Tap to unmute

Ndiri Kuona Chipoko Cha Ginimbi Taiva Takaromba Tese Ndichafa Muna 2027

Share
Embed
  • Published on Mar 14, 2026

Comments •

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 Month ago +19

    Vanoda life iri easy vachapera kufa nekuda kwembinga idzi dzakaromba

  • @EthelNyaradzoKaseke

    Gamuchira jesu uchirevess, that master of yos havana Simba kudarika musika vanhu

  • @AgathaNdaiziveiChibvongodze

    Wakatungamidzwa dai usina.kutaura zvawajaudzwa..uye mai hatina ukama navo .famba ubatsirwe

  • @AmandaNharingo
    @AmandaNharingo Month ago +3

    Miswai mheni vanhu vanonyepera Jinimbi

  • @Yeshuamysalvation
    @Yeshuamysalvation Month ago +7

    Mukoma Shepherd ndavaziva. Just kidding.
    Inini hangu all I can say kuna Shepherd is wangu if you've never thought of repenting and finding Jesus, then this would be a very good time.
    You only have one year according to you, saka ko kutendeuka hako. You might still die but maitiro aMwari hakuna anoziva. Better kutambura for a year but have an everlasting life with Him.
    You have nothing to lose, Kana Wazofa ukaona Mwari asiko, but zvibvunze kuti kana satani ariko, and you believe in him chinotadzisa kuti Mwari vaveko chii. Tendeuka Muchinda. Hameno

  • @victortakunda5443
    @victortakunda5443 22 days ago +1

    Nyaya dzekuma fkea market idzi tibvirei kumhepo 😂😂😂

  • @dianah_masvikeni
    @dianah_masvikeni Month ago +3

    tunyaya twacho

  • @TheAngel-h7e
    @TheAngel-h7e Month ago +5

    Vekushaikirwa namai, mzukuru inyoka,tsvagai vanokubatsirai musarwiswa namai venyu

  • @MarvelousMakurumidze
    @MarvelousMakurumidze Month ago +8

    Shepherd u can pray end confess tsvaga church inesimba mammals small ayo ungamirire rufu here ifa wazama wangu

  • @NadiaMusheche
    @NadiaMusheche Month ago +4

    Happy Sunday family,thanx for posting mkoma Nashie

  • @EuniceNgwenya-p7t
    @EuniceNgwenya-p7t 10 days ago

    Munoitwa zvikwambo moce

  • @joelpande1272
    @joelpande1272 Month ago +6

    Jesus is the LORD of Lords and KING of Kings

  • @LiyandaNgwerume
    @LiyandaNgwerume 18 days ago

    Mài elder ifai nezvinhu zvenyu zvamakabata munoda kupa Ani mukwane

  • @graciousmatyex3200
    @graciousmatyex3200 Month ago +3

    Something is not adding up🤔🤔🤔

  • @tchihoro77
    @tchihoro77 Month ago +3

    Last ukati hauna kurasirirwa iwe nurse plus 50k ine pay back time

  • @alethamwale5370
    @alethamwale5370 4 days ago

    Vakuda kurasirira kunaani

  • @entertainingvisionswithlor4677

    Ma level embinga ndoo api manje🫣

  • @AgathaNdaiziveiChibvongodze

    Most of the people vairamba kti.ginimbi akaromba zvobuda.pachena

  • @BeverlytambuPaguwa
    @BeverlytambuPaguwa 15 days ago

    Mai elder vanotorwara zvekwadii😢

  • @DavidMoyana-o2h
    @DavidMoyana-o2h Month ago +22

    Fear of the Lord is the beginning of knowledge

  • @TambudzayiSimoyi
    @TambudzayiSimoyi Month ago +2

    Mukoma avo vekushaikirwa namai ndinoti mukoma namatai zvakasimba muchitsanya panopfuurika apo nesimba raMwari ,let's hope munobatsirika

  • @deepinxsvs
    @deepinxsvs Month ago +1

    Pray psalm 23 musikana ari muhotera wekuurayirwa Amai vake uone zvinoitika do it for
    3 days pray 6am ,9am 12pm ,3pm, 6pm, 9pm say that prayer 3times those hours uone vanhu vachireurura voga

  • @angelmakina2280
    @angelmakina2280 21 day ago

    Second confession yemsikana arikuona mai vake enda kwa profet Miracle Paul

  • @ingridstandage9977
    @ingridstandage9977 11 days ago

    2nd confession should be a wake up call to girls who are not satisfied with their lives

