Alick Macheso On Bass Guitar Combination With Nowero on Lead Guitar🎸 Performing Live Ma1 aya🔥🔥🎸
HTML-код
- Опубликовано: 8 сен 2024
- Alick Macheso On Bass Guitar Combination With Nowero on Lead Guitar🎸 Performing Live Ma1 aya🔥🔥🎸
#sungura #youtube #viral
Mwari Chengetai Alick Macheso ararame makore akawanda kuti vaimbi vakawanda vadzidze kubva kwaari... Nyika yedu irikurasika nekuda kwekurasikirwa nemaLegends
point
Ngavachengetewo nesu tirambe tichimu supporter
Hatina zera naye munhu uyu zvektoti iye haana zera naye pachake
😅😅😅😅
🤣🤣🤣
King of sungura
Chibababa 🎸🎸🎸🎸🎸🎸🎸🎸🎸
Razor wire Macheso idhara salute Nowero bigup Mberikwazvo team🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mberikwazvo inezvi baba zvewaya big up guys
Cheso ndiye baba
Ummmnnn ndibaba
Best combination 🎸
Massive talent ba'Shero
Baba Shero ...Número 1 bass player a África....Patrão Alex....
Anogona mudhara uyu, i do respect
❤
Macheso power my brother take back your dance very good man for giving your brother next time will never repeat
Ko mukanyora shona munobveyi
😮 apa avakuridza futi-futi zvekuda kupuhwa mota yechi2 yemukadzi
😂 iwe
Cheso ndiBaba
Moto 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Haaaa waya yachema apa ❤
Chesorising❤❤❤❤
Chinorira iwaya kwete dance!!!!+
Vakubudisa new album majuc
Chesology, big up BaShero
Cheso ❤ndiye baba….🎉
Best combination of alick
Macheso must go and stay ku state house that's all I can say drop a like if you support it
Achiitei...wangu
Point
@@TafadzwaMushayi he is the president of sungura
Why NOT, he's a president kani
Kkkkk😂
King of sungura.......
shasha iyii
Macheso chibaba munhu wese ipapo 😁
Chibaba ichi 🔥🔥
Cheso power!!!
Good baba shero
BBA chero vanogona guy's is the bsst
Cheso power
The GOAT
Ayewa zvaendwa Un compareble
Yesss
The Bossy cheso power
This is chesology the principal of music
Uku ndiko kunonzi ku-personaliser zvinhu......Lelo pakomeze pano, chokwadi neVari kumatenga
Best ever
He must go to AGT
akudzai wani kut pano pachanakidza ❤❤❤
Macheso mukuru zvekutodarika zera Rake
Ayayaaaa❤
Baba Shero naNowero i think vanhu ava havabve pagitare
Chibaba ichi❤❤❤❤❤
Chesooooo
haaa macheso roridza amana huh 😅😅😅😅😅
Ma1 ayo
Mudhara regererai mupfanha Majuice kana angozvininipisa. Vapfanha vanorasika
Dai maJuice kaivapo kakatomhanyira kutambira mari iyo
Dzungu riripowo paya
Kkk
Ko majice handisi kumuona wani nhy cheso
Stage ine order nhasi
😅
Kkkkk musadaro
Macheso the chesologisty
Best bass guitar baShero😅😅😅
Baba ka Sheron uyingozi lo
Majuzi arip
Kurovha kubasa. Mukweso🤣🤣🤣
Iwe Wosvora
Team majuice akakosha apoo gomba ririkuoneka
Stage is actually in order
June 7 is too far, best combo
Chibaba ichi
Mudhara uyu haperi
Ma juice come back
Team Chesology 🎸
Aaaaaaah musatidaroo muda tifungei
Ngapevo vamwe vanoridza navo mukana
hamuende kumashows avo hanty ka plus mangoona ka clip aka chete hanty?
@@brianmazhandu3250 handitofunge kuti anototeerera music yacho bcz on almost every album pane song inotomborohwa 1 by 1...
❤ what is the titul of music
Tokumbirawo musajambe ma adverts Kana muchitsigira mberikwazo zvoita Kuti vawane simba ipapo
Haisi account yemberikwazvo iyi
Hatijambe maAdverts ekuMberikwazvo chete apa tojamba isu.
i account yavo here or munhu arikutongodyawo ne content yevaridzi
Tojamba haisi account ya BA Sharo
Wire language btwn the two
Chibba Chesology chinorira iwaya kwete dance kkkk majuzi ngaapete muramba uchiri munyoro akumbire ruregerero since hakuna kwaanonotamba type yengoma iyi yeorchestra mberikwazvo
Majuzi enda
Chero world yacho mogona kubuda nechimuti
❤ nowero nondigoner ,baba shoro ndimudhara wng no comments vanotozviziv 2:46
2:36
haaa but I respect combination not maCheso ... bcoz nikaterera lead raNowero baba Poto mkoma Zaka haaa boys nyatsotererai musingamhanyi mhanyi 🤣🤣
Ka look ka Zaka Zaka kekutoshamisikawo kuti mukuru apindwa nei kurowa waya kudayiso 🤣🤣
🩷God bless 🩷💚💓
Majuzi basa rakapera
Ko Juice riripi kkkkk
Kutamba hakuriri
Majuice come back to band. Don't be too rude
Mistake is mistake but I hope he learn big lessons in his life
Dhàra remadhara pabass guitar
😂😂😂😂 mopengavarume imi Muri vaviri
😢Waya dzenyu mudhara munotiuraya nemafaro
Name of this song please
Makazvinzwepi
Ah
Album Tinosvitsvwa Nashe
Dhara kubva kudhara
Chipo ichi chirimuropa kutochibvuta kunyora munhu
𝘾𝙝𝙚𝙨𝙤 𝙢𝙪𝙙𝙝𝙖𝙧𝙖 𝙜𝙪𝙮
Good baba shero
Chibaba ichi
Chibba Chesology chinorira iwaya kwete dance kkkk majuzi ngaapete muramba uchiri munyoro akumbire ruregerero since hakuna kwaanonotamba type yengoma iyi yeorchestra mberikwazvo
Good baba shero