Evangelist P.D. Chiweshe - Mufambiro Wakaora

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 6 сен 2024
  • The late Evangelist P.D Chiweshe vachishandiswa naMwari kuunzwa mweya yevazhinji kunashe. Vazhinji mazuva vave kufamba mufambiro wakaora unonyangadza pamberi pashe asi mukana uchiripo wekuti munhu atendeuke agamuchire Jesu ave chisikwa chitsva. Komborerwai
    MUFAMBIRO WAKAORA
    Genesis 6 vrs 5 Kungotsikwa nemunhu ne mistake,
    chinokurumidza kubuda i putseki than sorry;
    Mukomana akangowana ka chance kekusara ega
    pamba pevabereki, chinokurumidza kufungwa
    kudana musikana ku Spare kwake.
    Ndinorwadziwa ne pfungwa dzevanhu vane ndangariro dzakabatwa na satani.
    Pane vanasikana vari kubatwa chibharo kunyange
    nababa vake chaivo, pane madzimai ari kurwara
    nezvirwere zvinoda mari zhinji etc, asi unoona
    mamwe madzimai achironga protest march
    yekodzero yekuda kufamba vakashama. Bhaibheri rinoti Mukadzi ngaapfeke zvakafanira,
    aine kunyara nekuzvidzora; zvino vamwe zvavava
    kuratidzira kuti tinoda kufamba vakapfeka ma Mini
    skirt chii ichocho.?
    Munhu wese anonamata Mwari haafaniri
    kusekerera kuora kwoita nyika uku. Tsve ku protester against Rape; child abuse, kudzvanyirirwa
    kwemadzimai nevarume vavo, kusapihwa mikana
    yakaenzana kumabasa nevarume asi vanhu
    vanopedza nguva yavo; mari yavo etc vachironga
    kodzero yekufamba vachiratidzira ma body parts
    avo. Isu sema Kristu hatitenderi zvakadaro and we
    condemn maitiro akadaro zvachose chose. Mwari
    havazvidi saka nesuwo hatizvidi.
    Ndinonamatira wese akapinda muchiitiko ichi kuti
    atendeuke uye Mwari vamunzwire nyasha

Комментарии • 177

  • @AgnesMasungaa
    @AgnesMasungaa 6 месяцев назад +13

    Hanzi shoko ramwari hari expire zvokumanya. We are in 2024 but we still listening to it😊

  • @mrndunga3047
    @mrndunga3047 Год назад +26

    2023 Still listening kuna Mkuru. Thank you God for this gift.

  • @lisamwenye9316
    @lisamwenye9316 4 года назад +42

    This man was the only one who stood up for real gospel of Christ... your sermons are still ministering in our hearts...

  • @WilsonRabson-cf3se
    @WilsonRabson-cf3se Год назад +10

    This sermon will never die, Everngelist chiweshe was true man of God...

  • @ArtwellKufa
    @ArtwellKufa 13 дней назад

    Shoko raMwari rakabatwa ndinovimba kuti zita ravo ririmo mubhuku you youpenyu. He was extraordinary to date ndiri kushaya anogona kutsanangura shoko raMwari (vaenzi vabva nepi ava)RIP Evangelists

  • @mcdonaldp1271
    @mcdonaldp1271 Год назад +6

    Vhuserere ichiri vhuserere Great man of God.....life well lived ...R.I.P...
    Plz it's high time all his sermons be out on English subtitles for the whole world to hear and understand

  • @MunyaRichGang
    @MunyaRichGang 4 года назад +8

    Zim haina mumwe munhu anokwanisa kuparidza shoko sezvaiitwa nemkuru uyu. RIP baba Chiweshe. "Vaenzi vabvanepi , tsano handei , baba vebenzi"

    • @johnmunemo5398
      @johnmunemo5398 4 года назад

      ruclips.net/video/UHFmOOP4D6o/видео.html

  • @apostlemoyo
    @apostlemoyo Год назад +6

    03:08 04,12,2023 still listening to the great men of God 🙏🙏🙏

  • @sarahlloyd853
    @sarahlloyd853 3 года назад +14

    This is the best gospel of Jesus Christ hallelujah! Wisdom!!!!