  • @joes1909
    @joes1909 23 days ago

    The name shepherd got me 😅😅

  • @EuniceKavukatema
    @EuniceKavukatema Month ago +1

    Mkoma vekuchemerwa ne jongwe madii kumboenda ku chitungwiza kwa prophet miracle zvinoita musaneta

  • @alicendebele1136
    @alicendebele1136 Month ago +2

    Ko fambaka ingadai vakafamba before usati vaviga mai

  • @patiencedimairho3549
    @patiencedimairho3549 25 days ago +1

    MUKOMANA UUYU IDAI AENDA KWA MIRACLE PAUL UNIT L CHITNGWIZA KU CHURCH IRI SUNDAY
    ENDA UUWANE RUBATSIRO

  • @abgirlhlomayi9419
    @abgirlhlomayi9419 Month ago

    Ndezvesure here izvozvi

  • @EmeldaTakawira
    @EmeldaTakawira Month ago +4

    Hello everyone

  • @rosemunyoro2926
    @rosemunyoro2926 Month ago +2

    NaMwari business rinoita the love of money neruchiva and instant money is leading people to kuromba confession no 1

  • @SihawuThebe
    @SihawuThebe Month ago +1

    Heeee oShephard ngokuthanda izinto . OGinimbi labo

  • @lettyfiles4247
    @lettyfiles4247 Month ago +1

    Muzukuru anenge akakunzwira tsitsi asi kuti arilutya kuti varoyi vangazoziva. Fambirai nyaya iyi kuma bishop nekuzvinamatira

  • @lettyfiles4247
    @lettyfiles4247 Month ago +3

    Rooranai vekuma cult nenzuzu mega.

  • @TsitsiDirwayi-i5v
    @TsitsiDirwayi-i5v Month ago

    Mmmm team rekuuraya vana iri rongoda kutaurirwa kupolice

  • @momochams111
    @momochams111 Month ago +2

    Mazotaura Zita rake sei iye ati ndivigeyi

  • @chionochiono7086
    @chionochiono7086 Month ago +1

    Confession 3 tsanyai nekunamata Mwari anokunda zvese

  • @Ayesha-AliChakupe
    @Ayesha-AliChakupe Month ago

    Haiwa siyai Ginimbi azorore mune makuhwa team raGinimbi tairiziva usanyepere mushakabvu iwe miswa

  • @naomimafemera4860
    @naomimafemera4860 Month ago +2

    My brother wekuchemerwa ne jongwe try kuuya kwa Prophet david uche SA Midrand huyai mubatsirwe hanzvadzi .It's free hakubhadhariswe .Pray 12 midnight Psalms 51,35,91 and 23 reorder yema verse ayo .

  • @tchihoro77
    @tchihoro77 Month ago

    Mkoma weUK enda kumoza vano gona back to sender zvakasimba

  • @samantharwabeta6863

    Ifa iweeee.... Zvineyi nesu izvozvo...

  • @Beautychibvamushure-h4h

    Namata Mwari muchokwadi

  • @GetmoreGetmore-s4p3g
    @GetmoreGetmore-s4p3g 19 days ago

    Wejongwe uyo nyaya Yako irisimple HUYA kuinbox ndikuudze zvekuita

  • @sindy308
    @sindy308 Month ago

    Mkoma vana mai vakafa kana muchikwanisa ndibatei ndikupei madirections ekuenda kunobatsirwa kwamadzimai

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Month ago +3

    Tiri ryt makadiwo imi nemhuri mkoma Nash

  • @EliphasMatukaeliphas

    Vakomana ivnai nerudo ezvishoma Zvamunowana nokuti ukatanga business usina chawakabata uasmbofa wabata usambofa wakabata zvese zvinodakutsungirira

  • @nonowaShe
    @nonowaShe Month ago +12

    Hanzi hee aidya mari yegas
    Hee aipinza fuel, ndeipi mari yemuzim yakavchena inokwana rolls royce 🙌🙌

  • @gigispecial1969
    @gigispecial1969 Month ago

    Morning brother Nash zvakawona veduwe!

  • @lorrainemazhawidza6790

    Mkoma Shepherd maiva nemari already shuwa makazviitireiko..

  • @ISABELLMudavanhu
    @ISABELLMudavanhu Month ago +1

    Amai venyu varikutumwa asi zvisinei famba musati madzokera kwamunoshandira muite back to sender uye kunamata muchikumbira mwari vakukundisei mufi hana chaachaziva zvino vapenyu vanoshandisa makwenzi vachimumutsa kuuya kwamuri

  • @memoryrumbidzaimushapaidze5090

    Vanasikana vedu ka varipa ma1 veduwe vanenge vachiti vaona mukomana izvo varikudirwa to sacfrice

  • @monalisazhangazha9490

    Eish zvakaoma veduwe

  • @darrelmurefu3839
    @darrelmurefu3839 10 days ago

    Mkoma Nashe

  • @blessingkapfumvuto3607

    Mai elder kkkk pressure kuchurch too much competition especially just Zaoja ' ini I pray kumba God answers. Pressure inokutumai kuita zvekuromba.

