Goodness of God - - Kugona Kwa Mwari (Shona Version) by Synergymellow & Gershwin.
HTML-код
- Опубликовано: 6 сен 2022
- Produced shot and directed by @synergymellow .This is the
Shona Version of 'Goodness of God' Originally done by Bethel music.
#goodnessofgod #Synergymellow #Lovenotes #zimbabweanmusic #zimbabweanworship #Shonaworship #shonashonasong #worship #bethelmusic #africanmusic #africanworship Видеоклипы
🙏🏾🙏🏾🙏🏾
Beautiful ❤
Beautiful!
Keep it burning 🔥🔥🔥🔥💪
Thanks fam
Beautiful translation ❤️❤️❤️
❤❤
Well done guys.
Amazing work done here
well done synergymellow. it is a great song
Weldone brothers
Thank you bro
Nice
i enjoyed the song
great to hear you did
What a beautiful piece l love it
Thank you
Beautiful indeed !🙏
Thank you
I have been blessed, what a beautiful and outstanding edition to one of my most go to songs. Thank You Jehovah Raah In the name of Bread of Life, Yeshua Hamashiach!
Hallelujah Praise God!
SynergyMellow you made the Lovenotes Move proud. Capturing the heart of worship showcasing a heart of Love. 💌
Thank you sir for the opportunity only seeing your heart is this vision makes partnering with you an exceptional experience❤👯
Your goodness Lord is running 🏃 after me
🙌🏼🙌🏼🙌🏼
nice
❤️❤️❤️❤️❤️
Mazuva ose makatendeka..mazuva ose makandinakira..Ndichaimba munondigonera Mwari
🇭🇹🇭🇹🇭🇹
This is good, well done.
thank you 😊😊
🇧🇷
Oooooooh Yeeees my Guys, wow this is awesome makanyanya
thank you 😊
Thanks bro
Here we goo💃💃🎹🚀
I love it
thank you 😊
Vocals on point⚡⚡⚡⚡🔥🔥🔥
🙌
Blessed be the Lord for such good works
First time to listen to you so far so good 👍👍👍👍 Yu have just bless my day
We're glad to hear that
Amen Jesu Makatendeka nguva dzose Rumbidzwai🙌🏾🙌🏾🙌🏾
Amen
Trusted and True. Faithful to the end.
Ndinokudai, Ishe
Oh ngoni dzenyu hadziperi
Mazuva angu ose
Ndakabatwa mumaoko enyu
Kubva panguva yandinomuka
Kusvikira ndarara musoro
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hupenyu hwangu hwose makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona

Ndinoda inzwi renyu
Makandipinza mumoto
Muusiku hwakasviba zvikuru
Iwe uri pedyo zvisina kufanana
Ndinokuzivai saBaba
Ndinokuzivai seshamwari
Ndagara murunako rwaMwari
Oh
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka

Hongu hongu hongu
Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese

Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera
Hupenyu hwangu hwese makatendeka

