marriage inotoshandwa.vanhu nowadays don't want to put the effort. Always rushing to blame someone else

  • @lovenessgweredza6845
    @lovenessgweredza6845 3 дня назад

    Welldone babaTaps🎉 keep up the good wrk

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 5 дней назад +4

    ndakambozvitaura kuti ma war vet aya haana kunorwa hondo vaipondana vachirwira vakadzi mukandituka. hawo magandanga vazhinji vakaponderwa mumakomo umu vakafira vakadzi

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 4 дня назад

      Wakataura shuwa kuti beche rinengozi

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 2 дня назад

    👏👏👏

  • @livymusampa6096
    @livymusampa6096 5 дней назад +1

    Baba tapsl❤❤❤❤❤❤❤

  • @GinaDeep-s5n
    @GinaDeep-s5n 5 дней назад +2

    First

  • @nicholastsakatire8744
    @nicholastsakatire8744 5 дней назад +2

    Ko pane munhu anobvuma kuti ahura here waitohura ndosaka wairambwa

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 5 дней назад +2

    Third 🥉

  • @St-G2
    @St-G2 5 дней назад +18

    Zvekuroorwa uchirambwa izvi zvakazara everywhere. It’s good that unotomboroorwa hako, vamwe havatomboroorwe. In America the divorce rate is 52% , so it’s normal. I suggest you move on with someone who loves in a new chapter. Tete wako or bamnini can surely not control how you are behaving with your partners. Marriages are complex institutions that need people who are very patient with each other. You will get it right in your next marriage, try again sisi

    • @judx34
      @judx34 5 дней назад

      Aikaka 😂

    • @tafadzwanyika9301
      @tafadzwanyika9301 5 дней назад +8

      Hamusat mambosangana nazvo that's why mukutaura zvestatistics dzekuAmerica.. Tendai Mwari henyu kumadzinza kwenyu hakuna vanobata bata vachiitira vana vevamwe hutsinye

    • @AnywayMasochaGama
      @AnywayMasochaGama 5 дней назад +1

      Seiko muchihakira kudaro. Sure muriko ku america kwacho kune 52% dzacho Zvinoshandeiko pandambuko rina tete ava

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 5 дней назад

      Taaura hako

    • @enb00025
      @enb00025 5 дней назад +3

      They believe in that garbage nonsense and excuse themselves from any ounce of responsibility. Always looking for someone to blame. The nauseating thing is when you try and bring reason and common sense around such topics- you become their enemy.
      Alutha continua!

  • @CUTHBERTTANATSWASanyanga-m5j
    @CUTHBERTTANATSWASanyanga-m5j 4 дня назад

    Karangani to the fullest senator munobata basa

  • @LettyShawty
    @LettyShawty 4 дня назад

    Wakagara so unotoona kuti yangu nhamo idiki😮

  • @DianahSithole-un5ck
    @DianahSithole-un5ck 5 дней назад

    Shumba munogona ❤❤❤

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 3 дня назад

    Ndoita audio ere

  • @CapableKatsidzira-k7d
    @CapableKatsidzira-k7d 5 дней назад +1

    Karanganda bata basa ba taps

  • @CapableKatsidzira-k7d
    @CapableKatsidzira-k7d 5 дней назад +1

    Second

  • @Shez-e7q
    @Shez-e7q 5 дней назад +1

    Number 7 ndrimo mutop ten

  • @justmuvhuro8701
    @justmuvhuro8701 День назад

    Chisiyana nekutsvaka kuroorwa tsvaka mari

  • @biancatmabika3677
    @biancatmabika3677 5 дней назад

    Batai BSA Baba taps

  • @MwenjeWenyika
    @MwenjeWenyika 4 дня назад

    Kana wasvika makore 25 unofanira kunge wava kukwanisa kuzvimiririra, kwete kuramba uchida kudzidziswa kusarudza murume nevabereki, kana kudzidziswa kuita budget nevabereki. Muri kutambisa nguva yedare.
    Dai mukadzi uyu akaisa energy yake pakudzidza nokuita ma QUALIFICATION, dai ane basa rakanaka achiwana mari.
    Kutemana kwema boyfriend hakuna bearing pa kugona Budget, kana kugona kugarisana nemurume. Siya chihure chacho tione.

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 5 дней назад +1

    Zvakaoma

  • @enb00025
    @enb00025 5 дней назад

    Saka Dai musina kuroyiwa maidai muchishanda kupi?

  • @MaplaMapla-r2n
    @MaplaMapla-r2n 4 дня назад

    😢

  • @DescentShala
    @DescentShala 4 дня назад

    No 11 ku viewer

  • @ckazruddy6796
    @ckazruddy6796 5 дней назад

    uyu wehat yewhite ndamufarira, ngozi ngairipwe ndouya ikoko mangwana chaiye!

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 5 дней назад

    Chii chaita musoro uteme ..kana waroorwa kwavho auna yepu yepu hre zviripaviri

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 5 дней назад

    Nyika yakaremerwa

  • @frankmakaure1163
    @frankmakaure1163 5 дней назад +2

    Second