He sings about the same thing on different songs but l have to admit kuti he has the best voice in the game right now. He is just one hit away kana akasa disser vanhu and akaimba zvidiwa nevanhu
A diss song can never be a hit song, mfana has the voice and the presence but akunda song 1 chete to establish himself ma diss anongosvitsa pa bustop but haupinde mu bhazi re fame muna ENZO Bazzoka ne MaPumacol
Mfana ramba uchitungamira! Nguva yangu yakukwana. Do not cry but i shall not say do not weep, for not all tears are evil.
Hanzi chatsman vakaimba bhazi remangoma asi iye akazoburuka😂😂😂🔥🔥
kkkkkkkkkkkkk
ende ichokwadi
Anoimba chokwadi zvekwa platinum prince chaizvo
saka dai uri iwe wega zim dancehall artist waitoshaya zvekuimba
Kkkkkk koz akuimba vanhu
Stars are like zvitaitai in the night sky.
Zvanzi akakwirirwa mukadzi arikunyaradzo...
Achaphamhirwa mhosva mwana wemuvheti (Saintsfloew) = Make sure the FED's do not get it. (Biggie)...Get it?
Madviper keep poshing voice iri haris pondo
Bt madiss matinyanyira ndeumwe captain
Iwe, Voltz JT paachavhunzwa neNgirozi kuti what money achati chii?
07 27 2023 ... Kepele Kepele Juventus Close!
They changed something in the Matrix. It is in the song with Lil Yachty and J. Cole's The Secret Recipe.
Mad lovely wangu
Hoyoo
Also zvanzi "no score"! Saka hameno, VAR disallowed your goal.
Bhazi remangoma iSmoke Machine? Ndangandazvika kumba. Ndorara mu bhazi here? But i am still the DJ because the motion was me.
Mpfana haasi bho uyu Diss anobata
11/4/2023 ... The Bounce is the cut-off
Bigup bacliffo in red flatbase bob Marley unosey Dzeshoko
its a double take on 1 and linger suki suki now on 4... looking for 1...already got 5! my d and b
He sings about the same thing on different songs but l have to admit kuti he has the best voice in the game right now. He is just one hit away kana akasa disser vanhu and akaimba zvidiwa nevanhu
The question is who will do Eminem better. Dr Dre or DJ Premier?
The melody is now shwing and mishhhh, but like Kendrick Lamar's yabish...
Mupfana ane ma1 uyu👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿👊🏿
The difference between you and me is that i do not need practice. 1 take! I am just reviewing game film.
dr, bond, beche pakati.
Akatanga mutoriro Satan
Rest in peace mutoriro ta boe
😂😂😂😂🙌Unotuka mupfanha
Goal where blaz? Who are the opps?
ah mad tune ah dat
Sorry Mr. West it is gone.
You telling me he paid this dude not knowing who he was? That boy is wavey right?
say it aint so blaz... hausikuda kumbo dissa kushata kwangu?
12 05 2023 ... I am up to 19 F Us to the face! lol.
Moto wabvira
Bhooo zvekuti wangu
Hauite
madviper unorwadziwa na blot ,blot ari kumberi kwako, kutsvaga fame nekuimba mazita evamwe(blot)
Hooo Blot paakazviti mr mbare vanyowani hamuna kutaura ka, makuda refura nhas mangoma aya
Mad viper mabars hauna unoshandisa 1 bar pa20 masong
Chimboenda kuxul
This song only shows that Giri Giri is his idol
Big born angaaripo
ZVAKUBHOWA KUNGORAMBA ACHIIMBA SAME THING HAANA BASA MPFANHA UYU
iwould love to hear uchi disser calaz tione kwazvosvika
Sounds like you are commenting on a chess match. Has a anyone lost their queen?
Zvanzi na LW i am a stupid mofo.
Usadaroo blot akombokudii😂😂😂
thats iy mafana
Mad Viper anopedzera bt ku disser ayy😂
Maad
Blott aratidza kuti chibaba chako. Ita zvaunoda nechigayo chako mpfana
King vema diss🔥🔥🔥🔥
🤣🤣🤣
Cut-off 1:04 - if you draw better be picasso.
Uyu haana ma bars.Koperawo vana Enzo ,Bazooka,Boss Pumacol.Master H arikugona futi.
Mad viper anongoimba one same old song with a different beat.
Is this the homeless puppet from the Dave Chappelle skit?
Zero haugoneba shaaaa siyana nemadss wangu
Chokwadi mfana good voice but unoimba ma Diss chete
Taura
Hakuna madiss akadai mpfana uyu hapana zvozikanwa
I m
A diss song can never be a hit song, mfana has the voice and the presence but akunda song 1 chete to establish himself ma diss anongosvitsa pa bustop but haupinde mu bhazi re fame muna ENZO Bazzoka ne MaPumacol
ano gona kudzisa chete
Get this, there is only 1.5 billion people in africa so i know for certain you will not survive.