Beezman (Chipoko chaSauro) -Zimdancehall Church | COLOR VIBES
HTML-код
- Опубликовано: 6 сен 2021
- Come see the true color of Music. Color Vibes seeks to present the real unfiltered artist experience. A true reflection away from the glitz and glam of music videos and bands. We strive to give the audience a one on one encounter with the artist for a memorable experience #ColorVibes
Follow NashTv
▶ Facebook: / nashtvz
▶ Instagram: / nashtvzimbabwe
Copyright © 2021 NashTv
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a RUclips channel, without the prior written permission of the publisher. Видеоклипы
Vanhu vane negative energy ndatenda hangu🙌🙌🤣😂 mpfana akagona uyu pane amboti arikuda kukunda sauro here🤷♂️🤷♂️madofo evanhu
Louder sis taura hako!
👏🏾🙌🏾🇿🇼🤎
Kkk nhai nhai.
Thank you
Taura hako angoteedzera chete haana kuti anokunda sauro
Phenomenal performance at the recently held NAMAs
I came after seeing the performance at the NAMA, you did exceptional my guy, very very well.
Uri kugona sha Akuna mumwe anozvigona izvi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Haunyepi❤❤
Vaya vanoti Lukkoh Lukkoh akaipa hazvidi kuudzirwa Uyu Anogona uyu 🔥! Epworth yatora chimuti
ndaspakwa hangu, shows Jah luv was an inspiration to many, may he continue to rest in peace
Hoyoooo batai ngoma iro🔥🔥🔥😁😁🤸♂️🤸♂️
You have me my guy wekenyenye🔥🔥🔥🔥🔥👍
I don't think to copy is problem keep it up broo
taura hako
Eeeeh wani🔥🔥🔥✌
Aaah🙆🙆🙆😍I'm hear after the show with the unveiled
It's a good thing we have artists like beezeman and producers like ngema. Ndokuti dancehall
Anogona uyu 💥💥💥💥💥🔥🔥🔥
To prove to us that he is serious
He must remove his front 2 🦷 teeths
Otherwise tichiri bhooo
😂😂😂😂 dead
yes he better and also he must stop doing that to his mouth
😂😂😂😂😂
Sazodaro🤣🤣
Ahhhhh ndaseka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Keep it up atleast we have someone to represent our won Sauroo ... Chipokoo Cha Sauro🔥🔥🔥🔥
Imbotarisa lukko ubobva wazvishaya kkkkk
@Moses Mudaudzi
This one is far ahead of Lukkoh. Point blank period.
Beezman will be great if he carries on.
@@reganmagena8495 ruclips.net/video/azjFOzqPZ_M/видео.html over to you guys kkk
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Sauro chaiva chibaba kept up chipoko chasauro ha ma 1
SeConquering family vantaradzi tinavo hobho uye tinotenda all artists vanotipukuta misodzi pakuchema mudikani wedu.No artist has ever said anokunda Sauro asi vese vario pakutinyaradza. Keep up boys!
Chibvisaka zino iro unyatsoiita sauro 😂😂😂😂
Next ndini ndikuuyawo ne the real Sauro watch the space hameni munhu waMwari
Ko muromo ukabenda uyoo nhaiwe Fodya love
Mkoma Soul 😭😭😭😭😭😭😭
Wangy keep up singing wakaipa iwew unogona
Chipoko ❤🔥🔥🔥
Kikiki perera paChipoko ipapo!
Lukkkoh number 1 kudarika anamhata ava vese
Makaponda ngoma this is great🔥🔥
We need a cupclush for sauro every year🏆🏆
Hamheni!!!!!
Sawa sawa. Keep it up my yut.💥💥💥💥
I love you for Sauro ❤️❤️❤️❤️
Hoyooooooooo!!!!!
Mukupisa Chibaba🔥🔥
Akauna artist muzim. Ayi. Inspire. Mayiuts.muzim.sasauro
Nice song wangu
Chipoko magetsi ayooooooooooo
Lukkoh ndiye akasiirwa bag remangoma nebhutsu dzacho.
