Ve media zivai basa renyu please mari hainhongwe Uyo abatwa nehanzvadzi dzake nhasi nevanoona kwete drama raunotiitira iri munhu ane Simba anooneka nemabasa kwete ne video vanobatsira chaizvo muno muZim havaite zvesocial media ende havatye muroyi sezvaunoita izvi 😂😂😂
@@tatendamachina If you are here for the story so be satisfied with the story only. As for the healing part you can continue enjoying your maporofita!!!
Vanhu vane zvivindi veduwee....kungodzipa mwana kwakurasha shuwa 😢😢😢😢😢😢😢regai matambudziko asingaperi....you deserve mummy
Ndaifunga kut kuenda kwachiremba kunobatsirwa uye kunovhenekwa muchiudzwa zvinoitika mumusha varoyi vachibatwa,so kana makutsanangura mega chiremba hanty anongotevedzera zvamurikutaura izvozvo. Vanasekuru ava aah ndine mibvunzo ini
Sekuru Kanengo vavaudza kuti zvese zvinovatambudza zvakabva kunababa vakanga vakasiya zvinhu mumusha vateketera mazita emukomana mukuru nemusikana!! Sekuru havana kuvakumbira kuti varondedzere nyaya dzavo. Ivo vega nenharo dzavo ndivovarikuda kutaura vachiti varikuda kubvisa dundu riri pamoyo pavo!! Vanhu ava vakapusa uyezve misoro yavo yakazara zvemaporofita. Vanofunga kuti zvinoitwa kumaporofita, anoporofita nemishonga yekuromba, ndizvo zvinoitwa mumatare.
Unenge urikumashure wangu vanokubvunza zvavanoziva vanenge vaona kare wangu ....vangatotadza kukurapa but tsanangudzo vanenge vanadzo
@@rascocky6366yes that's true
@@user-qb1pf6ym3t Unoziva here kuti zvirinyore kuporofita. Varoyi vese vanoporofita uyezve twumaporofita twose twakaromba!!
Kkkkkkkkk it's not like that @@user-qb1pf6ym3t
Zvonyadzisa zvisingaiti ndozvirikwenduwo izvi tazosvika pachikamu chekuzorora nekufirwa😢😢
Family yaka dzamara yabatana unit is love & power 1 John 4:7-8🙏🏽
Vemidia musanyanyotaurisa ipai varidzi vebasa vaite munokonzeresa kukonana nemhuri huye noise imi torai makanyarara zvinodawo kuremekedza sekuru
Kanengo haana kuona apa..
Kanengo team for life
Saka sekuru vatadza kuona apa
Murikumuroya mukomna uyo haaa veduwee musadero imi Clayton uyo
❤❤❤
Tamirira zvedu
Sekuru Rorbert vanozotaurisa kupfuura sekuru kanengo vacho zvikanganisa nyaya ivo ngava pikiche chete
What this woman mhepo kudzipa shuwa😮
Clarkson is a vibe mudare 😂😂😂😂
Mukoma Robert say to say this but iyo moms hainyatsogone ku interpretor
Umm mai vane moyo wakasindimara ava,kudzipa here asikana.Zvinotyisa izvi.
Gogoi pane variku geza hre
Iyi family vanotaurisa zvavp vose😊
Kanengo dare iri aritadza. Uyu ahana chaanoziva uyu ndiTsika mutanda zvake uyu nekuti akuna masvikiro anotaura chirudzi icho. Kune vanoenda kumatare emasvikiro emuZimbabwe, akuna svikiro rinonanga munhu huroyi asi rinozviratidza. Dai Tsikamutanda uyo wamunoti Kanengo raive svikiro, varoyi vese dai akabuda kana mututu chaiwo. Ahana chaanoziva izvezvi akabva charger USD$25000 kti anobvisa zvinhu.
Very true hapana zvinozivikanwa mari iyo akato charger achiziva kut haiwanikwe
Yh pane nyaya
Pakudzipa mwana apa pandirwadza kungodzipa nekurasa eyiiii😢
Please protect the identity of the kids tapota
Sisi vanepurple avo vanyanya kuzoomwa naRobert😂. She is gorgeous
Kkkkk
Ve media zivai basa renyu please mari hainhongwe
Uyo abatwa nehanzvadzi dzake nhasi nevanoona kwete drama raunotiitira iri munhu ane Simba anooneka nemabasa kwete ne video vanobatsira chaizvo muno muZim havaite zvesocial media ende havatye muroyi sezvaunoita izvi 😂😂😂
Amai avo😢😢😢😢😢 zvivindi zvekutaura zvacho mmmm
Reva chadidi iwe,ndakukhati fiti
Sekuru tsoro vaitadza iyi
Clarkson anemhepo pls siyayi mwana uyu ndiko kupenga kwacho saka vanhu kwavo moita teki teki nemunhu arikurwara, vanhu itayi mwoyo wekubereka anebenzi ndeanerake rikadzana unopururudza ibenzi renyu pls chiregai sekuru vapedze basa, siyayi Clarkson weduwe tererai zvinotaurwa nasekuru Kanengo only, imi babamukuru itayi semunhu mukuru kubara kwemunin'ina kubara kwenyu, bamkuru munepamuromo
Clarkson anotuka veduwe hmmm matukiro aakaita Sisi vake ndaseka
@@gingerwingerful ndidzo mhepo dzacho idzodzo vakabetserwa zvinopera inga sekuru Kanengo vataura wani
@abigailcharakupa8490 Isu tanzwisisa zvataurwa na Sekuru Kanengo asi vasina kunzwisisa kana kuti vasingadi kunzwisisa ndivo vanhu vacho vanenhamo. Vajaira kunetsana saka vachiramba vachinetsana. Havana kuuya kuzobatsirwa asi varikuda ku justify zvavainazvo mupfungwa dzavo!!
