zimbabweans we are the only country inoda kufurirwa to dump its pure God given culture and traditional. i love our mbira music lets preserve and promote it.
It should be taught in school, our culture. They should organise a Mbira Festivals at least once a year. Please set up a TV and radio stations playing mbira music!! Zimbabwe is the only country about to loose our societal classical mbira music!!
Practicing hard from my West Midlands, UK base for my Chitungwiza appointment with these guys in the summer. I am so excited. Thanks Gogo Mavhu for the support - can't wait to play with sekuru Mhofu and Mukanya. This is great. I hope Zimbabweans far and wide can support our mbira musicians.
Ndiyo nhaka yedu vanhu vatema moyo we Zimbabwe 🇿🇼 ini ndinoona nyika ikakoshesa zvedu vatema zvepasi chigare ,mbira dzikarira ndinonzwa ropa kufamba moyo Wati kufamba thank u guys I always watch this im in dubai UAE 🇦🇪
Nothing better than this. Pane anoziva contact details of this group here. Ndinotorida for self therapy pamusha pangu. Vakati zvechivanhu zvakaipa, muwanirwe nyasha naMwari.
zimbabweans we are the only country inoda kufurirwa to dump its pure God given culture and traditional. i love our mbira music lets preserve and promote it.
Ndizvo zvakonzera kuti nyika ive pairi iko zvino 😢😢😢😢
True most pple are believing in European cultures not knowing that our culture is the best in the world
Everytime I hear mbira drumming my soul relaxes as everything is going well
Everyone but vamwe vanonyepera kudziwenga
It should be taught in school, our culture. They should organise a Mbira Festivals at least once a year. Please set up a TV and radio stations playing mbira music!! Zimbabwe is the only country about to loose our societal classical mbira music!!
Well done Gogo Mavhu negroup renyu ropa rangu rinomhanya mhanya kana ndichinzwa mbira Tanga takasara Machinda anorwa hondo
Wow nice ,keep on posting more like tht, zvakarongeka zvonakidza wena
Practicing hard from my West Midlands, UK base for my Chitungwiza appointment with these guys in the summer. I am so excited. Thanks Gogo Mavhu for the support - can't wait to play with sekuru Mhofu and Mukanya. This is great. I hope Zimbabweans far and wide can support our mbira musicians.
Ndiyo nhaka yedu vanhu vatema moyo we Zimbabwe 🇿🇼 ini ndinoona nyika ikakoshesa zvedu vatema zvepasi chigare ,mbira dzikarira ndinonzwa ropa kufamba moyo Wati kufamba thank u guys I always watch this im in dubai UAE 🇦🇪
I want to be there!
Very authentic traditional tune and original dance styles. You are doing well to preserve our heritage.
Thank you
I am in SA can I book them for bira
The best so far.
Mbira idzo dziri kubvira 🔥🔥🔥 ❤️ 😍 🥰 🙌🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👍🏿✔️
Aiwa ndokugona uku ndabva ndafunga tiriku chikoro tichitamba traditional dance pa mberi ne chivanhu chedu kwete chirungu chirikukonzeresa matambudziko
Machinda woye hondo yauya!! torai mapfumo tinorwa hondo 💃💃💃💃
Mbira ndizvo mbuya Mavhu mbira group number 1 nyika yose
Nothing better than this. Pane anoziva contact details of this group here. Ndinotorida for self therapy pamusha pangu. Vakati zvechivanhu zvakaipa, muwanirwe nyasha naMwari.
that song @ 40:45 must be recorded please. Inumber manje iyoyo... Name: Rudo Rwusina Maturo thats if i heard correctly
Great music . Rambai makadaro. Ndokuti chinyakare chedu
Pakabatwa basa apa. Gwariva raitaura rega. Kuzoimba kwanga kwakuzadzisa. Tinotenda harawa nemachembere.
Mushauri uyo anondiitira, soothing voice
Really beautiful and rich culture and tradition
Zvaonekwa vana vevhu 👋🏿👋🏿👋🏿
Hunyanzvi hwega hwega, haiwa tinotenda
Woow that's good ndafunga my later fathee vachiita mabira tichatamba zvainakidza zorora murugare misodzi
Tinotenda nemutambo wechivanhu chedu zvinokudzwa hapana kugonesesa kunopfuura apa ngazviende mberi.
SOUGHT AFTER!!!
Mahombarume ndinoisa maoko👏👏👏 vana changamire ulululu!!
Famba machembereeeee
Munogona guys 🔥🔥🔥
Rooooovaa ,idongonda iro
Ngoma iyo
Ngoma ine nharo iyo
kkkkk haaaa ngoma yakbatwa zvemhando ummmmmmmmmmmm unonwa mvura
nice one, but paSecond song apo ngoma is too loud ikuvharira mbira dzacho too much but otherwise nice music guys, keep it rolling
Ngoma yakabatwa
I can feel it in my veins
Rambayi muchitikinya madeze muchiiisa pautube ..muri kumberi. Musika vanhu Ari kukunzwayi
happy Zimbabwe Happy People #ItiswellZimbabwe
Mugona gogo mavhu
Vhudzi kuti nyau nyau
Mbira yepasichigare
Ndavafsrira hangu ndicho Chinyakare chatinoda ichi
Mbira mbiri mberi.ndoo maitiro edu vazimbambwe
Taizviverenga mumabhuku echinyakare
Waaal ndokuti chivanhu....torai mapfumo mundorwa hondo..
Sweety music
Can somebody tell me what there saying?
Wow
Hombarume vanorova ngoma kwekutanga uku vanoirova nemazvo
Iyo ngoma iyo on the first song, yataura neni. Mufana uyo ane chipo
Chokwadi here
Is this group still in zimbabwe ?
Ipapo machembere
Reconciliation Remedies WARRANTED. Preservation of cultural ARTS is in the best interest of THE Indigenous
Pa 40.46 pane zi heavy apo. Ndapa kutenda just imagine mbira dzavo dziri electric - rich sounds
Kumberi madhara angu.rambai makadai
RINOTENDWA machembere zvaitwa ngazvienderere mberi nacho chivanhu chedu
😘😘😘
Inyanzvi idzi
Zvakanaka muhera zvaonekwa shava! vamuchembere!!!! hekani💃💃💃💃
rudo rwemari handingarigone hangu kuimba hangu
Vakadzi ava vanotamba
Ummmm vanhu vakarongeka havo ava matambiro acho oder
Ndotenda makosho akabatwa nenyanzvi fambai nebasa madzimbahwe