In handiendi zvangu Ku church kwavo but dzimwe maridzo dzake ukadziterera ukadzitevera unopupura. Ndine dzandakaterera ndkaita dzrikutondibatsira kutaura kuno. Vanhu dai vaiterera ma entire sermon unonzwa kut pane zveshoko royambutsa...
Zigo knows Makandiwa has following so he is trying by all means to speak well about the Prophet in all his posts...it's a skillful way of making money Zigo kkk
You are toooo much man. Hanzi like it or not ndibaba vedu. I agree through his maturity and wisdom ma1. And I feel like as time goes nekukura everyone will know.
Prophecy vanogara vari papoint nezvinoitika pamwe anogona asina kukura mumhuri yekwake vari so rough mbinga wamwe vari humble lyke wawakaisa lst time uchiti ane mari but anoda Mwari munhu iyeye zvimwe mirira kwete kumhanya
Yaa as a pastor myself it's high time l accept things as they are, the man speaks from wisdom, thank you zigo for the platform to hear such msgs
@Zigo ndipo link re sermon iyi
I'm the person aimboshora Prophet Makandiwa but haaaa this man is amazing guys jealous down feelings aside ❤
In handiendi zvangu Ku church kwavo but dzimwe maridzo dzake ukadziterera ukadzitevera unopupura. Ndine dzandakaterera ndkaita dzrikutondibatsira kutaura kuno. Vanhu dai vaiterera ma entire sermon unonzwa kut pane zveshoko royambutsa...
Well said
Ndibaba wako iwewe nemamwe madzega
Kkkk haa pama intro soundtrack makaipa henyu. Hanzi "ana Zigo" 😂
There is a difference between rich and being wealthy!!
Zigo is a journalist 😂🔥,l respect all your channel song intros 😂🔥 .
Plus l like ur updates
Thanks younger, munosvika here ?
May l have your WhatsApp number
He has matured ❤
I think Macheso is an ordinary case study, he is Rich but does not show it...
The man is humble and may God bless him more
😂😂😂😂Shuwa ma boss boss boss boss awandisa
Zigo knows Makandiwa has following so he is trying by all means to speak well about the Prophet in all his posts...it's a skillful way of making money Zigo kkk
😂😂😂 I like the intro
Kkkkkkk zigo kanopengaa iweee kkkkkkkk kannge kapiwa mari
Zigo mwana waVaMakandiwa ndibaba vedu ava I agree with you,Zigo the journalist
Levels aiganzawo wani paradio kuti ndiye aitengera tamuka sadza😄😄😄😄😄😄
Makandiwa akazova baba vani ?
Temba G
lesson learnt don't depend on anyone zvishandire baba
Haaa plus ukaita mari chaiyo unodzikama,ini hangu now I don’t feel to be safe because of my own money, I try by all means to live a private life…
Are we still have man in Zimbabwe or husimbe hwekutsvaga mari coz masvotero anondiita kushandisa chinhu chekukumbira so
Ana ZIGO kkkk I like that statement Mr Zigo
Father of Gospel of prosperity
Ma father of pentacostalism ariko kudhara he was born from a Pentecostal church
Jealous iro
Zigo unozofinhura zvekudaro kkkkkkkkkkkkk
Anotaura chokwadi chinorwadza
Kupuhwa kwakaitwa Fantan mota was intentional. Wicky aida kuti pain iperere kuna levels
😂😂😂😂😂😂 true
Ndimdara wako kwete isu
dai. waingo taura kwekutanga or kwekupedzisira elder Zigo munozonyanya ku refura tiri kunzwa wani
You are right zigo,prophet Makandiwa is the father and will remain the father
Bhatye iro ndarida
Kkkkkkk😂 😂😂 I'm very sorry boss
Remember Pentecostalism as you say came in Zimbabwe in 1908 through AFM
Mablogger ana Zigo muposte mbinga dzisina noise dare ranzwika iri
Tina Baba one varikudenga, Makandiwa ndiBaba vako iwewe Zigo..!
Zigo ukusimba mfanam!!
Sorry bosse😂😂😂🤣🤣🤣
Zigo zigo hawamusimbisa mudhara babawedu
Levels was supposed to humble herself dai asina kuenda kune munhu akanomupa pressure yekuti bvunza vamwe vakapihwa vakanyarara wani hanzi ane hombe Wickie ane diki hazvishande kna pasvika panguva yeword rekuti giving
I agree with you Zigo he's the Father
Ko kusimba Zigo. Mari irikuwandisa
Yes money inotonga Zigo kkkk
Levelz ane dzungu zveshuwa
You are toooo much man. Hanzi like it or not ndibaba vedu. I agree through his maturity and wisdom ma1. And I feel like as time goes nekukura everyone will know.
Zigo how old are you
Zigo are you there or you are there🎉
Winky d ndibaba vako we ga I we we zigooo
Prophecy vanogara vari papoint nezvinoitika pamwe anogona asina kukura mumhuri yekwake vari so rough mbinga wamwe vari humble lyke wawakaisa lst time uchiti ane mari but anoda Mwari munhu iyeye zvimwe mirira kwete kumhanya
Mupaneshure 😂😂😂
zigo hakuna munnhu ane power reku commander something according pakunnamata
ndibaba vako zigo
Sorry boss zigo ndibaba ikoko newe ikoko
Mr zigo bvudzi uuu tashoora pamaivo
Iweka makandiwa ndibaba vako kwete vechiporofita pengera kure