SabhukuVharazipi Tanga Waongorogwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 191

  • @kudagorden4369
    @kudagorden4369 4 года назад +2

    Awavanogonesa ,mbuya john vakasvika zvarazipi anobvaatanga ruzha mbotarisai muone ,va gavachinyatsovirirana vari2naChirman pangosvika mbuya jonhh kkkkk mahwani abvaatanga

  • @freedomforpeople2748
    @freedomforpeople2748 4 года назад +21

    Munondiuraya nekuseka zvangu I always watch on my break time I will be laughing in canteen 🤣🤣varungu vandoshanda navo vanotofunga kuti ndopenga. I am in England and I really enjoy it. Monondigonera zvedi

    • @sabhukuvharazipi
      @sabhukuvharazipi  4 года назад +2

      Thanks for the support we really appreciate it munotidadisa

    • @wellingtonbenza
      @wellingtonbenza 4 года назад +2

      @@sabhukuvharazipi haa my best comedian of our time. Kudos to you mr VZ and team

  • @tanakamondo9287
    @tanakamondo9287 4 года назад +17

    I'm a simple man...i see VZ i click

  • @Vee_Diaries
    @Vee_Diaries 4 года назад +17

    The vhitori that makes me Homesick. I`m proudly weZhira

  • @esterndlovu6722
    @esterndlovu6722 4 года назад +8

    🇿🇼🇿🇼asi mudhara ahayite apa avigigwa mafidlongo bt akunosungisa chairman kkkkkk pakaipa

  • @archilmaruta7997
    @archilmaruta7997 4 года назад +3

    kkkk hanzi itsalala rikangotsedura rototumira kuno kumba kkkkk

  • @mafimucha5648
    @mafimucha5648 4 года назад +12

    They can make good Tom and Jerry. The sudden change in relationship

  • @peemkc
    @peemkc 4 года назад +3

    Ndafarira garden iyo. Great potential for commercial veg farming

  • @gwoodspear4217
    @gwoodspear4217 4 года назад +7

    Hanzi "Unofamba uchihodha zvirwere wouuya woti bvoo muvanhu!!"
    😂😂😂😂😂

  • @melodygomwe1869
    @melodygomwe1869 4 года назад +3

    Ndinyengeyi chairman kkkkkkkk ndimi varume chaivo

  • @eliphasmasuka5730
    @eliphasmasuka5730 4 года назад +3

    Vz Hayaya ndaakonewa iri team combination iyi haas

  • @kingtsepo
    @kingtsepo 4 года назад +1

    this guys are underated, vanogonesa

  • @justicehybridmukaro944
    @justicehybridmukaro944 2 года назад

    "mbuya imi mberi ,iro pakati ini sure ndichiona zvose" kkkkk

  • @lloydnicemansimbanegavi3521
    @lloydnicemansimbanegavi3521 4 года назад +2

    Sabhuk vz kkkkkk is th best😂😂😂😂😂😂

  • @morrismarijeni5184
    @morrismarijeni5184 4 года назад +2

    Kkkkk munotigonera . God bless you

  • @sammutuman5091
    @sammutuman5091 4 года назад

    Vz uummm idzi

  • @sibekezelesikhosana3922
    @sibekezelesikhosana3922 4 года назад

    Kkkkkk haaa mai J Ña VZ ndokudisai 🙏🙏🙏🙏

  • @rom5897
    @rom5897 4 года назад +1

    Chairman ndinyengeiwo, hanziiko naSabhuku pamwe zvangu zvingaite😆😆😆😆

  • @Knowyourbible_1
    @Knowyourbible_1 4 года назад +1

    Zvotoita mbuya imi moenda mberi IRO roenda pakati ini kumasure kuitira ndione ZVOSE 😂🤣😂🤣😂😩😅

  • @briangonye3281
    @briangonye3281 4 года назад

    KKKK kwahi ndabva mhiri,,,,Cheyameni pane basa chairo.