  • @spencerfurudzai4679
    @spencerfurudzai4679 Год назад +4

    Mharidzo iyiii that's the current situation munyika yedu😢😢😢😢

  • @darlingtonmarufu5815
    @darlingtonmarufu5815 Год назад +4

    My life changes when i listen to such type of gospel

    • @clemencemachimbirike761
      @clemencemachimbirike761 Год назад

      And me my life changes today after I listening to this sermon Mufambiro wakaora

  • @cpttrsawarehousewarehouse3448
    @cpttrsawarehousewarehouse3448 2 года назад +3

    Shoko vanombodira zvavo vaparidzi bt vanhu votoda moto chaiwo wesodoma negomora ipopano pane wakatoora arikutoti amen bt haaregi

  • @simbarashekatsande2983
    @simbarashekatsande2983 2 месяца назад

    Continue to rest in glory Great General. This is true salvation gospel

  • @terrys.t4878
    @terrys.t4878 2 года назад +17

    His sermons are still relevant up to this day

  • @pamhenebezet9672
    @pamhenebezet9672 3 года назад +16

    His words are still living in us daily.

  • @BeaularMurahwa
    @BeaularMurahwa 7 месяцев назад +1

    2024 still listen Kuna baba vedu

  • @rangarirayimunema9311
    @rangarirayimunema9311 2 года назад +3

    basa makasiya mapedza Evangelist zvasarira vanzwa shoko kuti tese tisiye mafambiro akaora

  • @felistuschingozho281
    @felistuschingozho281 4 года назад +14

    Hatichazowana futi imwe ivhangeri inopinda iyi.Zororai murugare baba vaChiweshe.

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 5 месяцев назад +1

    Tiri munyu unorunga nyika , thank you for this message muranda waShe continue to rest in power

  • @christ.addict6733
    @christ.addict6733 3 года назад +4

    When you see them dislikes, you know the devil is real

  • @abigailmachaka498
    @abigailmachaka498 Год назад +2

    Denga nenyika zvichaparara asi shoko harizofa. MHSRIP

  • @augustinemuza5816
    @augustinemuza5816 3 года назад +7

    Wonzwa mumwe achiti my spiritual father is boateng 🤦🏾‍♂️ rebellious child.

    • @sibonginkosimalinga8076
      @sibonginkosimalinga8076 3 года назад +1

      Kkkkk ok

    • @geezergeezer5672
      @geezergeezer5672 3 года назад +1

      I believe he honours and is extremely grateful for the impartation, fellowship and grace! In my opinion his prophetic office required submission to an established entity in the prophetic! And to think of it, aizofudza Makandiwa mazuva ano ndiani ivo baba vaenda kunaShe tichirangarira bvongamupotopoto wa2009/2010 muchechi!

  • @moullenmuparuri8297
    @moullenmuparuri8297 4 года назад +26

    My first Pastor at the Unit P seke AFM assembly , family friend and a real real real father. Heaven has gained

  • @giftmutinhima67
    @giftmutinhima67 2 года назад +2

    One and only one

  • @florencemaningi9184
    @florencemaningi9184 2 года назад +1

    Shoko rezvokwadi rinosimudza mweya wangu, zororai murugare baba .

  • @evansmoyo9350
    @evansmoyo9350 Год назад +1

    Amen munhu washe takomborerwa

  • @melodymuridzi4534
    @melodymuridzi4534 4 года назад +9

    What a life! What a ministry! What a finishing touch!. Tichamira sei pakutongwa kana Mambo opinda...thank u Lord for Mfundisi Chiweshe's life

  • @admiremoiochikeza8244
    @admiremoiochikeza8244 2 года назад +1

    Vangeri rababa chiweshe nanhasi mazvi avo ari kutiyambutsa takabatirira pavari .tinemi pamazvi enyu rwendo tinarwo tinofara nokuti makatipa ruzivo nenjere .titumirei mamwe mavideo e vangeri

  • @givasgoteka770
    @givasgoteka770 4 года назад +23

    Thank you baba Chiweshe for this and many other sermons that continue to speak to our lives several years after the good Lord called you! May your dearest soul continue to rest in God's safe hands.

