PAMELA LEAVES MAGTOM MEDIA SLIM BABA JNR | THE TRUTH REVEALED

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 май 2022
  • PAMELA LEAVES MAGTOM MEDIA SLIM BABA JNR | THE TRUTH REVEALED
    #smalliesokostina #zimrealityeyetv#magtommedia #complicatedaffair #magtommedialatest #PamelaMagtommedia #smlimmymagtommedia #zimrealityeyetv #zimrealitysparks #djsparkszimbabwe #magtommediavideos #magtommediazvemudzimba #magtommediazvemudzimba #slimybabajnr #slimybabajnrwife #slimymagtommedia #slimybabajounior #slimbabjuju #slimyvideos
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 146

  • @Liahsauramba
    @Liahsauramba 2 года назад +57

    Haaa pafair smollie na Pam makamhanya zvenyu iwo 2 ma series a akaita ku Magtom bvamatoona senge ma kuseri makamhanya vasikana

    • @winniechikwaya5108
      @winniechikwaya5108 2 года назад

      Hapana chavakamhanya apa. With God all things are possible. Iyo Magtom yakatanga yakadai here? Naivo vachasvikawo ikoko .

    • @Liahsauramba
      @Liahsauramba 2 года назад +8

      @@winniechikwaya5108 you are missing the point my sister yes kukura kuri right but tangoti it's too early for them chete vakasira kuramba mukaka vanoita kwashioker kunze uko

    • @lucringo6798
      @lucringo6798 2 года назад +5

      Speed to much. The truth is vachirikure

    • @Liahsauramba
      @Liahsauramba 2 года назад +2

      @@sandrabeulah taura hako iwe

  • @davidrioga3295
    @davidrioga3295 2 года назад +55

    Pachokwadi chaipo ,ngavadzokere kuMagtom Media.Ndatopedza so.

    • @winniechikwaya5108
      @winniechikwaya5108 2 года назад

      They have got their lives to live more and better. Magtom haizi iyo chete the best . Vainoita zvikuru pasina Mag na Tom uyo.

    • @tafarachiremba7418
      @tafarachiremba7418 2 года назад +1

      ummm njuga dzikurema

  • @pamelachenaimutsata4894
    @pamelachenaimutsata4894 2 года назад +61

    Smolly naPamela maigona muri kuMagtom,mega hazvina ka that

  • @learnergutsire152
    @learnergutsire152 2 года назад +28

    Haaa ndaivafarira vari kuMagtom media...kukura bho zvekuti but dai vakaramba vari kuMagtom vachizoita zvavo kwacho ..kana ma teacher anoitisa ma extra lessons but havasiye basa wani😂

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 2 года назад +32

    Zvimwe zvinongoda kumbokura urimuvanhu vanoziva zvinhu zvavo

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 2 года назад +23

    I think vaitonakidza vari muna baba Jnr regai timboona but hazvisi kunakidza izvi kutaura idi

  • @kudakwashengondo6871
    @kudakwashengondo6871 2 года назад +16

    Sparks you are a big supporter we magtom.

  • @judithgore1762
    @judithgore1762 2 года назад +18

    Haa dzingoriwo nharo hapana zvozikamwa

  • @actorgalis8703
    @actorgalis8703 2 года назад +14

    Pam zvaitokunetsa futi uri kumagtom manje uriwega haaaa zvode nyasha.rambai makashinga

  • @kairosmoment7462
    @kairosmoment7462 2 года назад +37

    Pamela n Smally should go back to magtom for now

  • @sandramuzarurwi9813
    @sandramuzarurwi9813 2 года назад +18

    Pamela na Smolly vakagara vane ka speed like, acting yavo inooneka kuti they are acting. Acting inofanwa kusaoneka kuti ukuziva kuti camera is on me. Dai vakambomira vakadzidza acting chaiyo from Shimmy. Growing is not bad but I think they should have taken their time to learn vozobva havo vonoita mari dzavo vega.

