Kkkk reseach yakatopera zvee bcz the longest Episode re Drama ndere ku Nigeria bt rakagumira pa 88, zvino redu raku 135 ,, ndoratova panyanga sofar mu Africa,,, u cn research also if you like,,😂
Kunyange hazvo Slimie aritsotsi pane zvimwe but chandofarira unoisa shoko raMwari nekukurudzira mumunamato panguva dzose well done bro i love your knowledge of the word of God 🙏
Meu DEUS, este sim é o melhor grupo que eu já vi. Tenho assistido a 2 anos de Moçambique e tenho me maravilhado com o vosso trabalho e união. Continuem assim e que o nosso DEUS continue abençoando e extendendo o vosso território
Zverudzi urwu hazvigobvi chete asi nekutsanya nekunyengetera,Kelly une voice rakanaka ndatopindawo musimba I love the relationship between Slimy and his sister's Mwari mukuru pazvose❤❤
Magtom at heart for the first tym kumbo poza drama kutanga kunamata guys munondigonera paimba slime nenasstrs ake guys mheno zvandanzwa moziva thnks#magtommedia
Haa handina chekutaura magtom media mabvirrrrr🎉❤ this episode yandipinza mumweya and I love the song yaimbwa nakelly singaite ,yeah I agree with God everything is possible 🙏 ❤keep the ball rolling team🎉
Vese vasina kumbomisa 1 episode yeMagtom Isa like tione
Ndakadira 😅😅😅😅😅😅
Ini kubva episode one tokuudza zvese kuchiri nana small and Pamela .
Did we know tht Complicated Affairs is now the Longest episode in Africa in terms of Drama series... let m see your likes if we are in Agreemnt ,🎉
Ukumhanya but okay 👌🏽 😅
Mmmmmmmm imi ka
Wakunyepa Dai wati it is going to be the longest
Kkkk reseach yakatopera zvee bcz the longest Episode re Drama ndere ku Nigeria bt rakagumira pa 88, zvino redu raku 135 ,, ndoratova panyanga sofar mu Africa,,, u cn research also if you like,,😂
Ain't know ,do you mean to be long it's a privilege salute to magtom media
Vese vakatanga kuona Complicated affairs from day 1 Slimie achasangana naNancy isai like tione
Kunyange hazvo Slimie aritsotsi pane zvimwe but chandofarira unoisa shoko raMwari nekukurudzira mumunamato panguva dzose well done bro i love your knowledge of the word of God 🙏
Kunesu vava ne 135 weeks watching complicated affairs every Tuesday ❤❤🎉
Meu DEUS, este sim é o melhor grupo que eu já vi. Tenho assistido a 2 anos de Moçambique e tenho me maravilhado com o vosso trabalho e união. Continuem assim e que o nosso DEUS continue abençoando e extendendo o vosso território
Rambai muchinyengetera 🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙏🏾, prayer and fasting is the answer to everything - thank you baba SJ
Thank you magtom media for including prayer in your dramas❤
Kellyyyyyyy can sing wow beautiful voice Kelly 😍well done magtom mukutigonera
Wedzerai time zvinenge zvonakidza veduwee
Well done Kelly and Slimmie maimba zvinodadisa can't turn back the years hats off guys
Kelly can sing, she has a beautiful and melodious voice ❤️❤️❤️
Very true
True
1 Thessalonians 5:17 (Always Pray)
Genesis 18:14 (is there anything too hard for God) 🙏🙏🙏
Festive season please produce two episode per week of complicated affairs magtom
Heavy zimunhu guys 😂😂😂😂 look how Kim looks up to him when talking to him 🤣🤣🤣
Zverudzi urwu hazvigobvi chete asi nekutsanya nekunyengetera,Kelly une voice rakanaka ndatopindawo musimba I love the relationship between Slimy and his sister's Mwari mukuru pazvose❤❤
We are enjoying complicated affairs plz give ur 2 episode per week plz
Kelly has a beautiful voice ❤
Wooooh Kelly thank you so much with the song it was so touching ❤❤❤❤ you have a lovely voice and um sure unotoimba kupraise and worship
Cheers to us who comment before watching ..magtom never disappoint
Was so touched .. baba SJ vachitaura nevasikana.That is real life😢
Brother inerudo nehanzvadzi dzake vashoma vana bhudhi vanomira nanasisi vawo mumatambudziko sure.