  • @josephchirashi5245
    @josephchirashi5245 4 года назад

    Hanz nambuya mai John ndohwaira ini

  • @kuzikwashe7297
    @kuzikwashe7297 4 года назад +3

    ndokudanira yhouthie iwe😂😂
    chairman starts walking

  • @beatricemadzima7378
    @beatricemadzima7378 4 года назад

    Kkkkkk kwete kungopinda mudzimba dzevanhu zvisina tsarukano

  • @TM-iz2ku
    @TM-iz2ku 4 года назад +2

    Kkkkk ndobwaira .....mukadzi nemurume ava vanondinakidza

  • @tawandachimiti9959
    @tawandachimiti9959 4 года назад +1

    Iyi team inopedza basa👏👏👏

  • @innocentbure4596
    @innocentbure4596 4 года назад +2

    ndokudaniraaaaaa youth; chairman vabvaaa vadzikamaaaa kkkkkkkk

  • @skottishleaderofficial526
    @skottishleaderofficial526 4 года назад +2

    VZ haazi bho within a second anga atopandkuira chairman hahahahahahahahaha sabhuku madziya ...... Mbuya mai john thumbs up newe chairmain hanzi mapfekeroi awakaita mask awa kkkkkkkkkk haaaaa munondifadza hangu

  • @zhoujosephunoda1898
    @zhoujosephunoda1898 4 года назад +2

    Kkkkkkkkk cheyaman vapinda pama one kkk

  • @sokomurehwa3812
    @sokomurehwa3812 4 года назад +4

    .....nyangwe iyoyo😁

  • @beadumz6591
    @beadumz6591 4 года назад +11

    33 pachimusoroo ichochi😂😂😂.

  • @talentmarandure799
    @talentmarandure799 4 года назад +2

    Mapurisa mahwa here, murivanhu POVO lol . ndisabhuku adaro kkkk

  • @thegeneralinspirit4476
    @thegeneralinspirit4476 4 года назад +1

    Kkkk imi munoenda mberi iro roenda pakati kkkk vz ndakukonewa ini

  • @princesspata1176
    @princesspata1176 4 года назад

    Kkkk nyanyest social distant pamari

  • @zororomudzingenyama299
    @zororomudzingenyama299 4 года назад +4

    Mapurisa anongoda kuavhoidha 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @denzelgwite8846
    @denzelgwite8846 4 года назад +3

    Mbuya:Mapfekero api eh mask ayo?
    VZ: chi zvino zvino😂😂😂😂😂

  • @emilychibi3038
    @emilychibi3038 4 года назад +3

    kkkkkkkk imi mberi , iye pakati ndichiona zvose hahahahahahha

  • @collenmugovera235
    @collenmugovera235 4 года назад

    VZ VZ ... Chizvino zvino ichi

  • @justicenyangara7932
    @justicenyangara7932 4 года назад +1

    🔥🔥🔥🔥 ndokusheedzera youth 🤣🤣🤣🤣 zvatova zvekurova vanhu Ka izvi ndafunga 2007/8

  • @nyaradzaisikwaiti2908
    @nyaradzaisikwaiti2908 4 года назад +1

    Imwi mberi iye pakati INI sure kuti ndione zvose kkkk

  • @princessrumbidzai5880
    @princessrumbidzai5880 2 года назад

    Ko iyo musk chairman ndomapfekerwe ayo hre kkkkkk

  • @talentmatongo4578
    @talentmatongo4578 4 года назад +10

    Ko Vz anomirasei nhaimi😂

  • @heatherban4488
    @heatherban4488 4 года назад +3

    Hanzi kupakira vanhu sema stick e matches

  • @tinoezhou
    @tinoezhou 4 года назад

    straight outta mashava......ndipei malike

  • @veezienhamoruhwande99
    @veezienhamoruhwande99 4 года назад +2

    Gegege iro pakati...😂😂😂😂😂 tsaa

  • @blessingmushoriwa5209
    @blessingmushoriwa5209 4 года назад

    Chairman kuzopuruzira dumbu mnj🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @selimiacochrane9463
    @selimiacochrane9463 4 года назад +2

