Pese pandinongo player this video ndinoona kunaka kwamwari ndakamborwara kwe 2yrs😭😭ndiri panhovo ,asi ndaisaneta pakunyengetera asi mwari vakandinzwira ngoni nazvino ndiri muupenyu.🙏🙏🙏 Ndakaona hukuru hwamwari
good songs vanhu vashe . this voice is powerful is she part of the group rakaimba rakanaka iro zuva????? there are two ladies there vane manzwi nyere and i want more of their songs. makanyanya team
Singing is so good but our words must not confuse with true gospel where the forgiveness of sins is through preaching Christ and believing in him ( through crucification and resurrection). Saka hatigoni kti "dai matiregerera", coz takaregererwa zvivi paMuti, neropa rake,,,, chedu kutenda, torambira mukutenda kwaari until the end,,,ndiko kushamba nguwo muropa rake dzikachena,,,nekumupupura nemiromo yedu kti ndiye gwayana redu rakatifira kti zvivi zvose zviregererwe...Kana tatenda tosiyana nekurambira kuold testament doctrine,,,( kurambira kusungano yakare yenyama, ndiko kutadza nebgoni kusingazokanganwirwe zvachose,,makanganwa kusukwa , maramba Kristu kti akauya panyama, marambazve mweya wechokwadi mutsvene,,even we sing like angels it comes to naughty on the judgement day....Amen.
Ndizvozvo jesu ndiye mambo...
Amen.dai mandiregererawo Mwari.shoko ngarisvike kure vana wesangano
Amen jesooo mugodhi musaneta kuimbira mwari amen jesooooo mbiri kudenga😊
Amen Amen kuyimba kwakanaka
Pese pandinongo player this video ndinoona kunaka kwamwari ndakamborwara kwe 2yrs😭😭ndiri panhovo ,asi ndaisaneta pakunyengetera asi mwari vakandinzwira ngoni nazvino ndiri muupenyu.🙏🙏🙏 Ndakaona hukuru hwamwari
Mwari vakudzwe
Amen tinotenda Mwari anorangarira vanorwara
Ndakomborererwa nhasi pandavhura video iri ❤
Mai vanoimba havoo,pfungwa dzinosvika kure
I enjoy your songs guys,ndinokomborerwa zvangu everytime l listen to your song
Amen amen
Ndarangarira njanja
Amen baba ❤❤
Rimbidwai Jesu
Yooh guy mavoice ayo eyy kupinda munyasha chaiko
Itaibasa vabati vamwari
Amen 🙏
Ewee Jehovah!
Glory
Amen ishe
amennnnnnnnnmm tenzi
Komborerwai nashee
Original tune of Mugodhi
Tinotenda shiwa Jeremiya
Amen 🙏🙏, hosanna hosanna 🎤🎤, ndinonzwa kuswedera pana Jehovha,
Amen amen Baba mbiri kunaShe Hariroyaaaaaaaaa
Fambai naro shoko vatendi 🙏🙏ini zvangu munondiitira kutaura chokwadi
Thank you Yvonne 🙏🏽
Dai mandiregerera Baba🙏
My church
Makanaka Mwari ndakomborerwa pfudziwai mberi nekuimba
AMEN BABA totenda mweya
Amazing song
Beautiful couples vana vedu God bless wanano dzenyu
Nice I love this song
Hariroya
Amazing singing. Mugodhi and the holy sprit Hakuna imwe ichurch inondiitira 👏🏽
Amen
Amen tatends
🙏🙏🙏
My Best
Zvinokomborora izvi
♥️♥️♥️
Amen kungoma I love this song
Zvinokomborera veduwe 💯
Amen powerful thnk u
❤
This is Chinyakata, pushai basa ramwari guys
Excellent guys keep it up.. Makagona
Ndati makanyanya amen kasinga gume
Munopindira papi kuwestgate tirivatsva
Westgate church yopindirwawo papi
Your voice is supper natural Ruth God bless you
Amen
But it’s not Ruth singing apo
Amen haaaa mandigonera
My people 🙏🏾 aiwa makarova
Aiwa munoimba veduwee
Paita vanhu vane zvipo kip it up
good songs vanhu vashe . this voice is powerful is she part of the group rakaimba rakanaka iro zuva????? there are two ladies there vane manzwi nyere and i want more of their songs. makanyanya team
Amen 🙏 🙏 🙏 ndodada ne church yangu
excellent guys keep up the good work !
Thank you ❤️
This is amazing.
Love from Kempton park joburg 🥰♥️
Thank you Kudzie 💚
yaaah thats good voice mai vanoimba ava
Grory be to God
Awesome mummy
Amen 🙏🏽
Amazing
Inzwi remunhu I ndiro ririkunzwika ASI wamwe warikutya
Tinotenda asi Munoshamisa ko baba vane mandebvu varefu hamusi kuvanzwa fut neAmai vane red vanozopinda kumberi uko
Amazing song🙏🙏
Nice1
Lovely
Arikuvamba arikugonq asi varikubvumira.vwkaneta muvambi anoda Kuti kuzwey aite manyawi
Tinotenda nemafungiro enyu as Mwari vanonzwa kulmba kweMoyo zvakare kwete kweVoice Amen 🙏🏽
Vese vakagona👏👏👏👏
Munogona
Amen
Wonderful good voice
pass my greetings to Fellistus
I will do so thanks for supporting