Hanzi na vharazipi saka😂i like paunotaura na dhafu na panganai it's like really conversation 😂😂 thank you Roby ne video ako keep the good thing you make people happy ❤
Ndakatanga ndisinganakirwe newe Mupengo but one day watching Yr video l realised how creative you are and a lot of work it requires to search matching vids kkkkk. U make my times now 😂😂😂😂
Please subscribe like and Share ❤️
ndokumbirawo # dzako wangu ndine deal newe
🎉😂
Good work
Mupengoroby my brother every time pandoona mavideo kukwarandembabvu chete😂 keep up the good work
wangu unondigonera zvokuti
plz ndiitirewo vedio ra winky d ..thanks
Ma artist emu zim dai masimudzira Mukomana uyu cz akukushambadzai sure
Ndange ndakasara mupengo Roby uri shashaa😂😂😂😂😂😂 ndachemaa nhasi
Keep on keep on usamira muzaya
😂😂😂😂
Wakapenga Mupengo Roby.Very creative bamunini.
God bless mupengo wedu , unofadza vanhu ndochifarira ichi
Uri mupengo sure
Wakanyanya mwana wa baba vangu ndofanekuseka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣💕💕
Ko kugara mushe kna uchidongorerwa 😊😊😊
Ahhh Roby hauko kkkk ahh tikuda utimixire cha java na mutaris kkkk
You have a great talent ❤
Weldone my Bro 😅😅😅wakanyanya
Wakanyanya mupengo kkkk ngirozi yehondo iripi ayisi kubatika kkkkk
chopisa ichii🔥🔥🔥
Yaaaaaa Roby unogona wena unobatanidza mfana big up
You're creative my Man 😂😂😂😂 haaa uyu anogona uyu
This guy is very talented 🎉🎉🎉🎉🎉
Woooow Mupengo to the world
Uyu ndomufarira ♥️♥️🔥🔥✊
Kkkkkk anogona.
Urisei
This is talent at its highest level 🤣🤣🤣Ende unongona you are intelligent too 🙌🙌🔥Weldone Roby🙌
Uri creative zvako mupengo
This is really something else keep up the good work
Iwe hausungwe here? Haaaa wandisekesa😂😂😂
Kkkkkk ticha wemapenzi😅😅😅
Mudzidzisi vemapenzi chokwadi 😂😂😂😂
Mufana Robi urikuseri , you are very creative I like you.
His something else kkkk keep it up unobvisa ma stress wanku. My son loves u ❤kkkk ka niceone
Unondiitira keep going
Rambai makadaro chibaba tokusimbisai pasina imimi hatingamnofare
Yeah mupengo sure 😂😂😂😂 wakapenga Roby. Unenge wazvifunga nekuzvibatanidza sei .....sando dzako
Nice unotinakidza wena kkkk
My first time aaaa ndaseka 😂😂😂❤❤
kkkkkkkkkkkkkkkkkk haaaaaaaaaaa jah love na Vee zet ma1
haaa ndabvuma hangu🤣🤣🤣. mbabvu dzakurwadza. you are talented my guy 100%
Feya he is good.
How are you
This is good youngman.......so creative
keep it up bro mondiitira🔥🔥🔥🔥
I like u mupengo Roby uri shasha🎉🎉
Nda subscriber nhaas🎉🎉🎉
Thanks 😊
😂😂😂😂😂😂😂😂Roby u a the best zuva ranhasi handirikanganwi😂😂😂😂
Tinomuka nguva dzinotanga Curfew kkkkkkk Silent Killer ma1
Tamirira
Unechipo hako my boy
Jah love bhoo here
Eyy ndirikiona pakanzi Sunday 33
Uri mupengo zvesure.....ndachema zvangu 🤣🤸♀️
Wakanyanya Roby 💥💥
Nhai how do l like this 1000 times😂😂😂
😂😂😂
😂😅😊 wanakirwa hanty
@@tonderaimuridzi-hy6es ndaitirwa bhoo..anogona uyu
Haunyepe dear kkkkkk
Kurisei kwauri
@@tonderaimuridzi-hy6es kuri bhoo hameno ikoko
Yeah ,Mpengo ma1
❤❤❤you too good abeg
🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂 haa killer will be always there and cozing the confusion that confused my confusion
😂😂😂😂
This guy is amazing😂😂❤. Stress reliever
Roby urimupengo sure😂😂😂😂😂ayewa surrender
😂😂😂 hanzi kuteedzera inini sei ini ndichitamba hangu...
Yaaah mupengo Roby chibaba wena 😂😂
Ndasubscriber😅😅😅
Hanzi na vharazipi saka😂i like paunotaura na dhafu na panganai it's like really conversation 😂😂 thank you Roby ne video ako keep the good thing you make people happy ❤
😂😂😂😂😂 U know what, ndaisa ku follower but uuum wakapenga.
Ngachiuye
🤣🤣🤣🤣haaaa hostel yese ndakutonzi ndine noise coz ndnenge ndrungoseka mavids aRobby.Keep it up fam🇿🇼♥️
Hadzvadzi ya Roby Ku London
Ndakatanga ndisinganakirwe newe Mupengo but one day watching Yr video l realised how creative you are and a lot of work it requires to search matching vids kkkkk. U make my times now 😂😂😂😂
Hanzi nhasi kana pane kakanyengwa mofanirwa kunyengerurana 😂😂😂😂😂😂😂
Subscribed
Thanks a lot ❤
Wakanyanya😂😂❤
😂😂😂Mfanami unogona very creative
My best guy, u are the Best my guy🔥🔥🔥🔥🔥🔥😂😂😂😂
Unopisa mafana wangu bata bsa cy pa kd apo
You are on top of your game
So creative. Keep up the standard
😂😂😂 haa roby surrender namwari mmmm unoda kupihwa award iwe
Roby Chibaba zvesure. Very creative 😂😂😂
😂😂😂😂ndafaaa u are really good
Uyu anogonesa ramba uchitipa mufaro mupengo Roby haaa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
it's murikuenda kuno mama mega for me😂😂😂😂
Usadaro iweeeee
Urisei
Ngwere bhoo here
Robby Robby Robby how many times have i called you🎉🎉😅😅😅😅😅😂😂😂
Good work ❤❤❤❤
Rob Rob 😂😂😂😂😂😂😂 haaas ma1 pfungadzacho dzakawandisa to make whole😂😂😂
WakAnyanya wangu
Motoo 💯🔥
Mudidi mukuru😂
Mupengo inga unopenga zveshuwa 😅😅😅😅😅😅
Ndorandanga ndichida chairo
Wakapedza bhora apa wank
Dako rako mupengo
This stuff make me laugh....😂😂😂😂
Robby you’re so creative. Unondiuraya nekuseka 😂😂
😂😂😂 Ari kudongorera for me
Mhayiweee hehe chakanyanya 😅
Ende wandinakidza gogo ve food for the consumption
Apa waita mix
mupengo roby Tsano veNgwere😂😂😂😂😂
Robby Mupengo hausi bho
You are the best Roby keep pushing
Kkk parafini ibasa chairo ndanakidzwa hangu ini
This is really funny 😂
You make me laugh when I'm sad😢 or stress, keep up the good work.❤❤❤
I love your art
❤❤ ngaZviendemberi❤
🔥🔥🔥🔥
Mupengo Roby is the best😭😭