Zvakaoma hazvo very sorry baba .nyakupara mhosva munhu aigara achifungira kuti ex wake anodanana na baba avo asi hapana umbowo hwakajeka pamhosva iyi .mukadzi wemunhu haaitwe ushamwari naye. Mukadzi wako ndiyo shamwari yako kana munhu uchida kurarama zvakanaka
Drewmas Media changing people’s lives!!❤🎉 Thank you Mukoma Andrew for discovering young talents. Keep it up!. Drewmas Media taking us to another level 🎉❤
Typically ascent of Shona guy trying his level best to speak Ndebele quite humorous and best trial brother its good effort most Ndebele speakers can relate
Vadikani hupenyu hwatakapihwa nemusiki ngatihukosheseyi uye tigare tichinamatira mweya wehasha ubve matiri tigone kuwanza tsitsi nerudo mhirizhonga ngayiite shoma mweya mutsvene tikundisei pazvose tega hatigone
Amen 🙏
Zvagara chihure nemkadzi wemunhu hazviperi mushe. Ngatitye Mwari
Zvakaoma hazvo very sorry baba .nyakupara mhosva munhu aigara achifungira kuti ex wake anodanana na baba avo asi hapana umbowo hwakajeka pamhosva iyi .mukadzi wemunhu haaitwe ushamwari naye. Mukadzi wako ndiyo shamwari yako kana munhu uchida kurarama zvakanaka
Get well soon brother, but maonero angu panenge pane nyaya irikuvanzwa zvapo
Zvakaoma, zvinotyisa zvinoera ndarwadziwa chigozviisa kuna mwari
Interviewer makomana havasi kundigonera ini 😂😂😂ndomuonero wangu😂😂
Vakatonhora
Drewmas Media changing people’s lives!!❤🎉 Thank you Mukoma Andrew for discovering young talents. Keep it up!. Drewmas Media taking us to another level 🎉❤
Kubuhlungu😂😂😂 ndebele kuvanhu 😅😅😅
EWE mfowethu uyateta nah .soteta ngomso 🤗🙄🙄🤗drewamassss ...employ me also im proud to be a xhosa
Dumbo regedzai mhan.
Uyo hasi kutawura chokwadi nyaku Bogorewa
Ndoruziva rudzi rwhangu Mu Chuwuno muChuwuno
😅😅😅
ZBC iri kutadza kutora mapfanha uyo who's full of potential to become a top class reporter????
Khona uyazama mjida kakufani okungcono yikuthi ulo mdla wokufunda loba nje kungasi sindebele kuyi si Xhosa kodwa kusenani kuyazwakala wobu zama kakufani mpela lalabo zwa sebesithi andinzwa zwa wunotawura wena you indeed really trying keep it up.
Waphumi ziso keep it up samaita munosvika chete
Uzongixotshisa ibasa wena 😂😂😂
My husband samaita😅
😂😂😂 ayaas waphuma iziso
kupihwa hurema nemunhu maune here ndarwadziwa
Kungcono usisi obe ntolika hayi lomfana, isiNdebele lulwimi lwami masiluhloniphe
Akazange athi yisindebele uthe isixhosa 😂😂😂
Saka wakaenda kuchipatara here nhy weduwee uuum zvinorwadza izvi
Get well soon brother 💔💔💔💔.vanhu vapindwa neiko
Mmmm kuita kuvhunavhuna rurimi rwangu kudero. Ndabatikana. Hanzi waphuma iziso. Kkkkiki musadaro vanhu veDrewmas
Vakomana vezviGure vanonetsa ava. Ndeve zvinyawo vese ava
sekererawo kana mukana webasa wamuka mujaya
Umm zvakaoma ndarwadziwa mufunge
Mental health must be taken seriously in Zimbabwe, many people need help but they're considered normal roaming around in the community
True its like a quarter vanodorwara brain ASI var mu society chaimo tichagurwa huro
True its like a quarter vanodorwara brain ASI var mu society chaimo tichagurwa huro
Uuuuum nhy mwri dai zvaiita ngaanobviswa zvake ziso racho nhy mwri imi bt munhu akarova uyu aaa ndoongozi shaa ngozi haasi yemunhu akafa cht uuum
Zvazvekunwirana ropa here? Sungai mboko iyi nemweya wake wetsvina
Uuuuuuum ndarwadziwa hnk ufunge
Thank you mukoma Neshambwa nekutora mukomana uyo anogona chokwadi
Zvakaoma ,life lessons abeg.
Eeeish inga zvakaoma seka urema vafa mweya yetsina how do you feel uchizoona mumwe vako vamuremadza
Zvakaoma vatove chirema baba ava
Ummm this video is hard to watch, I can't even finish it. It's so painful to lose an eye at this age.