  • @stephenmugubela
    @stephenmugubela Month ago

    i hope my sister you are doing well .Dzidzisa vamwe vanasikana vadzidze kushanda not kumhanyira mari yavasingazivi kuti yabvepi.imi vacho tsvagai Mwari .

  • @SihawuThebe
    @SihawuThebe Month ago

    Ahhh mugal zwakawoma

  • @mavismadondo
    @mavismadondo Month ago

    Eish nhai Mwari

  • @tawedzerwachakaduka9851

    Wekuurairwa mai vake ave kuhwa jogwe endevo kuN'anga.

  • @memoryrumbidzaimushapaidze5090

    Hayaaaaaaa kuromba uku ka zvakaoma

  • @scottie563
    @scottie563 26 days ago

    Mai elder muchafawo ne zvinhu zvenyu

  • @B.B11-f5c
    @B.B11-f5c Month ago +1

    Good afternoon Family 🎉🎉🎉

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 Month ago

    Mkoma Nashy ndoda # dzenyu

  • @primelo6052
    @primelo6052 Month ago

    Vanhu vanoti ndichafa gore rakati hee ndinofara mwedzi wakati tisiirei munhu anozotiudza kuti munenge mazofa hr zveshuwa shuwa

  • @FungayiNkakoumoussou

    Munhu anotaura Mari yakadaro, can't call himself a Runner

  • @NadiaMusheche
    @NadiaMusheche Month ago

    First conf tenda Mwari wakapu nyutswa vakawanda vanozouya pano vaakurwara

  • @geraldp2982
    @geraldp2982 Month ago

    Hakuna chikwambo chinoba mari ku bank. That's impossible!!

  • @professordhewa298
    @professordhewa298 Month ago

    Tsano hamuna content imi siyana na Ginimbi

  • @Beautychibvamushure-h4h

    Mwari anokubatsira kanaukanamata .Unonzwirwa tsitsi naJesu .Satan haazokwanisa kukuuraya

  • @wanzi6461
    @wanzi6461 Month ago +2

    Mkoma Shepherd endai kunaMwari ndoMukuru kumweya yose namaGrand Master ose. Submit to Him genuinely and He will do right by you in this life and in the next. Asi Mwari havanyengedzwi pachidhiri chamajaira and you might have to forego illgotten wealth yose

  • @BrendaSheki
    @BrendaSheki Month ago

    Part 2 please tete

  • @morenmanhombori4800

    Saka nyaya dzamukoma ginimbi ndedze chokwadi nhai I'm starting to believe it now nekuti mmmm ndadzinzwa Kuma platforms akawanda endi dzinotyisa

  • @TendainaisonMAZHINA

    Go well bro

  • @FeliciaMatsika
    @FeliciaMatsika Month ago

    Shepherd ini powo zvangu shamwari

  • @PetronellaPhiri-sl7cj

    Maswera sei ve dare

  • @Godcgrace
    @Godcgrace Month ago

    Try Rock of victory ministries in joburd SA

  • @RopafadzoMatewa-w2s

    Haaaaa ma1 ndati muskana arikuda kurorwa ahanganyumwewo hr arambe hake

  • @Serani73
    @Serani73 Month ago

    tunyaya twemutonono kkkk ukwane

  • @DavidMoyana-o2h
    @DavidMoyana-o2h Month ago

    I shall not die

  • @SarudzaiNcube-e4m
    @SarudzaiNcube-e4m Month ago +1

    Vanavedu vachapera nembinga

  • @vividbluesea1
    @vividbluesea1 Month ago +16

    Chikomana repeat after me::::::: "I shall not die, but live, and declare the works of the LORD" (KJV), Psalm 118:17,
    The devil has no power to end your life, unless you give him permission
    James 4:7: "Submit yourselves, then, to God. Resist the devil, and he will flee from you" (NIV).
    Luke 10:19: "I have given you authority to trample on snakes and scorpions and to overcome all the power of the enemy; nothing will harm you" (NIV).
    Romans 16:20: "The God of peace will soon crush Satan under your feet..." (NIV).
    Dont give up God is a God of miracles. He forgives all of us

    • @EviaChakuamba
      @EviaChakuamba Month ago +5

      But he needs to be born again before he declares. Akangotanga nema declarations zvinomuipira. Woti kwaJesu hauko kwa satan kwacho wodenha futi ahi unoruma pasi. Unless angoita munamato wokuti Lord have mercy on me unoshanda zvekuti. God does not despice a prayer of mercy.