@@rascocky6366 exactly taura hako, havasi kuda kunzwisisa nhai weduwe teki teki nezvisina basa, pachinhano chekuteerera sekuru Kanengo vakutoita zvekuteererana nyaya dzavo kana ndimiwo weduwe dzimwe mhuri soooka
Zvakaoma
Yellow cloth. Means what?
Clayton, Clarkson Ma1 Ana homie😢😢😢😢
Yah abadala bentu laba so
Clarkson ndipoo number dzako urichibaba ukauya pazambia undibate pa hunters point chirundu ndikutengere one chibhodhoro😅
Clarkson ndamusarenda ini😂😂😂
Muteyo plz sekuru
Clackson
Robert ipa vanhu mkana vapedze kutaura
Murikugona basa sekuru vangu maitabasa sekuru vangu
Munyika makaoma
Mai vanobudzira avo iiiiiiii pakaipa
Mavideo kutsvaga mari aya muchazvirega henyu.
Uyu arikupenga nekupomera vanhu haumuwone woti munhu arikupomerwa ndiye anopenga nekuti anozvimiririra
Sekuru vataura wani kuti Clarkson anotaurisa wani munzwei
Sekuru ava ini handis kuvanzwisisa hant varoyi avo vaifanira kuvasiya votaura vega kut vakadya nhingi nanhingi sure ungat wabata varoi wopedza wakuva bhabhadzira kut vakasirwa hee havana mhosva asi vanhu varikufa iye akavasiira wacho asisipo meaning ndivo zvavo varikuuraya asi varikunz havana mhosva
Clarkson inhubu yemunhu kkk
Clarkson anotuka veduwe kkkkk kutuka Sisi vake ndaseka nhasi
Ahana dare raakataura Kanengo uyu akashandisa Psychology since achiitisa interview kana munhu wabvisa 200 yekupinda mudare unopinda painter view first. Vafamba kune vanoona chaivo nhasi mhuri iyo ikabata ivo vainyenyeredzwa ava.
Mwana akafa akahakiriswa akataura zvese zvakaitika vemandebvu avo, hanzvadzi dzacho idzo dzainzi ana tete vabatwa hanzi vakanoromba.
Mukufamba kwese vemandebvu avo vanototaura zvese iri mhepo hapana baba vavo kudii ko vakasofa kare vana varikufa havasi vekudhara ava. Unobvunza munhu wawakatarisa uchiwona kuti wakadya nhingi nanhingi ndiri kunyepa here? Kana mhondoro dzaivemo Kanengo haana chaanoona uyu kana 1 Dai raive svikiro chairo zvaizviita zvega kwete kubvunza wapihwa mari kuti utaure zvaurikuwona unosiya varoyi pameso pako wotaura vanhu vakasofa kare zvavo vana vachipera mudzinza. Media ndeye advertising iyo Unobvunza chii chaunoziva
Vakadzi haa vanofana kugara vega
Ende zvakawoma veduwe
Ummm kugomera mwana vekudzipa sure ere
Mhuri Iya yekuuya kwa tete Tilda
Batsirai vanhu sekuru munobata basa
African movie
Vana tete hatimutembi imi munoroya vana ve hanzvadzi
Unofa une bp yemunhu asiriye
Asi muturikiri anozongopedzesa kuturikira nezvisati zvataurwa nasekuru sei.Nyaya iyi inenge yambotaurika kani zvisati zvauya pachivhiti vhiti tiudzeiwo tinzwisise
@nondochirau9664 Ko kana yambotaurwa zvinei? Kana vanaSekuru vabatwa nemweya havarangarire zvavanenge ambotaura. Uyezve kana mweya wacho waenda homwe inotozoudzwa zvinenge zvaitika!!
Chakanetsa kuti mhepo yacho itaure yega chii kana Une Simba racho vairwariswa naro team iri vakabuda vachirwara mibvunzo yemwana hauzive akafa nei.. Umwe akafa ne5months hauna kuzviona futi unoita zvipi chaizvo KANENGO???? Unobhabhadzira varoyi???
