Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Muri nhume yakatumwa naishe Jesu
Mission accomplished great man of Faith ..l celebrate you Bishop ..fly high baba
Rest in Power God's General
Rest in peace Baba vedue Archbishop L. M Manhango tichachengeta kutenda
Varume siyanai nengano idzo Manhango akapiridza kuti kudii
Go well My Archbishop nhume yaMwari, the founder of our congregation, way opener , nedzidziso yamakatipa baba ndovimba tinosanganazve. Go well baba.
Rest In Power Baba vedu..... Ticharamba takabatirira pashoko ramakatidzidzisa nekuti rine upenyu
Rest in peace baba Manhango Bethsaida Apostolic church ngatichemei netariro 😭😭😭
This age and dimension, vashoma shoma varikusvika makore aya!!!
Instead of mourning,we celebrate the time we had with him...And for showing us the legit path to Christ May his soul rest in PARADISE 🕊
Go well baba tinoti kumhuri yekwamqnhango ngatichemei netariro
Muridzi weruva atanha , Baba vakandidzidzisa kuti Jesus ishamwari murwendo rweupenyu.Go well Gentle giant.
Rest in peace munhu waMwari Arch Bishop Loveless Manhango
go well my father will will always remember you makatisiira chipo chikuru
Baba vedu makarwa Kurwa kunoshamisa makachengeta KUTENDA Zororai murugare Archbishop LM Manhango moyo yedu yamanikidzwai 1 Thessalonians 4 VRS 13 to 18 ,till we meet mukuridzwa kwehwamanda 😢😢😢😢😢
Zororai murugare my spiritual father
Nhume ..rest in peace
Go well VaManhango @ Nyasha and family may you find strength during this time
Zororai murugare tichasanganiswa zvekare RIP rest in internal peace 💔💔💔💔💔
condolences to the manhango family and the whole congregation at large ❤ !
Soja kumusha rest in peace muranda waJehovha
May his soul rest in peace
Life well lived. Rest in peace Archbishop.
Farewell baba, totenda nedzidziso dzenyu.
Go well ARCHBISHOP L.M MANHANGO
Oh Go well Baba. Makarwa kurwa kwakanaka 🙏
May Your Soul Rest In Peace Arch Bishop L.M. Manhango. Nhasi matenga navatumwa opembera .
The great tree has fallen, RIP Archbishop LM Manhango
RIP Baba venyu
We celebrate a life well lived. He fought a good fight of faith. May His Dear Soul Rest in Peace
Time to face the truth
Condolences
RIP Mutumwa LM @ BAC ❤🎉!! Rev 14:13. AMEN.
Zororai murugare baba vedu😭😭😭
May his Soul rest in peace🙏🕊
Zororai murugare baba makabata Basa rakakura
He not die but he rest so rest in peace baba
Rest in peace bishop
RIP mutungamiri
Rest in peace munhu waMwari
makarwa kurwa kwakanaka baba mukachengeta kutenda ndinotenda kuty Mweya WaMwari akanga ainemi uye achagara nemi nokusingaperi peri ….makatidzidzisa kufamba zvakanaka zvinofadza iye wekumusoro kudenga .kune mhuri yose yeBethsaida murambe makashinga paEvangeri yakasiiwa naBaba VaManhango nekuty hakuna chichatiwira chisina kumbowirawo dzimwe hama uye rufu murairo waMwari sezvo tiine mazuva mashoma panyika ekurarama nekuty pano hapasi pedu asi musha wedu Kudenga 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭ZORORAI MURUGARE BABA VEDU
Zororai murugare baba
RIP Baba mutirevererewo😭🙏
murevereri ndiJesu. May his soul rest in peace
Rest in peace baba makarwa kurwa kwakanaka
Zororai murugare munhu wamwari
RIP baba makarwq kurwa kwakanaka
RIP Baba veduuuu makarwa kurwa kwakanaka
MHSRIP
Mhsrip
Rip munhuwamwari
Chandiri kunyanya kuchema pana baba ava vanonzi Loveless Manhango ndechekuti vafa vasina kutendeuka ndivo vaye vaiti ndinopinza vanhu denga hanzi ndakange ndiri pagedhi takagara takati Mwari baba apa Mwari mwanakomana apa ndakange ndiri mumwe wewatsvene handina zvandaita asi kumira nekunongedzera kuti uyu ngaapinde uyu haapindi ?haa yaaa saka toti Mwari afa here nhai vanhu veku Bhetisaidha ?haa gava iri rasiya raroya vanhu vakawanda mhani .