Ndichaimba, ndichaimba

Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
Great song Synergy Mellow, more love.... Thank you
Thank you king❤❤
😘😘 beautiful
Nice one guys keep the good work up
Wonderful track l love it guys
thank you 😊
Keep on my boiz
thank you 😊
Thank you
Beautiful Mellow sounds
This is nice
Thank you
Thank you synergy mellow. Im in love with the song❤️
Thank you❤❤ appreciate the love
Lovely
Nicely done❤
Beautiful rendition, thank you for this
MARAVILHOSO!
Well done... This is really good 😊
thank you 😊
This is awesome.....munondigonera Ishe
👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻👍🏻
Beautiful worship ❤
@chouettekawikaful
2 days ago
Ndinokudai, Ishe
Oh ngoni dzenyu hadziperi
Mazuva angu ose
Ndakabatwa mumaoko enyu
Kubva panguva yandinomuka
Kusvikira ndarara musoro
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hupenyu hwangu hwose makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndinoda inzwi renyu
Makandipinza mumoto
Muusiku hwakasviba zvikuru
Iwe uri pedyo zvisina kufanana
Ndinokuzivai saBaba
Ndinokuzivai seshamwari
Ndagara murunako rwaMwari
Oh
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hongu hongu hongu
Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera
Hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba, ndichaimba
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
Nice video
Awesome
Butifull shearing
Oh, I love this song and the fact that there's now a Shona version just blessed my heart! 🥺❤️❤️🔥Hallelujah! Munondigonera mazuva ose🙌🏽🥰
thank you very much
Thank you so much
@chouettekawikaful
2 days ago
Ndinokudai, Ishe
Oh ngoni dzenyu hadziperi
Mazuva angu ose
Ndakabatwa mumaoko enyu
Kubva panguva yandinomuka
Kusvikira ndarara musoro
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hupenyu hwangu hwose makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndinoda inzwi renyu
Makandipinza mumoto
Muusiku hwakasviba zvikuru
Iwe uri pedyo zvisina kufanana
Ndinokuzivai saBaba
Ndinokuzivai seshamwari
Ndagara murunako rwaMwari
Oh
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hongu hongu hongu
Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera
Hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba, ndichaimba
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
Wow, masterpiece
Guys you are bravo❤❤❤❤❤
Good job guys, I love this
Makanyanya makanyanya
thank you 😊
Thank you
nice voice Praise GOD
Beautiful peace of work ❤️
Well done TC and team 👏 The song is 🔥
thank you 😊
Thank you bro
Ndinokudai, Ishe
Oh ngoni dzenyu hadziperi
Mazuva angu ose
Ndakabatwa mumaoko enyu
Kubva panguva yandinomuka
Kusvikira ndarara musoro
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hupenyu hwangu hwose makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndinoda inzwi renyu
Makandipinza mumoto
Muusiku hwakasviba zvikuru
Iwe uri pedyo zvisina kufanana
Ndinokuzivai saBaba
Ndinokuzivai seshamwari
Ndagara murunako rwaMwari
Oh
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hongu hongu hongu
Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera
Hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba, ndichaimba
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
Great job guys! Love it!
So so good❤
Still listening healing process is taking place
Wow that's so uplifting bro, bless you❤
Faithful to complete what He started.
Wonderful ❤️❤️❤️
🤗Qué hermosa versión en esa linda lengua😇,todas las alabanzas AL CREADOR❤ siempre en cualquier idioma son y serán preciosas y llenas de bendición para todos los que las oyen 🙏🏼saludos desde Bogotá Colombia 🇨🇴🥰
All the nations shall sing of Your goodness, glory to Your name.
You have made my day, thank you very much. This is awesome ❤️❤️❤️
great to hear that
This means a lot thank u so much
Once again u guys never disappoint, proud to be part of the Synergy Mellow Family 👍🙏👏
thank you very much
Thank you baba❤❤
Que Deus os abençoe irmãos queridos ❤️💙🤍💚💛💙🧡♥️
I need lyrics plse j love the shona version
@chouettekawikaful
2 days ago
Ndinokudai, Ishe
Oh ngoni dzenyu hadziperi
Mazuva angu ose
Ndakabatwa mumaoko enyu
Kubva panguva yandinomuka
Kusvikira ndarara musoro
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hupenyu hwangu hwose makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndinoda inzwi renyu
Makandipinza mumoto
Muusiku hwakasviba zvikuru
Iwe uri pedyo zvisina kufanana
Ndinokuzivai saBaba
Ndinokuzivai seshamwari
Ndagara murunako rwaMwari
Oh
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Hongu hongu hongu
Nokuti kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kundimhanyira
Nehupenyu hwangu hwakaradzikwa pasi, ndazvipira zvino, ndinoKupa zvese
Kunaka kwenyu kuri kumhanya, kuri kuramba kuchinditevera
Hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba, ndichaimba
Uye hupenyu hwangu hwese makatendeka
Hupenyu hwangu hwose Manga makanaka kwazvo
Nomweya wose wandinogona
haiwa ndichaimba ndichirumbidza kunaka kwaMwari
Ndichaimba nezve kunaka kwaMwari
post the lyrics ... is this Shona or Swahili?
This is Shona
Goodness of God _lyrics_
*Verse 1*
Ndokudai Ishe, Ngoni dzenyu dzinogara
Mazuva ose, mumaoko enyu.
Kubva Mangwanani, Madekwani,
Ndoimba Munondigonera
*Chorus*
Mazuva ose makatendeka,
Mazuva ose makandi-nakira,
Nemweya wenyu ndichiri kufema,
Ndichaimba Munondigonera
Verse 2
Nezita Renyu, Makandipfuudza nemumoto,
Murima, ndimi hama yepedyo,
Ndokuzivai saBaba, seShamwari,
Ndichaimba Munondigonera
*Chorus*
Mazuva ose makatendeka,
Mazuva ose makandinakira,
Nemweya wenyu ndichiri kufema,
Ndichaimba Munondigonera
*Bridge*
Kugona kwenyu konditevera,
Konditevera nguva dzose,
Kugona kwenyu konditevera,
Konditevera nguva dzose,
Mukunamata, ndopira zvose,
ndokupai zvangu, X2
Was ist das für eine Sprache ?
Shona, it is a native language of Zimbabwe, Africa.
@@wilhelmolivier7820 thank you so much
Nice