  • @clarahmhike5525
    @clarahmhike5525 2 года назад +7

    Pem and Smollie dzokerayi kumagtom media hamusati monyatsobika mutakunanzva chaiwo

  • @ian2696
    @ian2696 2 года назад +9

    Hakuna kwavari kuenda ngavadzokere magtom kumberi yoo

  • @ndlovu1699
    @ndlovu1699 2 года назад +8

    Mashoko yangu yandinayo ndri Kuda kubvunza Kuti muri kumbotemba chiyiii🎌

  • @benjaminmapingire5627
    @benjaminmapingire5627 2 года назад +8

    Haaaaa in munhu asina baba juju hanti followi hantidi nzwiswa hope , kanobowa ako hakaiti unonyatsoon kuti ku actr manje bab juju inoita kunge true story

  • @chopazchopaz8996
    @chopazchopaz8996 2 года назад +11

    these ladies content creation is very poor, they must go back kuMagtom

    • @clifemundure4173
      @clifemundure4173 2 года назад

      True it's very poor vakawanza dzungu kutiza magtom media

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 года назад +1

      Pacontent ndopane nyaya yese it's not easy, and Slimmy ndopane talent rake ipapo.

  • @kingmaster6517
    @kingmaster6517 2 года назад +1

    Haaaa maya hatifollowi madhodho ngadzoke kuMagtom

  • @iitessxrxse5931
    @iitessxrxse5931 2 года назад +2

    keep up the good work ❤️❤️❤️

  • @misscandi224
    @misscandi224 2 года назад +5

    Even vana Mai Tt and Madam boss started small.That first step is important,now look at them now.If it's meant for you God will make it happen

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад

      Yes!! It's a journey shuwa.

    • @albertoantonio3772
      @albertoantonio3772 2 года назад

      Good soko stina but usakanganwa kwavakabva remangwana rina musiki God bless you

  • @bluestarslife
    @bluestarslife 2 года назад

    Ini handina godo zvese bhoe just wanna say well done baba Junior be like that always. Smallie dirao rizare

  • @lukachapeyama
    @lukachapeyama Год назад

    Way to go ndokuti ukure. Wish her all the best.

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 2 года назад +2

    Beautiful lady

  • @TaflonPraise
    @TaflonPraise 2 года назад +8

    zvakanaka kukura hakuna kushata kuparadzana murudo kwakanaka futi

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад +1

      Yes. I hope they maximize ma collaboz.

  • @beautymukonowriwi-chase2644
    @beautymukonowriwi-chase2644 2 года назад +1

    I miss you too gys💯💯♥️

  • @cynthiamapuri3105
    @cynthiamapuri3105 2 года назад +8

    Hatiendiko isu tiripo pahasha ipapo

  • @mafarotv2301
    @mafarotv2301 2 года назад +2

    Ungati zvanana dotidzokorerai kuna slim munodzidza

  • @johnforgetchauke8892
    @johnforgetchauke8892 2 года назад +3

    What's going on Pem

  • @richardshabani7123
    @richardshabani7123 2 года назад +1

    Kukopera kwakanaka dai vakaona zvakaita team raMacheso raakaimba naro pakutema munda .vakakwira ndege vasvika kuchando vaona magetsi eko vadya breakfast ine bacon vakati hatichadzokera kudondo...apa chigunduru chirikungokwenya zvine calling izvi mudano wega wega.....

  • @fionachivasa1886
    @fionachivasa1886 2 года назад

    dzokerai kumagtom media pliz musamhanya zvenyu

  • @emelymandaza7313
    @emelymandaza7313 2 года назад +3

    Vakamhanyisa its not easy

  • @ginahnyabvedzi1390
    @ginahnyabvedzi1390 2 года назад +3

    Kurumuka kwakanaka but l think Pam wakurumbidza kurumuka dear

    • @pamm378
      @pamm378 2 года назад

      ❤️❤️❤️.

