SO SWEET young lady (with sweet smile) and the young man has some very good maturity principles. Keep Mudzimai vako chikomana, mude, she is good. It was so touching to see you both narrate your journey. Stick to each other and you will be blessed. MUNODANANA, we can see that. You have friendship between the two of you. That is good. Keep the love and do not be distracted by anything, young sweet couple. Begin to work together and do projects together, you can still complete ma courses pamwe chete. Just continue your journey together as you had begun and grow from strength to strength. Anozvininipisa musikana uyo, haadi kuita hurt murume vake, as she is submissive as expected of wife material. You can see how she talks when husband is near her, how she looks him in the face before talking. Blessed soul and good wife material. That is LIFE. Be blessed you couple.
I know there's no formula yekutanga musha but one thing I like about this young couple is the chemistry and bond they have for each other. They need guidance and counseling to have a solid base of their marriage. Since the young man has confirmed that he is employed, l urge him kuti agare Kwake ega nemhuri yake to avoid manzwira nzwira.
You can say that again my sister, no drama whatsoever very matured as young as they are. Abazona inhlanya kutsho ukuthi baphuma emndenini enenhlonipho nembeko 🎉
Not me smiling vana vachidanana pacamera kubva vachitanga kusvika vakanopedza😅 welldone mainini hamuna kutinyadzisa and all the best in your marriage guys ❤❤❤❤😊
This young couple is so sweet. Ngatinamatirei vana ava vakadzikama uye vanoziva zvavanoita. Toda muchato chaiwo. Thank you please keep your love burning
Yambiro kune vaviri avo::: Garai muchi exerciser mugozorambe muchisimudzana muchitsvodana.... I really loved the fact that chero vari a young couple but communication yavo iri bow zvekuti vashoma ma couples or dzimba dzine kutaudzana kwakanaka zvakadai. I also loved the support systems, sekuru nabamkuru , effectively positive support, rambai makabatana kudaro
Unexpected lovely move from the young man. Zvake musikana uyu, anobaiwa nekunakigwa😍🥰. Totozvishuvawo hama. Varume dzidzaiwo mufadze vana mai mudzimba umo. Hazina zera
Woow what a lovely young couple and they are even mature than dzimwe chembere dzatoona pano ❤ let your love keep on burning muchengete mwana wenyu Mwari achikutungamirirai
it was nice watching the young couple so in love . I just wish that the world would make it a law that all women and men have DNA test from the hospital, the minute the child is born. think all men would agree with me.
Paita zverudo apa,chero the way yavanotarisana unotoona rudo rwemashuwa shuwa ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤,i damn love this young couple. Kuweterwa weterwa i stage of yekukura kuvana.
Vanangu you are really really meant for each other. I wish your marriage succeeds. You are like twins....very humble, sweet and too mature for ages. I LOVE YOU BOTH. WISH YOU WERE MY CHILDREN.
DNA ensure you record all proceedings so that where technical issued are encountered during live streaming the audio can be added at a later stage. Some of us like to listen in while we work so do not have time to be reading the subtitles
I have loved the honesty with this couple. May all be well with them. The father is so mature for his age kutokunda vamwe vanhu vakuru. The wife seems to be well brought up and honest too. Wish you all the best in your Union.
Lovely guy couple, may Gob continue bless your marriage... Mfana you have a wife material in that little mother, give her enough love & respect she deserves 🌹
Nhasi vaMugabe vatiwanira a such a sweet and loving and honest young couple yekutandara nesu zvedu paBota Family page pano 💕😎
Theh love each other
😂😂😂zita rakanaka iri ....Bota Family
There is love between the 2
@@rudophinachigori5959 Yes, there is love with a very strong bond, too. That's the way life should be 🙂
SO SWEET young lady (with sweet smile) and the young man has some very good maturity principles. Keep Mudzimai vako chikomana, mude, she is good. It was so touching to see you both narrate your journey. Stick to each other and you will be blessed. MUNODANANA, we can see that. You have friendship between the two of you. That is good. Keep the love and do not be distracted by anything, young sweet couple. Begin to work together and do projects together, you can still complete ma courses pamwe chete. Just continue your journey together as you had begun and grow from strength to strength. Anozvininipisa musikana uyo, haadi kuita hurt murume vake, as she is submissive as expected of wife material. You can see how she talks when husband is near her, how she looks him in the face before talking. Blessed soul and good wife material. That is LIFE. Be blessed you couple.
