I salute madam boss Chero vakati uri snake undergrass but rudo hako rekusimudzira vamwe excellent pawakatanga this nemzukuru wako ayiwa arikusimuka fan
😅😅😅😅 Senzeni a funga maraini na sekuru hamunga mugoni maita tete muka siya mari pachena iye atokunyaraiwo akatora yebhazi chte aitozotorq yose agodya mazepe futi😂😂😂😂😂😂
Senzeni so hanzi ndoenda zvangu kwasekuru wangu ndoswera ndichimbeya murani ndiyani anondibvunza
Sarai neharare yenyu ini kwasekuru unondifadza senzeni
Kana porisi haimuwane uyo
Moyo wangu wazorora Senzeni went back to sekuru vanokuda samai vako! Was catching feelings though it’s a skit. Well done ladies!
kana ini ndanga ndotoita stress kuti achadhumhana nemota yatete pagate kana muroad kkk hamugariki mumba matete avo ah
Dzokera unombeya zvako muraini Senzeni🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣Andinakidza kumbeya nemaraini kurinani
I salute madam boss Chero vakati uri snake undergrass but rudo hako rekusimudzira vamwe excellent pawakatanga this nemzukuru wako ayiwa arikusimuka fan
Senzeni wakadi kutora yese mari kkkkkk
Ko magogi mosevenza nawo here Senzeni
Ko ma heels nhay veduwee kkkk
Ungashanda sei nemazigogi nemazihembe aunawo
Arova pasi Kare
Upenyu kkkkkkkk zvakaoma unozvibvunza kuti.ihama yangu.chaiyo.iyi
Apa unenge waneta chikafu hpna
😂😂😂pamwe chikwambo nditore yose kkkkk haaa Senzi bodo
haaa senzeni ibasa chairo kkkkkkk
Ko tugogo kanjani🤣🤣🤣
Vatete maiti Senzeni akapusa ka paya akati ndipei mari yebhazi ndidzoke kwasekuru mukaramba
Haaa gogo iyo inozvitaura chayakatadza pasi pano 😂🤣😂🤣
uuuuum saka cabin iyo inotogara munhu uuuum
KwaaSekuruuu😂😂😂
Uchakuvara musana usasti warogwa
Kkkkk kurariswa chimba chematanda for me😂
Ngatisa batanei nekuseri kweruoko
Ko kushanda negogo
Kumbeya muraini
Inonzi Harare haingogarwe 🤣🤣🤣🤣
Senzeni arowa pasi aunt
Ko kuzoita seusingazivi kwekunda nako. Wagonesa Senzeni. Tete vanopengesa ava
Ndiro dziri kucheneswa here idzo dziri kungokandwa
Hadzisikuchena idzi
🤣😅😅😄😃😃Senzeni Cant get
Pachokwadi Senzeni hauna hako Kuba.wangotora ye bus chete.
Asi dai watora yose taizoti waba.zvaizvozvi hauna Kuba.watora🤓
Hmmmmmm yu ladies mogona
Kkkk mabirwa mari nekushusha kkk atoenda kunasekuru vake kwaanoswera achimbeya mbeya kkk zvanzi handgare sviimba svematanda
Chikwambo😂😂😂😂😂😂
Kugadzikwa imba yematanda iyi🤣🤣🤣
Muskana wepano akashinga
Ko nhai Senzeni gogo iyo zvauchanzwa tsapfu nayo haubvisi here😂😂😂
@Rudo Rudo igogogo yebasa iyo hayipere zvekumhanya plus l like that fact yekuti inokwana pese pese whether kumunda kana tonaz 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 😂 😹
Chero kuchikoro kkkkkkkkkkkkk
Kkkkkkk kugadzikwa Mumba yematanda iyiii
haaa tete hamuna kubirwa atora mari yebus aenda kumusha dai aachida kuba aitora yese manje atora yetransport chete
Gogo nemasocks sazi😂😂😂😂😂hayiii
Kkkk manzwa bata vatete dei airarawo mu main house better Basa harina haro mhosva Simba rinouya rimwe
Yaaaaa hhhhhh
Kkkkkkk atogona asiya imwe angotora yebus kudzokera kumusha 🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😅 Senzeni a funga maraini na sekuru hamunga mugoni maita tete muka siya mari pachena iye atokunyaraiwo akatora yebhazi chte aitozotorq yose agodya mazepe futi😂😂😂😂😂😂
Wagonesa mwana wehanzvadzi yangu
Gogi hairwadze here munhu uchiita basa kkkkk
I just like the fact yekuti Senzeni unogona kufamba wega muHre😂😂
Yah kkkkk
Mazimari ndaadawo INI aaa
😂😂😂 sarai neHarare yenyu vatete 😂😂😂
🤣🤣🤣senzeni abaya kwasekuru vake
Senzeni wainda kumusha vatete.mainyanyawo kumubata rough.