  • @tarirochikwaka9076
    @tarirochikwaka9076 4 года назад +8

    Your sermons still ministering in my life. RIP Evangelist PD Chiweshe

  • @ontlametsekgwadi9424
    @ontlametsekgwadi9424 2 года назад +4

    THIS IS ROAD TO HEAVEN

  • @memorymahaso1993
    @memorymahaso1993 4 года назад +6

    I miss your sermons my father, may your soul continue to rest in peace Dad 💔

  • @progressnhamoyebonde7609
    @progressnhamoyebonde7609 Год назад

    Baba chiweshe na nhasi tinemharidzo dzavo muhana dzedu. True man of God.

  • @hildandondodzai1377
    @hildandondodzai1377 4 года назад +1

    I am missing this old gospel. Muimbi neshoko zvakadai zvinosimudzira mweya wangu muna kristu

    • @johnmunemo5398
      @johnmunemo5398 4 года назад

      ruclips.net/video/UHFmOOP4D6o/видео.html

  • @willsmemby2375
    @willsmemby2375 4 года назад +7

    True and Undiluted work which changed many lives and still continues to change

  • @monicamajoni7711
    @monicamajoni7711 4 года назад +15

    Veduwee...aiwa shoko ibenyu iri.wisdom yacho kani...hapana zhowe zhowe yekuti "i receive " haipo apo...idzidziso yezvokwadi chete.baba vakanga vakatumwa zvedi avo...kwete zvemazuvaano zvevazhinji varipa kutsvaga mari chete...

    • @johnmunemo5398
      @johnmunemo5398 4 года назад

      ruclips.net/video/UHFmOOP4D6o/видео.html

  • @judithchikaka8502
    @judithchikaka8502 Год назад +1

    True evangelist indeed

  • @mungezimuchato409
    @mungezimuchato409 3 года назад +6

    Powerful word indeed, thank you Lord Jesus Christ for your servant

  • @mbuyarumbi9756
    @mbuyarumbi9756 3 года назад +1

    Ndaiiti chero ndine stress dzangu ndikanzwa mharidzo yavachiweshe ndainzwa kusununguka Amen zororai murugare

  • @user-uc8cx8ll5f
    @user-uc8cx8ll5f 9 месяцев назад +1

    This is the powerful msg,may yur soul rest in peace wee miss this type of sermon

  • @quiettmasiliva9811
    @quiettmasiliva9811 3 года назад +4

    May yo soul rest in Peace Man of God. May grace & peace from our Lord Jesus Christ b with u all

  • @fisanindhlovu1874
    @fisanindhlovu1874 3 года назад +1

    Tinotenda Mwari nekuyeuka nyika nevashumiri vakadai zororai murugare baba chiweshe

  • @samueldongonda3671
    @samueldongonda3671 3 года назад +4

    The greatest of them all.. These 2 Evangelists VA Dzangare na VaChitauro... Ummm will forever miss you.. You groomed me to be who I am... I know you went home

  • @plettychiweshe086chiweshe7
    @plettychiweshe086chiweshe7 4 года назад +3

    Zororai murugare baba Chiweshe forever missed shoko renyu nazvino rinotidzora

  • @adv128
    @adv128 Год назад +1

    Plz help me here 😭😭 when did he left us, his sermons were pure and undiluted without these called miracles

  • @mildredzinhema1123
    @mildredzinhema1123 4 года назад +9

    Rest well evangelist maishumira shoko seshoko

  • @jossymanyevere6166
    @jossymanyevere6166 6 месяцев назад

    The best preacher who live what he preached

  • @maichamba2873
    @maichamba2873 3 года назад +1

    My pastor yu will alwayz be remembered

  • @christopherchikumba4715
    @christopherchikumba4715 4 года назад +2

    He was really a seasoned & powerful Evangelist preaching the TRUTH for the salvation of mankind.

