ndinofunga kuti security yedu should not adopt the suit concept but rather we should create our own that is in sync with us.. Who said security is identified by suits? I strongly support that there be a security department but this suit idea is an exaggeration of nothing and creates a wanna-be persona
Amen ndatenda asi mazion noise kutaurisa neznziyo hahutoyinzwe
😂😂😂😂😂
Maridza manyama 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Kusiya Zion kufarisa
Paive nengoma hre apa hainzwike
Bishop Jim apoooo Ngwena yezion
Bishop Jacob mwana waBishop Felex
Even ngoma yaçho yangaisikunzwika
Mazion munoimba nguvai ne noise yamunoita , ndokudai mese❤
Kuwanda kune kaproblem sometimes
Disorder ndoproblen
Handinamate zion asi ndafarira mambo agadzwa huye ndirikuona zion yaenda mberi kana vakasamuuraya chete zvaitwa zvinechikonzero izvo mwana mudiki asi maari munehuMwari hwaita kuti agadzwe tinotenda vakadzi ndapota musamupa vanasikana venyu kuti aroore pliz munouraya chinamato regai atsvage oga nenguva yake kwete vekupiwa pliz musamudyise ndapota sezvamakamboita baba vake uyo akadiwa naMwari mukamubata munofira ipapo tirikuzvinamatira izvozvo kuvavengi
Wise words 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Bishop jacob havana simba mukutamba ngoma yezion
Awo mabody gard here awo
Wangu bishop Jim haaaa ndabva ndafunga Bishop Andria haaaa takambokomborerwa zvedu pamuseva paye
Ndaivapo ini Chief BUDZI
Amen chief, thank you for gracing the event.
Gono
Takakuonai mambo
MaZion disoder noise
Tatenda mambo ngavararame
Kuita Fele chaiye, tanyaradzwa nekudzorerwa mufaro paZion. Mambo ngavararame
Maona zvandaonawo pamharidzo yaaita
Ane mugomo ngaatarire mukuru ndoo pabasa rose
Jacob ndiye ava bishop hr
Hongu ndiye wacho akagadzwa
Nhai ndibvunzewo munhu wamwari Jacob mwana wamambo felex here kana mufana wacho
@@TamaryMutamburomwana
@@joycemakombe9758 horyt zvinokudzwa chose dai mwari vamuzodzawo nenjere dzoutungamiri uye vamuchengetedzawo mwana achiri kudoko zion ndokuti chikoro
Asi kana achiparidza unohwika kuti anehumambo paari@@TamaryMutamburo
Kutaurisa
Ndyn akaridza ngoma yabishop iyi
Chigwagwa
Kovema suits vari muma sides ndeveyi😊
security.
Ma cio e church kkkkkkkk
Noise yakawanda ummmmm
Mazion kutaurisa yooo
Kutaurisa mazion
Haaa chirwere chaicho
Kkkk ndiyo order yedu😜
😂😂tirikuda kunzwa ngoma bi
@@joycemakombe9758 😂😂😂😂 order yacho ,ngoma zhinji haunyatsodzinzwe vanhu vachitaura
Ndatenda basa rakanaka iri
Hero basa pa Zion
Gumbo ratafirenyika iro
Noise mazion hatina chatirikunzwa isu chero nenziyo yacho
Tinokutenda Masunga. Bva ruzha huye bodo ko zvaimbofamba sei
Ndiro zion racho but tinovimba zvichanaka with time.
Vema suit bhoo here hazvisi kunyatsobuda zvakanaka
Security
ndinofunga kuti security yedu should not adopt the suit concept but rather we should create our own that is in sync with us.. Who said security is identified by suits? I strongly support that there be a security department but this suit idea is an exaggeration of nothing and creates a wanna-be persona
Ndekupi ukuu, want to visit
Bikita, Masvingo
Bikita Chikuku
Ko shangu paZion chii
Kudii kwadzo Shanghai manje
Kudiii kwadzo shangu manje handina kunzwisisa ipapo
Ndekupi ukuu, want to visit
Masvingo Bikita