❤❤❤❤
Very true,well said
I like the big brother he's not jealous.. when young said he will be 100% more love to the girl .. I saw the big smile to brother
tuvanhu tunodanana manje, thats just lovely. chengeta mukadzi mfaname stop zvema hure asina basa pliz
😂😂😂
😂😂😂😂 Mukadzi ane17years.
ndafarira kamutarisiro kaari kuita mukadzi wakhe 😍😍😍😍
Kamufana aka kanogona zvako....
Couple iyi iri mature for their own age and they narrated their story nicely zvinonzwisisika.They were on point.
I know there's no formula yekutanga musha but one thing I like about this young couple is the chemistry and bond they have for each other. They need guidance and counseling to have a solid base of their marriage. Since the young man has confirmed that he is employed, l urge him kuti agare Kwake ega nemhuri yake to avoid manzwira nzwira.
Despite the fact yekuti they are young, vachiri vana ivo pachavo, am happy they love each other.
Ehee wachiri wana bt wane love,,,pane wakura hawatorina love yachoo
🙏❤🙌
The kiss part was mad cute 🥺🥰🥰,,, 😂😂😂😂i even cut onions 😭😭😂😂😂
You are cutting with me don't worry
😅😅😅😅
Happy ending like American film 🎉🎉🎉thanks mwana sikana hauna kunyadzisa mwari awe neni tomushuvira nyasha nerugare
My type of woman.asinga pedzere dare nguva nemo nemo gaga its up to you to forgive & forget
Ehe kungoti gaga tomhanyira hedu kumasowe😂😂😂
😂😂😂 free spirit apedza zvake mwana sikana
Kkkkk eye haisi type inomboda kukokotwa kuti itaure chokwadi
Pfungwa dzichiri diki
Nhasi varudunuka amuroora.
I like the way mainini yavanga vachirova zvavo juice ravo vakasanunguka vachiziva kuti it's 99.99 %
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😊
😅😅😅😅😅
Kkkkkkkkkk ende iwewe
Mwanasikana wadadisa hapana kuzungaira sedzimwe chembere dzinotadza kutsanagura zvakaitika.
Bamunini handina mazhinji mataura Chokwadi chinosanganikwa nacho, kutya mutoro weku a baba uyezve kufurirwa neshamwari.
Asi denga nepasi pachakuropafadzai mumusha menyu.
Kukura rwendo. 🔥❤️❤️❤️💯😍.
Satanic mamurova newaya, barbed wani chaiyo.
Nyika ngatidireiwo zvipo Best DNA couple
Ndandine smile kubva pandatanga kuona video well done mainini hamuna kunyadzisa ❤
Hauna kurara naye asi kuti akaedza Katadza akangokuwetera.wetera chete. Makorokoto mwanasikana❤❤❤💃🏽💃🏽💃🏽
Ncooooo that's beautiful young couple may God protect your marriage
U have your portable wife zvanetsa unotakura wotiza naye . What a beautiful love ❤❤
Ehee mufunge kungosimudza kutiza newako kkkkkkk that's nice ❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤
Potable yake inokwana mubhachi kwakutora pasi kana vanhu vada kukuvhiringira musha wako
Ma results tamawa hedu anofadza but baba mozora dhipirizoni kaimwi l mean epidem or carolight chaiyo
They are very young but the way they present themselves and their communication is top notch, all the best young ones 🎉❤
❤❤❤❤
You can say that again my sister, no drama whatsoever very matured as young as they are. Abazona inhlanya kutsho ukuthi baphuma emndenini enenhlonipho nembeko 🎉
Not me smiling vana vachidanana pacamera kubva vachitanga kusvika vakanopedza😅 welldone mainini hamuna kutinyadzisa and all the best in your marriage guys ❤❤❤❤😊
Ndafarira hangu vana ava. Kana sekuru wemusika wese namukoma wemukomana vakadzikama. Well done mese zvenyu.❤❤
Ndoopakati Masvingo,,zhowezhowe kamukono ketsambarafuta hakuna zvkadaro,,,, people talk and listen! Kwete hohoho💕💕💕
Thanks vafana vangu hamuna knyadzisa!! Masviiiiiiingoooo DNA man rongai mchato wevana tiunze yema 🎂 🥮 🍥
Its the height difference for me .bamnn you deserve kokora manyatsosimudza munhu wenyu ❤❤ dananai henyu muende mberi
Too innocent mom, innocent papa. May this marriage live forever.