Ndozvirikweduwo😢😢😢😢😢😢
Please fambai
Anorwara pfungwa uyo musatemeswe musoro anoputa guka uyo
Shame mwana akatirwadza uyu veduwe
𝐼𝑖𝑖𝑖𝑖𝑖𝑖 𝑘𝑢𝑧𝑣𝑖𝑢𝑟𝑎𝑦𝑖𝑟𝑎 𝑚𝑤𝑎𝑛𝑎?
Imajeni uri kuchando wonzwa kuti amai vakadzipa umwe wenyu kuuraya apa iwe Wacho ukutambura kuwana merechi haaaaayaaas
Sinba rekudzipa mwana rinobvepi nhai
😂😂😂Hanzi dzinza hariwirirane saka vauya vachipushana here mukwane imi pane error hauskupataura akadya vanhu hobho ane mandebvu uyo Mukadzi wake ane kadhuku kegreen vabatwa asipo asi lwe waive wakamutarisa hauna kumuona. Enda kumusha kwavo mangwana unoona zvinoitwa matare emuZimbabwe pasina uyo wekufirwa Dai pasina advert yako iyi kuyanika zviso zvedu for your advertisement chawawona hapana. Uyo haashanyirwe uchibva ko unoita accident. Chikadxi chekutaurisa icho uchibva ko kurwara Clackson ndiye ane munyama kuberekwa nemadofo hanzvadzi dzisina wo nyadzi kufarira camera inyaya dzekupa media idzodzo. Varoyi taivaziva asi taida utaure wo uriwe asi hauna chaunoona. Uriwe worohwa nemhondoro dxedxinza uchibhabhadzira muroyi haungone basa rako. Kana kuti afa azofa nei hauna answer ukuda 25k usd kuti uende kumusha iwe wapihwa 2000usd Une chokwadi iwe. Sangoma, Tsikamutanda hauitr matare emisha dzausingazive rudzi rwaro wanzwa kana mutupo hautouzive shame ka3. Birai henyu vanhu mari vakapusa wakati pane achafa kuda kutyisa hatitye tichakusendera masvikiro chaiwo achichenesa musha nechivanhu chaicho chausingazive woisa papage pako apa.
Pane munhu anosirwa huroyi ofidha Zvikwambo asingazive iwe uite mushe
😂😂😂 ndazonakirwa neuyo mukomana hanzii anofamba nekabhero ngende ngende .... community ...community
Family iyi ine noise vanotaurisa vanhu vacho heyii🙉🙈
Vanhu vanenge vakatotsamwa nechekare nezvinenfe zvichiitwa nevanhu vanotoziya zvavarikuita wachiziya
@Faith-vc4vc Uyezve vakawomamisoro kuita semadofo chaiwo!! Hapana kana mumwechete ateerera kana kunzwisisa zvataurwa na Sekuru. Hanzi nemumwe tabhadhara mari sake avofanirwa kupihwa mukana wekuti ataure kusvika mangwana ipapo achiti anemuvhunzo. Muvhunzo wakadii unoda 20 minutes uchivhunzwa. Waenda kunobatsirwa! Vhunza muvhunzo wako woteerera minduro yacho.
Sekuru kanengo patsanurai unetwake but imi makungopomera chinhu 1 patsanurai zvirimumusha uyo
@LindaMuzenda
Chii chausina kunzwisisa? Sekuru Kanengo vato kuti vagatsirise nhamo dzirimumusha vanofanira kuti vatange kubvisa zvinhu zvakasiyiwa na baba!! Zvinhu izvozvo ndizvo zvirikukonzera mhirizhonga iri mumusha. Kana zvaparadzwa ndipo pachagadziriswa zvimwe zvese!! Hazvina kunaka kumanyira kumedza usati watsenga!!
Ummmm kuenda kumatare kunotongeswa kunze kokubatsirwa kutoitirwa hasha nevabatsiri haaa musazodero varapwa
Interpretation yemusikana is wrong plz plz sekuru gadzirisai plz
Kkkk sando kuna penga penga 😂😂😂
Mukupengereka imomo mune kamwe kachokwadi futiwo
@@mamoyopee8246 serious
mwari batsirai mhuri iyi n'anga idzi hapana chinofamba they are doing bussiness
Urikutsvagei pazvinhu zvefake 😂
@@pardonmahowa131 im just here for the stories thats all
@@pardonmahowa131taura hako kkkkk😅😅😅😅
Fambai sekuru fambai dakuyawo
@@tatendamachina If you are here for the story so be satisfied with the story only. As for the healing part you can continue enjoying your maporofita!!!
Iiii muturikiri uyu anozonyanya kuwedzerera
🤣🤣🤣🤣
Ndazvinzwawo 😂😂😂😂akuwedzerera tumuto 😂😂😂
Harisi dende iguchu🎉😢
Clarkson ndipoo number dzako urichibaba ukauya pazambia undibate pa hunters point chirundu ndikutengere one chibhodhoro😅
Aaaaaa 😂😂😂
Kanengo haachagona basa uyu mudzimu wakatiza
I second u, avakushandisa experience nechitsikamutanda mukati