vagari veMachigodora Vatenda Hedmeni Panyaya yakadayi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 22

  • @collensabunu1449
    @collensabunu1449 8 месяцев назад +2

    From Murehwa Uzumba Maramba Pfungwe. Headman Chigodora makanyanya

  • @RichmanMaposa-le5kh
    @RichmanMaposa-le5kh 10 месяцев назад +1

    Headman chigodora murume anotonga nyaya zvazviri havaputsi vanowaka thank u headman

  • @idahbengewa7573
    @idahbengewa7573 5 месяцев назад

    Nhay Headman kumusha kwedu kuGokwe ..tinobvumirwa kuuya kuzotongerwa ikoko here...ndaona kuti ndimi mega mungagadzirisa problem yangu

  • @sallyshiri6128
    @sallyshiri6128 8 месяцев назад

    Justice munogona headman rambai makadaro 🔨🔨

  • @ivoree_goddess
    @ivoree_goddess 6 месяцев назад

    Headman Chigodora vanopedza masports!

  • @TendaiChiripai-o1j
    @TendaiChiripai-o1j Год назад +2

    Shaaa usabe ku karanganda tazviona kare izvii nxaaa

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 Год назад +1

      Haana kuba, akatora ega. They are different videos if you look

    • @VioletMagutakurima-sw4xc
      @VioletMagutakurima-sw4xc Год назад +1

      Yaa they are different

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 Год назад

      @@VioletMagutakurima-sw4xc vanokasira kutaura kwavasina kuswera kunge Karanganda ndiye ega ane 📷

  • @ivoree_goddess
    @ivoree_goddess 6 месяцев назад

    2-in-1 chief vakapenga

  • @fungaimachipanda8190
    @fungaimachipanda8190 Год назад +1

    Mbuyawoye honai manje makaburitsa Mari nzwisisai

  • @talentnzvenga7458
    @talentnzvenga7458 Год назад +2

    the headman is a wise man not zvaMambo Mutape zvechidofo dofo

  • @MinorcaseMaringe
    @MinorcaseMaringe 5 месяцев назад

    😂😂😂

  • @PattyPatricia-b3f
    @PattyPatricia-b3f Год назад

    kkkk mari yetsoka 20 iyo pakareba zvakangei headman voye

    • @wellingtonchidakwa3561
      @wellingtonchidakwa3561 8 месяцев назад

      remember vanhu vanoshanda nemukuru havaendi kubasa saka vanobhadharwa nemari idzodzo

  • @LovenessNzenza-du8uc
    @LovenessNzenza-du8uc Год назад

    Headman regererayi mbuya avo vakura siyanayi nenyaya ye Mari coz vabvuma mhosva

  • @BabylonMasara
    @BabylonMasara Год назад

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Год назад +2

    Munya uyu takasopihwa ne karanganda yedu

  • @faithgurupira107
    @faithgurupira107 Год назад

    Munobireiko😢

  • @mildretmatarauka
    @mildretmatarauka Год назад

    Poor audio and visual output there..... improve 😢