Calling a spade a spade not a garden tool. I respect a person who speaks the truth. I didn't know such people still existed, who say it like it is. It's quite refreshing to hear the truth being spoken in public and not behind closed doors. Nough respect to you my brother!
I applaud you Clive..l was in the same predicament ku church kwandaienda...same treatment l got..l m happy there are pple like u Clive..Mwari vakuitire nyasha
Thank you for saying this vaMukondo ini semupardzi ndanyara asi ndokumbira hangu ne zira ra Jesu dzokayi ku church rimwe I godo kumwewo kusatoziva Mwari chaiko tiregereyi dzokayi munamate Mwari wenyu
Tell them bro, kudenga kure havakusvike vanhu ivavo either vafundisi or elders they must repent, magona kutaura idi, pride inovanetsa vanhu ivavo ngavazive kuti chinonzi church vanhu not building, congregates must be treated equally kwete zvechifesi
Mono, as you know very well. The Church is made up of people who are still in the process of being purified, none of them dropped from Heaven. Everyone in Church is working his character, it’s a group of people who have committed to allow Christ to help them become better people. Come back to the House of God baba Mono Mukundu. Kushaya Hanya kwevanhu vemuchechi kuri nani pane hanya dzevanhu vasingade Mwari. Tendeukai nguva ichipo mukoma Mono. Much respect to you my brother.
So kuuya ku chrch ndo kutendeuka here? That man strongly believes in God that's why achizviti God's favourite guitarist. Even Jesu chaiye anoti uyo unozviti unondida asingade hama yake murevu wenhema nekuti Mwari rudo. Churches should walk the talk
Thank you for telling the truth baba. The Almighty never established a religion, tikabata ipapo tinobatsirika. Teurai murikumba kwenyu, don't waste your time and resources ku Jesus industry.
Zexie Manatsa was happily married for some 45 years to Stella, had a huge family who loved him very much. Zexie was always smiling and cheering, his house was always full with people and as someone who knew him personally I can 100% say that Zexie died a happy men! Dont believe these click baits
In as much as I agree with you brother Clive kuti mumachechi tinowana vanotirwadzisa, it's still your responsibility to guard your heart and strive on maintaining your salvation. Remember, Chechi vanhuwo varikutotatarikira their own salvation. So, backsliding because of people is not a plausible reason. You pray to God to direct you to the right fellowship. I'm saying this from experience, after having been hurt muchechi, but God directed me elsewhere. Because you already know the truth, God will judge you if you do not repent, so brother I urge you to make a conscious decision to go back to Christ. I love you with the love of the Lord
I don't know the problem with christianity. Leaving chrch and backsliding are two different things. I can backslide whilst I'm ndichatouya kuchrch everyday. And also I can leave chrch and maintain a very good relationship with God
What is it with Africans worshipping these so called pastors and prophets. Thought you were more intelligent to be hoodwinked like this. Throwing your hard earned cash to these charlatans, shame.
Uyu anonzi clive adii hake aramba achiita zvekuridza gitare. he is good at that. however social commentry arikukanya maheu neChicken. its not bad kuva Mafirakureva but chamurikureva chacho sandicho. kana aipinda Zayoja is it fair kuti ashore maChurch ese kuZayoja kwacho akamanikidzwa nani kukuenda? ndokwega kwaanoziva.If Zex had a problem with his church and chose not to say it to us but u tell the church not isu hedu. tinei nazvo zvekumaChurch enyu...... and iye tagara toziva hedu kuti akaenda kuChurch coz aida mari thru magitare.It was just a workplace for him, which is fine but kana wakavharwa nevekuchurch yako kupusa kwako kuenda kuchurch izere mbavha. Jesu chaiya akatombodzingawo mbavha muchurch wani....
I don't see anything wrong pane zvaataura. And zvauri kutura zvekuti akaendera ku chrch business that's a lie zvikutiratidza kuti hauzive. He clearly differentiate Egea and Zaoga. Thise two might be the same to you bt they are totally different. Ku Egea. He first worked with Egea and akazotendeuka ku zaoga
@@tinasheadrickalifeyo9795 hapana chokwadi apo. He just loves the sound of his own voice. Izvo ndozvaanozofanira kutaura kuchannel yake and allow the grieving family to filter what they want people to know. It's called hunhu panevanhu.