    • @wanzi6461
      @wanzi6461 Month ago +1

      Vasikana magona, Mwari vakuitirei zvakanaka. Kana kuti a combine both your suggestions

    • @vividbluesea1
      @vividbluesea1 Month ago

      @EviaChakuamba Achava born again sei iye asingazivi zvebhaibheri. Mwari looks at the heart of a man and knows kuti munhu uyu akuda kusiya zverima. God works in different ways for different people; its not a one-size fits all. Pakunamata ipapo mweya waMwari unenge uchitanga kumufemera

    • @AllenMukucha
      @AllenMukucha 19 days ago +1

      Amen

  • @sheilahmawanda6840

    Mkoma Nashy mukoma avo wekUK ngavaende kuHealing centre kwaEria Chibvongo vanobatsika ikoko

  • @MarvelousMakurumidze
    @MarvelousMakurumidze Month ago +1

    Hope chiporofita chihombe....

  • @PreciousNyarufuka-h2c

    Zvakaoma

  • @Beautychibvamushure-h4h

    Pinda The African Apostolic Church woreurura zvawakatadza , Mwari anokuregerera

  • @isaacparurai8648
    @isaacparurai8648 Month ago

    Strangethings, uya kuInbox titaure

  • @tafadzwamuwandi1869

    Mukoma Nash maswera sei

  • @NomsaMuyasho
    @NomsaMuyasho Month ago

    Hie mukoma Nashie

  • @tariromuseki1825
    @tariromuseki1825 Month ago

    Mng mng mukoma

  • @victorytakunda-k7d
    @victorytakunda-k7d Month ago +6

    Mukoma Nash kana musinganzwisise spiritual realm musape vanhu advice chingogumirai pakuverenga. Uyo ana mai vakaurawa nehama dzavo, life is not a playground, its a battlefield. Tiri muhondo. Uri muhondo. Hondo yakauraya amai vako mushure warwadzisa varoyi nekusavapa mari. Hondo yepamweya haiperi kusvika tadaidzwa kumusha kudenga. Iwe wakadhuva kuti hondo yauraya amai vako wakaisa pfuti pasi ukarara asi vauri kurwa navo havasi kuzorora vari kudzifambira. Usamirira muzukuru upenyu ndehwako ahusi hwemuzukuru. Run your own race. Fight the good fight of faith and engage in spiritual warfare. For the battle is not against flesh and blood, but against principalities, against strongholds, against evil forces of the dark world.

  • @TsitsiMukanyakanya
    @TsitsiMukanyakanya Month ago +1

    Mkoma❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉

  • @moliemaenzanise6347

    Hanzi Sisi vekunzi vakromba zvinogadzirisika pane vandateerera navo nyaya yavo

  • @AlvinTinasheChipere-m8s

    Ngasangane naJesu.

  • @silindiwetshumasilindiwe7811

    Zvakaoma Ginimbi akafa ne 2 girls ummmm zvakaoma veduwe iiiiiii

  • @maskelynkulube
    @maskelynkulube Month ago

    Mr G vanetsa shuwa...ko makazoita here app iya yemasingles mkoma or pane group

  • @GamuchiraiMbonjani
    @GamuchiraiMbonjani 22 days ago

    Hmmm 😢

  • @kudzietevera2718
    @kudzietevera2718 Month ago

    Pfugama unamate ask for forgiveness to the Lord

  • @sithabile3632
    @sithabile3632 Month ago +10

    Very true, opening a business brings you closer to kuromba

    • @Aly_Orchid
      @Aly_Orchid Month ago +9

      If you are greedy

    • @Edinah-y8n
      @Edinah-y8n Month ago

      ​@Aly_Orchidvery true chinozo kupa kuva nepfungwa dzekuromba munoda kufadza maziso nevanhu chechipiri usatemba business chete tsvaka rimwe basa rekuita .

    • @cherryhaze4176
      @cherryhaze4176 Month ago +1

      ​@Aly_Orchidfact's

  • @SophiaSanyanga-p5e
    @SophiaSanyanga-p5e 19 days ago

    Uyu ndamuzi va😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @KhumbulaniDengeza
    @KhumbulaniDengeza 28 days ago

    But what's the reason to expose themselves about their rituals . It was better if they were looking for help to end it. So I think ma drama chete aya nekutsvaga ma followers kwamukoma Nashy uku

  • @amutaks
    @amutaks 29 days ago

    Give your life to Jesus nothing is impossible with him’ be delivered and start afresh saving God