  • @kelvinnyakurikambura8695
    @kelvinnyakurikambura8695 9 месяцев назад

    Where thy are now? Nzungu harishande vakamhanya

  • @ZimcrimesChannel
    @ZimcrimesChannel 2 года назад

    Radcliff..my home. The home of steel

  • @lindamudarikwa730
    @lindamudarikwa730 2 года назад

    Ooooh that's why mamwe ma drama asina kuzoenderera mberi now I see

  • @user-ru9bm1gg4i
    @user-ru9bm1gg4i 6 месяцев назад

    Pamela nechawakabudira hako ahutogone iwe 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @mazvitamutsago5279
    @mazvitamutsago5279 Год назад

    Kwana mai Pee na Thembie na Rachel futi dai makaramba muriko mune maside hustle mungadai muri power team chaiyo

  • @aezean5618
    @aezean5618 2 года назад +5

    It wasn’t necessary to leave. She could still have her own channel without leaving magtom

  • @mushipetv8184
    @mushipetv8184 2 года назад +2

    Asi before ndisati ndayenda kkkkkkk

  • @elizabethfoto2951
    @elizabethfoto2951 2 года назад

    What's this hayayayaaa dzokerai mumagtom mudatinyaudze hapana apa mashaya apa .......

  • @asheleermusiwa5480
    @asheleermusiwa5480 2 года назад +1

    Aaaà Pam dzokera magtom zvichakanaka

  • @TendaiMutero-jw5nb
    @TendaiMutero-jw5nb 9 месяцев назад

    😮😮😮 reduce speed yakawanda

  • @checksmoremakwara6919
    @checksmoremakwara6919 2 года назад +1

    ZveActing zvinoda kufunda uri pasi pemurairidzi anogona saSN...wotora tym kwete kungogona 2 jokes wotovhura channel no no no..zvataona apa zvinorwadza maziso nenzeve ngavambodzokera kunaSlim again.

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw 2 года назад +3

    Yes you are right there sparks there is nothing wrong✍✍

  • @denzeltayembedzwa2960
    @denzeltayembedzwa2960 2 года назад

    honestly apa ndokutambisa nguva manje ne data rangu

  • @pheobeforomah5629
    @pheobeforomah5629 2 года назад

    why Pamela😭😭

  • @tawandajimu8041
    @tawandajimu8041 2 месяца назад

    Haaaa ngavadzokere kuMagtom vanhu ava

  • @nyamukanwamunetsishingirai2429
    @nyamukanwamunetsishingirai2429 2 года назад +2

    Ndokukura Pame

  • @samanthacharandura9756
    @samanthacharandura9756 2 года назад

    Kukura hmuna henyu kurai 1st speed ndeyei mur mega hapna hpna zvamurikumboburitsa but wish you the best

  • @johnmagidi9157
    @johnmagidi9157 Год назад

    Haiwao tibverei apa 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @charmanelewas4740
    @charmanelewas4740 Год назад +1

    Haaaa Pamela wakaita dzungu

  • @tawazteeman767
    @tawazteeman767 2 года назад

    Haa ndi Pam wepatonaz zvexua, anoziva skiri

  • @joyleenkuguyo9085
    @joyleenkuguyo9085 2 года назад +2

    Apa hapan zvamurikuita Makaita dzungu dzokerai Kwabba juju uko

  • @AliceNicolus-yx2og
    @AliceNicolus-yx2og Год назад

    Why Pamela leaves magtom media

  • @mafarotv2301
    @mafarotv2301 2 года назад +1

    Ndiro drama racho here iri zvariri nenji kkkkkkkkkkk

  • @munyaradzihodzi4548
    @munyaradzihodzi4548 Год назад

    haa Pam wakaita dzungu uchapera kunge Jedza NB

  • @winniechikwaya5108
    @winniechikwaya5108 2 года назад

    Iyo yawabudisa hahisi ya Pamela its for smallie channel. Plus vanonyepa va Tom ava, hava traine???? Chavadzidzisa vasikana ava chii, vagara vanozvigonera. Let them do their own business. God will help them and give them the way kusvika vakurawo. Love you smallie and pem.

