Amen to the word, take care of the garden, the garden needs water and to caltivert, put manure, which means pray and fasting and obey the word of God 🙏
@@teechiz ndati pabvunzwa mari mdepapi nekut muparinga haatorina church unongotenderera kuma church ese kwaangosheedzwa koparidza anpenda so paakambotaura zvekut ndikandirei mari or pamakamboona achikandirwa mari ndepapi ?
@@teechiz vakapusa ndimi munotiza chokwadi nekutaura zvemari zvisipo muparinga is not taking any money kuvanhu chake kungondoparidza chte otoenda nxt week unotomuona ave ku AFM next months ku ZAOGA mnhu anongosheedzwa kuma conference izvezvi last week but one aive kugomo neku DZ hamno nechurch yekupi bdozvichakutadzisai kupinda denga kusateerera mharidzo nekungofungira munhu insteady kuteerera zvinotendeutsa mweya yenyu imi mofungira kut mnhu ari pa business iye ari pa ministry
Amen prophet mweya yetsvina inotokudzingirira nokuti inoona zvikomborero zviri mberi, tiri kurwiswa 🙆♂️
Powerful, Mparinga is a good preacher. May God bless him
Hallelujah shoko rinesimba uye dzidziso inesimba
Uyu murume anoparidza ramwari chairo mwari ngaave newe
Uyu murume ndinomufarira anondigonera manje pamaverse apa number 1 kwandiri Ezekiel 37 apo Amen
Prophetic, yandiri kuona hayisiri hayisiyo yauri kunzwa, that is the word to open our hearts 👏
Amen there is what to do after hearing the word. Kunzwa nekuita. Kutenda kusina mabasa kwakafa. Mwari varopafadze shoko ravo nekuti ibenyu
Amen,Mwari Vhurai maziso edu emweya
Powerful word Evangelist T.Muparinga
Amen power preaching, please Lord help us to understand you word,
Amen Amen and Amen
He is sent to open our eyes.May God continue using him.Amen.
Amen to the word, take care of the garden, the garden needs water and to caltivert, put manure, which means pray and fasting and obey the word of God 🙏
❤❤❤ this is powerful indeed
Amen powerful thank you Evangelist
This man is anointed
Ndiye mnhu anonzi naChiwengwa ahazive zvaanoita uyu ahhh amana kaaa
Zvana chiwenga ndezvekingozvibigger chte nekuziva magwaro asi kuparidza shoko havagone chavanogona kuparidza vamwe vafundisi chte
I like this prophet good priching
Prayer without action is not enough. Divinity and humanity must work together so as to fulfill the prophecy..
Muparinga ane shoko rekuponesa mweya
Kwete vamwe vanoparidza panzvimbo imwe chete but vachi tuka mamwe masangano neva paridzi neva tungamiri ve nyika
Amen and Amen please God help me my Lord Jesus Christ my King
Ini ndokomborerwa nemharidzo dzenyu mwana waMwari
Powerful Man of God,great revelation
Man of God
Prophetic 💃💃💃💃dry bones
Amen
Well said my brother Amen
Thank you for powerful message Apostle
Amém,Amém,Amém.....
Very profound mufundisi
Amennnn amennnnnnnnnnn yessss
Amen, maita henyu neword renyu kuvimba naMwari not chiporifita
Powerful word 🙏
Amen powerful preaching
Powerful
God bless you 🙏🙏🙏
Handiterere vanozvikudza....Ministry is not a way of income. RESPECT JESUS because the end is nigh!!!! WORSHIPERS OF MARMON MUNONDISEMESA.
Gid bless you
God bless you
True but l didn't hear anything yekuzvikudza from this man
Munoda zvana papa imi
Zvanga zvisina kushata kungonyarara pane kutuka anoedza kuponesa vakarasika
Maita henyu munhu wamwari
Amen powerful
Powerful word
Hallelujah
power preaching
Thank you for the words
Uyu murume isando pashoko
Powerful🔥🔥🔥
Deep revelation
Amen🙏🏾🙏🏾
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤shoko
❤ amen
Yeah apa mukomana arikutsvaga bag zvekutodaro
Atsvaka bag kupi parikubvunzwa mari yemunhu hre apooo ?
@@professormoyo-ji8gc ingorambai muchidyiwa handiti makapusa here?
@@teechiz ndati pabvunzwa mari mdepapi nekut muparinga haatorina church unongotenderera kuma church ese kwaangosheedzwa koparidza anpenda so paakambotaura zvekut ndikandirei mari or pamakamboona achikandirwa mari ndepapi ?
@@teechiz vakapusa ndimi munotiza chokwadi nekutaura zvemari zvisipo muparinga is not taking any money kuvanhu chake kungondoparidza chte otoenda nxt week unotomuona ave ku AFM next months ku ZAOGA mnhu anongosheedzwa kuma conference izvezvi last week but one aive kugomo neku DZ hamno nechurch yekupi bdozvichakutadzisai kupinda denga kusateerera mharidzo nekungofungira munhu insteady kuteerera zvinotendeutsa mweya yenyu imi mofungira kut mnhu ari pa business iye ari pa ministry
I dont understand kana chimwe since from the starting point to the end haa bate siye bate siye😂 serious a comedian
Shoko ririkungoti with God everything is possible, and the God is the God of restoration, that's all,
@@netsaitrishchikukwa1964 thank you Netsai God bless you
Amen 🙏 fambai mufundis tikudzidza
Ndozvazvinoita kana ukasanzwisisa shoko unovharika nzeve haunzwi kana ka1
Betout holy spirit u can't understand the things of spirit
Amen
Powerful
Amen powerful
Amen and Amen
Amen❤
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen powerful
Amen
Amen