Happy to see Taimondi and mhamhito ❤
Sure ndanga ndavasuwa
sure vavarova xem apa vanondigonera zvkudaro
Kelly has a beautiful voice.
It continues to be complicated each and every episode. Thank you Magtom❤
Nicole naEasy ndivo Complicated affair yacho😂😂😂😂😂
Haureve nhema .
I agree with u
😂😂😂true
So true
Lit episode! Liked Easy and Nicole act....so natural. Same as mamhito and Tymond! Easy so! Kkkkkkk
“Vana ava handina kuita newe “ in Tymond voice to Mhamhito 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 Mhamhito varwadziswa ipapo kkkkkk vabva vazvitora very personal kkkkk
Havaitadza kuitora personal coz itori rafu.🤣🤣asi vanhu two ivava: a case of matsotsi haagerana chaiyo🤣🤣🤣
@@cynthia2570 haaaa matsotsi haagerani shuwa 🤣🤣🤣🤣🤣
Cheers to the swt voice of Kelly ndanga ndakutopinda mumweya
Kkkk vaChihera hanzi handina kufamba ndakanyora chikwangwani kubva kunyepa muripamberi,henyu
😂😂😂😂😂😂😂ndaseka unozia
Easy ndiye complicated affairs yacho , haaa dzine confusion inonwisa mvura agh🤣🤣🤣🤣🤣
Woow what a powerful song... haa kelly anoimba zvake mwana uyu🎉❤
Magtom at heart for the first tym kumbo poza drama kutanga kunamata guys munondigonera paimba slime nenasstrs ake guys mheno zvandanzwa moziva thnks#magtommedia
Ndokumbirawo muchengete Dhibhobhoni next week asavharisa mutambo uyu haaa ndomufura nerekeninghete😂😂😂😂pozvotapirisa wovharisa
Kelly and Slimmy gave me Chills🥰♥️♥️♥️ words cannot describe the joy I felt hearing such beautiful music
Wow Oppah is beautiful guyz yooh ❤❤❤
Asi tymond chokwadi chawaudza mhamhito chorwadza,😂😂😂 kana iri mombe iyeyi imombe1 in mhamhitos voice ❤
Thumbs up Slimie's advise keep on praying nomatter what
Pakuimba apa as iwa tabva tatopinda pamunamati wekuseni we,er blessed with ur song
this series has become part of my life style
pfee muprayer, Kelly ku praise and worship, haaa takomborerwa, Magtom huchi baba
Tymond and Mamhito welcome back ❤❤❤
Kelly unoimba welldone, thts true sign of love brother slim magona
My favorite hymn thank you Kelly😊😊😊
Kelly's voice is amazing😮😢❤❤
This series is amazing ndakomborerwa hangu nemaverses you not just entertaining us bt teaching us also its a full package thanx magtom ❤❤ kp it up
Liked part yaKelly yaaimba
❤❤❤😂 Kim kudakurasa iripachirauro nokuda iripakati pedziva yausingabati😅😅😅😅 kuna Doc kuchachemwa
❤❤❤in love with Kelly's voice
My favorite song love you kelly
I love Kelly's singing, cant you compose and produce a single plz kkk
Woow thanks kelly with my favourite song ndapinda munyasha xaaa
Tymond akangwarisa hamungamugone kkkkk mhamhito vakuda kungwarara semunhu akuchera nyoka masangana matsotsi....
Loving the energy, togetherness and unity !!! It’s giving true family values 10:20
Mwari muri zuva redu,, thanks Kelly, ndabatwa ne spirity of prayer. Rambai muchinyengetera, real life situation.
