Fair judgement, mhuri iyo yanga ichida kunzvenga nyaya manje vabatwa nedare rinogona kunzvera nyaya🙏Ndafarira kuvhunzwa kwaitwa ma witness nekurasha umbowo hwamai avo🙏
Ndofunga ….. ndofunga matauriro apiko munin’ina 😂😂 I hope you get your justice.
Zvobhowa sei
Chief vakabata pole here kana itsimbo tioneseiwo cameraman
😂😂bhoere
😂😂😂😂 came to make the same comment
Haaa team ndorida iri guys ❤❤❤
Ndofunga ndofunga ndofunga ndofunga ndofunga ilangauge rudziiko nyaya yacho inobhowa kuteerera
Zvotondinetdaw instead of ndinorangarira
Ndofunga ndokutiiko nhaiwe taura zvakanaka,urikufunga izvo zvinhu zvakaitika
Kkkkkkkk nhai zvako ndofunga ndofunga
Picture quality and sound zviri on point
Manje mambo wacho ijoo hapana zvozivikanwa
Regai varohwe vanga vaendepi Dai vakazvambaradzwa zviechokwadi kurova chaikoo chaikoo hatifanire kutanga pakarohwa vanhu ngatitangirei pakasvika vanhu
Mkadzi wababa avo zvaanenge muhombe kumurume. Kuita musha wemapenzi vanhu vakuru kufurirana mhuri yese
Haurevi nhema.vanenge vasina hunhu
Ndrikuona murume wekupomba nemkadzi wemunhu achinzi ane kadora uyo. Akazoripa here blackman uyo
Musha wemapenzi dai maisa mombe 2 hudhuri hupere mukugarisana ndohunhu hwarambirwa mwana wavo
Ndofunga ×10000000000! Do you think/you know what transpired?
Tisu tagara mu 50 .9k 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Arikufungidzira uyo hapana nyaya
Wig naWig yoooh weather big or small woooo
Wiwi wiginayoo😂
Vanonyepa munhu anobatwa nenyaya yake muasanyepere baba avo
The Chief's court does not have jurisdiction to preside over assault cases!
Mamuonawo hr murume anenjema ari kumasure kwababa varikutongwa avo umm face yake ndeye dusvura chairo
Ma wig aya 🙌😂
Nofunga nyaya iyi nofunga vakandigarira nofunga …..😂😂😂😂
Kkkkkkk waiting kkkk
Ndofunga , ndofunga , ndofungaaa kufunga chete kkkk
Nhai zvobhowa sei ndofunga ndofunga aaaaa
Instead of ndinorangarira
Ndofunga ndofunga chiiko 😂😂😂
Magona mambo apa ndafara nemutongo wenyu, mhuri yemhondi kufurirana zvisina basa aah zvonyadzisa vanhu vakuru
Uyo munhu akaiswa cheni ka uyo
Chief vakabata chii nhayi timhu tisati taenda kure, ipole reyi
Hamugoni kutonga imi mungati baba maita mhosva bec pamba pavo paroverwa vanhu nevana saka kuri kumatare edzimhosva baba voendera kujeri zvatadzwa nevana here
KO iwe Moses chakanyuka gidza na Terrence na shame na trust vanobva kwamurehwa unovaziva here ndipindure please
@@JoramTapera-lb6ft Handivazivi wena
Ko idzo dzeka ...... dzirimowo kkkkkk
Mannerism'ndofunga' inobhowa mhani
Ndezvekufunga or zvakaitik
Tirakidzeiwo vanenyaya camera man .ava vema sutu hatinei navo
Ndofunga ndofunga ndofunga pese amai avo
Tapa 50.9thou🎉🎉🎉❤
Ndinoda kudzima 0 pasare 5.9thou kkkkk
Ndofungaaa
Ndofunga ndofunga😂😂😂😂
Kusvika AUGUST NGATISVIKEI ZANA GUY'S PLEASE 🎉🎉🎉🎉🎉
A baba vangavotoda
Chakachaya
Amai munoitireiko zvekufunga.taurai nyaya musingati ndofunga
Ndofunga and she's not sure for wat happened Ndofunga
Zvinondimara zvkut..Kunge aiva asipoAaah.
Kune nzvimbo dzinotaurwa saizvozvo
Ko uyo akasungwa ah ah ko indava
Ko kuti nofunga ndokutiiko 😂😂😂😂
Witness yekutanga iyi irikunyepa,manyepo aripachena chaiwo.