    Mondipedza veduweka munogona kkkk

  • @godknowschera
    @godknowschera 3 года назад

    hanzi ndokudanira youth kkkk

  • @irobot2242
    @irobot2242 4 года назад +1

    Sabhuku vharazipi havana side

  • @pardonbvukumbwe6602
    @pardonbvukumbwe6602 4 года назад +8

    KKKKKKKKK :SERVICE ESSENTIARY: KKKKKK VZ VZ MA1

  • @angelberttafadzwakalibwanj2030
    @angelberttafadzwakalibwanj2030 4 года назад +1

    😂😂😂😂unouya nezvirwere wouya woti bvooo muraini muno😂😂

  • @FAYWACHO
    @FAYWACHO 4 года назад

    Kupakira vanhu kunge muchibhokisi chemachisa tho🤣🤣🤣

  • @felixmaboza4615
    @felixmaboza4615 4 года назад +6

    I rest my case 😂😂😂VZ kuseri

  • @antofaitholdings623
    @antofaitholdings623 4 года назад +1

    Vharazipi wanzi 23 kare uri kungoramba uchiti 33

  • @Jeremy-cb7ov
    @Jeremy-cb7ov 4 года назад

    Ndokudanira yhuthi kkk

  • @mwanyaramanjeya3495
    @mwanyaramanjeya3495 4 года назад +1

    Asi vharazhipi hakutani kupandukira chairman kkkk

  • @gibsonmbizi7091
    @gibsonmbizi7091 4 года назад +2

    Kkkkkkkk kkkkkk munogona mhani

  • @8mutepe
    @8mutepe 4 года назад +1

    😂 😂 😂 Hanzi ndokudanira youth

  • @ashleyhutire8635
    @ashleyhutire8635 4 года назад +1

    You guys ... you’re the best edutainment 🤣👏🏾

  • @menasmuz
    @menasmuz 4 года назад

    Ndokudanira youth kkkkkk

  • @tadiwanashechemusora1756
    @tadiwanashechemusora1756 4 года назад +2

    Kkkkkk pakaipa

  • @stanelynhendo2416
    @stanelynhendo2416 4 года назад +4

    Million itsaa - Tsagi -Tsalala 😂 😂😂😂

  • @takudzwabrian1709
    @takudzwabrian1709 4 года назад

    mbuya moenda mberi iro roinda pakati inu kumashure kuitira ndiwone zvese😂😂😂😂😂

  • @forexrunnersforexrunners6449
    @forexrunnersforexrunners6449 4 года назад

    Vharazipi matopandukira munhu kkkkkkk

  • @princessrumbidzai5880
    @princessrumbidzai5880 2 года назад

    Mai Joni vanongonyuka kkkkkkk

  • @isaacchimedza1264
    @isaacchimedza1264 4 года назад +2

    Pamamonya ipapo ndiripo pane vokutanga

  • @nyashachards4980
    @nyashachards4980 4 года назад +4

    Ndagara ndaisa like zvangu....

  • @julietgandiwa3417
    @julietgandiwa3417 2 года назад

    Vharazip boe

  • @patiencechakupa2137
    @patiencechakupa2137 4 года назад

    Mbuya Mai John kkkkkkk vanondinakidza

  • @joeltaruona1019
    @joeltaruona1019 4 года назад +1

    Tiripo pane vekutanga vacho. More likes for VZ

  • @nushtinos3607
    @nushtinos3607 4 года назад +1

    Million itsa....... Tsag

  • @evangelistdennismuwandi9762
    @evangelistdennismuwandi9762 4 года назад +1

    Haaaa vharazipi sooo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @talentmarandure799
    @talentmarandure799 4 года назад +1

    Sabhuku vane mgezero kkkk

  • @petergombiro3626
    @petergombiro3626 4 года назад +1

    Itsaaa 😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa team iri rinonditsemura mbabvu nekuseka hangu. Kkkkkkkkkkkkk chairman bow here ko sabhuku 😂😂😂😂😂😂 kupakira vanhu sama stick emachisa kkkkkkkk haaaa ndaseka hanku

