Mukomana usarare namai vako. Iwe unofunga kuti zviri normal here? Dont be confused by your desperations and want to seek quick solutions. Yes amai vako muroi, tiza nehupeny hwako
Inga zvakatooma veduwee ,haaa mai havazaifanira kudaro mwana wavo,,,umm zvakawoma sure veduwee,,,as haaa dai wadzokera mkoma mai vakubatsire kukusunungura,and try to pray hard for your self ,Shame very sad story mukoma
Ummmmm i can imagine samai doing it to my son .i feel sorry mkoma vangu for everything you are going through. Zvekurara namai venyu hazviti hazvo i hope you will find other ways together with your mother.
It is so sad, vakaiswa mweya vekudzengereka, you cycle at the same place no progress, you see yourself reapeting the same thing over and over, buying the same things, you can not move to another level. Sorry, zvakaoma
Eish, Mkoma munogona kutorara navo mai wenyu then that's your initiation mukuita muroi or kutizoiswa pachijana that way. Imbozamai kunamata nekubatsirika kubva kune vanonamata mumweya nemuzvokwadi. I think mai wenyu vane hidden agenda yavasi kubuditsa pachena. Zvakaoma hazvo veduwee.
Bro whatever zvakaitwa na mai venyu zviri kushanda nekuda kwekuti muri kurarama muchivi cheupombwe. Vakadzi ndovarikushandiswa kukudonhedzai. Surrender your life to Jesus Christ mukangosiya kupomba motanga kurarama a clean life mhiko dzakaitwa dzoshaya simba. Musarare namai venyu pliz tizirai kuna Jehova. Confess all your sins and surrender your life to Jesus.
Mukoma wekushandira joni avo , ingotsvagai yebus muende kunobatsirwa kuZim
Asi vaberek munodarirei nhai sure mwana wekubereka here,,,, aah kungoti muroyi haana hake tsitsi
Uuuh mukoma awa zviri kuitika mulife mawo zvevakadzi hakusi kuda kwawo kushandiswa nemhepo iya yamai ska ngawaend kuchechi nekubatsirw zvakanyany so sad
Yiii nhaimi mkoma Nashi hupenyu wakaoma only God can change everything
Mukoma ndozita rangouya mumusoro menyu hr memory kkkk I'm happy to hear my name richitaurwa panyaya dzakanaka kudaro..
We have good heart ❤
@memorychikumo3295 I agree love
Mukoma vadii kumboenda kwa Pastor Paul kuL chitungwiza
First to comment mangwanani mukoma
Mukomana usarare namai vako. Iwe unofunga kuti zviri normal here? Dont be confused by your desperations and want to seek quick solutions. Yes amai vako muroi, tiza nehupeny hwako
Tvagai kwekunobatsirwa kimapostor murikuda kupihwa nyoka iyoyo inozopota ichorara nemi Ivo vafa varikuziva Kuti vakuda iukusiira nyoka iyoyo
Yah ma 1
Namatai mukoma imi kurara namai venyu it's a curse imwe
Pray ❤
Enda kumusha utaure namai unzwe kuti hapana dzimwe nzira here dzavangaite dzekukusunungura pane kurara navo iiiii zvakangooma hazvo imbonamata nezvazvo ende munyama wacho wakaoma zvanyanya veduwe
Mkoma wekutorerwa zvinhu imhepo inokushandisa tsvaga n'anga ikusote .
