Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
kuchekerwa cabbage munzeve 😭😭🤣🤣🤣🤣
Uri wekumama hoyooooooo
Silent killer anopedza navo vese ana boss mame
Rogona gwere
Umdadeni!!!! Mdanditi big up
I love this guy 💘
Hoyoooo killer killer
yo
Muhombe uyu
baddest tuneee ❤❤❤
haa imbonogeza'
😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😅😅😅😅😅😅
Dancehall freestyle king only silent killer left
Ngwere......
Chikuru kufema asi mapera mukuru
Ngoma iyi irikuphisa🔥🔥
Ziso iro. Nderekuratidza ndakarohwa rafu🤣
enda unogeza wangu kkk
Wanga wakagezawo apa
Uyu muface haagone hake. Musician not by talent but nenyaya yekutsvaga mari
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ngiriziiiiiii kkkkkkkkk😂💪💪
Zvakadhakwa izvi 👌
More fire 🔥🔥🔥🔥
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ririkupisa patiktok now 2024 November akagara ayimba kuti zita rangu richasvika kure
Tiri kuyenda kupi ?
inharo zvadzo asi hapana hapana... Ruzha chete nevanhu vako
100 percent 😂😂😂
Haa zero zero
Imbonogeza woenda kuchikoro chemangoma bharanzi Yalla mdara unozviziva bt oda kunyepera kudzungaira nxaaaaa ndaimbomufarira mfec uyu bt haaaaaa minus1
Tsvaga basa iwe, nemaziso anenge munhu arikuchera nyika, ukuimba zvisina basa
Iyi imhata iyi😢
Kushata
😂 Aah zvakaoma
Murikutsvaga attention but zvirikuramba haa murikushaya boyz
😂
Ma1 ayo 🔥
💥💥🔥🔥
Aaaah APA hapana kuimba APA guka too much
Mapera mdra👎👎👎👎
Kuff kaff
Brrrrrrrrr
Anorwei naCalaz
Wapera iwewe RIP ngirozi
Mhata yako
Vanokusimbisa mabharanzi
Mbanje
Zvekumama izvi
Uhm if this is what u call music then muchiri kure neREAL MUSIC
It's a freestyle mhata
Iri idofo iri
Killer shasha no six ways
haaa silent anogona but drug rauraya carrier
Mukasiya guka munoita zvirinani
Ava vanoshaya havo ava kungovasimbisa henyu but dholololo
Silent killer mbanje too much Siyana nemusic
Unozoshaya
Kkkkkkk silent killer 😂😂😂😂😂😂
Mira handisati ndapedza
Haivavo usazvienzanise na calaz pafeya izvi hazvina hunhu
Tibvirepo iweee tsvina yemunhu
Say no to nhingi
Vachida petrol votipa dhiziri
vapfanha vema skinny jean
Ngirozi yehondo inovharisa
Silent killer vaudze chokwadi Kuti hatiitiswe tingotoitisa
Yaaa zvakurema mafana huya tikupe basa
Kkkkkk horror
Hapana apa dzungu iri hapana chozikanwa vanhu vanoda munhu uyu iteam remutoriro