Uyo Bee Wezhira I love you🤣😅😅😅😅😆😆naMadam Boss makasangana
It’s the heels for me 😂😂
It’s the sound of the 👠 👠 makokodo for me.😀😀
Kkkkkkk
Pasina magogi hapana basa
Luck aana kuzotora yose atya kuti mune chikwambo tete kwaaaaaa
Senzeni washora asi basa waishanda hako kkkk
haunete here netwigogo senzeni kkkkkkkkkk
Apa tunorira sei kkkkkkkkkk
kkkkkk vatete hamugariki nemi kkkkkk
😂😂😂wezhira enda hako kwasekuru wako😂😂😂😂😂
😀😀😀😀😀😀 senzeni aenda kwaSekuru
kkk kugadzikwa mumba yematanda
Kkkkkk vanhu munogona imi
Nhai Bee kastep wakakadzidzirep Ako🤣🤣🤣
Madam boss
Ko senzeni atori nemanicure
kkkkk munonetsa imi tete apa kumugarisa svimba svematanda here
Wagona wavatiza munhu anonetsa anoda kutizwa
Episode iri kupisa,🔥👏
Its kuswera kwasekuru ndichimbeya ndiyan anondivhunza for me😂😂😂😂😂😂ka aaaa dzaona mari senzen wandifadza
Kkkkkk senzeni anonakidza uyu waiwana mari ukaba sezvawaida 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk zveharare wazvitadza senzeni dzokera zvako kwasekuru
Sarai neharare yenyu kkkkk🤣🤣🤣
Senze afunga dande kwasekuru😂😂😂
Yassaah Tete vagadziriswa
Kuswera ndichimbeya muraini😂😂😂😂😂😂😂😂😂
If kudzungaira was a person ndaseka ini nhasi🤣🤣🤣🤣🤣
KKK watora chikwambo
Wapfidzazvee senzeni
Mai Bee ngavachidzoka purizi
Vatete munonetsa sarai neharare ynyu imi, Matoita lucky haana kutora yose mungachema 100 yaatora hre ndoyetransport kas
Dayi vatora yose senzeni vatosvika kumba nechimota
You made my day Senzeni kkkk team iri boe zvekuti
what an amazing skit
Ma lights emba yese akati bherengende🤣
Kķkkkkk vanhu vanotigonera henyu hameno vanozvifunga sei
Well done guys moto moto kkkkkk bherengende malights🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk siyai hutsinye
Dai watora yose wanozvidyira zvako kumusha🤣🤣🤣
senzeni warowapasi
Senzeni zimbavha wadii kusiya imwe kkkkkkkkk
Idzo bhutsu kurira kkkkk
Asiya imwe wani kkkk
Ndazoona Kuti Asiya kkkkkkkkk
Tete varikutsvaka mari yavo not Senzeni ....dai anyora tsamba kuti ndatorao svi pay svangu kkkkk
Senzeni akati Sarai ne Harare yenyu
🤣🤣🤣🤣wafunga kunombeya muraini
munoshusha tete vaenda Senzen kwasekuru
Wedzerai ma mins wedu wee
🤣🤣🤣🤣🤣Unondinakidza senzeni
Waenda kwasekuru
Makaura tete kkkkk
Kkkk senzeni aenda mkkk
Kkkk matsvatwa vatete
Hi ambuya biya
Neroad Senzeni haizivi