    • @tyrantroth5938
      @tyrantroth5938 2 года назад +2

      Kwaaaks Winnie iwewe asi ndiwe pamela or ihama yako? Wamira Mira uchiva defender , but peunovawona vaudze vese baSmallie kuti vatsvage zvimwe zvinhu zvekuita

  • @abiasmandizvidza8063
    @abiasmandizvidza8063 2 года назад +1

    Kkk mahumbwe ayo, akanyengerwa neiro kuti huya tiite macompanies edu tiite maboss 😂😂😂

    • @winniechikwaya5108
      @winniechikwaya5108 2 года назад

      You need a life dear kana uchiri ku depender nemunhu asi zveshungu dzako Mwari anoita kuti zvibudirire chete.

  • @emmanuelmusizabusiness
    @emmanuelmusizabusiness Год назад

    I was like this 2ladys in magtome media but now uuu zviri kuramba kupinda mandiri zvari kuita dai vambodzokera kumaextra lessons kuna baba juju

  • @nyariegannet1
    @nyariegannet1 2 года назад +1

    Vadikani dzokerai kwababa juju

  • @nyamayedengamunyaradzi24
    @nyamayedengamunyaradzi24 Год назад

    These guyz still need magtom media

  • @thompsonchipato4024
    @thompsonchipato4024 2 года назад +1

    Haaa baba juju kuseri vanonyora zvose nekuita ndovaitoita kuti vaonekere futi ku actor kwacho kunyanya pem aitori low fari vari mai juju or mahuchi na izii ndo simbi dzekuti kana vakabva panogona kuita change

  • @innocentmunazivana7766
    @innocentmunazivana7766 Год назад

    Ummm kurumudzai kudzokera ku magtom media bcz zvandrikuonaka ,,mwar ngaave nemi mandtambisira data

  • @paulbuka1166
    @paulbuka1166 2 года назад

    Dzokerai kuna baba juju please

  • @BrightTapiwa
    @BrightTapiwa Год назад

    Ku magton kwacho vavasingagoni wat about varivega so dai ari easy or someone inga ana mahuchi vanr ma channels avo wani but vakambobuda ku magton here i dzungu iro

  • @princechenge6949
    @princechenge6949 Год назад

    Haa vakumidzisa kubva ku Magtom

  • @GregoryFarira
    @GregoryFarira Месяц назад

    Haaa girls harina zvarikuita iro

  • @mariandube-nq5hn
    @mariandube-nq5hn Год назад

    Vasikana to be honesty pana kana zvamurikuita shura zvaro kkkkk🤣🤣🤣

  • @pedrorunesu3645
    @pedrorunesu3645 2 года назад +12

    Hapana zvozikanwa apo ariega ngaadzokere kuMagtom same naSmoly

    • @Qwinpin
      @Qwinpin 2 года назад +3

      Nhai? Ane dzungu rinenga raMatsanga

    • @justicemutsika5450
      @justicemutsika5450 2 года назад +1

      Sasmallie kuita nhema hake

    • @stevenruzvidzo5570
      @stevenruzvidzo5570 2 года назад +2

      @@Qwinpin haaa matsanga kuseri wangu kwakasara vende risingavharike kuya paakabva

    • @emmamvembe3546
      @emmamvembe3546 2 года назад

      Haaaa matsanga anorova waqu

    • @Qwinpin
      @Qwinpin 2 года назад

      @@stevenruzvidzo5570 Anogona Matsanga but dai akaramba ari ku Naiza

  • @saymoregonzo
    @saymoregonzo 2 года назад

    saka ndochii chava actor ichocho hazvina kana rethem continuite and what what kingomira seri kwekamera mototi maita

  • @tynosiya696
    @tynosiya696 2 года назад

    Hapana zvavari kuyita avo ngavadzokere kubasa kwa slim vanotanga vakura kwete mahumbwe avari kuyita ayo ,magtom muchazongoifunga henyu

  • @tarellsibanda9575
    @tarellsibanda9575 2 года назад +2

    Keep up the good work ❤️❤️❤️

  • @wilsonchipuka2091
    @wilsonchipuka2091 Год назад

    I think makakasirisa vasikana sewe Pamela uchiri kuresa, umwe uyo anotombobatsirwa neka dzungu dzokerai kwamaiva kna makabva zvakanaka