Maya apa pana Beezman aita mwana
Ohh this guy is singing like what sauro did in his early stages .....lets hope he matures with this style and get to where souljah love reached
definitely he'll
If you see a number of people following the steps of a certain person then it clearly shows that the person being followed will be a legend.
Fallen hero Sauro gone soon just like Dembo gone soon as well as Lucky
Yes munogona.. Up up🔥🔥👌
Hakuna kwatirikuenda nevaimbi vakadai
🤣 🤣
Hameni.... keep it up beezman
Ka softas kandoda😂😂. Chakanyanya
Massive
Haa ini hangu ndichiri ndakamira na lukkoh kkkkk
Wapedzera mwanangu weld one son chokwadi urichipoko
Hoyooooo moto Çhipoko icho Guejah Boss ndin ndadaro 👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊
Am seeing sauro
Pure talent. Legend never dies
This is nyc ukaramba uchidai we will never forgt our legend
Chogona ichi Sauroo
haaa pafeya uyu mwana kuna LUKKO ...... haaa lukko mudhara
Unogona
Zimdancehall yatove nerimwe level Ngenyi muchiramba....
Kubhendesa muromo nekuda kuteedzera Sauro muchapenga mupfanha imimi ummmm haufe makaita saSauro
Yessss ....SJL was a legend
Dai baba vasauoro vachipo tainoita test ye ngazi...wakanyanya iwe
Hoyooooooooo haaaaaaaa uyu akaipa manje
Hoooyooo
Holly gost fire chipoko bvriiiiiiiiiiii💥💥💥💥💥💥💥
Keep going bro
Ita iyoyo usacheuka Rima chipoko
I don’t think kuti pane chakaipa vafana Ava varikutotibatsira kuchema mukoma vamwe mukungotaura makuda sauro afah bomboclat chogona ichi fire muh yut voice ❤️❤️❤️❤️
Chipoko chekuharare 🔥🔥🔥
Soul jah love was a legend when he was still alive vanhu vaingoimba vachimutedzera what more afaa
Haa chipoko chaicho
Uyu une lyrics ra Jah love but voice haana hake... I like Yu broo
Mbanje aisi ryt kkkkk
Wakanyanya 🥰🥰
Resurrection.?..........yesayaaaaa
Chikopo chikugona keep it up Buddy
Wagona mufana
Guys aasi mupfana wasauro kkkkkkk🖐️🖐️🖐️
Lukko arinani apa
jst for entertainment chete good. buh pana chibababa hamusvike henyu.
Kuita Kunge achavhunika achitedzera ma stanz asauro 😂
😂😂😂 vanhu vanotyoka takatarisa
Haaaaaa uyu anomira uyu😂😂😂😂😂
Anogona uyuu baya mfana wamie
Vana avo ngavadzikame ummm
pafair ini zvikundibhohwa worse muromo uyo
🔥 Fire uyu anorova uyu
Achatorwa najava uyu
Suit yeminyaz araminiyamu bhoo here
Heavy keep it up
Kkkkkkkk uyu anenge aivapo pakagoviwa nhaka 😂😂😂sandini ndadaro
Chipoko moto Guejah ndin ndadaro yahman up up chamhama
Better than Jah child and super guy🙏🙏🙏🙏keep up the flame🔥🔥🔥🔥🔥
Ana Jah child ndo matofo last number manje
Kana mukaimba Sey hamudarike Lukko mwana waSaulo
Chimwana
Apa akatadza
Do a song with bounty lisa. My take
Tsom Tsom
NAMA makapedza masports mdara
Its lit
Chipoko ramba wakadaro
Chipoko chemboko 🔥🔥🔥
Chibaba icho
Mbaimbai approves
Chakanaka tendai gyz akagona mujita uyu but saura anogona kungotedzerwa neni chete vamwe vese hamuko zvenyu zvese izvi hazviko ndochiko 😅😅😅
mabhara arikumhanyima bhima
Chipoko 🔥🔥🔥🔥🔥
mface anogona kukopa uyu.
Chipoko