  • @mimisoko8019
    @mimisoko8019 2 года назад +1

    Makadii family ndikutsvaga imwe sermon yavanoparidza vachiti nzwisisa kuti ndakahura asi ndakahura mbicha nzwisisa kana Mwari vave kuda kuita zvinhi zvavo

  • @sarahmanatse39
    @sarahmanatse39 Год назад

    Excellent preaching..evangelist chiweshe..mis u so badly.nerimwe zuva l will meet in heaven..R.I.P💔💔

  • @dumiemanaba5252
    @dumiemanaba5252 Год назад +1

    This was a legend

  • @fanuelngoroma540
    @fanuelngoroma540 9 месяцев назад

    That man that man his word is still alive ❤

  • @alfredmuzindemcclevers5279
    @alfredmuzindemcclevers5279 4 года назад +6

    Pure and undiluted .Though gone but the voice speaks today,

    • @johnmunemo5398
      @johnmunemo5398 4 года назад

      ruclips.net/video/UHFmOOP4D6o/видео.html

  • @luciamaregedze6225
    @luciamaregedze6225 4 года назад +6

    Ur words will remain helpful n applicable to us ....thank you Evangelist

  • @normanngoshi3393
    @normanngoshi3393 4 года назад +4

    What a powerful word, chokwadi chiripachena glory be God mwari dai akamutsa vamwe vashumiri vanotaura chokwadi.

    • @joycemutanga7509
      @joycemutanga7509 Год назад

      Vavhangeri vechokwadi yakazara . A man of principles. Your word will live for ever sekureva kwavo mwari.

  • @joycemupikeni673
    @joycemupikeni673 10 месяцев назад

    Undiluted Gospel

  • @panashemoscow2474
    @panashemoscow2474 4 месяца назад

    My daily bread❤

  • @leodhunguza3025
    @leodhunguza3025 5 месяцев назад

    I'm listening this sermon for the 3rd time

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Год назад +1

    Dai waro tarendi chiwenga achinzwawo kunonzi kudzidzisa veduwe!

  • @user-rt2re9on4v
    @user-rt2re9on4v 4 месяца назад

    2024 ,the word is still alive

  • @wattymalayz6822
    @wattymalayz6822 Год назад +1

    Mashoko anorarama nanhasi

  • @lisabmanyore4991
    @lisabmanyore4991 2 года назад +1

    Amen, amen

  • @berthamurape72
    @berthamurape72 4 года назад +4

    Rest in peace Evengelist P.D.Chiweshe mharidzo dzenyu dzaisimudzira mweyawangu.

  • @musvovisvodai2992
    @musvovisvodai2992 4 года назад +3

    Tinotenda Mwari wekudenga nemanzwi enyu Pastor Chiwenga, zvokwadi yemazuva okupedzisira kudai, ngaitaurwe tirarame zvakanaka, yava kumuridzi wejira kufuka kana kuwarira nkt zvokwadi ndoyati chakata pachena so .mudziyo waShe ngaushande basa

  • @kylieserrano5306
    @kylieserrano5306 10 месяцев назад

    Powerful sermon,it's blessing ,madzidzisiro emachokwadi true powerful 🔥

  • @modestastar8134
    @modestastar8134 4 года назад +2

    All I want to say is thank you Lord

  • @edithgumie3831
    @edithgumie3831 3 года назад +1

    Amen powerful words baba Chiweshe

  • @herbmug3164
    @herbmug3164 10 месяцев назад

    Life changing sermoon...TRUE EVANGELIST

  • @carolmax1227
    @carolmax1227 4 года назад +1

    Pure Gospel not diluted as we hear it these days. I just wish all pastor's and Prophets could follow in the same footsteps.......

    • @johnmunemo5398
      @johnmunemo5398 4 года назад

      ruclips.net/video/UHFmOOP4D6o/видео.html

  • @cookwithterry5086
    @cookwithterry5086 3 года назад +1

    This is pure real gospel.

