Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Tinokutendai sekuru nekujekesa Mari yematare ukaona vanoramba kutaura Mari fzematatere ndovaya vanodhura sure vangati matare 150 us pasina kurapwa ummmmm 20us inotambirika kuvanhu tinokutendai sekuru
True
Munotendwa tateguru maita mwere iwone remangwana dai Musikavanhu vakuwedzerai masimba makuru mwere dziyambuke
Ichokwadi Mwari ngavaitire zvakawanda vayambutse vana
I waiting for part2 yeback to sender
Mwakachena ere akuru angu?
Batsirai tateguru ndarwadziwa ,varoyi vasadaro
Thanks ngaabatsirwe
Baba varikushushikana nemwana wavo,zvinonaka sekuru vanobatsira chaizvo,itai back to senda ambonzwewo zvazvinoita kumwana wake or iye arikuzviita
Vamwe ma200 dollars batsirai mwana sekuru
Mutombo wemari Havana here
😅😅😅😅😅😅hautye here ko zvikapanduka
Mukutotaura ini sekuru dare rangu rinechekuita nechivanhu ndatambura sekuru tibatsireiwo tirimo mumasango hapana chirikubatika
Baba vebenzi havana mufaro
Kune vari kunze vanokwanisa kukubatai nguva dzipi pafon
Ummmmm madzinza anorema mwari dai vatibatsira tirege kushandiswa nevaksromba mudzinza ndinotenda sekuru nekubatsira mhuri iyi zvidzokere kuvaridzi vakazviita
Vamwe ma300us hama apa uri panguva yakaoma ndoomatare chaizvo asingadariki 50u
Yhooo shem upenyu hwakaoma