I thought he wanted to kill him very painful. Honestly between them they are struggling for life ndiko kusa funga Seba rume waombe
Aaaa very sorry baba vakarasikirwa neziso ravo zvinorwadza zvikuru, mapurisa itai basa.
Mukomana weDebele ndaseka hangu😂😂😂😂😂😂
Mmmm ko vanhu chiiko nemarambadoro asina musoro..baba vavazvikurira havo zvakanaka vasina hurema
Uyo ane meroon t-shirt ngaambomira kutaura ndebele 😂😂😂
Yapamberi manje kwakuseri mkoma vanorova ndevere nhasi rarimwe zuva
Sahwira woyeee💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Kuremara nekuda kwe mhata here
Hakuna Ndebele yakadii
I agree uuum Even Xhosa yacho haina kudai , am even better
Akadzidzira ndebele kujoni kkkk
Ngaaende mujeri mhani,hurema hwehupenyu hwese kauyu no mhani
Get well soon my brother
Uhuu akomanaka zvakaoma
Kkkk matauriro enyu bhudivangu Ndebele Munondifungisa my X hubby ❤❤
Typically ascent of Shona guy trying his level best to speak Ndebele quite humorous and best trial brother its good effort most Ndebele speakers can relate
Pavati wamubeta haaa ndapanzwa ipapo 😅
Yooo , ziso iro ummmmm , 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 zvakawoma
Gizzard ngaasungwe mapurisa itai basa 14:05
ndarwadziwa
😢😢😢😢Next time Drewmas muvhare vanhu vakakuvara ndatadza kuona video iyi nekutya asi ndaliker hangu😢😢😢
Zvinorwadza
Anogona mkomana uyo asi haasati ajaira chete
sure vanogona fani vahanzvadzi vangu samaita
Police yematuzvi 😢
Mkoma sekereraiwo kani kushanda neruzhinji kunoda kufara hakudi serious
😂presenter iyu mkomana uyu anobhowa kutaura kwake
Vakadzi vanouraisa😢😢
I can listen only... watching is very difficult 😢
Haaa mwari huyai muone zvirikuitika panyika yenyu iyi.
Drewmas media taking us to another level so disappointing story
Isindebele 😮hayibo
Drewmas Media family 👪 ❤ ahoi
Mjida kkkkk
Ahoooi
Ummm zvakaoma 😢😢
Ohhh shame ndevekumaraini kwedu baba ava 😢😢
Zvirisei team team
Ndarwadziwa😢 this is too much .
Shame get soon papa
Yooh sham sorry my bro😮
Samaita kule vangu makadii
Please find a ndebele person don't it's a no to this one 😊
Shame zvakakaoma sorry my brother 🙆😭
Haasi maramba doro aya anga akazvironga uyu. Isai picture yemhondi iyoyo kwese kwese kusvika abatwa chete. Every programe ipedzei makaisa picture yake kusvika abatwa. Nxaaaaah kunyange akubhadarira ex wake rent ungadaro munhu
Yooooo sorry bhud bakithi
Khuluma nge shona wena silima nxaa
Translation yakaoma kkkk😂😂😂😂
Why is it mfesi we drewmas anotaura ndebele yasingazivi zvosemesa
I am really sorry brother.
Taurai malanguage amuonoga hakuna xhosa yakadaro
😂😂😂😂 isixhosa on another level
Ko mogoti kubviswa ziso nemukadzi we munhu hatina kuzvinzwa nani
Kuhureiko murume mukuru
He is speaking Xhosa
Chokwadi kuremadzwa wakura
Soory broo
Our Ndebeles journalist is nt fluent n vachiri kiya camera.perfection will cm one day
Yeah practice makes perfect 🎉🎉🎉🎉
At least uyazama
Well done Samaita, sibonge
Kuvhunduka camera
Avasi kutaura ndebele arikutaura xosa language
Anogona achajaira
KAUKOBNDEHEE
Masgwede
Sham
Sad
Samaita taurai language yenyu😅
Sorry mwana wamai
Sorry bhudhi wangu
Chokwadi vakuru vakataura tsumo iya inonzi seka urema wafa Im very sorry mukoma zvinorwadza kuremara wakura
Zvinosuwisa shem
So sad
Very sad
We thank God it could been worse
Yooo im heartbroken
Is that supposed to be Ndebele language
Xhosa language
Uyo ngaadzokere hake kuma xhosa he is too slow
This terrible....😮😮😮
Stop talking Zulu in zim
Stop talking Zulu which you're not good at that's not Ndebele
So sad