  • @markmax3112
    @markmax3112 Год назад +1

    True Gospel RIP pastor

  • @matichidanhamabwe184
    @matichidanhamabwe184 10 месяцев назад

    Muzodziwa wamwari ❤❤ tinotenda

  • @lovenessngulube4169
    @lovenessngulube4169 4 года назад +2

    Powerful. MHSRIP. The Word of God is alive

  • @godwingodza1279
    @godwingodza1279 4 года назад +6

    Hakuna umwe kupinda Jesu

    • @moullenmuparuri8297
      @moullenmuparuri8297 4 года назад

      I am happy to have been part of the New life Choral group singing Altor

  • @timotiotimotio3926
    @timotiotimotio3926 4 года назад +3

    Powerful undiluted gospel. Vakapedza basa baba but basa ravo richaramba richirarama. Please upload more evangelist chiweshe.

    • @ngoniauthor979
      @ngoniauthor979 Год назад

      His word will forever minister into many lives

  • @mildredmiti2786
    @mildredmiti2786 4 года назад +2

    you ministry lives on you ran your race take your rest man of God

  • @evanstatira7762
    @evanstatira7762 4 года назад +1

    Yaaah zvesure mwari apo vaiva nemudziyo wavo

  • @faraingoma161
    @faraingoma161 4 года назад +3

    living word its like 12/04/2020 Sunday sermon

  • @LadyT2308
    @LadyT2308 Год назад

    Wish you were here today man of God to see how corrupt Zim now is. Kupfuura zvazvaive mazuva apfuura

  • @CHESPERngoshi
    @CHESPERngoshi 7 дней назад

    He left a big gap in the Kingdom gospel

  • @lindanidube8021
    @lindanidube8021 4 года назад +5

    We thank God for this precious gift!

    • @sharaitiki7285
      @sharaitiki7285 3 года назад

      cant stop listening mharidzo dzenyu evangelist may your soul continue to rest in peace

  • @peginanyoni5664
    @peginanyoni5664 11 месяцев назад

    Tinoramba tichitenda mwari navo, shoko razvokwadi, uuum

  • @missproverbs3148
    @missproverbs3148 4 года назад +25

    Please upload more Evangelist Chiweshe!

  • @snn1257
    @snn1257 4 года назад +8

    rest in peace evangelist,

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 3 года назад +3

    Ko Makandiwa akazorasika papi

  • @fungaimujuru1215
    @fungaimujuru1215 4 года назад +2

    True word, straight to the point

  • @muriishetatenda2727
    @muriishetatenda2727 4 года назад +1

    Vaudzei ndomhaka nyika yarohwa ne chirwere zororai murugare makaparidza

  • @user-gi8pj9he1x
    @user-gi8pj9he1x 10 месяцев назад

    I miss this man

  • @LastChirima
    @LastChirima Год назад

    Thank u baba chieweshe R I P

  • @juliandou9635
    @juliandou9635 Год назад

    Powerful sermon🙆‍♀️

  • @PatronellaMatangira-lm5yj
    @PatronellaMatangira-lm5yj 8 дней назад

    Powerful

  • @venenciachapeta5263
    @venenciachapeta5263 4 года назад

    Powerful word..zororai murugare baba Chiweshe

  • @mrrabvukwa
    @mrrabvukwa 8 месяцев назад

    2024 still listening

  • @rineiloechauke5672
    @rineiloechauke5672 4 года назад +2

    The best teacher ever !

  • @sheilamazuru6710
    @sheilamazuru6710 4 года назад +1

    Amen Amen rest in peace muvhangeri

  • @tatendamutsonziwa2846
    @tatendamutsonziwa2846 3 года назад +1

    Living word

  • @gracechirenda5264
    @gracechirenda5264 2 года назад +1

    Amen 🙏

  • @naisonsandi5409
    @naisonsandi5409 3 года назад +1

    Good word

  • @portiamurinye8161
    @portiamurinye8161 2 года назад

    Amen powerful father