Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
excellent young man 🎉
You are powerful young man am following from Zambia 🇿🇲
Anogona mukomana uyu
Yu can do more keep going my bro❤❤
Mdara vane blue vakapinda ne moyo ,he really enjoys the music ya mdara teddy
Uyo we blue t shirts no goood
Rhythm guitar ikubuda so sweet,, rip michael matsito
Haa wakagona kuchengeta nhaka, nemo nemo kutapira kuti taaa 👍
Matsito juju manyama
Uyo anopedza basa akaipa mufana iyo mupei kuzvika 2030 muchachema naye chete
Excellent delivery 👏🏿👏🏿
Famba nebhora tadius jnr
Mwana uyu anogona zvake
Vanovhiringidza styles
He is following his father's footsteps
Anoziva zvaanoita mufana uyu
Magitari ababa vake chaiwo
Pane song iya inoti ndiyani anoziwa kit mwana wambewa anorwara. Please
that guy spoiled the show for me....blue tshirt
Vanhu vanokwira pastage ava munovaonawo sei ?,lets ,discus
Aaaah mafans anobhaiza manje stage yakuita madiro so hazvizoite .
Haa siya vakadaro, ihama dzemimhanzi.As long as vasingagarise pa_stage pacho chete.Kambo kakakubaya pamoyo kuti dyju wangu unoita sewakumhanya mushini so.Because unotanga kufunga kachana
Ndovatsigir vacho , pasina ivo music hapanq