@@christophersamakande4821 he should respect that the Manatsas are a practising Christian family. Mai Manatsa is a pastor for goodness sakes. His issues with the church shouldn't taint everyone else's belief system. Even if Tii Hobvu confided in him something about his experiences with his congregation; Zex's funeral is not the place to spill out the beans. Consider the ongoing relationship between the surviving spouse and the congregants.
@@Pazvagwamunhumashokoanowanda church ngaifambe nokuita rudo rwainoparidza .Ngazvitaurwe pachena naivo vakuru vedzikereke vatendeukewo .Ane zvaakaudzwa nemufi about the church ngazvitaurwe
Calling a spade a spade not a garden tool. I respect a person who speaks the truth. I didn't know such people still existed, who say it like it is. It's quite refreshing to hear the truth being spoken in public and not behind closed doors. Nough respect to you my brother!
Yes Ma holier than thou Mafundisi nema elder enyu aya
I applaud you Clive..l was in the same predicament ku church kwandaienda...same treatment l got..l m happy there are pple like u Clive..Mwari vakuitire nyasha
Thanks for mentioning baba Joe Guti. He has a special gift of love. He is supper cool ndosaka vave pavaka gara ipapo. God sees moyo we munhu. ❤
Vaudzei muma church umu mune karusaruro karimo kahutsiye pride godo makuhwa zvese izvozvo tinozviwana muma church zvidhakwa zvinerudo wani kudarika vatendi ( why ) ???????
Thank you for saying this vaMukondo ini semupardzi ndanyara asi ndokumbira hangu ne zira ra Jesu dzokayi ku church rimwe I godo kumwewo kusatoziva Mwari chaiko tiregereyi dzokayi munamate Mwari wenyu
Thnk u Mono wapataura asi heyii havanzwe infact nt havanzwe asi hatinzwe tose tinozviti tinoenda kuchurch.Tinoparidza rudo corinthians 13 uyu asi kuparidza tisina rudo rwacho.weduwee thanc Mono
So munhu haakwanise kunamata Mwari pasina chrch here
Vadzoke mugovaiteiko.Varegei vafe vaende kudenga.Kumachurch kwenyu hakuna anoenda kudenga uko
Thanks bro Clive nekutaura chokwadi. The bible says we shall know the truth and it shall set us free. Ndicho chokwadi chacho ichochi
Tell them bro, kudenga kure havakusvike vanhu ivavo either vafundisi or elders they must repent, magona kutaura idi, pride inovanetsa vanhu ivavo ngavazive kuti chinonzi church vanhu not building, congregates must be treated equally kwete zvechifesi
Mkoma wangu wabasugar
Cash talk breaks no friendship! Sezva zviri!
Kkkkk Mono never minces his words. Always tell it like it is
Mono, as you know very well. The Church is made up of people who are still in the process of being purified, none of them dropped from Heaven. Everyone in Church is working his character, it’s a group of people who have committed to allow Christ to help them become better people. Come back to the House of God baba Mono Mukundu. Kushaya Hanya kwevanhu vemuchechi kuri nani pane hanya dzevanhu vasingade Mwari. Tendeukai nguva ichipo mukoma Mono. Much respect to you my brother.
So kuuya ku chrch ndo kutendeuka here? That man strongly believes in God that's why achizviti God's favourite guitarist. Even Jesu chaiye anoti uyo unozviti unondida asingade hama yake murevu wenhema nekuti Mwari rudo. Churches should walk the talk
You are a chalatan
So true ini l stopped going to church in 2011 mu church mune mahypocrites
Me too haha zvobhowa
@@zodwamhlanga8797 they preach love patients and tolerance and they practice totally the opposite
Muzorega kuenda ku hospital muchirwara nekuti kune varwere😔
@@julietndlovu2476 😆😆😆😆
@@julietndlovu2476 Are you one of them
Mono ndiwe wega.....wakapenga manje and chokwadi chakanaka feya feya ....thank you 🙏🏼🙏🏼🙏🏼
WOOOW I AM GLAD!!!! THANK YOU MONO
Kuchurch uku...
