UNOZODEI MUKUIMBA NA JAH PRAYZAH PA MAI CHISAMBA SHOW
HTML-код
- Опубликовано: 9 май 2024
- FACEBOOK
/ maichisambashow
INSTAGRAM
/ maichisambashow
TIKTOK
/ mai_chisamba
SPONSOR A SHOW
CONTACT
077 235 4215
HOST: DR REBECCA CHISAMBA
GUEST: JAH PRAYZAH
FILM DIRECTOR: DILLEMN MASUNGO
PRODUCER: TINOTENDA MAJOME
ASSISTANT PRODUCER: SAMUEL MHANDU
PRODUCED BY CHISAMBA CHISAMBA PRODUCTIONS AND MEDIA CONSULTANCY
Mwari wangu ndapererwa ini Jah prayzah May the good Lord continue to Protect and bless you abundantly ...ndinotenda zvikuru ndaitirwa zvankanaa ne show iyi you're very humble ,and smart ndaona kuita hochekoche namai Chisamba kunzwa kuti apa parikubvunzwa mubvunzo wopindurwa zvakapfuma . Thank you once again for singing my favorite song 🎵❤️ Mwari vekumusoro kudenga ngavakupfuudze Mberi ramba uine hunhu wakanaka .ndokuda wanzwa ❤️😍 show yese yapera ndchingosekerera ... and lastly I love your smile 😃😊 please jp fans like my comment ndokumbirisawo
KO mwena mberi mutupo wakaita sei nhy thanks dea how are you
He is a good guy very humble and sweet ❤️ haazvide futi muku l Love him so much mwana akabva kuvanhu
Jah Prayzah haasi munhu wekutamba naye 👏👏 brain wise ,he’s very humble, he’s always smart Jah Prayzah muhombe hake👏
I don't regret choosing him as my favorite artist
Kuzvininipisa kwa Jah Prayzah ndokuyemura
Madiro andinoita mukomana uyuka his voice heals me all the time
Talking about dignified interviews that actually intend to get to know a person not feed off clout to trend on social media charts… Mai Chisamba takes it home👏🏽
Shona yataurwa pa episode iyi inodadisa❤
Clash of 2 Zimbabwean giants. Munoyemurwa mese, munotidadisa, munoita titi Proudly Zimbabwean ❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Uyu handidi naye uyu.hz down to earth no dzungu.very humble.baba namai mukombe sando dzenyu makaraira nekuyarutsa mwana anobva kuvanhu
One woman that doesn't grow old, forever young, same appearance ever since haa machengetwa amai keep going.
I think she's in her late 50's
@@onecage4217the is actually in her late 60s
Very tru
@@onecage4217 probably more than, she looked almost like this 20 years ago
@@onecage4217I don’t feel like a 70-year-old: Mai Chisamba
2 years ago

Nicole Chiimba
SOCIAL commentator Dr Rebecca Chisamba said she is happy to have celebrated her 70th birthday on Friday in a healthy state.
Affectionately known as Mai Chisamba, through her popular “Mai Chisamba Show” on ZBC TV and widely read column “Mudzimba” in The Sunday Mail Society, the celebrated personality thanked the Almighty for the grace of life.
She, however, hastily pointed out that she does not feel old.
He low-key looks like P Square...one of the twins😂😂
Very true they have a resemblance ini ndakupesanisa😂your words P Square looks like Jah Prayzah lol. Maybe they must do a collabo
Jah ane chipo
Mai Chisamba vanechipo
Saka apa pasangana zvipo
Jah Prayzah ane rukudzo nekudzikama.. throughout the interview.. mwana akarerwa zvakanaka akabva kuvanhu.. and Mai Chisamba an icon.. seasoned broadcaster of all time. Thank you for this interview ❤
ChiShona chinonakidza kana uchichinzwisisa.
hama dzangu tikawana vanhu 5 vanenge jah prayzah I dont think tingava neruvengo munyika yekwedu. Mwari rangarirai mwana wenyu Jah Prayzah
Paita mbudzi mbiri...
Mai chisamba is the greatest of all time
Jah prayza is the greatest of all time
Thanks mama for calling an icon ,a legend of our time
Chiringazuva chakurumidzisa kukwata
Maita mama ndokuudza Jah Man ndovanhu vacho ava so humble love more chib❤
I like the way JP keeps saying mhamha zvine udzamu❤
Full of respect❤#JP
Anehunhu mwana wangu uyu❤
True
This is the real GOAT
Real Goats. Both of them
Mukudzei is the defination of ART ndapedza nemi
ndakakura ndichiona Mai Chisamba varizvavari nanhasi ❤️
Haunyepi 😂ndatoone 34years but she still looks the same
Even inini ndatone 34 ndaivaona ndiri kuprimary vakangodaro
True Wena
Hamunyepi
Ini ndakutoita kunge mahombe kwavari
asi sane family naThomas Muller ndiye mumwe🤣🤣🤣🤣🤣
Woooow down to earth mama na Jah mese henyu am in love mhani zvaitwa Chirawu zvaita Mwendamberi imika mune gwenzi rakaviga mambo continue to be humble Jah unoenda kure🎉🎉🎉🎉
I remember in 2009 when Jah Prayzah did a show a my high school and after the show was done i walked side by side with him going out the gate. Little did i know that i was walking with someone who will later be a national wonder. The stage was made of desks put together lol , humble beginnings.
