pa song iyi ndaityira kuti collaboration yenyu muchamupa bass kuti aridze. imbomudzidzisai code progression ne ma melodies uyo simomo. I like your code progression mdara Romeo. munoziva music. I like your songs
yeah the best collaboration simon Big guy mutambi vs Romeo simbi hombe Gasa ,musanyeperwe munorova mangoma guys ,l luv your music from far east Africa 🌍
Gasa and Mutambi keep up the good work guys .Nice guys to hear music from 2 musicians collaborating to produce such a nice music .i luv yo music guys keep it up
Today 19of September l listen to this song but the lady was good because dai ayibvuma mose nhac Mr Mugabe dai vatove nebasa vakadzi listen to some songs they really helps you kkkkkk
"Iye anoziva waanoda" --- painful fact to guys. She says "No, I don't have 20 vakomana, ndine 1, vamwe maFriends kkkk" Apa uri friend kudaro ndiwe unenge uchigadziriswa musoro, nekusunda bhara kana ave kutama kkk. Wake waanoda wacho anotenga maFreezits nemaputi kana vari vese.
That's true. Guys need to learn the art of reading the level of attraction before investing in a lady. Attraction is an act of nature nyangwe ukaita zvipi if she is not feeling you hapana dhiri.
@@kossammusundire5194 Yaah. Some guys think it's about your profession, money etc that attracts her. In the saddest cases, she marries him for his wealth but still cheats with the one she is really attracted to.
Pamangoisa ma verse ema Legend ndopamangopedza ipapo saka toti ngoma renyu number one
gaza na mutambi makabata guys... apa kana macheso na mushakabvu dehwa wanofara kti kune zvipfanha zvachabata zvimiti. mogona guys thumps up
pa song iyi ndaityira kuti collaboration yenyu muchamupa bass kuti aridze. imbomudzidzisai code progression ne ma melodies uyo simomo. I like your code progression mdara Romeo. munoziva music. I like your songs
Bhoe mudhara gasa namutambi sando
yeah the best collaboration simon Big guy mutambi vs Romeo simbi hombe Gasa ,musanyeperwe munorova mangoma guys ,l luv your music from far east Africa 🌍
Rovai ngoma vapfanha fambai nebhora zvofadza izvi
❤❤ I don't use to listen to sungura but this song touch my heart like mxwaaaaaaa good guys I like this song shem
Simbi hombeeee
Vanogona sure
Message Gasa unoiisa zvako chaizvo zvitiwira muupenyu .ramba wakabata
That bass guitar varume ka mmmmmmm🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯
I have been looking for this song day n night...Thanks for uploading it
thanks very much for the msg vakadzi vakaoma sure ukaita zvekutamba unopera mari mahara wena
Well done Namibia 🇳🇦 has approved 🔥🔥
Gasa and Mutambi keep up the good work guys .Nice guys to hear music from 2 musicians collaborating to produce such a nice music .i luv yo music guys keep it up
Wonderfull guys .We must appreciate what is gud Hands upp upp .SIMBI HOMBE ALONGSIDE MTAMBI PERSONALLY .KEEP UP GUD WORK GUYS
...........sungura for life ndatenda zvnguuuuu gasa ft mutambi kumberi guys kip up
Romeo and Simon apa makandigonera sando dzenyu guys
Gasa unogona chiichoita kuti vakudzikisire
Well done
Special thanks to Mtambi,this one of the best collaborations that I have ever heard,good combination of vocals
Today 19of September l listen to this song but the lady was good because dai ayibvuma mose nhac Mr Mugabe dai vatove nebasa vakadzi listen to some songs they really helps you kkkkkk
Looks like sungura is in safe hands. Keep it up gents.
Super clear rhythms
Ndian aiva nelead apo ane kaThat kaTongai Moyo
Nice beat bro keep it up even l don't understand language
Keep it up
You twoo munondigonera
Munokwapaidzaa
This song was done well,
Sungura to the world
I like your music Gasa u a the best
❤❤ young talent
Mandifungisa Vakomana vanochena nesong iyi RIP Bvumavaranda. Thanks guys🙏🙏
Muchasvika kuree,chete
Zvakaoma Gasa
very nice song guys keep it up
Quality sound n video kip ig up n the collabe dope hey
Zimbabwe ine vanhu vane zvipo wakomana asi kwikuzviratidza kwacho hakuna
Haaa combination iyi ndaiva ndakaimirira for long,keep it boys
I love it
Romeo gasa was truly heartbroken 💔
April 2020 ....pa lockdown..this song Gaza is too dominant as Mutambi was not feeling comfortable..bt well enjoyed
Bass guitar 🎸 ummmm shuwa makapinda basa manzwa nekutsvaga😂
Tinotenda basa ramakaita
Nziyo yakaimbwa but vatambi hapana
Who else came here after listening to muchazvirega by baba Harare
Well done guys this is good
Well done guyz keep it up.this is a nyc song indeed. U did well
2023 still in luv with the beat😊
Ndikuti Simbi home uku
Video kupera Simon asina kumbotamba woo here. Nice job well done Gasa
Tawanda Kavengere haagone
Haagone kutamba munhu uyo
Good music keep it up,
Chibaba
Munogona asi gadzirisai tune zvinyasoti twiii
zvinomanje airpva bass ndiyani apa mose zvamunokwenya basss
chakanyanya maiziva
Makanyanya chibaba yooo
Thumps up gys zvovengewa nemuroi chete😂
song yakanyanyanya iyi....
Makanyanya guys
so exciting guys keep it up
Good works guys quality sound and video
Zvazvinhu seri kwekuseri
Nice collab guys
quality music + video
Kkkkkk ndibamunini vangu ivava
"Iye anoziva waanoda" --- painful fact to guys. She says "No, I don't have 20 vakomana, ndine 1, vamwe maFriends kkkk"
Apa uri friend kudaro ndiwe unenge uchigadziriswa musoro, nekusunda bhara kana ave kutama kkk. Wake waanoda wacho anotenga maFreezits nemaputi kana vari vese.
That's true. Guys need to learn the art of reading the level of attraction before investing in a lady. Attraction is an act of nature nyangwe ukaita zvipi if she is not feeling you hapana dhiri.
@@kossammusundire5194 Yaah. Some guys think it's about your profession, money etc that attracts her.
In the saddest cases, she marries him for his wealth but still cheats with the one she is really attracted to.
Nhai ndirikutsvagawo ka song kaya kanenge kachinzi "vanamakadzidzisa zvikoro zvinodhura nhasi uno vavamarombe" whats the name of the song
Mtambi akanyanyisa
nic song anda video is true in life
Good staff
Nice
bata number
Suppep
Is this for 2019?
Nop
2014
Oh that's why
Good music but video lacks originality. Terrible video in fact