Ìmboshinga nekuchurch mumwe wangu
Sorry mkoma vekuroyiwa naamai venyu but please musarare navo tsvagai ku church kwekunobatsirwa ndarwadziwa zvekuti 😢😢
Mukoma musamboitiswe mabasa erima iwayo kwete simudzirai kutenda kwenyu kuna Jesu ndiye anoita zvose uye hakuna simba rinomudarika endai kuchurch muno delivererence kungave kumasowe asi munenge motodzokera kuzim vemuno ava vanoda mari uye musamboenda kun'anga munonorombeswa henyu ❤❤
Vamwe ana amayi Havana moyo wekubereka sure ndarwadziwa
Zvakaoma veduwe 😢😢😢😢
endai kwa miracle paul
Mamukasei vedare ❤
Ma Audio ari boe, uye chero kuverenga futi zvinoita mufunge mukoma it's a good idea mukoma
Mukangorara Navo marara nenyoka hanty makavaona vachaita nyoka
Inga zvakatooma veduwee ,haaa mai havazaifanira kudaro mwana wavo,,,umm zvakawoma sure veduwee,,,as haaa dai wadzokera mkoma mai vakubatsire kukusunungura,and try to pray hard for your self ,Shame very sad story mukoma
Mangwanani mukoma nashy
Guys kurara namai hazviite guys anorombeswa mkoma uyoo veduweee zvinozomunetsa mangwana mai vake vafa😢😢😢😢 hazviite zvachose ngaende kwaprofet Paul miracle asati asvika kumba kwavo kwacho 😢😢😢😢😢😢😢😢
pakaipa namatai baba izvozvo hazvimbofa zvakaita ngatinamatei baba
Ummmmm i can imagine samai doing it to my son .i feel sorry mkoma vangu for everything you are going through. Zvekurara namai venyu hazviti hazvo i hope you will find other ways together with your mother.
😢Ndashaya remuromo
It is so sad, vakaiswa mweya vekudzengereka, you cycle at the same place no progress, you see yourself reapeting the same thing over and over, buying the same things, you can not move to another level. Sorry, zvakaoma
Pachipamwe mkoma Nash nevedare
Mukoma madii kumboyeda keTFeddy
First comment.😂
Pachipamwe vedare namkoma Nash
First Confession l am really sorry my brother ,your mother iss reckless and weaked try kutsanya nekunamata ,vakukushandisa Mai vako
Ndinematambudźiko anenge ako nekuda kwàmaì zvinhù zvangu hazvifambe nekuda kwavo
Muripi imi
Ndikuudze wo akazondibetsera
Siyai ma south african ne chembere bhudhu
It's ok pama prayer request apo.anoda anoisa audio umwevi anoda kunyira mkoma mongiverenga
Matiiko apo
Usaďźoke kunoràra namai zvirinani kufa usina mwana
mukoma nhsi mukuona hre kuti ma like akuta mshoma ma view akuwanda itai zvienderani malikes ne viewa
Give your life to Jesus zvakutoda kunamata mumweya nemuzvokwadi kunamata chaiko kwete zvekutamba mai vako ndisatani chaiye
Eish, Mkoma munogona kutorara navo mai wenyu then that's your initiation mukuita muroi or kutizoiswa pachijana that way.
Imbozamai kunamata nekubatsirika kubva kune vanonamata mumweya nemuzvokwadi. I think mai wenyu vane hidden agenda yavasi kubuditsa pachena. Zvakaoma hazvo veduwee.
Muri panguva yakaoma mukarara navo munobva matoitawo muroi nezita rajesu tangai kunamata muchizviramba zvekurara navo
Mukoma chingotai zviri kudiwa namai venyu upenyu wenyu hugadzirike chero zvichirema hazvo mukoma
Munhu anosunungura ndiMwari my brother not sex ,try kumbobatsirwa nevemweya
Bro whatever zvakaitwa na mai venyu zviri kushanda nekuda kwekuti muri kurarama muchivi cheupombwe. Vakadzi ndovarikushandiswa kukudonhedzai. Surrender your life to Jesus Christ mukangosiya kupomba motanga kurarama a clean life mhiko dzakaitwa dzoshaya simba. Musarare namai venyu pliz tizirai kuna Jehova. Confess all your sins and surrender your life to Jesus.
Ummm Shame. Vabereki munotirwadzisirei kudai ndarwadziwa hangu.