Hemeni Mono.Kuchurch kwasara mafake evanhu
Mono is so intelligent.
Some Pastors were not called by God , they called themselves
In fact most pastors were not called
Zvazviri sezvazviri!
Zviriko mukoma
Thank you for telling the truth baba. The Almighty never established a religion, tikabata ipapo tinobatsirika. Teurai murikumba kwenyu, don't waste your time and resources ku Jesus industry.
Hoo ku industry we didn’t know
Maita basa va Mono Mukundu umm vanhu veku church ava hope vakunzwai
Tell them bro
I church ipi iyoyo?
The truth nothing else
Monoka wakanyanya
One munhu anotaura chokwadi
Zexie Manatsa was happily married for some 45 years to Stella, had a huge family who loved him very much. Zexie was always smiling and cheering, his house was always full with people and as someone who knew him personally I can 100% say that Zexie died a happy men! Dont believe these click baits
Hamuna kunzwa nyaya,teererai futi
I respect Mono
Church apa ndoyaisaita kuti aite mari
In as much as I agree with you brother Clive kuti mumachechi tinowana vanotirwadzisa, it's still your responsibility to guard your heart and strive on maintaining your salvation. Remember, Chechi vanhuwo varikutotatarikira their own salvation. So, backsliding because of people is not a plausible reason. You pray to God to direct you to the right fellowship. I'm saying this from experience, after having been hurt muchechi, but God directed me elsewhere. Because you already know the truth, God will judge you if you do not repent, so brother I urge you to make a conscious decision to go back to Christ.
I love you with the love of the Lord
I don't know the problem with christianity. Leaving chrch and backsliding are two different things. I can backslide whilst I'm ndichatouya kuchrch everyday. And also I can leave chrch and maintain a very good relationship with God
Ko zicup mdhara iwe nderei iko panhamo
Akakuudza kuti basa rechechi nderekuuya kumba kwako kuzokunanzva ndiyaani.
Muchafira nyaya dzekudhara ziguvhu
So basa re chrch nderei
Not all churches are churches of God, that you should know
What is it with Africans worshipping these so called pastors and prophets. Thought you were more intelligent to be hoodwinked like this. Throwing your hard earned cash to these charlatans, shame.
It is Mono who is bitter not Zex
Mono mubhanditi muRasta
Ngatiedzei kuita sewatinoshumira,
Kkkkk haaa comedian chaiye
Chokwadi chemahara
Uyu anonzi clive adii hake aramba achiita zvekuridza gitare. he is good at that. however social commentry arikukanya maheu neChicken. its not bad kuva Mafirakureva but chamurikureva chacho sandicho. kana aipinda Zayoja is it fair kuti ashore maChurch ese kuZayoja kwacho akamanikidzwa nani kukuenda? ndokwega kwaanoziva.If Zex had a problem with his church and chose not to say it to us but u tell the church not isu hedu. tinei nazvo zvekumaChurch enyu...... and iye tagara toziva hedu kuti akaenda kuChurch coz aida mari thru magitare.It was just a workplace for him, which is fine but kana wakavharwa nevekuchurch yako kupusa kwako kuenda kuchurch izere mbavha. Jesu chaiya akatombodzingawo mbavha muchurch wani....
I don't see anything wrong pane zvaataura. And zvauri kutura zvekuti akaendera ku chrch business that's a lie zvikutiratidza kuti hauzive. He clearly differentiate Egea and Zaoga. Thise two might be the same to you bt they are totally different. Ku Egea. He first worked with Egea and akazotendeuka ku zaoga
Mono you went offside.
Nope Var yati Onside
Machende enyu babaa
This Mono guy is full of himself.
Hamudi chokwadi zve
@@tinasheadrickalifeyo9795 hapana chokwadi apo. He just loves the sound of his own voice. Izvo ndozvaanozofanira kutaura kuchannel yake and allow the grieving family to filter what they want people to know. It's called hunhu panevanhu.
Why so?