kana takutaura zvemagitare zita rinonzi samuel mugede❤rimwe rematopic anenge addition nesubtraction kuchikoro'azviite kut munhu asadzidze that syllabas 'thumbs up to you bro maruva enyu awo❤❤❤
Yesaya mukoma Sammy tabata nguva this time. Aya marythm ndakazvitaura and ndicharamba ndichingotaura, this is treasure and I don't know kuti makaita zvekudii because they are just that good 👌👌. Keep pushing bro
Haaaa waangu waaangu... Waangu pliz chimbouya fut pa Orchestra mberikwazvo umbodzikamisa touch iyi... I understand u might hve your own plans but recording an album namdhara muchibata mese wire would b an honourable thing.. pliz
Chibaba icho keep it up
😢 😭 😿 😢 😭 😿 this rhythm make.me.cry
Me too
Hamuna kumira bhoo ,Manake ayooo chirikunzwika nekuno
I salute you mukuru especially combination yenyu na Lucky Mumiriki ka1,, big up ,, please chimbodzokai mugadzirise ma rhythm kumberikwazvo please
wataura chokwadi iwe..ma rythmz ariko nw haachanakidze like zvaiita emuchinda uyu...he is a no match
U are the best rythim guitarist akaridza nemborokwazvo
Mberi kwazvo yaomerwa wangu dzoka umutse chikwata chofa mdara achembera
kkkkk haaaa very dry yave kuridza musi isingaterereki pasina earphones
Wire dzamakabata ku Mberikwazvo will forever be remembered Mdara... long live 🎉🎉🎉
5 star 🌟 🤩... munokwatura gitare mukoma, chimbotiroveraiwo Charakupa rhythm
I Iove u so much munondi inspire n thank u so much nekuti pakurira God may bless u all yr wishes
Ndinozvitenda
Ndeipi. Ndokumbirawo a better camera angle kutira tione mahand techniques .plizzzzzzzzzzz
kana takutaura zvemagitare zita rinonzi samuel mugede❤rimwe rematopic anenge addition nesubtraction kuchikoro'azviite kut munhu asadzidze that syllabas 'thumbs up to you bro maruva enyu awo❤❤❤
haaa uyu muchinda zvaakaita pana Zvakanaka Zvakadaro and Zvido Zvenyu Kunyanya mmmmmh hatichafa takawana fti zvimwe zvakadaro..
Haa vana Mike vaye vanoridza waya pliz..Endai mnoona Rwendo Play ft Noel Nyazanda munzwe waya dzemachokwad
Mkoma munogonesa. Tokumbirawo mutirovere rythmn yamakarova paya panenge pachiimbwa kuti "Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada hokoyoo"
Ok 👍
Yaaaaaaa waya muno bata wena, chimbodzokai murove kana one zvayo kkkkkkkk munogona wena.
I think its high time i learn the guitar!!! Roridzwa husiku hwese
Yesaya mukoma Sammy tabata nguva this time. Aya marythm ndakazvitaura and ndicharamba ndichingotaura, this is treasure and I don't know kuti makaita zvekudii because they are just that good 👌👌. Keep pushing bro
Amazing work of art 🎸🎸 🎸
Mhizha iyo hatina godo nemi
2:18 my favourite part. Thumbs up, Samuuuuuu...... 👍👍👍👍👍👍
Dzoka kumberikwazvo mwana wamai
I think he earning a lot working for himself in the UK angadzoke kunotambira nzungu here
Haaa but pa album rese rine song iyoyo makashanda varume
Respect my man S Mugede
You are the best bro
Mukomana wepa Murehwa uyo i simbi hombe
Vachazviita but zvichatora nguva, ndimi manga muri simbi dzebasa
ruclips.net/video/HzeNuEM1kp8/видео.htmlsi=hTh4SgK10ZyrxYeB
Inzwai waya dziri apo ..Vanh ava vanogona
Simple but beautiful Aleck lost a diamond
Thanks
Chibaba ichoo
Haaaa ka guitar kekunopedzsra ako after solo mmmmmmm kanopinda mubhonzo
Idzi wire idzi uchi
Mkoma makaipa haaa munosota
pabva zino panosara vende
Haaaa waangu waaangu... Waangu pliz chimbouya fut pa Orchestra mberikwazvo umbodzikamisa touch iyi... I understand u might hve your own plans but recording an album namdhara muchibata mese wire would b an honourable thing.. pliz
Perfect
Yesaya🔥.... inzwa after solo bass
Please isai makandidana pane warikunyepa kt ndowakaiita!!!
Makandidana anga asisipo Samuel. Yakaitwa nanaMjintu naLucky
@@Ptt467 uchashamiswa rimwe zuva
.....tabva kure ne OMK ndkuziwa zvandkureva
Ziva kt pa 2003 Sammy akazobuda pagadzirwa 8 or 9 songs dzadzatopera.... dzkaiswa pana zvido zvenyu dzedzasara dzacho (makanddana and baSandy) bvadzazoiswa pa 2005.
Anonzi baSandy ndiSammy🙆♀️
Chibaba icho!
Iyi itsvigiri muhuchi
Shumba makanyanya
Mugede wakanyanya
Muripiko vakomana Mugede , Fatiya pabacking vocals
🇬🇧 England
@@samuelmugedemusic totenda Hama
well done
😅😅😅 I agree 💯💥
I wanted to prove it so I went to the original song. Its so true, nemo nemo
Howfar alburm 2 weeks dzakatodarika Kare .
Sorry for the delays but it’s still on the way .Thanks for waiting.
Inyanzvi
1:52 My favourite part
Exactly, Kkkkkkkkkkkkkk munoziva ngoma manje imi
nemo nemo
Kurova zvinhu zvisingachepi