Now I understand kuti pandinonzi mira ndimbofunga kunenge kune magora anenge achidya zvavo😂😂
Tymond 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 like for tymond
Good acting guyz keep it up .ko Abhi .makamuisepi na smally,gaza
Today it's Kelly for me. Thanks for the song and Dexta aa let me reserve my comment😂
Eazy never disappoint and i love slime idea kuma problem
The face of Slimie kna achiCover nyaya dzake
I feel for Tindo kkkkkk takatoti iwewe hauna kana basa nazvo kkkkk😂😂😂bho here ,happy to c Mhamhito and Tymond
Wow wow Kelly une voice ❤❤❤❤❤❤❤❤
Wooooow beautiful voice Kelly
Ndabva ndapindawo mumweya
I'm number 1 today 🎉
Can never miss magtom for anything
Magtom to the world 🌎 ndimi mune chimuti so far
First one today I'm so happy kkkk
Slimi ,Tindo,Easy makanyanya
Best movie in the wold
Tymond akungwarira these days
Hezvo hezvo usandimhupukira iwe in Bella's voice kkkkkkkk chichirikupisa even on this episode 😂
Happy to see vachihera after so long ❤❤❤mhamhito's biggest fan
Akomana pano.panogara pakazara😂😢
Mai maTwins (Mhamhito) maonerwa chiCard chenyu naTymond 🤣🤣🤣🤣🤣
Basa ngarifambe team magtom muri hunchi
Wooh tete Kelly nyc ...alongside baba SJ...Mai Sj natete bestie yimbai imi
Ngatirambei tichinyengetera thank you team magtom matipinza munyasha 🙏❤❤❤
Amen ndinotenda nenguva yekunamata iyi♥️
Ndofarira kuti munopenza mwari pazvunhu zvenyu zves
Murikupedza Basa ❤❤❤❤❤
Kelly's voice 🔥 🔥🔥🔥❣️
Ukaona hanzwadzi yakuti tiite plan anenge arwadziwa Slimie.Big up team rambai muchitipa dzidziso Slimie shoko haarege kuisa Mwari pane zvese well done
Mai SJ vave suspicious nekubheja kwaDexter kkkkkkkk hoyoooo mai yakangwara iyoyo kkkkkkkk
Yaa Kelly can sing good voice ndokufarira nekakupfava kako kubva kuna kunyarara uchiziva chokwadi unondigonera
Thank u Slimmie for the advice for your sisters cz im experiencing the same😢
First ❤❤❤❤❤yeah ndandichingokwira nekudzika 😅kunge mombe yarasa mwana 😂😂😂😂😂😂
Kkkk
Me too
Vatesaronika chapter 5 vs 17. Thank you Mr Magtom. Everybody is super
Kelly waimba ❤❤
Kkkkkkkk waaaw I'm happy to see taimondi
thanks magtom what a episode what a wonderful work see you tomorrow at the family ❤
Eazy never disappoint anomboziva kuti ndinelist here ini
❤❤❤❤❤❤❤🎉magtom well done guys
To us who like before we watch
Magtom never disappoints ❤❤❤
Hanzi Vanotondi Lover Zvekudaro 😅😅😅😅😅😅😅Kulez Dexter ukutamba naDetective Charmaine
1 Thessalonians 5:17, powerful verse🙏
Mudzimu waro bonga 😂😂😂😂🎉🎉
1 chibaba chisingamanikidzire zvinhu😂😂😂17:54 .......happy to see Mai Slimmie Chihera after long tym😊😊😊
List ravanhu icho chibaba icho😂😂😂
Haa handina chekutaura magtom media mabvirrrrr🎉❤ this episode yandipinza mumweya and I love the song yaimbwa nakelly singaite ,yeah I agree with God everything is possible 🙏 ❤keep the ball rolling team🎉
Kelly best singer❤❤❤
Kelly can sing chokwadi ndange ndotove munyasha thanx magtom
Tavakutopinda imwe Christmas again well done guys munoshanda ende hamupererwi ❤