  • @bob.zw.tutor_7162
    @bob.zw.tutor_7162 2 года назад

    Haaa zvaMawari izvi vazvitadza haha 😄 go back to slimmy he will mould you better @pam wepa tonaz

  • @erinamachino9432
    @erinamachino9432 Год назад

    Pamela wenyu uyu haagoni

  • @bekezelasibanda9077
    @bekezelasibanda9077 2 года назад

    Ndaigona Ku subcriba kechi 2 Ku magtom

  • @kelvinchuchu7209
    @kelvinchuchu7209 2 года назад +1

    Magtom hamuidonhedze

  • @malvinmuchinako7502
    @malvinmuchinako7502 2 года назад

    Dj sparks ndipeiwo kaintroductory instrumentary ako

  • @davinadavies5887
    @davinadavies5887 2 года назад +6

    Keep pushing Ladies ❤️❤️❤️

  • @bridgetchanda4048
    @bridgetchanda4048 2 года назад +1

    Wakamhanya kumedzakutsenga uchada

  • @fionachivasa1886
    @fionachivasa1886 2 года назад

    makamhanya guys learn slowly slowly kumhanya sandikusvika

  • @BosskitsSamaz-fc4qv
    @BosskitsSamaz-fc4qv Год назад

    Ko kumagtom vakabvirey vasikana avo zvainakidza varikuMagtom manje

  • @elaijatinago3061
    @elaijatinago3061 2 года назад

    Haha cheri mozogara kimura kwakanaka but slim chibaba

  • @misscandi224
    @misscandi224 2 года назад +4

    Step by step,Small steps you'll grow,keep going girls👏👏❤

  • @tendaimabika6835
    @tendaimabika6835 2 года назад

    Vakamhanya ndozvaFranco kutiza Macheso

  • @isaactsveta2423
    @isaactsveta2423 2 года назад

    Wakasika kukura hanzvadzi wadii kumboita rejoin magtom media

  • @zebronfish5339
    @zebronfish5339 2 года назад +1

    Izvii hazvina kana musoro zvine muswe kkk ngavaende kumgtom vakure first

  • @miss.amapiano
    @miss.amapiano 2 месяца назад

    Asi smolly akabva?

  • @owenbaradze4221
    @owenbaradze4221 2 года назад

    Yhh tomuziva

  • @libertymubaiwa3960
    @libertymubaiwa3960 2 года назад

    Haaa vakabhaiza hapana kana chirikumbonakidza pazvimaskits zvavo Dai vakamboti garei vakamhanya

  • @winniechikwaya5108
    @winniechikwaya5108 2 года назад

    Apa Djspakies makangwavha asi mukapihwa wrong information 😑

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 2 года назад +1

    Wamhanya kumedza kutsenga kuchada

  • @gaylordmachengedzerog319
    @gaylordmachengedzerog319 2 года назад

    Dzingori nharo zvadzo....kuita kunge vasirikuita chinhu....they lake ka'that' kaya

  • @tapiwachido7523
    @tapiwachido7523 2 года назад

    Oh shame

  • @thulanisimunyu83
    @thulanisimunyu83 2 года назад

    wrong turn

  • @lynngonde260
    @lynngonde260 Год назад

    Dzikamai copy from maijuju she is the best actor but achirimo😊

  • @tongaicchirenda957
    @tongaicchirenda957 2 года назад +1

    Kumhanya kuripo

  • @profqda3464
    @profqda3464 2 года назад

    Guys simba remvura riri mumvura, even Fabregas akanonyura paakasiya Arsenal

  • @tafadzwaseremani5269
    @tafadzwaseremani5269 2 года назад

    Musade kusvibisa magtom so wat uda kuudzirei vanhu kwana

  • @aaronmbewe5119
    @aaronmbewe5119 2 года назад

    ini kana kumbozviona kuti vakabuda kkkkk

  • @aphiaabigirlkwangwa7158
    @aphiaabigirlkwangwa7158 2 года назад

    Umm