Ndofunga ndofunga, nyaya yacho inobva yarasa meaning
Mbida dee
Munhu anorambwaa haaperekedzwe muchazvirega henyu
😂
Saka wakanga wabhadhara 200 yei
Wig Jehovha
Uyo anenge chimunhu chekuveza ndiye mambo wacho here
😅😅😅😅😅hokoyo nesummon
Apana chozikanwa namambo , chidhori chaicho , haana say
Kkkkkk amanaaa kkkkk
Wig na wig 😂😂😂
wig na wig wig na wig hooo
Zvese zvese ndofunga
Ichi ndochatakamirira manje
Muramba munyoro kkkk
Zvakaoma ivo baba ivava vakura kudai. Kwakubata chigagairwa chemukadzi. Veduwe mwarj tibatsireiwo. Nyika yawanda mabhinya
Mhosva haibati akaipara here?
Zvimadhara izvi zvinoda kungotsvaka mhosva pasina mhosva
Tru.hapana zvoziikanwa
Why are you threatening the one who want to appeal imi makurukota?
Ko baba ava zvavari munhu mukuru nhaimi
Chief vapenyu here avo?
Kkkkkkk iweee
Ndofunga ndokutiiko nhayi mai avaka
Dare iri ngaritange ratsvaga nyaya kwete kungoti padiki diki mune mhosva ngaritsvage nyaya first vasati vapomedzera munhu mhosva
Mukadzi uyu paanoti ndofunga, ndofunga asi airota kahi.
Iriko Shona iyoyo
Iyiwa akatojaira kutaura kudaro zvake
@@faithbungu9136 kkkkkkk ndaseka hangu.
Baba vane bhachi reblack avo mumbunyikidzi. Vane bias iri pachena. Munhu iyeye haagone kutonga nyaya. Anoda vanhu vanotaura zvaanoda kunzwa iyeIro dare racho risingape munhu mukana wekutaura bcz mambo apa judgement
Kkkkkkkkk muramba munyoro

Zvinondimara zvkut..Kunge aiva asipo
Aaah.
Kune nzvimbo dzinotaurwa saizvozvo
Ko uyo akasungwa ah ah ko indava
Ko kuti nofunga ndokutiiko 😂😂😂😂
Witness yekutanga iyi irikunyepa,manyepo aripachena chaiwo.
Ndofunga ndofunga, nyaya yacho inobva yarasa meaning
Mbida dee
Munhu anorambwaa haaperekedzwe muchazvirega henyu
😂
Saka wakanga wabhadhara 200 yei
Wig Jehovha
Uyo anenge chimunhu chekuveza ndiye mambo wacho here
😅😅😅😅😅hokoyo nesummon
Apana chozikanwa namambo , chidhori chaicho , haana say
Kkkkkk amanaaa kkkkk
Wig na wig 😂😂😂
wig na wig wig na wig hooo
Zvese zvese ndofunga
Ichi ndochatakamirira manje
Muramba munyoro kkkk
Zvakaoma ivo baba ivava vakura kudai. Kwakubata chigagairwa chemukadzi. Veduwe mwarj tibatsireiwo. Nyika yawanda mabhinya
Mhosva haibati akaipara here?
Zvimadhara izvi zvinoda kungotsvaka mhosva pasina mhosva
Tru.hapana zvoziikanwa
Why are you threatening the one who want to appeal imi makurukota?
Ko baba ava zvavari munhu mukuru nhaimi
Chief vapenyu here avo?
Kkkkkkk iweee
Ndofunga ndokutiiko nhayi mai avaka
Dare iri ngaritange ratsvaga nyaya kwete kungoti padiki diki mune mhosva ngaritsvage nyaya first vasati vapomedzera munhu mhosva
Mukadzi uyu paanoti ndofunga, ndofunga asi airota kahi.
Iriko Shona iyoyo
Iyiwa akatojaira kutaura kudaro zvake
@@faithbungu9136 kkkkkkk ndaseka hangu.
Baba vane bhachi reblack avo mumbunyikidzi. Vane bias iri pachena. Munhu iyeye haagone kutonga nyaya. Anoda vanhu vanotaura zvaanoda kunzwa iye
Iro dare racho risingape munhu mukana wekutaura bcz mambo apa judgement
Kkkkkkkkk muramba munyoro