Asi ukureva kumfakose kkk
@@Clyveish Haa no, went to Glen View 1 High School
See life❤
ini akatombouya kuchikoro kwedu ku Glen view 6 primary apa ndandri grade 3,ndakafara imi apa hapana song yandaisaziva kaaa coz ndakangokura mama vangu vachiridza Jah prayzah zvekudaro and then Jp akamboita show paBudiriro 2 youth centre saka manje kwakwakazara tuvana twega twega ndobva aramba kuzoita show ndobva aramba ari mumota takamutera zvekutoti ayitotadza kufambisa mota yavaive nayo then vana manje takangorivara 2min ndobva tazongoona mota yamutswa ndobva vaenda saka izvezvi Jah prayzah atori nepondo yangu yaakandivhara
Jah Prazah mwana akarairwa ane tsika. Very humble . Keep it up Mukudzei. Music yako inondifadza kana ndakasuwa. My last born Craig, anofarira Munyaradzi
am here because of JP, thank you Mai Chisamba
This show seems to be vso short to me cause it compiled a lot of helpful massage thank you so much MAma and mukoma JP..
Tatora dzidzo hombo kuva ne tariro nguva dzoso and that zvanasi ngazvikundwe nezvemangwana
Tinotenda zvikuru 🙏🙏🙏🙏
Mukudzei unobva kuvanhu,thank you Mai Chisamba forever young ❤
Politburo huyai pano these are automatic national heros
Mai Chisamba muno pisa, since my childhood maingori zvamuri hamusi kuchembera muno yera chiiko nhai mhayi, Aiwa muri kugeza. Jah u hv wisdom in answering questions waka rongeka
Vanenge manjenjenje Ganda revasikana coz mbizi dzavanoisa idzo l think ndomutupo wavo
@@rumbidzaimazulu9337 kkkkk haaa vari blessed zvavo wena,
Wagwizi handidi Naye Keep grinding my Gee, Tinotenda Mai Chisamba 🙏🙏🙏🙏
If you listen well paIntroduction vataura kuti madhuve mbizi
Ndi manjenjenje ganda rema babie
Jah Prayzah igamba chokwadi anodadisa chose ,Maita Mama né hanzvadzi yedu.🎉🎉
This is a real show. Not zvimwe zvatinoona zve clout chasing
The way I love this man's music ka❤❤❤❤ my housemate akutonditi mai JahPrayzah😂😂😂
14:33 This guy sooo...humble...handsome...rich...His smile brings smiles to the World...So contagious...
Mai Chisamba and Jah Prayzah much Respect ❤❤❤🎤🎤🎙🎙🎙🎤
Jah prezah my number one musician for ever... WAGWIZI
He is wise and calm. I like his personality, Jah is a descent talented man 👨
Kuzvininipisa kune pundutso ❤❤Mwari varambe vachiropafadza
JP Mwari vakakuropafadza ne voice; Thank you amai Chisamba
The best podcast in the country Komborerwai Nashe Dr Mai Chisamba
Pasangana vanhu vaviri vane mutauro wedu wakadzama Thank you mama na Jah you are the G.O.A.TS
This is the line of questioning we expect on podcasts kwete kubvunza vanhu zvisina basa 😂
Mwari varambe vachikutungmira JP. We love your music, uri pane level yako wega. That voice 🔥🔥🔥🔥
jar prayzar mwendamberi wembwa chena mutanga kunwa nondo unogona chirau l like your music tiri rudzi rumwe ❤
Hama yangu uri wekwa Chirau here
Mai Chisamba shall never get old ,zvavanga vari 30 yrs ago ndizvo zvavachiri
I love e way JP is saying Mhamha ahhh wakabva kuvanhu n unekakuzvininipisa nekakudzikama kandoda
me too anga akazvininipisa uchinzwa kuti arikutaura kubva pamoyo pake
Mama mai chisamba mwari ngavarambe vachikuchengetai nebsa ramurikuita kubva ndri mudiki chiona ma shows enyu handidi nemi❤ munotigonera
Mai Chisamba imboshevedzai macheso
Kwaaa😂 Macheso haagone kutsanangura asi kuimba Ungatomunzwira tsitsi
@@blessingnyarenda5083really? 😂
@@blessingnyarenda5083😂😂😂😂😂😂
Mai Chisamba thank you for carrying on with your work to make Zimbabwe the beautiful place it is. Jah Prayzer you speak with wisdom and inspiration.