Amen 🙏🙏🙏
This young couple is so sweet. Ngatinamatirei vana ava vakadzikama uye vanoziva zvavanoita. Toda muchato chaiwo. Thank you please keep your love burning
Bamkuru good brother, infact vana ava vakarerwa zvakanaka. I love both parties.
Such a lovely young couple ....mwari ndokumbirawo muchenhete imba yevana awa kusvika amen
Ndokumbirawo kuziva anoita mariiko maDN plus ndokumbirawo no dza Tinashe Mugabe ndinewo yangu yamuka mwanakomana vangu aunzirwa mwana ane2years
😂I can't believe I was smiling the whole episode, they're really sweet❤, I pray the chembedzana nemhuri yavo murudo 😊❤
I couldn't smile, mwanamusikana mudiki veduwe apa ndange ndichitya .
Munodanana zvinodadisa izvi rambai makadaro
Amen
vana vedu varikukura vachidzidziswa hunhu wakashata kuti obvious murume wese anofanira kuita chifambi and vanawo vaskana vane low self esteem kungoti obvious l must accept ... zvirwere zviriko veduwe haisi nyaya isina basa iyoyo
Nhai zvako zvinosvota sei vanhu they normalize chihure
Kana ndimiwo hanzi kana akatorambwa negirlfriend yake ndotoseka naye aah
Haa ipapo pakaoma zvapo, nyasha ngadzipindire
Ehye shaaa so sad nxs
Maturity. It's not normalisation. That should tell the level of maturity the girl has.
Yambiro kune vaviri avo::: Garai muchi exerciser mugozorambe muchisimudzana muchitsvodana....
I really loved the fact that chero vari a young couple but communication yavo iri bow zvekuti vashoma ma couples or dzimba dzine kutaudzana kwakanaka zvakadai.
I also loved the support systems, sekuru nabamkuru , effectively positive support, rambai makabatana kudaro
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 iweka idi une pamuromo
@@charitymusakwa6193 idi ndiri kutorevesa
Aaa kkk vana vanodanana havo ivava, garai mese muvake musha.musaterere mashoko evanhu
❤❤❤❤
Nice couple vanodanana zvavo Zvinofadza izvi. Thank you Sekuru na bamkuru mashoko anovaka
She is very beautiful. Wishing all the best to the young couple. Manzwiranzwira itai mashoma.
I see pain in Tinashe when he questions young couples. The fatherly look of we shouldn't be here
I see that too
I noticed too
I was rooting for these two. Cameraman Mwari ave nemi🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
Well done daughter, you hv made us proud.
Keep tht fire 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 burning
Big up
Ava ndovanonzi ma lovebirds , God thank you& bless them
Mkomana uyo ari right kuti anotaura chokwadi uye musikana uyo ari pachokwadi Mwari ngaakuropafadzei imba yenyu ienderere mberi muchembedzane Mwari akuitirei zvakanaka
Babamukuru vanovaka, wise words
Wow, boy got the skill ! I am shocked wow thus nice...best of luck to both of them! Pakukosora apo kiss yabuda....
Ndafarira ma results and I respect that guy anoda mkadzi wake...I believe akawana proper guidance vanosvika kure sezvo vachiri vadiki vese
I love this young lady she is honest and free to say it, hanzi akangondiwetera weterà akaenda akasiya atotesa skirt yangu kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂ma2k never disappoint
😅😅😅😅😅
Kkkkkkk kungoweterwa weterwa hake ndokusiiwa
Freddy akadyisa team 😂😂😂😂😂
@@frankmoyo7267 kkkkkkk
Bamunini ngavachimira ku blicha...such a lovely couple😍
Kkkk ndandaivona ummmmm vari kuzora ambi
😂😂😂😂😂😂😂maoko ati hazvibvumi 😅😅
Mawoko anoda kutanga wataurirana nawo kti tave ku bleacher otherwise anokurambira.maoko magokora nemabvi hazvibvumi
Maoko ane gakava
😂😂😂
Not me blushing kunge ndichapinda mu4n love is a beautiful thing shem😍
😂😂😂 yuwiii
Zvakangonaka kuva mwana mudiki hanzi akangondiwetera wetera kkkkkkkkk iweeee....zvinoera kutaura mwanangu 😊.
