Please tell Chiwenga that Zimbabwe doesn't belong to him. Anofunga kuti zvaanoda ndozvinofanira kuitwa muzimbabwe of which is totally wrong. Vanhu vakamukororokotedza achibvisa Mugabe ndokubva afunga kuti ndiye muridzi we Zimbabwe. Chiwenga must know that he didn't fight the liberation struggle alone because some of us doesn't even respect him. Rest in peace Rex Nhongo RIP Magamba Tongogara, Herbert Chitepo too many to mention
It’s so painful guys we are heartbroken wat a small boy tatambura veduwe kugara musanko here mnankagwa and chiwenka those are devil avanete nekumora mari ye Zimbabwe varunkonko pindzana muzvigaro tosvikepi mai ishe🙆♂️🙆♂️
Mukoma yuda Murisey hatisitese MA Zimbabweans tinotya...... Ngapangonzi pauya pfuti chete Tiriko Totoda Hondo ....i know lot of us vanotya and some other people vanoisa vanotanga
It's not only the international observers who were there but the ZRP as well were also watching while the man was being killed.
Big up chamhamha ALUTA CONTINUA
Please tell Chiwenga that Zimbabwe doesn't belong to him. Anofunga kuti zvaanoda ndozvinofanira kuitwa muzimbabwe of which is totally wrong. Vanhu vakamukororokotedza achibvisa Mugabe ndokubva afunga kuti ndiye muridzi we Zimbabwe. Chiwenga must know that he didn't fight the liberation struggle alone because some of us doesn't even respect him. Rest in peace Rex Nhongo RIP Magamba Tongogara, Herbert Chitepo too many to mention
I am with you bro
It’s so painful guys we are heartbroken wat a small boy tatambura veduwe kugara musanko here mnankagwa and chiwenka those are devil avanete nekumora mari ye Zimbabwe varunkonko pindzana muzvigaro tosvikepi mai ishe🙆♂️🙆♂️
We want to see what is the police going to do with that guy who caused this mayhem
For sure ENOUGH IS ENOUGH
Thanks nekuonesa vanhu
Yaiwa mbanje kusati kwaita mutoriro ne guka - surely we have lost our own guy ku Glen View Atemwa nematombo for just be for CCC rally - zvinorwadza
Mukoma yuda Murisey hatisitese MA Zimbabweans tinotya...... Ngapangonzi pauya pfuti chete Tiriko Totoda Hondo ....i know lot of us vanotya and some other people vanoisa vanotanga
Gaddafi was a real us hole like Mnangangwa.
Ndarwadziwa ndachembera zvangu tokuisayi kupi😂
mudhara YUDA makadii ini kunko kumbirawo kumhoreswa pa next vidz mudhara😂😂😂😂
YOU ARE A VICTIM TO BE AN OPPOSITION ACTIVIST OR A LEADER which is so painful - munhu haamanikidzwe to support a party which HE DON'T LIKE
Kugeda geda kwemeno
"Dhirihora re mbanje" rwiyo re ZANUPF here?
Angry diasporans 😂😂
Zanu pf are really billies
Mukoma Yuda zvirisei
Mkoma Yuda muri sei
Hazvipere mushe
Vakomana ve ZANU PF vanotojairira tipegi gidi titambe navo ngavangotipa 4 3week zvinenge zvanaka
ZANU PF are idiots but you will hear someone saying the killing in Glen view its stage managed
I agree with you ngapangonzi paita pfuti dzeduwo it's a 1 time
My heart is bleeding
Tipei gidi tizvi tonge mdara
Yesss