Unopenga iwe akaroya ani vekwenyu usatipengere gava ndibaba vako vese vekumba kwenyu
Uri imbwa yemunhu wanzwa
@PraiseTadiwanasheGombarume koo inhema here dzandataura tikupe video racho kutaura kwako kunoratidza pachena kuti hauna kugamuchira rudo rechokwadi 2Vatesoronika 2vs 2-12 ndipo pamuri apa .
@@MonalisaBanda-g3b pachinzvimbo chekupopota tumira magwaro sei ndati Loveless Manhango range riri gava verenga magwaro aya iwe gava rinopinza ani denga? Matthew 25v 31-40 Matthew 13v 36-44 Johane 17v 1 -26 ndimanhango here airehwa uyu?
@MonalisaBanda-g3b chimudhara chekare kare bt change chakarasika zvisingaiti
Muri nhume yakatumwa naishe Jesu
Mission accomplished great man of Faith ..l celebrate you Bishop ..fly high baba
Rest in Power God's General
Rest in peace Baba vedue Archbishop L. M Manhango tichachengeta kutenda
Varume siyanai nengano idzo Manhango akapiridza kuti kudii
Go well My Archbishop nhume yaMwari, the founder of our congregation, way opener , nedzidziso yamakatipa baba ndovimba tinosanganazve. Go well baba.
Rest In Power Baba vedu..... Ticharamba takabatirira pashoko ramakatidzidzisa nekuti rine upenyu
Rest in peace baba Manhango Bethsaida Apostolic church ngatichemei netariro 😭😭😭
This age and dimension, vashoma shoma varikusvika makore aya!!!
Instead of mourning,we celebrate the time we had with him...And for showing us the legit path to Christ
May his soul rest in PARADISE 🕊
Go well baba tinoti kumhuri yekwamqnhango ngatichemei netariro
Muridzi weruva atanha , Baba vakandidzidzisa kuti Jesus ishamwari murwendo rweupenyu.Go well Gentle giant.
Rest in peace munhu waMwari Arch Bishop Loveless Manhango
go well my father will will always remember you makatisiira chipo chikuru
Baba vedu makarwa Kurwa kunoshamisa makachengeta KUTENDA Zororai murugare Archbishop LM Manhango moyo yedu yamanikidzwai 1 Thessalonians 4 VRS 13 to 18 ,till we meet mukuridzwa kwehwamanda 😢😢😢😢😢
Zororai murugare my spiritual father
Nhume ..rest in peace
Go well VaManhango @ Nyasha and family may you find strength during this time
Zororai murugare tichasanganiswa zvekare RIP rest in internal peace 💔💔💔💔💔
condolences to the manhango family and the whole congregation at large ❤ !
Soja kumusha rest in peace muranda waJehovha
May his soul rest in peace
Life well lived. Rest in peace Archbishop.
Farewell baba, totenda nedzidziso dzenyu.
Go well ARCHBISHOP L.M MANHANGO
Oh Go well Baba. Makarwa kurwa kwakanaka 🙏
May Your Soul Rest In Peace Arch Bishop L.M. Manhango. Nhasi matenga navatumwa opembera .
The great tree has fallen, RIP Archbishop LM Manhango
RIP Baba venyu
We celebrate a life well lived. He fought a good fight of faith. May His Dear Soul Rest in Peace
Time to face the truth
Condolences
RIP Mutumwa LM @ BAC ❤🎉!! Rev 14:13. AMEN.
Zororai murugare baba vedu😭😭😭
May his Soul rest in peace🙏🕊
Zororai murugare baba makabata Basa rakakura
He not die but he rest so rest in peace baba
Rest in peace bishop
RIP mutungamiri
Rest in peace munhu waMwari
makarwa kurwa kwakanaka baba mukachengeta kutenda ndinotenda kuty Mweya WaMwari akanga ainemi uye achagara nemi nokusingaperi peri ….makatidzidzisa kufamba zvakanaka zvinofadza iye wekumusoro kudenga .
kune mhuri yose yeBethsaida murambe makashinga paEvangeri yakasiiwa naBaba VaManhango nekuty hakuna chichatiwira chisina kumbowirawo dzimwe hama uye rufu murairo waMwari sezvo tiine mazuva mashoma panyika ekurarama nekuty pano hapasi pedu asi musha wedu Kudenga
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
ZORORAI MURUGARE BABA VEDU