  • @biancausai3759
    @biancausai3759 4 года назад +2

    Asi iwe wakatokwana hako nhai chairman mwanangu?😂😂😂😂

  • @ricardomaketo8492
    @ricardomaketo8492 4 года назад +4

    Mask yakapfekwa pahuma ayasi kkk

  • @trustsengweni2125
    @trustsengweni2125 4 года назад

    VZ.......Always the BEST👍👏

  • @charlesmlambo3376
    @charlesmlambo3376 4 года назад +1

    hanzi iro toenda pakati

  • @noreply4339
    @noreply4339 4 года назад

    Nice

  • @lindamunhundiripo1414
    @lindamunhundiripo1414 4 года назад

    Pano panonzi pamandodya chipi kkkkkk haaa VZ isando

  • @enockjaka822
    @enockjaka822 4 года назад

    Vz kwakuseri

  • @nobbs3340
    @nobbs3340 4 года назад

    VZ yaunzirwa zvinhu haisiri kurepremander munhu

  • @saraphinachokera9478
    @saraphinachokera9478 4 года назад +2

    kkkkkkkkkkk ndasekesa nhasi kkkkkkk

  • @keithoracle
    @keithoracle 4 года назад

    Ndimi masvikirana negrocery richipinzwa mumba ... 😂😂

  • @kudzimusar
    @kudzimusar 4 года назад +5

    Ndini ndatanga kuona haha 😂

  • @ronaldmanenga6085
    @ronaldmanenga6085 3 года назад

    Kuita basa rekuhodha zvirwere wouya woti bvoooo muraini muno kkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkk kkkkkkkkkiest kkkkkkkkiest again

  • @faraikunaka7357
    @faraikunaka7357 4 года назад +1

    Kkkkkkk haaaa VZ kumberi kwekumberi

  • @battsiraimudzivare4183
    @battsiraimudzivare4183 4 года назад +1

    Voice manje 🤣🤣🤣🤣 well done 👏👏👏

  • @mugoh0623
    @mugoh0623 4 года назад +1

    😆 😆 😆 😆 Hanzii iro roenda pakati

  • @esnathgwanzura8112
    @esnathgwanzura8112 4 года назад

    Hanzi kupaka vanhu kunge maStick eMatches muTruck 😀😀

  • @dummiezet604
    @dummiezet604 4 года назад +2

    Imwi mberi iro pakati ini kumashure ndichiona zvose.... 😂

    • @pgwidibira
      @pgwidibira 4 года назад

      ipapo ndopane yese hahaaha

  • @onethomas8921
    @onethomas8921 4 года назад +2

    Kkkkkkk 23 Papi papo

  • @gladysfortune9990
    @gladysfortune9990 4 года назад

    Kkkkk ini ndoenda shure ndichiona zvose sabhuku ka

  • @praise2362
    @praise2362 4 года назад +1

    Zvisina tsarukano😂😂

  • @mitchellmhuriro3941
    @mitchellmhuriro3941 4 года назад +1

    vadisliker muri kamba dzevanhu

  • @tinevimbonashenkompilo9389
    @tinevimbonashenkompilo9389 4 года назад +1

    Wezhira

  • @oniaschidambure9385
    @oniaschidambure9385 4 года назад

    Sabhuku VZ jkkkkkk kumberi

  • @shingirayioutdooradventure632
    @shingirayioutdooradventure632 4 года назад +2

    🏋️munoremera sabhuku 😂😂😂😂😂😂

  • @melodygomwe1869
    @melodygomwe1869 4 года назад

    Kkkkkk VZ vode kuvona zvose

  • @plaxyrue2286
    @plaxyrue2286 4 года назад +1

    Mask iyo chairmain musazodaro lol 😂

  • @preechapfika8022
    @preechapfika8022 4 года назад

    mbuya vazvidira jecha straight and VZ ihwenyakwese