kutotaura akasununguka kikikiki
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂 akatundigwa
I like your suit Tina
Who else anosekerera at that moment inonzi batisai fn ne envelop musimuke kkkkkk
Me too😊
Unexpected lovely move from the young man. Zvake musikana uyu, anobaiwa nekunakigwa😍🥰. Totozvishuvawo hama. Varume dzidzaiwo mufadze vana mai mudzimba umo. Hazina zera
❤❤
I find it invasive ini, he shouldn't force vanhu
me too
Woow what a lovely young couple and they are even mature than dzimwe chembere dzatoona pano ❤ let your love keep on burning muchengete mwana wenyu Mwari achikutungamirirai
it was nice watching the young couple so in love . I just wish that the world would make it a law that all women and men have DNA test from the hospital, the minute the child is born. think all men would agree with me.
Paita zverudo apa,chero the way yavanotarisana unotoona rudo rwemashuwa shuwa ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤,i damn love this young couple. Kuweterwa weterwa i stage of yekukura kuvana.
❤❤❤❤
The vibe is real 😍 zvinodanana zvivanhu izvi
I love it 🤗zvorema shuwa you are still very young mwanangu vaka imba yako nemabvi kuna Mwari zvinoreruka wish you the best ❤
Hanzi makanganwa here, musi uya Tina Takunda naFreddy imi mukaenda naTakunda ini ndikaenda naFreddy kkkkkkk mainini to the fullest
Haa mainini mucheche zvake anongotaura zvese kkkkkk
I Love it 💓😅😅😅
😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤❤
The guy is mature in speech, the girl is very frank...lovely
May God bless them
Kkkkkk mufesi uyo anonatsoziva zvinoenderana nebby rake pakupanana rudo 😂😂😂 big up
Vanangu you are really really meant for each other. I wish your marriage succeeds. You are like twins....very humble, sweet and too mature for ages. I LOVE YOU BOTH. WISH YOU WERE MY CHILDREN.
Makadini bota family pano ❤❤❤❤❤❤❤❤ much love
This was so cute. This was more of a couple’s counseling session🥰 good luck to these two
Ndafarira Mai imagine at the age of 17 anga achinyatsopindura zvaanga achibvunzwa ,couple Manyama ,thanks girl hauna kunyadzisa ,boi chengeta mkadzi
❤
Girlie is intelligent
I wish dai anonyora o level ayendere mberi ne scul
❤❤❤❤
Lovely your couple. May God bless theirs marriage. Was smiling all the way
Tunodanana tuvana utwu
Wow... This looks like true love... May God strengthen and bless their marriage
Amen
DNA ensure you record all proceedings so that where technical issued are encountered during live streaming the audio can be added at a later stage. Some of us like to listen in while we work so do not have time to be reading the subtitles
Thank you Tinashe, you are bringing peace to the community
Asi rudo runoonekwa kuti ruripo❤
I have loved the honesty with this couple. May all be well with them. The father is so mature for his age kutokunda vamwe vanhu vakuru. The wife seems to be well brought up and honest too. Wish you all the best in your Union.
Salibonani bota family already waiting ❤❤❤❤
Very young couple,may the Lord protect this marriage 💑
Tinashe amwira juce wanga uri mutserendende chaiwo 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Yooooo sweet man ❤❤❤❤❤❤❤❤❤murudo murudo rambai makadaro musapesanisiwe nevanhu keep the fire burning guys muchiri vana rudo ngarupise musatenderere wakaipa pakati penyu
Isai ma likes please
😂😂😂😂😂
That's my girl, well-done young couple,let the fire burning ❤
Ndiyo age range yainzi na Tocky Vibes "Tushiri tuye"
Lovely guy couple, may Gob continue bless your marriage... Mfana you have a wife material in that little mother, give her enough love & respect she deserves 🌹
Mai vakafanana naMinister Ellard Cherayi
Kuita ma twins!
