Ndaiwa ne Confusion Kuti ndiyani akaimba apa ndaitoti ndiMark Ngwazi ... Asi nekuramba ndichiridza song iyi everyday Ndakuziwa Kuti ndiJB baba MaSuit and Tindo... well done guys ndikukunzwai tirikuno kuCape Town.. Western Province
First time listening to this young man but I can say ...he is going somewhere....If he doesn't arrive in 5 years, dont worry coz hapana nguva isingasvike.
Hiyaaaaa ndavanzwa vachibhejaaaa........
Hei hei nhasi I have listened to the whole song well done
Arikurova bass akanyaya anodifungisa baba shero
ZviNgwazi izvi zvogonesa
Zvanetsa zvingwazi
Zimbabwe vatoibata pasungura
Well done mshana kamalume @ Fana Mafu dancer in maroon suit . Much love. Good track Tyndo all the best
Muito obrigado pela boa etoaçao e Linda mensagem,viva Africa Austral
Jb masuits wakanyanya , tracksuit yako kumberi😊
Ngwazi brother please go forward here Malawi we love Ur songs zviri bho vakomana
This song is really good and have a word to all❤
Good job, Haití 💯🇭🇹🇲🇼
Vakomana kaaaaa makapiwa chipo
Ndaiwa ne Confusion Kuti ndiyani akaimba apa ndaitoti ndiMark Ngwazi ...
Asi nekuramba ndichiridza song iyi everyday
Ndakuziwa Kuti ndiJB baba MaSuit and Tindo... well done guys ndikukunzwai tirikuno kuCape Town.. Western Province
Hey munogona team Ngwazi
I feel njerama groove
Ok
True on that one
Gamakwe media
Tindo Ngwazi na Givie Muchemwa ndokudai zvekudaro ❤❤❤❤❤❤❤
First time listening to this young man but I can say ...he is going somewhere....If he doesn't arrive in 5 years, dont worry coz hapana nguva isingasvike.
By soul I am Zimbabwean,by warm body South African. I don't understand language but that rhythm speaks volumes jerrrr wonderful some more please
Everything has time
It's true . keep it up go ahead
Turner guitarist akaipa uyo.....siyanainnaye
Tindo Ngwazi ishamhu yemuroyi❤❤❤
Andirangaridza Njerama boys chipo chiripo zvacho
08:00 ipapo ipapooooo kuti taaaaaaaaaaaaa
Bass iro rinoera nderekudenga kuma Sauro nengirozi ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Apana nguva isingasvike 🗣
Chokwadi nguvainosvika aizivakuti uchaitamwana ndiyani
Mark Ngwazi anoremadzwa na Tindo pazvese, Tindo we love you from America
I agree with you on that one
well done...the future is very bright vafana vangu
I think i like this song more ...nzira yeWedenga haipfuuri nekumba kwavo
Varikugona vafana ava kip the fire burning
Tindo has got a unique voice...he will go far
Tindoe unechipo hako andande fambaaa well done
One love baba makaipa
Listened to this 6 times, yes things are happening. Taking Sungura to another level. Wedza, Garaba, Sabi River, Njanja, Sadza, Mupatsi. 💪🏿
I don’t understand the lyrics but Tindo Ngwazi and Mark Ngwazi are powerful - I love Sungura music
I listen to this everyday😢
Tindo talented you guys makagona
Ha baba jb tindo ngwazi mwana njanja makabata ngoma
Famba hako tindo
This song is on my best friend ngazvirambe zvakadaro message dzirimo dzandipa ruzivo rwandanga ndisina so thank you
Haaaa ndawanzwa wachibheja
Go ahead my brother is beyond to to My heart thanks
Sputum yeeeees
Zimbabwe still have to do business with music 🎶
Asi makamboimba najoseph garakara here guys ndanzwa tune yake apa haa kip up guys
Hapana nguva isingasvike but isu tisu togona kusasvika... true
Super record i fil it in my heart
That's great performance of Paradzai Mesi and Tindo Ngwazi brought me back here
Well done young guys Chris n Kuda for supporting our Zim artist
Nice vocals Tindo
Zvipo zvinosoana mhuri inechipo chayo
More fire 🔥 Jah bless
Haaaa guys apa kakagonesa apaaa mmmm excellent
This fantastic Tindo keep it up good message
Vakomana munogona zvenyu well done
Keep it up Jar Bless
What a Powerful and encouraging message,the sound so superb,love ♥️ your music guys..Long live 👊 from 🇿🇦 S.A
Voice power Tindo anorova even maInstruments akarohwa
Good music 🎶 and you still young guys more to come 🔥🤛
Keep up JB zvirikuitika chaiko
great lyrics there thanks guys be blessed
Ngwazi anopedza masports
Tindo and all your sqaurd well done guys
Tindo tindo tindo
What a great song
Ipapo musadzike
Ma shoko makukutu on this song powerful massage
MaArtists manyama hailing from our local village paMujiche apa
Enderera mberi neshoko
Inspired by your music
Everything has it on time
Keep it up Tindo
Pakarohwa Ngoma apo tim ummm❤❤
I listen to this track thrice a week since 2023
Rova masuits ranbawakadaro chipo chiripo boe museve chibaba
You are taking Sungura to another level
Tindo tindoooooooooo
Kkkkkk ndatenda zvangu
Very good evething have having a time
Well-done guys ,good everything is on point
I love the confidence Tindo
Excellent guys keep it up JB & Tindo more collabs in future
Chakarova🎉❤nice song lyrics about let's gather them
Go forward nice sounds
My favourite song from Tindo ngwazi, I have a lot to say😂😂this space is small
Masuit haasi mwana waParadzai mesi here
Kkkklkkk eh
Keep it up the good work guys. ✔️✔️✔️✔️✔️✔️✔️💕
Fire fire fire fire fire fire🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nyc song ba masuit
Famba tindo ngwazi isimbi hombe
Manje Ma xin xong atora zimbabwe kkkk
Tirei chapeu
Nice one , some Gungwa cheso rhythm hidden asi makeke
mack anogona bt mufana tindo ma1
Ndashaya pokushora,, munogonesa
Love this one . . . just perfect
keep it up boy
Tindo he’s good musician 😊
JB (baba masuit) Inga aanogona museve, muzim wasimudzwa.
You have massage keep it up
The guy is good voice like Alick machesto
Best mboma respectfully baba
Ndoona skt wave nevoice remuimbi chairo zvakanaka zvinorumbidzwa
❤❤❤ wonderful 😊