bvumbamira iyo song iyo ka hatina zera nayo, inondisimbisa song iyi,❤❤❤,
Ndiwo maShow aya kwete kwaOla kwavenenge vachiundura vanhu uko
Muchishona
Both important
Good nhai zvako
Pasangana vanoshanda nesimba apaaaa❤❤❤❤
Great show Mai Chisamba always elegant. Mukudzei Mwari arambe achikuvhurira mikana ,your mother is blessed to have a son like you. Titende. ❤
Ndadzidzaaa yah....kushanda seUpcoming musician kuedza kushanda zvikunde zvandakaita nezurooo
Ndiye atori sekuru vake kuvazukuru vake vachange vakunzi uyu akafanana na sekuru vake
This is dope like it 💯
#Clear sound
#u guys are good presenters
Let just work on the set and visuals
But I am proud of u guys
WOW WHAT A BRILLIANT SHOW....THANKS AMAI VANGU AMANJENJENJE GANDA REVASIKANA FOR HOSTING MY BEST AND FAVORITE MUSICIAN... WELL DONE SONNY YOU ARE SUCH A HUMBLE SMART GENTLEMAN.. KEEP RECEIVING YOUR BLESSINGS FROM THE ALMIGHTY GOD.......
Amadhuve havaperi zvekumhanya ma smart no 1
Thank you mai Chisamba nekuunza muimbi wandinofarira ndafara kuteere shona uneudzamu kubva kwamuri na JP Mwari vakuitirei zvakanaka , kuna JP you are a star wakakomborerwa keep up the good work stay humble and safe
Makagara pamakasarudzwa mose ❤
When two great minds meet
Chokwadi , iyi ndoshow chaiyo mhamha, haaaaaa ndanakidzwa zvangu. Worthy watching . Jah zvinu. No one can take the talent in him . He still stands and forever. An icon 😊
Very humble youngman, chipo kunyika yeZimbabwe
Talented, humble, entertaining a shining example. Mukudzei sezita rake
Two people that l admire most 💐💐💐💐
As a Nation we're rich together as one, thank you Mama and big up JP💪
Mai Chisamba , I love her weduwe she reminds me of my Dad so humble and very humorous i could see Jah was cracking up all the time . Jah is very humble young man .
Vazukuru vaSeke Mutema.
Chiremerera mwari vakuitirei zvakanaka Wengwezi mai Chisamba magara munogona zviende mberi
What a great show .Mai Chisamba the word aging doesn't exists in your dictionary. Jah P keep entertaining us with your songs.
Jah Prazah wasimudza flag yeZim,,ende unokoshesa chikaranga chedu sevanhu vatema aiwa ndizvoMwendamber👋🏾👋🏾👋🏾👋🏾👋🏾
❤❤❤❤❤Best of the best
Ini hangu jah prayzer handigone naye my very own goat 1 humble person
Ane Chipo zvake Jah Prayzer akasarudzwa
Wagwiziii❤ time yaitashoma😊
Ummmmm apa pasangana mhare dzine humhizha. GOAT
Thanks mama mai chisamba
interview yemandiriri...(ndashaya proper word reshona for interview 😃) ... brilliant, I enjoyed the show😍
Wonderful show
Legend❤
Is it Kimberly Richard on boi boi
Yes
Ndoda kuimba navo mukoma jah prayzah song ndakanyorwa kare
Go for it .
Enda haade uyu uye akati haabhadharise collaboration nekuti haana kumbobvira akabhadhara collabo
Uyu anogona uyu❤
I like mawords ataurwa apo kuti,"kana ukaisa maMega bytes muphone mako wahupenzi waku kuti uchaashandisa zvine musoro here or zvekupenga ❤
Humble hearts ,love the flow ❤❤❤
Loved this interview. Well done to you both
Awesome platform
Watching from Venezuela. We always humble & are proud to be Africans
Very encouraging🎉wagwiziiii to the world
Wagwizi❤❤
Mukudzei unenge usina kupedza kana usina kutaurira vanhu kuti wairidza gitare rako kuBudiriro 5 kunyanya uri pasi pemukotapeya muna Masese Mukotopeya uchiriko uye ini muridzi wawo ndiripo asi iwe watikanganwa ini nemukotopeya wangu Tirangarirewo umbotishanyira
Definition of a humble person uyu ndomuda uyu fambai Mwendamberi ❤❤❤❤
In ndokudai mese ahhhhh zvekutodaro
My 2 favorites 😍 ❤️ look at the views already 😊
My favorite
My favorite❤❤❤❤
Beautiful show
Mai Chisamba ❤❤❤❤
Muri amai and amai chaiwo.
Dai vaskana Nana mai wose vari muMedia industry vadzidza kubva kwamuri. Vanoenda Kure.
Thank you for hosting JP my favorite musician . I really love his humbleness ❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Wonderful keep it up Shava iwe
First born yangu inenge ichinzi Jah Prayzah❤
😄😄😄😄
Well done jp you made my Day ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Maitabasa amai.
Well done both of you soo huumble be Blessed ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kudos for demonstration of the power of our language and culture. Both you and JP are excellent at that. My suggestion is maybe you don't need to emphasize the lesson we draw from each response. Let people do the meaning making in their different contexts.