Taurai henyu ummm vakafanana kkk
True, even the smile
ķkkkkkkndaseka kani vanodanana vana ava best episode 🎉
True
What a peaceful couple haikona zvimwe zvatinimboona
Vanhu vakuru vachiita sevasina kukwana
Be blessed guy
Well done young sis
Bota family ahoi lets gather here❤
Masvingo ndiko kumusha. Waita zvako munin'ina hauna kutinyadzisa, wakadzikama. Rambai munerudo nabamnini vedu avo. ❤❤
Ndozvatiri vana wezhira 🥰🥰
😂😂😂ndakuendawo kujuice guys aa kudzosera utano panzvimbo wakamirira maresults 😂
Juice rinonwika uchiziva paumire😂😂😂😂
In love with this couple ❤❤❤❤ musarwadzisa mkadzi fire keep the love burning 🔥🔥🔥
Mukoma nemuningina must go for DNA vakarasana zvisingaite!
Ndazvionawo😂
🤣🤣🤣🤣 matanga, vanhu vanhu ka
Makuda kutanga zvimwe fut kkkkkk
Yoh the guy is so lovely, wow i luv that kiss❤😘... Lovely young couple of the year❤
This is lovely,haana kuvata newe nana asi akango wetera wetera kunze
Asi Freddy akomana kungowetera weta hke kwakusiya vana paroko 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂I jongwee
😂😂😂 furedhi katsambarafuta😅@@shepymashiri5764
Im in love with this couple keep on smiling young sis ...Chengetai mhuri bamunin. Musacheuke shure maruwa enyika haaperi
Tinashe :Ndimi makatozodaro ka imi.
Baba:yes ndakazongodarowo.
Tinashe: saka ndimi makutodaro 😅😅..
😂😂😂😂 haa zvaVaMugabe,unoshaya kana chekupindura
😅😅😅😅
Let's like veduwee let's support
Imagine 67k 10:50 views but only 2.3k likes
Varikufurirna kutsvukisa vuso vese they're just a match,respect inobuda kumukomana yandiitira zvakanaka anywaya ndine mwana mukomana ngavandipewo hanzwadzi yavo aite muroora wangu ❤❤❤.
Apa munhu anenge achibwibwinyika muliveChat apa atori nevana 2 vaasingazive vana baba vacho🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
😂😂😂😂😂
Kubwinwinyika kkkkkkk
@@lovenessphiri5285 🤣🤣🤣
Siyana ne violence
@@robsonchikotimchochoma7444 tetichitofara wena 🤣
From 99.2 percent to 100 percent true love ,welldone bamnini
This show is the best hapana anopikisa Tinashe Mugabe anwira drink kkkk
I pray for a long and everlasting relationship 🙏. Two beautiful souls!
Well done Makhoti 😅😅
Very young couple, may the Lord protect this marriage bcoz there's still a long way to go 🙏
Tiripo waiting for 99, 99 percent
Ha zvandaona pa kiss apo zvovengwa nevaroi chete..God bless this young couple❤
I can't wait haa ini bota family ndoida hang kudarika marriage yang 😂
Hauna kukwana😂
😂😂
Finish😂😂😂😂
😂😂😂😂
Aizve ndozvawafunga kkk
Haaa vanodanana vanhu ava even they’re young couple . God bless their marriage
Vanoda muchato ava ndafara newe musikana madadisa mainin
Very sweet story. Deno baba vachichengetawo mudzimai wavo anechokwadi kudai
Makadini henyu vamugabe ayihwa Basa munogonesa chaizvo 🙏🙏🙏
God bless this union am happy they are genuine
Please Tinashe to make the presentation of the program better use branded envelopes when doing your shows .
Sei. Kugara aka layina mibvunzo here
Yeah true
And also why not bring 2envolopes for both parties involved
Buy him brown envelopes which are for business 😮
Why branded envelopes?
Haaa envelope is the least thing, its a cost
Tinashe ma1 happy for you vana vangu God bless vana ava Mugabe keep on doing this good job
Iyi ye wetera-wetera takamboitambawo iyi. Nanhasi ndikasangana nemukadzi iyeye ndinonyara 😅
Hahahahaaha
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
laughing
Ukasangana naye muwetere wetere zvakare
Beautiful young love 💓; i smiled throughout the episode. May you grow old together.
Mugabe namai avo vaiita competetition yekumwa drink
Ndazvionawo
Kkkkkkk
Haa drink vakarova zvavo
I am happy for this young couple, may God bless them