Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kkkkk 99 percent yevanhu inoda chiporofita yooo😂😂😂
Ungatadza kubhishurirwa iwe uchisunga dhuku here nhai Steven
Rayne ndimi dzako imbochinja unobatwa chete kkkkk 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
True geez
Haa I feel sorry for this guy...he was confident patanga video...abvisa shades nejacket 😢
My where car knee ndo far neh cool sir car😂😂😂
But menge muchingoti hee kappa mjolo too much kkkk wat is this happening in Zim . .😂😂😂😂😂
Mujolo uri kwese hako not kappa vanotaura izvozvo vanorwara
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
keep on the hard work Ryan hommy👊
Asi varume chiii mukarambwa munoti ndikuda zvinhu zvangu zvese ko tikati tikuda makiss edu nekurara nesu kwamunoita munotipa
asi pakukiswa nekurarwa ndiye ega anenge achienjoyer? that's why we say some of you have nothing to offer mumarelationships umu
But skiri rekutora zvinhu zvamakatenga muchiri kudanana hazvis boo jus broke gyz mosiyana nezvinhu
Zverudo muchazvirega mugotijoiner kumbanje 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Usatambe ne Zita ramwari iwe
Yekuti church of loyalty prank madii mangoti fire fire ministries
Ryan kamusekero kako ndokanozonyanya kusvota munhu kkkkkk apa unobvunza zvekuti munhu anyatyonzwa butter
Kuchachemwa kuchachemwa 😂😂😂😂
Ryan ukushandswa hako vanhu vanodzokerana avo kupusiswa 😂😂😂
Mwari bvisai marara akaita saTanaka,but Tanaka akubvisa magirazi kkkkkk
Kkkkkk i dnt believe kuti kune true love ini kkk
Hie @KingRyanSkits , ndirikudawo kuita but ndiri kuUSA
Zverudo izvi Muchazviraga henyu 🎉
Shirimanda shegedheheya😂😂😂
Hapamihwe mihwe pana Ryan
Kkkkkk Ryan anokushidzira shame
😂 maboni-boni abva kaa kkkkk
Haaa but pamarara wapa simbirira😂😂😂
Shirimanda godhomu 😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkk Ryan kaaa
Imagine mudhara wako akasunga kasinhi kakasungwa naBlaz avo mumusoro 😂😂😂😂😂
Ko dhuku ndeyeyi 😮😮😮😮
Prophet Ryan as it is written in the vachiporofita havo
Pakaipa mujolo wakaoma 😂😂😂
Mashimandara shedegeya 😂😂
Ryan mu street uchamanyiswa chete 😂😂
Kabishu kamunhu ako😅😅😅😅😅
Unonzwa kuoma mate mukanwa😂
Mujolo to the fullest muchazvirega motijoina kuhwahwa
Kkkk haa zvakaoma hazvo asi chii newe King
Bamunini vangu bsa renyu rakanaka asi mucharohwa chete kkkk
Ryan chimwe chichamukwadzisa kukuchidzira
So hapana kana mumwe chete anemunhu asingahure?🤷
Ichokwadi
😂😂😂😂ahhh kuchachemwa 😂😂😂
Tanaka vakapora ndosaka vaka torerwa babe
Go deeper papa 😂
Hahaha boys re drip kkkkkkkk unohwa kutsva nemukwende yose iyo kkkkk
Kkk hanzi ndiriku joker
Shoboro kodhoya zvrko hr Mr ryan😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊
Vanorora here vapfanha vakadai
Ummm vaskana ma1,kokuzodemba
siyana nendimi iwee Ryan
Asi bhooo yre Ryan kkkkkkk wobva waramba uchirwadzisa ft kkkkkk kway marara ngaabve kkkkkkmm
Kkkkkkkkk haaah kuchachemwa......tichazvirega....mastreets haana kumira fine people are cheating.....chinhu chinonzi loyalt ndechefake
Ukumaurai😂😂😂😂😂
1year relationship vana vemazuvaano panenge pasisina 1 anenge abuda mubhora
Juwesiti mahalape 😂
King Havapotse 😂😂😂
🤣🤣🤣🤣vanhu vanoda kuporofitwa
Kkkkkk taurira pasi
Hanzi taurai kuti marara sezvawareva paye akusi kukushidzira here uku
Oh shame Taku he's such a sweet cool guy
Gaya ipapo ndakanonzwa kuti tadiwa na Tanaka zveipapo ndakanogaira kuti muZimbabwe chingochani cha available..boys
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ma zita acho ma1
Kkkkkkkk ndimi dzikuda kuchinjwa cz dzogona kuzobatwa
😂😂 Tanaka hauna basa kwaaa asi sei varume variwo vanoenda k RDNA
Kkkk vanenge vachida kuona kuti zvavanoita ndozvinoitwa nema bbe avo here 😅😅😅 manje unosangana nazvo
Kkkkk hai kuvimbika kuchanetsa
mabvisa ma girazi kaaaa kkkkk
Ryan udzawo vakomana kana tarambana vasatitorere zvavakatitwngera😂😂😂😂😂😂😂😂
Recovery toteera
u guys should focus on ur goals and getting the bag
Shoborokodhoya😂😂😂😂😂
Our boy rhai
Tadiwa &tanaka
Ama2k
😂😂😂😂 ziyakhala ke manje
ana tadiwa natanaka vanetsa uuuuuuuu
Sheberekedheya shagada
muporofita werudo🤣🤣
Tadiwa plus Tanaka equal to Nigel mjolo
YOUR MIC PLEASE, REPLACE. THE AUDIO IS VERY BAD. GOOD CONTENT
Marara 😂😂😂
As it is written in heaven
😂😂😂😂 Prophet manyama
Spirit of confusion ko kana usisade munhu unodii kungomusiya zvekuzoti wauchi joker ndezvei unojoker uchitaura zvisina basa toendepi senyika tine vanhu vanoda vanhu nekuda kwezvinhu nxaaah stand your grounds kana wati hauchadi fullstop
Mu profita werudo😅😅
...... Ska vanhu vhavasat vakuziva voice raRyan hre 😂😂😂😂😂
Kkkk ndotozvishayawo ini ndakatori master voice iri nema statement ake
Aiwa kuzim havana data rekuona youtube zvotoziikanwa nesu vemaWifi😅😅😅😅😅
Kkkkkkkkkkkkkkk havasi vese vanobatika pa social media
unohwa seunotsva bvrrrrrrrrrrrrriiii
Ndimi dzaprofet
Ko Dhuku rinenge Ra Allain kounkou iro
Join us Ku Stingy Men Association
Kkkk makutotsva here
Shôboro rodhoya😂😂😂😂😂
My wear car knee zva car warmer 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂🎉
@@lineacossa1701 😂😂😂
Ma1
Ryn siyana nendimi dzako idxo plz adziiti😂
Kkkkkkkk mashimandara godhoya
kkkkkkkk ndimi dzacho hadziite zvokwadi😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂 zvakaoma
Kkkkkkk aaah zvakaoma 😂😂😂 he is useless
Atlist I'm the second 1
Bvisai marara akaita saTanaka 😂😂😂
Vangu varikuitisana kunze uko chii nhai
Zvemujolo muchazvirega 😂
Kkk Tanaka sorry 😊
Skits
Ryan wakaoma kkkkkk
😂😂😂😂😂😂
Thirdone